Aive ne pant reblue patakaita bonde ini ndine re peach

  Рет қаралды 31,734

PahashaTv

PahashaTv

9 ай бұрын

Пікірлер: 95
@peterjayanduna789
@peterjayanduna789 9 ай бұрын
Mambo hapana nyaya APA Mwana. Akangwarisa. Uyuuuu Ane nyere.
@kikiri383
@kikiri383 9 ай бұрын
Waona iwe chine nyere icho. Chofanira kugara mulocation kwegore rose
@witnesschipendo4690
@witnesschipendo4690 26 күн бұрын
Iyi nyaya yemwanasikana ane 16 years haina mombe pairi coz itori nyaya yekumatare edzimhosva after arrest yemurume uyu. Iwe mubereki kutotambira pfuma uchiroodza under age unotopinda ,mujeri. Tisanyeperane nekusimbisana zvisizvo coz ikada kusimudzwa munhu aitoenda mujeri
@jeanalfandika3361
@jeanalfandika3361 9 ай бұрын
Ini hangu judgment yanhasi handina kufara nayo,yes the girl is young but akangwarisa ndirobasa rake rekutorara nevarume atova neexperience cos kutaura hembe dzese nemacolours including iye chipant chepeach .Kanzenza kemwana nxaaa
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 9 ай бұрын
It’s a shame that this is coming from a woman. Victim blaming is wrong. Saka zvaari mudiki haakwanise kuona macolors ehembe here? Even young children can describe clothing worn by their rapist. Have you thought kuti zvauri kuti kungwarisa may be a learning need.
@sonenigwenelo2076
@sonenigwenelo2076 9 ай бұрын
😂😂😂😂 this guy nceee
@Bhaseranoraman-rj2tm
@Bhaseranoraman-rj2tm 9 ай бұрын
And zvechidiki kudai kuzipa zvongozoipa yavanyaya but but kunaka kunetuma sweetie 16 uninatsonzwa supu muto negotsi
@thulanimutonga7415
@thulanimutonga7415 9 ай бұрын
This intro song is far much better
@natashahweru9479
@natashahweru9479 9 ай бұрын
Tsveeeee kuita zvechikoro aaah nevarume vanhu varikutsvaga kuita hupfumi
@MaudMutata
@MaudMutata 8 ай бұрын
Hanzi Zim haina Mari ,Mari dzinombotaurwa nanamambo weduwe
@Nkomazi
@Nkomazi 9 ай бұрын
Chinokanganwa idemo asi muti haukanganwe 😅😂
@leonardsibanda3345
@leonardsibanda3345 9 ай бұрын
Eish ma1
@user-wu9tr4nr3q
@user-wu9tr4nr3q 8 ай бұрын
Akaisawo kanedzungu aka 😂😂😂😂 Ma1😂😂😂
@Bhaseranoraman-rj2tm
@Bhaseranoraman-rj2tm 9 ай бұрын
Regai ana afare zvozipa izvi zvonaka
@dorothymtetwa3844
@dorothymtetwa3844 9 ай бұрын
😂😂😂 ZvekuZimba akomana hapana kwatiri kuenda. Kuno kune mupurisa akabatwa aine mifananidzo yevanasikana vanemakore gumi neshanu . Akatongerwa kugara kujeri kwehupenyu hwake hwese. Mifananidzo chete chete hupenyu hwake hwese mujeri. Uyo akatorara nemwana arikubvisiswa mombe 😂😂😂 aiwa hapana kwatiri kuenda. Mombe dzacho dziri kuenda kupi, kunaani wacho?? Apa ndiri kutobva kuverenga iwe yevana vaviri vasikana vechichena vanemakore gumi neina vakarova mumwe musikana vechitema anemakore gumi neshanu vabereki vevanasikana vechichena vachitora mufananidzo nevideo rekurohwa kwaiitwa musikana vechitema. Vabereki vevanasikana vechichena vakatongerwa kugara mujeri kwegore rose vanasikana vacho vakapuhwawo mutongi wavo wekuenda kunogara mujeri revana vadiki kwemakore matatu. Ndiko kugona kutonga uye unoziva kuti munyika mune hurumende inemitemo kwete zvedu zvekuZimba.
@konekt.
@konekt. 9 ай бұрын
Saka murikuti muno hamuna hurumende nemitemo here? Parai mhosva muzvionere pamhuno sefodya.
