6 Months Mukadzi Asingagezi, Bonde Rakutosemesa Kuita

  Рет қаралды 75,744

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Пікірлер: 326
@consymuri479
@consymuri479 Жыл бұрын
The abuse going on kumamisha is heartbreaking. Vakadzi varikungotorwa as workers apa varume vacho vachiita chihure futi. This Chief is really good, kutonga and at the same time educating people on the law. Hopefully people are learning from these cases.
@preciousmano7214
@preciousmano7214 2 жыл бұрын
Only if we get to have such judges in high courts the country would be in better position .
@chenainyamukondiwa963
@chenainyamukondiwa963 2 жыл бұрын
Manakiro akaita mukadzi wacho kani akawana murume anomuchengeta anotobuda kuita mai chaivo
@bernardlazarus6357
@bernardlazarus6357 2 жыл бұрын
Pinai munhu mudzidzisei mfana uyo ageze nemukadzi kana kumugezesa. Hapana apa ngasatambudzw mkadzi!!
@marianyika8237
@marianyika8237 2 жыл бұрын
Mukadzi uyu haana nguva yekuita mabasa epamusha nokuti anoti kufudza mombe agoti kumunda apa vana agoti kubikira murume basa rakawandisa apa mukadzi uyu akapinda mumba achiri muduku
@hipposave2573
@hipposave2573 2 жыл бұрын
Mukadzi haagezeka, anovana nguva yekugeza sei, iye ari mufudzi vemombe. Uri saskamu iwe, chief chimbomupai mbama
@tjngorosha7236
@tjngorosha7236 2 жыл бұрын
Saka mukuti mufudzi havageze here
@ArnoldGwaze
@ArnoldGwaze 2 жыл бұрын
Nhai mambo, mungaitewo musha mudiki zvawo here nditengewo ndigare mudunhu menyu. Munotonga zvinofambirana nepfungwa dzangu
@stanleymadanha5708
@stanleymadanha5708 2 жыл бұрын
Neniwooo mambooo ndikudawooo nekuchinja surname kunzi bushu
@patience8696
@patience8696 2 жыл бұрын
Ende futi mungabva mada kutochinja mutupo nazvo kkkk
@priscilladawa9505
@priscilladawa9505 2 жыл бұрын
Ndarasika nemusoro wenyaya iyi
@tatendamutsure3475
@tatendamutsure3475 2 жыл бұрын
Chokwadi uku kodakugarwa henyu vanoita nemazvo chief ava
@gloryradiance8681
@gloryradiance8681 2 жыл бұрын
Vana ngavabude mu Court Veduwe. Order in chief bushus court
@tanyachagonda8146
@tanyachagonda8146 2 жыл бұрын
Best Chief Ever 👏👏👏
@charitymareya255
@charitymareya255 2 жыл бұрын
chief Bushu to the world yooh. ndipeyi munda chief kkk ndigouya nenya yangu kkkk😂😂😂
@martinmuduva5790
@martinmuduva5790 2 жыл бұрын
kkkkkkkkkkkkk ummm mumwe munhu achanyura apo
@HiltonChimbizi-hy2rn
@HiltonChimbizi-hy2rn 17 күн бұрын
Akuda kutengesa nyaya yake nemunda😂😂😂
@brightonhlabati9697
@brightonhlabati9697 2 жыл бұрын
Chief ipayi benzi iro community service why achidzikisira mumwe wake kusvika pakadaro😭😭😭
@patpateey2414
@patpateey2414 Жыл бұрын
thats true
@dulseniachina5013
@dulseniachina5013 2 жыл бұрын
Mambo ripisai chaizvo vanerora ana adiki pedze oda kuchema kuti huchapa iwe wakatora ichiri nyana yaayarairwa nguvai
@sandrayotamu1668
@sandrayotamu1668 2 жыл бұрын
Wagona mukore kore biyangu
@nelissagatsi7079
@nelissagatsi7079 2 жыл бұрын
Vanhu avo ndavaziva murume uyo ihure chairo anonyepa zvisingaiti
@nondochirau9664
@nondochirau9664 2 жыл бұрын
Kkkkkkk
@3brothers493
@3brothers493 2 жыл бұрын
tipe tinzwe iwe ndiwe uneyese😂
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 2 жыл бұрын
Nekushata ikoko. Ende vakanzi vakaoma..pane mumwe mukadzi ndoo pavanoda
@tafadzwatafadzwa8845
@tafadzwatafadzwa8845 2 жыл бұрын
Kkkkkkk😂😂😂😂😂
@morllenzondani66
@morllenzondani66 2 жыл бұрын
Baba imi huyai kuno ndine mbama yandinoda kukupai makapusa zvekuti
