Akabatwa Akarara NeMbudzi Mugoronga

  Рет қаралды 15,407

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

3 ай бұрын

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Пікірлер: 147
@InnocentSailingShip-id7bx
@InnocentSailingShip-id7bx 3 ай бұрын
Muchavengana mumusha ne nyaya isina basa guys .mwana mukamuona achiita zvakaipa tsiurai .inga zvinodzi posh haarwirwe vani uummm😮
@tobs7968
@tobs7968 3 ай бұрын
Madhara ose ari umu ndoo ma veteran pa kukwira mbudzi
@richardmuswavinda1741
@richardmuswavinda1741 3 ай бұрын
😂😂
@DocWii
@DocWii 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@user-rs1ju6eq8w
@user-rs1ju6eq8w 3 ай бұрын
Ko madhara nyakubata mwana achiita izvi makadii kutorera mwana hembe dzaive dzakaita dutu, Uye vakazama kuda kuenda kumuporofita kuti vanzwisise. Ko Mudhara uyo akashanda mwana akasamupa Mari. Husabhuku, huneruvengo
@libertychipere7498
@libertychipere7498 3 ай бұрын
Madhara arikunyepera mwana
@InnocentSailingShip-id7bx
@InnocentSailingShip-id7bx 3 ай бұрын
I nyaya yekuudza mudare here iyi uuumm ingaroziva vakomana vanotanga ne kurara ne mbudzi ,huku ,mombe ne dhoki hazvina basa izvo .varume vakuru nyarai imi
@LeniaNyanekwe
@LeniaNyanekwe 2 ай бұрын
Mbudzi dzakutyisa kutenga unotengeserwa mukadzi wemunhu kutaura chokwadi hazvishamise mbudzi idzodzo dzichigara chichirarwa nadzo mazuva ese
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 3 ай бұрын
But ini hangu mukomana uyu handingambomusvibise panyaya iyi.
@mollineshato8442
@mollineshato8442 3 ай бұрын
Vanhu veKuChiweshe madya moto nekunyenga muriwo uuuuuu munonyadzisa kushaya zvimvana here kana team vanotengsa motenga henyu
@user-vo8qp4eb2z
@user-vo8qp4eb2z 3 ай бұрын
Vanhu vakawanda vaifudza mbudzi ndokwavakabva Nako including these people vari kutonga nyaya yacho
@tendaithomasmadiro3894
@tendaithomasmadiro3894 3 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@alfredmuvhimi4059
@alfredmuvhimi4059 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@gracemupita1801
@gracemupita1801 3 ай бұрын
Kkkkkkkk including varikutonga vacho
@user-jc1nm3ky2i
@user-jc1nm3ky2i 3 ай бұрын
Kkkkk
@stanleymadanha5708
@stanleymadanha5708 2 ай бұрын
That's very true considering his age even you wanyora comment neniwoooo wachooo
@dimat5839
@dimat5839 3 ай бұрын
Nyaya dzakadai involving mwana mudiki akadai nhai mukoma Robert should you be putting it on social media. Imagine the ridicule and shame for the rest of his life. Akazviuraya dont you think you would have contributed to his death? Hakuna here mitemo involving minors? Inga kana akauraya identity haimbo buritswa if a minor. I think we need more responsible journalism.
@ZvikoMorebChidau
@ZvikoMorebChidau 3 ай бұрын
Ko ivo vari mudare ko mudunhu rese Robert ozonzi ari involved sure sure
@wekwamazorodze8660
@wekwamazorodze8660 3 ай бұрын
The whole village is aware of this issue.