@dorothymtetwa3844
@dorothymtetwa3844 9 ай бұрын
@@konekt. Varikupara varikuenda kujeri here. Kujeri kurikungoendwawo nevasina mari chete chete iwewe unozviziva. Iye mutungamiriri wenyu haana kupara mhosva here nekuzviisa pachigaro chaasina kana kumbovhoterwa nevanhu. handiti imhosva hombe hombe yekutoti kunedzimwe nyika anotoiswa tambo muhuro. Medu munyika tinongosekerera zvichingoendeka zvakadaro woti munemutemo.
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 9 ай бұрын
@@konekt. mapurisa ekuti you can bribe. KuZimbabwe kune mutemo inoshanda here unless usina mari. Vangani vakapfuma vamunoona mujeri but R Kelly akatosungwa.
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 9 ай бұрын
Zvako iwe, wonzwa munhu achiti vaidanana zvine basa rei? MaZimba apera kusungwa nenyaya dzeunder age kuno kuUk because they think what they do kuzimba is acceptable here.
@konekt.
@konekt. 9 ай бұрын
​@@angelakwaramba9752 Inenge isiri mhosva kwayo
@user-un3vu2et2s
@user-un3vu2et2s 9 ай бұрын
Musikana akangwarisa ahh iye kudannawo nemudhara iyeyu
@paidamoyotatenda3128
@paidamoyotatenda3128 8 ай бұрын
Noise ndeyei mubhawa here
@KendraLipsy
@KendraLipsy 8 ай бұрын
Dzimwenyaya ndedze police
@isaacnheta
@isaacnheta 9 ай бұрын
Kkkkkkk sisi vaitodawo avo vanga vatoongorora ne bhurugwa zvese
@petrosmutunami1050
@petrosmutunami1050 9 ай бұрын
But she can be framing him coz he said ayirongedza hembe dzake saka bbe ndipo paakaona hembe dzake
@smartazchaparadza4472
@smartazchaparadza4472 8 ай бұрын
Hanzi anonoka kutaura
@Future_billionaire7
@Future_billionaire7 9 ай бұрын
vana vacho varikukurawo zvisizvo. ah sister vakaoma ava.
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 9 ай бұрын
Mkomana wacho akapusa ktadza kuchema chema mombe 4 anodziwanep asingashandi, apa anoripiswa chii iye msikana wacho achimud ngaangomutora vagare vese panekubhadhariswa mombo dzose idzo, apa vaidanan ft apa vakazorara vese vabvumiran saka chikunetsa apa chii vaberek vakutoita ma business nevanaskna nekud hupfumi nepamusana pechuhure chemwanaskna wavo
@AnnatoliaMapasure-do6th
@AnnatoliaMapasure-do6th 9 ай бұрын
Mado mudhabharisa mombe Shoma mukomana uyu vamwe movadhabharisa dzakawanda wani
@angelinejeriwa9886
@angelinejeriwa9886 9 ай бұрын
Tsvee kuita zvichikoro Kuda varume
@andremtetwa9780
@andremtetwa9780 9 ай бұрын
Mambo ava vanongotonga zvemujolo kkkkkkkkkkkkkkkkk
@ngorimasithole7032
@ngorimasithole7032 9 ай бұрын
😂😂 feya mujolo Shamva kune chipfambi 😂
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 9 ай бұрын
Mwana ari kutaurisa asi dare ndiro rine noise mambo
@acmfirst5481
@acmfirst5481 9 ай бұрын
Kana ukawana munhu avete nechimwana chako chine makore 15. Shandisa demo chete asazozviita futi. Vanhu vava kujaidzwa.
@Vibesij66
@Vibesij66 9 ай бұрын
Uuuuu musikana akaenda wega kumba kwemukomana vakawirira kurara vese.Vakakomborerwa zvavo vanobvisirwa mazimombe varara nemukomana kamwe chete
@Paradzaimurwisi.