@lapologabedandbreakfast5408
@lapologabedandbreakfast5408 2 жыл бұрын
Ichokwadi ichocho chief takabva Nako kanamurume asinga chengeta husvina hunenge huripo asipandikango mutiza murume wangu izvezvi ndinozvibvunza kuti ndinihere ndayiita kungechembere
@ginamapiyr8039
@ginamapiyr8039 2 жыл бұрын
Kkkkkkkkk taura zvako naiye murume wacho futi haasi kugona kuchengeta mkadzi akunyepera kuti haageze iye asingatenge zvinodiwa pakugeza kwacho nxaaa 😂😂😂
@lapologabedandbreakfast5408
@lapologabedandbreakfast5408 2 жыл бұрын
@@ginamapiyr8039 taurazvako ndozvavari vanhu vacho vakaona zvinyowani kunzeuku vakukuona seusingagezi pakaipa hupenyu aini ndakati kuzvipedza kutiza kumusiya oga kkkkkkkk
@christinekatena6909
@christinekatena6909 2 жыл бұрын
Nhaimi ndipeiwo number ya cheaf Bushu ndimbovatumira yedrink vanwire nwire vachitonga nyaya
@emmaculatematambo8537
@emmaculatematambo8537 2 жыл бұрын
mmmm mukadzi mwana mudiki ,ngaageze naye ,plus 22 yrs vana vato vatatu mmmm ,aida kumuchembedza omusiya , varume mune hutsinye
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 2 жыл бұрын
Why do people automatically think its not right for the woman to have more children. I have 6 and people say haa murume wako akakugona hapana kwauchaenda ndikati havadzive i get more that £80000 a year and can look after my kids and self without the husband. Futikaa
@fungaithamariechiduku7881
@fungaithamariechiduku7881 2 жыл бұрын
Anogezei sha kana achinofudza mombe??? Iyo mhando iyo yemurume kana chimugondiya chekugezesa haitenge!
@willowkays6864
@willowkays6864 2 жыл бұрын
Mmmm murume uyo is an abuser and is so calculative, mukadzi ngaadzokere hake kumusha kwake pane kugara senhapwa
@pardietaurai4683
@pardietaurai4683 2 жыл бұрын
Big up chief Bushu good work sly media
@ginamapiyr8039
@ginamapiyr8039 2 жыл бұрын
Mainini farirai kugezawo imi chiiko nemi,but bamnini rudo namadam venyu hamuna zvachose munomudira kumufudzisa mombe nekumutuma mabasa chete and kumutuma kwacho munomutuma zvisina kana rudo nerukudzo kuratidzawo kuti mudzimai wenyu
@conistancemasanzu8561
@conistancemasanzu8561 2 жыл бұрын
Ava chief ava dai vaitonga nyika vanhu vese vaidya vachiguta vanotonga zvinofadza vanonzi chipanga mapenzi murume uyo anoti mukadzi haageze ko iye ari kupenya nedikita rekusageza chief Bushu munotonga ndakufarirai munogona kutonga zvakanaka chaizvo pamberi nemi
@jonathanwaruma9557
@jonathanwaruma9557 Жыл бұрын
Kkkkkk okie akutopenya nedikita kkkk mandinqkidza zvangu
@nancysamz6906
@nancysamz6906 2 жыл бұрын
Chief bushu sando dzenyu huyai mushandire kuno kuharare tokudai😂😂😂
@devinedevine170
@devinedevine170 Жыл бұрын
Well-done chief Bushu and your delegation
@mercymasunda8395
@mercymasunda8395 2 жыл бұрын
Rambai muchiwedzerwa zivo naMwari yu are the best chief
@auxiliachiranda8305
@auxiliachiranda8305 2 жыл бұрын
Varumeka musaiye saana adiki unenge wasakadza mwana wevanhu kwemakore ozongosiya waona rakaita cey rinemaruva hre? Zvakangofana izvi haiwawo nxaaa
@everjoymhlanga65
@everjoymhlanga65 2 жыл бұрын
Saka gogo mukuda kuedza kudiii kutaura zvema nappy ane honye padare kwanai ambuya imi
@doreenmusara3433
@doreenmusara3433 Жыл бұрын
Hats off to chief Bushu 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
@hedwickmuchineripi5987
@hedwickmuchineripi5987 2 жыл бұрын
Mmmmmm vamwe varume so.I think anoda kuongororwa njere chaidzo.