@professordhewa298
@professordhewa298 2 ай бұрын
Report ukabaya report wobaya abuse content inoburitsa pakanzi report then press ipapo inobviswa ne KZbin
@jephiaschinganga7565
@jephiaschinganga7565 2 ай бұрын
Mataura chokwadi apaa zvakaoma hazvo
@dimat5839
@dimat5839 3 ай бұрын
Yes village yese might know...but a minor should be protected when publishing the story to the whole world. A minor akaita mhosva, , anobuda photo ne zita here mu Herald or Zbc? Photo isiri blurred that is...yes iri mudare inogona kubuda pa utube but blur face bleep zita.These Zanu chiefs madutya only concerned nemari they fleecing from struggling villagers
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 3 ай бұрын
Vangodawo kusvibisa zita remwana
@unitymaqedaputsai4315
@unitymaqedaputsai4315 3 ай бұрын
Zvimwe hazvisi zvinongoda kutsiura here pane kumhanya nenyaya yembudzi kkkk
@InnocentSailingShip-id7bx
@InnocentSailingShip-id7bx 3 ай бұрын
Ingaroziva vakomana vanodaro vachikura awo
@unitymaqedaputsai4315
@unitymaqedaputsai4315 3 ай бұрын
Ivo vacho pamwe vaitoitawo mukukura
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 3 ай бұрын
Haana mhosva mwana uyo, kana aida kusvira aingosvirira kumba chero usiku hant imbudzi yavo here
@daisychirambwi8758
@daisychirambwi8758 3 ай бұрын
Like seriously 😂😂😂
@priscillamurenjekwa539
@priscillamurenjekwa539 3 ай бұрын
Wandichemedza nekuseka nhasi dia aaah😂😂😂😂
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 3 ай бұрын
Mugoni wepwere ndiye asina.....vana anoparira😢
@florencemahore-fq9wj
@florencemahore-fq9wj 3 ай бұрын
Akazvara sekera muchitende vsns vspanduka veduweee
@madamboss7216
@madamboss7216 3 ай бұрын
Kubvisira mbudzi hembe😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂wandipedza bro ukawana nguva ukwane😂😂😂
@wekwamazorodze8660
@wekwamazorodze8660 3 ай бұрын
Ndivo ana amai vanozouraiwa nevana vavo. Mwana unotanga uchimurandutsira kusvika aita mhuka chaiyo pamba
@user-yl5he2xp6z
@user-yl5he2xp6z 2 ай бұрын
Mmmmm dhongi unoreva nhema rokukava
@ChiedzaMubaiwa
@ChiedzaMubaiwa 3 ай бұрын
That's my village ndanyara vedu
@melverchawasema4905
@melverchawasema4905 3 ай бұрын
Zvakaoma amazuva ekupedzisira
@MaxwellMunyayi
@MaxwellMunyayi 3 ай бұрын
Mai vakuda kunzvenga nyaya yemwana wavo mkomana akanyenga hake chipfuyo.
@user-iz3rm8js2p
@user-iz3rm8js2p 3 ай бұрын
It's part of life guys, ati anonzi Takudzwa ani mukomana we mbudzi uyo zviya
@tinashemndopa5930
@tinashemndopa5930 2 ай бұрын
Ini ndakatoona munhu achinyenga mombe
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 3 ай бұрын
Immmm zviriko hre izvi
@bongimasaa8257
@bongimasaa8257 3 ай бұрын
Aaaah zviriko guys vangu mama vakatengesa dzese mbudzi nekuda kwetukomana tunorara nembudzi vanga vatovabata vakabvisa nhumbi muchirugu
@user-uw9to2yy9q
@user-uw9to2yy9q 3 ай бұрын
Mai avo varo wrong kuvharidzira mwana wawo that's very bad mwana anoramba achizviita nekut Mai vanomusatopa pakuita zvakashata
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 3 ай бұрын
Bratshit wemwana. Kuda kupa mbudzi shuramatongo. Dundiramutsime
@BvaruJoker-bg6zl
@BvaruJoker-bg6zl 3 ай бұрын
Nyaya iyi hainetsi mkomana uyu kana achiramba mbudzi ngaiyende ino testwa ikawanikwa inehurume hwemunhu anobva abatwa Nemhosva zvisina kupikisa
@RyanMachache-kg8mk
@RyanMachache-kg8mk 3 ай бұрын
Ndosaka mbudzi ichnhuhwa nyama yayo .urume hwetupfanha utwu
@professordhewa298
@professordhewa298 2 ай бұрын
Mwana aigeza uyo mangotonga zve kunyepa apo vanhu ava vane grudge pakugarisana kwavo
@addietarga3256
@addietarga3256 3 ай бұрын
Zvinebasa rei izvozvo
@TheChekas
@TheChekas 3 ай бұрын
Sabhuku imboko
@hazelchitukutuku
@hazelchitukutuku 3 ай бұрын
Vese vaku supporter mwana uyu mukukurudzira zvakashata pamuchaitirwa muchaona baba avo vangamuvengerei
@petrosmutunami1050
@petrosmutunami1050 3 ай бұрын
Nyaya iri pamari yavasikuda kubhadhara vana damn leaders with corruption...in zimbabwe u can easily be arrested even if it's a framed story,pakangoita witness zvotonzi vaviri havanganyepi ....machiefs muripo pakuenzanisa,kuvaka,kusimbisa nekumisikidza dunhu renyu kwete kuti ziso ramambo rikangotaura mototi ndizvozvo..
