Handitongwi naMambo kana Sabhuku wemuno muMakoni nekuti harisi dunhu ravo

  Рет қаралды 7,753

Nhimbe TV

Nhimbe TV

Жыл бұрын

Mumwe murume ozviisa parumana nzombe mushure mekuzoripiswa mombe ina nembudzi nhatu dzekuzvidza dare ramambo Makoni pamwe chete nehutungamiri hwavo.

Пікірлер: 87
@sqrd3536
@sqrd3536 11 ай бұрын
Respondent has total contempt for this court and the country's law. Vanenge vanenaro dzisina basa kana. Folding arms and has no respect whatsoever. This is how corruption goes kushandisa ma connections nekudiza. Summons can posted anyhow and kamdara kakavaira kurufu, saka vaiziva kuti pane summons. Well done Mambo❤!
@eviahgwasira788
@eviahgwasira788 Жыл бұрын
Mambo matonga zvakanaka. Murume uyu indururani. The way he responded kushaya respect of the chief. Kune vanhu varikutaura rubbish kuti unfair. Its not unfair when you are trying to Rob part of Makoni to be yours. This man kuzvitutumadza nekuti DA vari behind him. Ndozvinoita vanhu vezanu vachirova vamwe because zanu is behind them. This was a small issue yaakatoita hombe nekuti DA arikumubatsira. Mambo well done. Murume uyu auya akaronga kuti nhasi vachandiona from the start he was no cooperative. Kuramba kuti itsamba yake chaiko. Ndatoshamisikawo. Ndozvazvinoita kana uchitemba ne government officials. Well done Mambo. Makoni ndeyaMakoni kwete DA or chipunza or Chiduku. Ngaaende kundogara kwa DA
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Cholwadi
@trustchiriseri3510
@trustchiriseri3510 Жыл бұрын
Kutonhodzwa kwa Chauruka..Watsva..wakaona DA tiza,,,🏃🏃🏃.. Wangu...
@eviahgwasira788
@eviahgwasira788 Жыл бұрын
@@trustchiriseri3510 zvedi
@captaincece8789
@captaincece8789 Жыл бұрын
Good response from baba avo. Enough of these who forever impose near impossible rules to live from
@victorchaputika2194
@victorchaputika2194 Жыл бұрын
Makoni anofanira kumbonotora maNotes ekugadzirisa magariro evanhu mudunhu kuna Chief Bushu or Chief Saurombe.
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Tichatoitawo tichifamba kumadzimambo ese iwawo zvekare.
@kelvinmbiriri387
@kelvinmbiriri387 Жыл бұрын
Zvipiko mambo mbavha iyi hudzvanyiriri
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Hahaha
@tinatinashe
@tinatinashe Жыл бұрын
Mambo arikuda kubatirira mudhara uyoo cey mambo asikudakuti mudhara ataure zvasabhuku kutongi hwamambo nasabhuku wake ndehwe Zanu pf mhata dzenyu vanhu we Zanu pf
@tinatinashe
@tinatinashe Жыл бұрын
Kutorera munhu pfuma ndokudini madzitateguru kudiniko mhata iwe mambo mwari chaiye hasaidaro wotiunenyika kungotora mombe dzemunhu Zanu pf ngaisadaro
@mistyma1chekudyahachidadir100
@mistyma1chekudyahachidadir100 Жыл бұрын
mambo ndamupinzirira
@yetsenchimhakava4478
@yetsenchimhakava4478 3 ай бұрын
Iyo murume ndovarume
@tawandamadondo206
@tawandamadondo206 Жыл бұрын
Haagone kutonga mambo uyo anosiya vana vari varombo. Ngambono tora manotes kuna bushu
@movenmakumbe6093
@movenmakumbe6093 Жыл бұрын
Zvimatare izvi hazvina fairness
@spcmercygrace
@spcmercygrace Жыл бұрын
apa maitira munhu tsinye nekuti haasi mudunhu renyu vaMakoni. hamuna muganho naMarange imi munonyepa
@washingtonkaseke2885
@washingtonkaseke2885 Жыл бұрын
Chief uyo imbavha chaiyo hakuna munhu anopiwa summon asipo vaifanira kupa muridzi wemhosva chete chimbavha icho ini handibvise
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Ukasabvisa vanotuma chiketura chinobata pfuma kana midziyo.