@ellinahgareta8753
@ellinahgareta8753 2 жыл бұрын
Kana asingagezi .enda naye munogeza Mose zve nhy kutaridza kuti unomuda . Baba Ava dzakadambuka
@fungaithamariechiduku7881
@fungaithamariechiduku7881 2 жыл бұрын
Pamwe pacho wotoona kty vakadzi tine nhamo.......shuwa icho chinhu icho wototi ndine murume shuwa?????
@tadiouswande
@tadiouswande 2 жыл бұрын
Anorwara mface uyo. Zvisinei hazvo, Slymedia arisei Enock naWalemba 😂
@nya974
@nya974 Жыл бұрын
Walemba vakafa kudhara
@tadiouswande
@tadiouswande Жыл бұрын
@@nya974 that was before vafa...😁
@luciachisikaurayi5868
@luciachisikaurayi5868 2 жыл бұрын
Ko mombe anoenda nadzo kumafuro nguvai achidzoka nguvai kti aone nguva yekuita basa repamba . Iwe murume ita mushe
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 2 жыл бұрын
Tsotsi murume uyu siya mwana wevanhu kana usasamude 6 months usingapinde mumba make dununu remurume
@forgiveforgie8187
@forgiveforgie8187 2 жыл бұрын
Rume iro rinopenga Raona kti ratsakadza mwana
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 2 жыл бұрын
Maybe she is not having enough time to look after the house and the children
@nyaraimlambo2160
@nyaraimlambo2160 2 жыл бұрын
Imbwa iyo ngaaendese mukadzi kumusha kwake anoroorwa ne anomuda, Mukadzi uyu is so beautiful.
@nyashachikuruwo6407
@nyashachikuruwo6407 2 жыл бұрын
Definitely wapedza kufudza mombe onzi ndipe bonde btr kusageza zvimwe zvacho unopera chido chese kna mazino unorega kukwesha nkt bcz haud asi aaaaa
@priscilladawa9505
@priscilladawa9505 2 жыл бұрын
Mudzidzise kugeza zvakanaka
@HiltonChimbizi-hy2rn
@HiltonChimbizi-hy2rn 17 күн бұрын
Face yabrother avo ndimkanya nhaika.Replay and pay close attention.
@tkn140
@tkn140 2 жыл бұрын
Ko sipo inenge yatengwa here
@selinalembani2518
@selinalembani2518 2 жыл бұрын
Arikuda vageze chii nhy chaizvo. Kkkk maybe arikyt paanosangana nemukadzi mbolisi inobuda yakakomberedzwa nemasadza, Saka uyu mukadzi pamwe kunzi ngaageze nhengo chete, kana kurikumama, momama musati mageza kuseni, kwete kuzonorara nepiece yedhodhi mubhurugwa kkkkkk
@priscillahtshuma7072
@priscillahtshuma7072 2 жыл бұрын
Chief of the century
@kudzaimagombedze5593
@kudzaimagombedze5593 2 жыл бұрын
Apa mukadzi mwana mudiki arikutambudzwa zvake💔
@priviledgevunyungwi3279
@priviledgevunyungwi3279 2 жыл бұрын
Anenge oona sokuti akangwara murume uyu
@morllenzondani66
@morllenzondani66 2 жыл бұрын
Chief Bushu musabvumidze vanhu vane vana kupinda navo mudare vanotinyaudza hatizonzwe nyaya zvakanaka,vanondibhowa vana ngavasare kumba nevanhu vakuru avo ngavasaseke kunge dzakaruza tinotadza kunzwa zvimwe
@bridgetbee5024
@bridgetbee5024 2 жыл бұрын
Morllen ahunyepi wena
@isabelmakwangwala1955
@isabelmakwangwala1955 11 ай бұрын
Chief is very fair 🙏
@faithmoyo7924
@faithmoyo7924 2 жыл бұрын
Haana kukwana mface uyu, ungafumura mkadzi wako kudaroso, pachaunga chakadaro. Anonyepa uyu, iye ndiye asingatenge sipo.