@veronicamathabire5803
@veronicamathabire5803 3 ай бұрын
Siyai husavi kani
@user-zq2br5pq3d
@user-zq2br5pq3d 3 ай бұрын
Musadaro mwana
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 3 ай бұрын
Umm mbudzi dziripadambudziko. Nekusataura vmvana dzinotodawo bonde dzizere kunze uko
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 3 ай бұрын
Kutyityidzira mwana uko vana imbwa imi
@ruthrura8063
@ruthrura8063 3 ай бұрын
Vanonyepera mwana anambwa avo
@lisamupfugami5022
@lisamupfugami5022 3 ай бұрын
Nhai iwe ndepapi panyeberwa Mwana uyu ona nyaya kusvika yapera akarara nembudzi Uyo usanakidzwe nekutuka varume vakuru
@mollineshato8442
@mollineshato8442 3 ай бұрын
Ndimi team rinorambira vana zvavanotadza muchiti havadaro
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 3 ай бұрын
Haunyare manje?
@Vibesij66
@Vibesij66 2 ай бұрын
Kunyenga muriwo here vedu weee ko sadza toseva neyi kkkkkk
@user-rb8kq6yt8x
@user-rb8kq6yt8x 3 ай бұрын
Kokana makamubata achisvira munhu maiuya kwasabhuku here
@tapiwadexter1382
@tapiwadexter1382 3 ай бұрын
Muriwo wesadza wakasvibiswa
@user-zs9ii7ej7z
@user-zs9ii7ej7z 2 ай бұрын
Asi vanhu avo varikungoita hutsinye chete vakadini kungomudzorawo semwana pane kumuendesa kudare
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 3 ай бұрын
Apa kutozobvisa hembe
@proactiveafrica323
@proactiveafrica323 3 ай бұрын
Akabata boargoat here?🤣😂😂akarova boargoat nenyoro. jokes aside its a spirit srry young man get helped its wakabatwa but we know they people doing it vasingabatwe.
@user-xt9ov2qs9s
@user-xt9ov2qs9s 3 ай бұрын
Kunyenga muriwo shuwa😂😂
@user-wb3qx4rs1c
@user-wb3qx4rs1c 3 ай бұрын
Haaa apawo varikunyepera mwana ngavabhadhare mwana Mari yake
@user-rs1ju6eq8w
@user-rs1ju6eq8w 3 ай бұрын
Hai Mangwana tinoenda
@calistomunditi7960
@calistomunditi7960 3 ай бұрын
Lies have short legs
@user-vo5rv1kp5u
@user-vo5rv1kp5u 3 ай бұрын
😂😂😂😂Aaa munhu anga nyenge husavi sure
@blessingvirimai2144
@blessingvirimai2144 3 ай бұрын
Haaa zviripachen mfna akashaisha muriwo uyo😂😂😂
@clariskumba3538
@clariskumba3538 3 ай бұрын
Cheers 🍻 kune vose vasingadye mbudzi seni 😅😅😂😂
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 3 ай бұрын
😂😂😂😂Matiiko nesu tinototi mbudzi my favorite 😂
@mikemagidi5365
@mikemagidi5365 3 ай бұрын
The boy needs help, wat he di isnt normal at all and i feel like the best thing to do is to somehow Counsel him not kumu sungisa
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 3 ай бұрын
Mupfana waidzidzira kuvata nemukadzi pambudzi
@WellingtonBudzi
@WellingtonBudzi 3 ай бұрын
Zviriko ndohupwere
@mollineshato8442
@mollineshato8442 3 ай бұрын
Kkkkkkk
@jingostv1809
@jingostv1809 3 ай бұрын
Kunyenga muriwo here amana🤭
@user-wj9ei4br7x
@user-wj9ei4br7x 3 ай бұрын
Wanonyeba kuti makuna kuna kuda mari chete huori pwere dzese dzakabva nako even madhara aya ngaatibvire apa ngawanotsvage mabsa washande
@ola61444
@ola61444 3 ай бұрын
Kkkk youngman wanga watobuda nyaya wani
@PeterLee-jw7ig
@PeterLee-jw7ig 3 ай бұрын
Mutemo uriko mambo
@Refackmut
@Refackmut 3 ай бұрын
Kunyenga muriwo unodyiwa nemunhu wese?