@Paradzaimurwisi. 9 ай бұрын
Its actually statutory rape. Uyu muface ano gona kunyura uyu mombe is nothing
@mishiechirasha7294
@mishiechirasha7294 9 ай бұрын
Huyatirarewo😢
@Vibesij66
@Vibesij66 9 ай бұрын
@@mishiechirasha7294 kkkkkkkk unadzo mombe here dear
@nokuthulamoyo3313
@nokuthulamoyo3313 9 ай бұрын
But iye musikana uyu anenge dzakatodambukawo and it seems like it was planned kuti mukomana ndozvaachaita
@madphil1311
@madphil1311 9 ай бұрын
Mambo ndovaneyese hanzi usaganze kubviswa bhrugwa😂
@desperkutoka7161
@desperkutoka7161 9 ай бұрын
😂😂
@michelleboko2875
@michelleboko2875 9 ай бұрын
Varume vakaramba vachinzwayi ndokuti vambodzikame
@veronicamashumba7387
@veronicamashumba7387 9 ай бұрын
Ngaangoroora zvipere
@Jennifer10198
@Jennifer10198 9 ай бұрын
Haa pano pahasha tv panonakidza😅
@ssam1430
@ssam1430 9 ай бұрын
iStatutory rape zvayo but tumahure utwu twave out of control now, pandemic chaiyo
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 9 ай бұрын
An adult should control themselves. Ukaona maZimba anyudzwa nenyaya idzi kuno kuUK nementality iyoyi ja. Kuno kunyangwe U.K. abva nemusikana ki club akabvuma kurara newe mangwana anogona kufuma achiti wandibata chibharo and unotosungwa. And zvekuti abvuma hazvishande because a drunk person cannot consent to sex.
@S-ig5kd
@S-ig5kd 9 ай бұрын
​@@angelakwaramba9752ndichatokubata kana ndauya tizosvirana hedu Tega Tega maZimbo tisingasungisane zvisina order
@andrewsimaila1556
@andrewsimaila1556 9 ай бұрын
Chihure kwa Bushu chanyanya, apa mambo vanongoripisa vasinga tsiure vasikana, paoneiwoo ipapo
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 9 ай бұрын
Haiwa chavo kuzadza matanga nemombo nembudzi dzevanhu chet apa zvimwe zvinyaya zvacho zvobvisiswa munhu mombe zvezvisna kana basa chaiko
@Bhaseranoraman-rj2tm
@Bhaseranoraman-rj2tm 9 ай бұрын
But nya ye undr age ndeyemapurisa kwamambo inoitei dai muchinda anemhosva ngasungweka
@nhewas
@nhewas 9 ай бұрын
Under age isina kubviswa humhandara. If only she had been asked if it was her first time kurara nemurume.
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 9 ай бұрын
Kabhishu aka kupedzera vanhu time
@eliasnerwande1646
@eliasnerwande1646 9 ай бұрын
Ko ngango rore Mukadzi vake vonyorerana Pasi pane kuripiswa
@catherinemurambiwa4203
@catherinemurambiwa4203 9 ай бұрын
Ahh mombe 5 hamusi manyanyawo hre nhai mambo, ko muskana wacho anga ari virgin hre
@S-ig5kd
@S-ig5kd 9 ай бұрын
Kwana.
@catherinemurambiwa4203
@catherinemurambiwa4203 9 ай бұрын
@@S-ig5kdpfutseke newe kwana futi
@veronicamashumba7387
@veronicamashumba7387 9 ай бұрын
Hapana problem coz mukomana arikuda babe wake waakaboora
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 9 ай бұрын
Musikana ihure kutoongorora ne pant remukomana zvakaoma
@tapiwamuza6560
@tapiwamuza6560 9 ай бұрын
As far as I'm concerned hapana munhu asingade . Remember tiri vanhu venyamaka. Musikana akatongwara coz ndiwo humbowo hwake😅
@librajames7609
@librajames7609 9 ай бұрын
Stripped blue and peach panty usatambe Murume.