@paulgwata
@paulgwata Жыл бұрын
Iye Makoni must know his boundaries. He should recognise other mambo neighbouring him eg Mambo Chiduku, Mambo Marange, Mambo Tandi, Mambo Chipunza etc. Kwete kuti madzimambo ese aya ari pasi pake. Hunhubu ihwohwo.
@aggie2577
@aggie2577 Жыл бұрын
Ari pasi paMakono ndizvozvo chaizvo but uyo ari kutonga haasi Makoni bauyo ndiGwasira uyo asina rudzi nesu isu vaera nyati
@ElvisMawele
@ElvisMawele 9 күн бұрын
Chimambo Ichi imbavha
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 27 күн бұрын
Tongai munhu mambo ripisai kana mombe 10. Vanhu ava vanofurirana voudzana kuti mambo haana kudzidza saka haanditonge. Rovai pasi petsoka dhongi iro mangwana haridheereri futi
@knowlleedubee3619
@knowlleedubee3619 Жыл бұрын
Mambo matongero avo hasii fair
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Vogadzirisa papi chaipo.
@fungivembo4012
@fungivembo4012 Жыл бұрын
@@nhimbetv Vanonyanyisa kuda kubhadharisa zvinobva zvataridza kunge vane undyire.Ndivo vekuda kumbobhadharisa ma witness imwe session so as if ndivo vaiva vakwira kudare kana ndisingapotse.Chechipiri:kana zvichigoneka ngavadzidzewo kubva kune vamwe vatinomboona vanonyatsoterera munhu achitaura kana akapa valid reason havarambe vakabatirira pamutongo wavo;they weigh either for or against.Manje ava zvinoita sokuti vatowana pokubatira munhu chero achitaura zviri valid havatereri vanenge votoda kurova munhu pasi petsoka.Hazvina kunaka izvozvo zvachose.Ngavasatonge vakagumbuka kare.
@tinashetembo1628
@tinashetembo1628 Жыл бұрын
Zimambo rehutsinye iro harigone kutonga ngaadzidze kuna chief bushu and chief nyamaropa
@chairmanchairman7258
@chairmanchairman7258 Жыл бұрын
Chief adheererwa apo magona Mambo
@parrot7325
@parrot7325 10 ай бұрын
Vanhu vari kubirwa kumamisha uko, its sad and unfortunate.
@mistyma1chekudyahachidadir100
@mistyma1chekudyahachidadir100 Жыл бұрын
mambo ndakupinzirira mxm
@tinashegwavava3933
@tinashegwavava3933 Жыл бұрын
Enda kwa magistrate's court. Usabirwe wakatarisa. Ini handisungirwe nyaya dzakapusa saizvozvo izvo.
@softwaretestingservices7851
@softwaretestingservices7851 Жыл бұрын
Its very sad, how can a justice system be this unfair? The poor man is being extorted - that moment feels like the world is falling in one mass.
@emmaculatematambo8537
@emmaculatematambo8537 Жыл бұрын
baba vanojairira mambo ava
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Zvokuti
@jerryjerry7681
@jerryjerry7681 Жыл бұрын
Mambo ava vane kamweya kezanu
@rogerchanda
@rogerchanda Жыл бұрын
This guy didnt know kuti mambo is very passionate about nyaya yekuti ndiye aifanira kunge ari mambo wenyika yese iyoyo. De asina kutaura nezveumwe mambo
@mykingmazuru8986
@mykingmazuru8986 11 ай бұрын
Mmambo makoni is a big criminal
@desmanmagoto2051
@desmanmagoto2051 Жыл бұрын
Makoni makoni tonga nyaya
@desmanmagoto2051
@desmanmagoto2051 Жыл бұрын
You are now being a dictator mambo.Tongai nyaya mhosva yobuda pachena momubata nemhosva yaakapara
@neliachakanetsa7167
@neliachakanetsa7167 Жыл бұрын
Ngabviswe humambo uyo hagone kutonga ngaape chipunza mambo uyu imbavha
@edwinmafake4801
@edwinmafake4801 Жыл бұрын
Mambo or what ever zvavari vanenge mwana mudiki anofarira kutawura zvinonyadzisira hakusiriko kutonga plus anotongera chitororo anozviita kuti ndini. He must go kunodzidziswa tsika dzedu nemagariro tine mazwi atinosgandisa kana tichida kutawura zvinyadzi not zvaanoita mudhara uyo. He think kuti akatosvika level rekupadzisira mulife
@chickz.8699
@chickz.8699 Жыл бұрын
Mambo tsosti
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
hahaha papi chaipo?