@ginamapiyr8039
@ginamapiyr8039 2 жыл бұрын
Bamnini vanenge vanoita kakutyisa mkadzi wavo nekuti mwana mudiki nekakudherera havana nguva yekukurukura nemkadzi wavo zvinhu zvese zvavanomuti aite vanoshandisa chindini zvisina rudo mkati ndosaka asingaiti zvavanenge vamutuma
@richardmuswavinda1741
@richardmuswavinda1741 2 жыл бұрын
Mambo ndokumbira mumurove uppercut pamutongo ambo freezer chete
@chipom2926
@chipom2926 Жыл бұрын
Chief ndaisa maoko👏👏👏..munogona kutonga changamire
@petronelakarombe8605
@petronelakarombe8605 2 жыл бұрын
Mambo mari dzedare dziya dai mavaka room yenyu hombe yekutongera nyaya than classroom uye vana vane noisy yakanyanya ngavatsvagirwe munhu anotamba navo panze pamvuri iko momubhadharawo mbudzi kupera kwemwedzi sezvo dziripo
@abomavheraabomavhera590
@abomavheraabomavhera590 2 жыл бұрын
Well done chief Bushu nemakurukota enyu vadhara vatatu avo vanogona kubvunza zvendoda
@getrudenyamuronda4071
@getrudenyamuronda4071 2 жыл бұрын
Chief vanogona ava.Vanotonga zvemachokwadi.Murume anehutsinye uyu handiti anemumwe mukadzi saka anovagona sei .1 anotoona nhamo kuti mumwe agare zvakanaka
@aleckchiriro951
@aleckchiriro951 2 жыл бұрын
Mkadzi anogeza kana kuwacha nguvai iye achiswera kumombe
@eniakaduwe3554
@eniakaduwe3554 2 жыл бұрын
Karume kadhururani ako kushandisa vana vevanhu
@desmanmagoto2051
@desmanmagoto2051 2 жыл бұрын
Aaaah mambo imbo itai ma adjustments mobvunzisisawo varoora venyu musati mati murume anopenga kana achitaura .tirikushungurudzika nevakadzi ava.vamwe vacho tatsiura tatsiurazve havanzwe ava
@angelamtisi1330
@angelamtisi1330 2 жыл бұрын
Chief Bushu is the best
@yvonnesvimbos2388
@yvonnesvimbos2388 Жыл бұрын
Abuse chaiyo apa uchimuzvarisa nxaa Dai utimukwasha wangu ndambokupa gwati uribenzi munhu angageze pasina sipo kuita dhadha hr . Nepo ukageza hauna kana kehembe kekuchinja iweka murume iwe wakajaidzwa
@pipiro3469
@pipiro3469 2 жыл бұрын
murume anopenga uyooooo kupenga chaikooo
@faithmoyo7924
@faithmoyo7924 2 жыл бұрын
I like this Chief's verdict
@chairmanchairman7258
@chairmanchairman7258 2 жыл бұрын
Chief of The Year is Chief Bushu nema Wiseman Ake
@joyceparwazenga7545
@joyceparwazenga7545 2 жыл бұрын
Haunyepi chief vanoziva basa ravo avo
@alletamandivenga3659
@alletamandivenga3659 2 жыл бұрын
He is the best ever
@nomazumba3131
@nomazumba3131 2 жыл бұрын
Mambo chaivo vasina divi ravanorerekera mwari vawedzere makore ekurarama
@berthakunaka2964
@berthakunaka2964 2 жыл бұрын
Karume aka kanoda kurohwa. Ambuya avo imbwasungata.
@tirivanhumutume9180
@tirivanhumutume9180 2 жыл бұрын
Uumm hazviko izvo 6 months inguvaka iyo toda chokwadi apa
@gilberttech6376
@gilberttech6376 28 күн бұрын
anogeza nguvai achiswera kumombe. type yezvirume izvo zvinoda kupiswa
@susanmlambo4109
@susanmlambo4109 2 жыл бұрын
Kutora mwana wekuda kutambudza haunyari zidofo
@constancematsika4758
@constancematsika4758 2 жыл бұрын
Chief potai muchirova vanhu ava mhani
@corleone230
@corleone230 2 жыл бұрын
Who's son is that?