@florencemahore-fq9wj
@florencemahore-fq9wj 3 ай бұрын
Gegegege futi zvakaoma nhaimi
@AdmiringHouses-zf7jn
@AdmiringHouses-zf7jn 3 ай бұрын
Witness ye 3 Uyo arikunyepa ngataure zvakaudzwa Na baba wake pamusoro pembudzi
@user-nq2ti3qh1d
@user-nq2ti3qh1d 2 ай бұрын
Kunyenga muriwo
@BvaruJoker-bg6zl
@BvaruJoker-bg6zl 3 ай бұрын
Mbudzi dzese idzodzo dziri 2 dzofanira kuenda ku vertirinary
@paddingtonchisango9438
@paddingtonchisango9438 3 ай бұрын
Ndiye adii zvake beans muri kudya wani
@user-lh5vq9dt7o
@user-lh5vq9dt7o 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 akatonakirwa zvikaendwa mwana zvamakuita ratove drama😅
@tamirirashemushayavanhu525
@tamirirashemushayavanhu525 3 ай бұрын
but zviri fair hr kubudisa mwana mudiki uyo pa camera
@user-nb2sn6tc8b
@user-nb2sn6tc8b 3 ай бұрын
Nhau ndeyekunyeba iyi
@tinashetembo1628
@tinashetembo1628 3 ай бұрын
Haaa mufana inhundira mutsime uyo
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 3 ай бұрын
Kakanyenga muriwo(nyama) kuimba kachidya nemaveggie..huye don't 🙈🙄
@Bhaseranoraman-rj2tm
@Bhaseranoraman-rj2tm 3 ай бұрын
Ange afanenyota kkkkkkkkk kusvibisa usavi mupeyi mukadzi wake and nembudzi yacho haina kumitiswa here
@user-wj9ei4br7x
@user-wj9ei4br7x 3 ай бұрын
Kunoiteiko kumapurisaaiwawo gadzirisai nyika jwete izvi nyika maitadza wani
@Bhaseranoraman-rj2tm
@Bhaseranoraman-rj2tm 3 ай бұрын
Pamwe vakabvumirana nayo mbudzi yacho ndosaka yarega kuuya ku court mbudzi yacho bcz inoziva kuti vanodanana saka soyayi mfana uyu
@ROGUE406
@ROGUE406 3 ай бұрын
That's why I don't eat meat
@makonidanies7851
@makonidanies7851 3 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@tobs7968
@tobs7968 3 ай бұрын
Ko unodyirei beche
@madamboss7216
@madamboss7216 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@WellingtonBudzi
@WellingtonBudzi 3 ай бұрын
Kkkkkkkkk
@Chikatsa
@Chikatsa 3 ай бұрын
😂😂
@user-nu2nv7qx8b
@user-nu2nv7qx8b 3 ай бұрын
Kuvengana chete kuripo uko hapana mbudzi yakarohwa stonyeni apo frame
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 3 ай бұрын
Muzera uyoyu ndewekusekera muchitende, wako anofumawo abura hombe chaiyo kutokwira iri huku kkkkkkkkkk
@mollineshato8442
@mollineshato8442 3 ай бұрын
Ariko aikwira huku kwedu KwaMutoko uku ikakwirwa yaifuma yakafa dzadzina kuti kwesere
@PrimroseMleya
@PrimroseMleya 3 ай бұрын
Uuum jere mwana uyu makanyanya mombe futi murikuseri shem
@sydneymachipisa3233
@sydneymachipisa3233 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂hanzi ndandichiita bonyora😂😂😂😂
@mollineshato8442
@mollineshato8442 3 ай бұрын
Kkkkkkk demon
@godwindzepasi5148
@godwindzepasi5148 3 ай бұрын
Ndosize chaiyo inorova mbudzi kkkkk
@user-sf9bf4ku3k
@user-sf9bf4ku3k 3 ай бұрын
Hoyooo handidyi mbudzi kana idyai mega
@evasnyamhere4066
@evasnyamhere4066 3 ай бұрын
Kunyenga muriwo😢
@user-zl4et5cw2b
@user-zl4et5cw2b 3 ай бұрын
Will never eat goàt meat
@elvinahg8466
@elvinahg8466 2 ай бұрын
This is Abuse kumwana this video should come off. Wht are Zimbabweans so hungry to put such content on minors
@AdmiringHouses-zf7jn
@AdmiringHouses-zf7jn 3 ай бұрын
Sabhuku iwe taura pako chete Taura chokwadi sabhuku iwe unodzvanyirira vanhu iwe
@mc_martie
@mc_martie 3 ай бұрын
Kupoterwa nekubata chibharo usavi
@libertychipere7498
@libertychipere7498 3 ай бұрын
Musamanikidze mwana imi nonsense chiii chamurikuita ichocho
@user-wk1vo8ss5d
@user-wk1vo8ss5d 3 ай бұрын
Mambo mbudzi ne munhu hazviite mwana musanyepere vanhu
@marymagoke5298
@marymagoke5298 3 ай бұрын