@amhomeimprovements
@amhomeimprovements Жыл бұрын
Chief avo vane error It seems as if they are there to enrich them
@andrewgona4912
@andrewgona4912 Жыл бұрын
But how on earth do you serve someone with a summon and never deliver it to that respective person? So unfair.
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Panoda kugadziriswa zvesure.
@makonidanies7851
@makonidanies7851 Жыл бұрын
Panyama nyati baba weduuu
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Nice
@aggie2577
@aggie2577 Жыл бұрын
Haasi Makoni uyo ndiGwasira uyo
@desiregadza7995
@desiregadza7995 Жыл бұрын
Gwasira ahasi nyati here ichii?
@makonidanies7851
@makonidanies7851 Жыл бұрын
@@desiregadza7995 Inyati yekwaMakoni futi
@desiregadza7995
@desiregadza7995 Жыл бұрын
Saka aggie uyo arikurasika papi?
@francischarewa2195
@francischarewa2195 Жыл бұрын
uyo atongerwa chitororo.Mambo vangoda chete kuratidza simba ravo coz mdara adherera dare.
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Chokwadi
@movenmakumbe6093
@movenmakumbe6093 Жыл бұрын
Nonsense ini handina mambo wandinoenda kwaari zvinonoda kuroiwa zvimamambo izvi
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 Жыл бұрын
Chief apa vangoda kuratidza havo masimba coz kamdara aka haikaifanira kupeta maoko mudare even tho usina mhosva hombe
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Kushora dare
@fungaimaposa2664
@fungaimaposa2664 Жыл бұрын
Eish baba avo is very stubborn
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
zvekuti dhuu
@tinatinashe
@tinatinashe Жыл бұрын
Madzimambo imbavha dayikurikuti akanyenga mukadzi wemunhu ayikwanisa kunzi ripamombe 6dzataurwa idzoo vanhu wakawandisa warikuputsirwa dzimba vanamambo wasinachawari kutonga kungoti modzoka mangwana makuseni modzoka mangwana makuseni kusvika unoneta kufambira nyaya dzacho iyeanenge akapiwa mari nechekuseri
@tinatinashe
@tinatinashe Жыл бұрын
Madzishe mangani arikunyenga wakadzi wewanhu manhu chinyamukupura Nashingi marange vapedza wakadzi wewanhu ukataura wotoripiswa ndiwe madzishe madzimambo hamutongi nyaya zvakanaka
@jaisoncalvintarusarira6348
@jaisoncalvintarusarira6348 Жыл бұрын
Ko basa remakurukota amambo rakaenda kupi? Matare acho asiyana.
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Anenge arimo makurukota amambo.
@jaisoncalvintarusarira6348
@jaisoncalvintarusarira6348 Жыл бұрын
Fine. But my argument is traditionally nyaya yaitongwa nemakurukota mambo vakateerera. Mambo chavaizoita kupa chete mutongo sekunzwa kwavane ge vaita kubva kumativi ose kwete zviri kuitwa naNyati izvi. That's mava kunzwa vava kuti wandituka.
@jamesvutsvene8085
@jamesvutsvene8085 Жыл бұрын
Kamu dhara kanodheerera aka
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Kuzvidza dare
@eliazelfaanta5457
@eliazelfaanta5457 Жыл бұрын
Pfutseki wako vako baba vakanzi kamudhara unonzwasei
@dadiraimasonzi5122
@dadiraimasonzi5122 Жыл бұрын
Mambo makumbunyikidza hutongi makushandisa chisimba. Nyika ndeyedu tese tese tine madzitateguru akafa hapana asina. Makuita huori hwekuti hamubvumidzwe kupikisa makuripisa zvekupenga . Baba imi musabvisa zvinhu zvataurwa namambo ava
@rodneystoddard2014
@rodneystoddard2014 Жыл бұрын
Very good chief makoni vangu anogonesa
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Vanogona zvekuti hamunyepi....