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 2 жыл бұрын
mwana uyo anogona kuroverwa mahara nehama dzake achinyeperwa nemurume uyo benzi remurume kutambudza mwana waakavhiringa ari mwana mudiki .izvezvi ari kuchengeta umwe mukadxi nesimba remwana uyo
@tapiwamunyati1830
@tapiwamunyati1830 2 жыл бұрын
Uyu murume ari kuzvisungirira akapusa anga endese mukadzi kumombe ko akawana fudza mombe ikoko
@elizabethtamerakativu5521
@elizabethtamerakativu5521 2 жыл бұрын
Akuhura that's why akutsvaga zvekutaura
@conistancesaungweme9015
@conistancesaungweme9015 2 жыл бұрын
I wish if I am close I am a victim my daughter go through that varume vanonetsa
@purity.ljanga.m8541
@purity.ljanga.m8541 2 жыл бұрын
Sorry I hope zvoita bhoo kana achirowa torayi mwana pane kuti afe
@gozos1552
@gozos1552 2 жыл бұрын
Gud kutonga mambo magona
@felistasmhuriyengwe6692
@felistasmhuriyengwe6692 Жыл бұрын
chief ava vanotonga zvisina favour vanobata masides ese
@beautyzimbabwe1001
@beautyzimbabwe1001 2 жыл бұрын
Zirume iro haritogeza
@shyleen-iv4pi
@shyleen-iv4pi Жыл бұрын
Problem one vana vari kurorwa vari vadiki ...zvimwe zvotopisa tsitsi
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 2 жыл бұрын
Ini vangu mwana haamudaro
@alicejakachira9684
@alicejakachira9684 4 ай бұрын
Haa baba itai mushe Ganda ramai avo vanganzi havagezi baba imi itai mushe mamijairira ndamwana mudiki
@albertmadanhire9718
@albertmadanhire9718 2 жыл бұрын
Ngaape mukdzi amwewoo atengese atenge hembe nemafuta zvikada chero bus hatozive kuti rokwirwa sei
@richardchapuka9111
@richardchapuka9111 2 жыл бұрын
Chengeta mukadzi iwe ambuya vkuita kunge ndivo vadiki pamwana wavo
@politendlovu2177
@politendlovu2177 Жыл бұрын
Machiefs are doing wander full job. Bayedlula a mazim court
@isellboutique5055
@isellboutique5055 2 жыл бұрын
Shame mwana mudiki uyuuu, thanks Changamire munogona mhanii
@abigalchido3338
@abigalchido3338 2 жыл бұрын
Nxaa benzi remunhu rinonyepa zimurume iro ramboti ndakapedzisira kurara nemukadzi wangu marumwezuro rakutaura zvekuti haageze saskam risingazive zvarinoita.
@placxedissami3792
@placxedissami3792 2 жыл бұрын
Ambuya avo Dai ari mwana wavo vaidaro here
@chenaikwashirai8604
@chenaikwashirai8604 2 жыл бұрын
Zibenzi remai inhema
@morllenzondani66
@morllenzondani66 2 жыл бұрын
Vanoda shamhu ine munyu
@nesterchishanu7642
@nesterchishanu7642 2 жыл бұрын
Chief Bushu ndipeio Munda munotonga zvinomwisa mvura
@princematica5952
@princematica5952 2 жыл бұрын
Madzishe emuma districtos anoshanda,Gvt shld workshops to better their decision making,assim social life becomes better at evry turn.
@comdaltrading2135
@comdaltrading2135 2 жыл бұрын
Mutemo wekuti vana vari below 18 vasaroorwe wakanaka. Murume anozoona kuti mukadzi ane huchapa nekuti anenge achiri mudiki.