@kwik-wind-o-kleenmallandsh2950
@kwik-wind-o-kleenmallandsh2950 9 ай бұрын
Community wee umjolo uyanyisa
@samuelrinomhota2692
@samuelrinomhota2692 9 ай бұрын
Ko musikana zvaari Mukuru
@shingiekachemukuya
@shingiekachemukuya 9 ай бұрын
Ini ndinoona kuti vanhu vakutsvaga ipfumi thru vana ne vakadzi musamhanyire kuripisa musikana uyu ari too forward paakarara naye aive Virgin here
@lizzymazambara1002
@lizzymazambara1002 9 ай бұрын
Vana vedu ava zvakaoma 😂😂
@Bhaseranoraman-rj2tm
@Bhaseranoraman-rj2tm 9 ай бұрын
Reagai anafafare zvinoka izvi kuzipa
@LoveOfSouthernAfrica
@LoveOfSouthernAfrica 9 ай бұрын
Kangaroo courts once again
@marconkiwane4248
@marconkiwane4248 9 ай бұрын
Bottta Manyama
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 9 ай бұрын
But mamurerutsira vamwe achinzi $350 pamombe
@spcmercygrace
@spcmercygrace 9 ай бұрын
350 ndezv kwamakoni anoteera ma50 pamombe
@frankkudzaimuchineuta2018
@frankkudzaimuchineuta2018 8 ай бұрын
Hakuna 15 years yakadaro
@suchmoremutete9990
@suchmoremutete9990 9 ай бұрын
What if the girl is pregnant ,what if the girl got sti ...ko statutory rape ino perera papi...saka kana Jeri Richi rova more than 10 years what is mombe 4 ...saka will this case no go to the police here.. very confused
@robyphiri
@robyphiri 9 ай бұрын
Hpana rape apo , kupfidzisana kuti usabate zvisina kuibva chete but vanhu vaitodanana sematauriro emusikana
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 9 ай бұрын
⁠@@robyphiriuri benzi chairo. 33 year old uchidanana ne16 years old uchiti uri kudanana nani?
@S-ig5kd
@S-ig5kd 9 ай бұрын
16 years ijere iro. She's under the age of consent, 18
@robyphiri
@robyphiri 9 ай бұрын
@@angelakwaramba9752 zvave zvekuudzana upenzi hre ?
@robyphiri
@robyphiri 9 ай бұрын
Ndosaka muchiroyirwa social media , dzidza kutaura nevanhu zvakanaka hatibve mumba mumwechete mekuti unouya uchinditi ndiri benzi handidi nemashoko angu
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 9 ай бұрын
Paitwa chizivano
@Nkomazi
@Nkomazi 9 ай бұрын
5 mombe 😢
@anesugwindi9037
@anesugwindi9037 9 ай бұрын
4
@Yeukai-yw6oz
@Yeukai-yw6oz 9 ай бұрын
Ayitoda kusvirwa muskn uyu mkomam haana mhosva kunyanya lt is easy to say nooo
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 9 ай бұрын
Mukomana upi wauri kutaura iye murume mukuru
@dasilva8081
@dasilva8081 9 ай бұрын
Akakuudza kt unorara nemkomana ndiyan uri mwana wakazvidzidziswa nani..isu kumira padhuze nenkomana zvairovesa shamhu svinu .yr body is y temple wy uri loose kudaro msikanawe .nxaaa shit nonsense ita hunhu
@S-ig5kd
@S-ig5kd 9 ай бұрын
Ngaauye kuno ndimupamhe nyoro
@makonidanies7851
@makonidanies7851 8 ай бұрын
Jere rakachipa kupnda mukore uno varume
Akapindira Mukadzi wangu kuma 11pm Husiku#viral#zimbabwe
21:22
Little girl's dream of a giant teddy bear is about to come true #shorts
00:32
路飞被小孩吓到了#海贼王#路飞
00:41
路飞与唐舞桐
Рет қаралды 79 МЛН
Stay on your way 🛤️✨
00:34
A4
Рет қаралды 2,5 МЛН
Scary Teacher 3D Nick Troll Squid Game in Brush Teeth White or Black Challenge #shorts
00:47
TINASHE MUGABE FOUNDATION: SIMBARASHE'S DONATION #tinashemugabe
18:22
The Closure DNA Show
Рет қаралды 55 М.
IMI MAITEI SISI VACHIDYA BOTA :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 18 #theclosurednashow
1:05:31
3 Months mukadzi achigara nechikomba
17:02
Manass-Chibanda
Рет қаралды 18 М.
akimmmich (feat. Turar) - UMYTTYŃ BA?| official lyric video
2:54
akimmmich
Рет қаралды 3,5 МЛН
IL’HAN - Pai-pai (lyric video) 2024
3:24
Ilhan Ihsanov
Рет қаралды 513 М.
Nurmuhammed Jaqyp  - Nasini el donya (cover)
2:57
Nurmuhammed Jaqyp
Рет қаралды 270 М.
Alisher Konysbaev - Suie ala ma? | Official Music Video
2:24
Alisher Konysbaev
Рет қаралды 858 М.