@rachelsengamai8067
@rachelsengamai8067 Жыл бұрын
Kwedu kuma resettlement akuna msmbo asi mambo makoni anitonga achiti ndekwake
@absolomchakanyuka334
@absolomchakanyuka334 Жыл бұрын
Hakuna nzvimbo isina mambo unless muri mutown.
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Hahaha aiwa mambo variko hakuna nzvimbo isiri pasi pamambo.
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 Жыл бұрын
@@nhimbetv harare ne Bulawayo chete ndosingatongwe na mambo
@desiregadza7995
@desiregadza7995 Жыл бұрын
Harare ina mambo so as bulawayo
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 Жыл бұрын
@@desiregadza7995 anonzi ani? Harare haina baba
@maxwellnyamvura3498
@maxwellnyamvura3498 Жыл бұрын
Hurumende ngaiise maximum fine yaMambo because Makoni anotonga zvehumbavha
@desiregadza7995
@desiregadza7995 Жыл бұрын
To answer you All chiefs in Zimbabwe we were given books to rule with makoni is acting according to the book. To argue land boundery with a chief without proper evidence it's panishable ne mombe, disregarding a sarmon twice its a goat per sitting
@maxwellnyamvura3498
@maxwellnyamvura3498 Жыл бұрын
@@desiregadza7995 Lets hope those books are according to the laws of the land which are prepared and approved by an act of a parliament. Does it make sense if there are no clear defined boundaries to charge people of their supposed ignorance. Kwete kuita hondo dzemiganho this era. The issue of the summon, it muist be delievered to the right person or at his residence and signed that it was received. this case it was given to someone who is differently abled,
@desiregadza7995
@desiregadza7995 Жыл бұрын
Thy are given from parliament I got mine same day I got enogorated sir then you have 15 days training on interpretation and then 1 month review classes, on boundery issue makoni was right when he said" leave it its out of bounce for you ' there are boundaries that we had before the coming of the European settlement thy were moved depending on how good and productive the land was some of my relatives who are in chidhuku, mutungagore, denzva, mandinzha just to mention a few were moved as far as from chenyika that is way over 100km by the white settlers and their homes where made to be farms of tobacco e.t.c now we have boundery issues a because minister of lands is not considering facts over fiction who ever goes to court he sides with them. So this man made a mistake of trying to introduce something he can not finish he got grumbled on he might have had pple who gave him false info then on court day thy did not show up to support him. His case was ruled on emotions over facts too. I will talk to Chief Makoni over the matter altho chiefs judgements can not be reversed.
@maxwellnyamvura3498
@maxwellnyamvura3498 Жыл бұрын
@@desiregadza7995 Is it on disposal of chiefs only?
@maxwellnyamvura3498
@maxwellnyamvura3498 Жыл бұрын
A good law should be availed to everyone to know the things that are binding the subjects. we agree on the issue of the use of emotions. School me on the issue the gazetted boundaries. are they european ones or traditional ones. Are the Chiefs the ones to point boundaries or the DAs or an arm of the gvt mandated to do so.
Heartwarming Unity at School Event #shorts
00:19
Fabiosa Stories
Рет қаралды 17 МЛН
THEY made a RAINBOW M&M 🤩😳 LeoNata family #shorts
00:49
LeoNata Family
Рет қаралды 42 МЛН
DAD LEFT HIS OLD SOCKS ON THE COUCH…😱😂
00:24
JULI_PROETO
Рет қаралды 14 МЛН
Nhumbu haisi yangu asi mukadzi ndomuda-Chief Makoni's traditional courth
25:08
MaTeacher kurovanirana Sadza Pachikoro ( Dare Rachief Makoni)
23:00
Sekuru vangu ndivo vakandibvisa humandara
26:00
Nhimbe TV
Рет қаралды 11 М.
pane Zvinoshamisa Zvakaitika Mudunhu Dare Ra Chief Mutasa
15:33
TICHKACH MTV
Рет қаралды 20 М.
RUSAPE ............CHIEF MAKONI VOTAURA PAMUSORO PE SHUMBA DZINOERA
20:09
Heartwarming Unity at School Event #shorts
00:19
Fabiosa Stories
Рет қаралды 17 МЛН