Zvinoita ndozvamunoona zvichibudiswa muma paper mbudzi ine miri wemunhu but soro ririrembidzi makumbo zvese munhu.kune mu India airara nembwa ikabereka zvinhu zvinenge vanhu nemakumbo 4 but ari evanhu neface yemunhu but mvere misiri wese.akasungwa mu India iyeye.imbwa yake akanga akayoitrainer kuvata nayo ende aiida zvekuti kupfuura munhu
@user-wk1vo8ss5d
@user-wk1vo8ss5d 3 ай бұрын
@@marymagoke5298 Hakunazvakadaro amai. Biological its not possible. The gametes are incompatible. God created us with that much attention to detail. Nemiwo chitodzidzai pano. Zvamunotaura anonzi magenetic malformations not cross species fertlisation
@PrimroseMleya
@PrimroseMleya 3 ай бұрын
Tikati fambe fambe tobvunza mweya mwana akazviita asi miregererei
@marconkiwane4248
@marconkiwane4248 3 ай бұрын
Bota Manyama 😂
@fadzairwaveya4338
@fadzairwaveya4338 3 ай бұрын
Zvinotanga nnokuuraya katsi fume mangwana wave Murder Zviogotanga nekubata mhuka mangwana wava Rapist haaa ndomavambo
@madamboss7216
@madamboss7216 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂zemo parinokupinza soo😂😂😂😂😂😂
@WellingtonBudzi
@WellingtonBudzi 3 ай бұрын
🤣
@prospermuzunze8564
@prospermuzunze8564 3 ай бұрын
kkkkkkkk bonyora 😅😅😅😅😅😅
@eniakaduwe3554
@eniakaduwe3554 3 ай бұрын
Mwana uyu I age ipi iyi irikutongeswa mudare umu mukwane varume veChiweshe imi
@tinashetembo1628
@tinashetembo1628 3 ай бұрын
😂😂😂😂 saka waida aitwe sei chinhu chake chakumira
@mshotness4509
@mshotness4509 3 ай бұрын
He is 16 years old and he has his mum there to represent. Plus kana wakura kurova bonded ne usavi unotopinda dare😅😅😂
@user-yw8bw4fh6u
@user-yw8bw4fh6u 3 ай бұрын
Dzimwe nyayaaa dzamoendesa kwamambo ndedzekupenga mbudz mbudzi sure not munhu haaa muite muxe what do Yu benefit from dat Iwo Wana Mambo wakatombonyengaw mbudz even iye nyakuona reporter Mambo makunyepa fut sperm remunhu harife rakaitisa mhuka mwana 😅
@Hungwe
@Hungwe 2 ай бұрын
Mdara atanga kutaura akasvira hwai ne nguruve mhata yako mdara iwe mkosho wamai vako satan. Unomisa tsinga nedzekumukosho nyaya isina basa iyi mambo uyo akatombozviitawo arimudoko nonsense mashaya nyaya padare here nxaaa
@leomatipaisherevai4194
@leomatipaisherevai4194 Ай бұрын
For the sack of mwana ,please take down this video…vanhu vanotadza and izvi zvirikuitika everday kumamisha…adzisi nyaya dzekutonga mumatare idzi
@RufaroMapisaungah
@RufaroMapisaungah Ай бұрын
Child abuse
@tinashekandemiri6491
@tinashekandemiri6491 3 ай бұрын
sabhuku mhata yako kuda kungodzi vaendesa nyaya kwamambo hre
@jimjames9305
@jimjames9305 3 ай бұрын
Haana mhosva u forcing mwana nekumupinza fear
Gogo vanodzoka Mudare
22:58
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 3,5 М.
One moment can change your life ✨🔄
00:32
A4
Рет қаралды 32 МЛН
Heartwarming Unity at School Event #shorts
00:19
Fabiosa Stories
Рет қаралды 17 МЛН
Дарю Самокат Скейтеру !
00:42
Vlad Samokatchik
Рет қаралды 8 МЛН
Smart Sigma Kid #funny #sigma #comedy
00:26
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 3,5 МЛН
Akadanana NeMukadzi WeMunhu Kwe 4years
30:21
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 20 М.
Kubva Zvaatora Mainini Haandipe Bonde
29:07
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 10 М.
Chikomba NeMukadzi Wangu Ndakavabata Vachiita Bonde Ndichiti Ari Kurufu
35:28
Mukadzi Orambirwa Kuda Bonde Zvakanyanyisaa
23:32
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 26 М.
One moment can change your life ✨🔄
00:32
A4
Рет қаралды 32 МЛН