@BeaularMagadzire-kk5qh
@BeaularMagadzire-kk5qh Жыл бұрын
Thanks mambo bushu munotonga justice
@noleenchitewere8906
@noleenchitewere8906 2 жыл бұрын
I'm coming my number 1 chief bushu
@luckmoremwedziunashe9616
@luckmoremwedziunashe9616 2 жыл бұрын
Well done Chief Bushu , Basa munogona
@ellenchikwenhere1380
@ellenchikwenhere1380 2 жыл бұрын
Mambo vanotonga mhani king solomon chaiye vane ruzivo runobva kuna mwari
@mariashereni7140
@mariashereni7140 2 жыл бұрын
Kkķkk ndosaka varume vachidyiswa zvesure
@tendaichidziva
@tendaichidziva Жыл бұрын
Ndogeza nesipo ,munenge matenga here, type yevarume vakadai havatizive kut pany remukadzi toita marii
@zeinakilango8926
@zeinakilango8926 2 жыл бұрын
Chief your number one munondi gonera my chief
@tariroloreenpadriack3633
@tariroloreenpadriack3633 2 жыл бұрын
Mhere mhere mucourt noise ngazvigadziriswe
@lydiakhumbula7359
@lydiakhumbula7359 2 жыл бұрын
Chief sanhu dzenyu,ndimi munechitanda
@palesasandy8537
@palesasandy8537 2 жыл бұрын
Iphixiphixi lendoda ,,... I life the chief
@patiencechimhanda3734
@patiencechimhanda3734 2 жыл бұрын
Murume saskam hombe uyu sure mwana waakatora ane 16 sure omufudzisa mombe omurovera kubuda chaiko kufamba itorinhapwa zvee mwana uyu but big up to our chief he's awesome shame anzi uchirikumuda here mkadzi unomudii 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@brightkamuchichi6182
@brightkamuchichi6182 2 жыл бұрын
plzzzzz inn hanku ndafarra kwamwasikana kakubudikira uko kakagara nechekuhwindo kakarukwa musoro plzzzz Slymedia tv ndobhadhara hanku
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 2 жыл бұрын
Kkkk zvakaoma
@ginamapiyr8039
@ginamapiyr8039 2 жыл бұрын
Kana muchinyatsoda mkadzi wenyu gezai mese ndorunonzi rudo
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 2 жыл бұрын
Kupfekera condom kusema? Blaz vanonyepa manje ava. Hanzi ndandichkira nhengo yangu🤣
@memorymadenyika7027
@memorymadenyika7027 2 жыл бұрын
Uyu murume itsvina yemunhu .sando dzenyu Mambo
@emilybuluma8649
@emilybuluma8649 2 жыл бұрын
Baba mukutonga nyaya...ndiroreiwo,ndakufarirai hangu...makanaka
@SirNewton065
@SirNewton065 2 жыл бұрын
Chief Bushu iNumber 1. Tete muri Sando makazama kubatsira.
@keresiajacob2450
@keresiajacob2450 2 жыл бұрын
Unopisa hasha murume iwe
@melaniachitowamombe6126
@melaniachitowamombe6126 2 жыл бұрын
Bhudhi ava vanoti mkadzi haagezi ivo vatorikuratidzika tsvina chiworksuit icho nxaaa
@lesleymaposa
@lesleymaposa Жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@nyadzisayimumvuru2863
@nyadzisayimumvuru2863 2 жыл бұрын
Aifanira kugeza naye achimukweshawo sezvo anga ari mwana mudiki
Part 2: 6 Months Mukadzi Asingagezi, Bonde Rakutosemesa Kuita
18:11
What's in the clown's bag? #clown #angel #bunnypolice
00:19
超人夫妇
Рет қаралды 40 МЛН
Хасанның өзі эфирге шықты! “Қылмыстық топқа қатысым жоқ” дейді. Талғарда не болды? Халық сене ме?
09:25
Демократиялы Қазақстан / Демократический Казахстан
Рет қаралды 357 М.
Anoita Basa Rekudongorera Mudzimai Wangu Achigeza
19:32
SlyMediaTv
Рет қаралды 15 М.
Akabatwa Akarara NeMuroora Wake
41:22
SlyMediaTv
Рет қаралды 80 М.
Mukadzi Oramba Murume Mudare KwaMambo Saurombe
37:18
SlyMediaTv
Рет қаралды 27 М.
Chief Mutasa Woprofita Padare Ndochibvondora
37:01
TICHKACH MTV
Рет қаралды 39 М.
Chimanimani woman caught bedding three men
37:02
Manica Post Zimpapers
Рет қаралды 29 М.
Vakabatwa Vachiita Bonde Muchimbuzi
58:16
SlyMediaTv
Рет қаралды 153 М.
Mukadzi Ane Sugar Arikurwirwa Nevarume Chief Mutasa
34:00
TICHKACH MTV
Рет қаралды 27 М.
MHONDORO............. TEZVARA VOBATWA VACHIDANANA NEMUROORA (PART 2)
35:33
What's in the clown's bag? #clown #angel #bunnypolice
00:19
超人夫妇
Рет қаралды 40 МЛН