No video

Gogo vanodzoka Mudare

  Рет қаралды 19,461

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Күн бұрын

Пікірлер: 136
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 Ай бұрын
Karaganda chero mukaswera muchiposter chief Mutasa I don't mind. I am addicted.
@maimunya_Zim
@maimunya_Zim Ай бұрын
VANHU VAMWARI PUMUSOROI NDIRI MUKOMANA ANE MAKORE 16 NDINO ACTOR MACOMEDY NDIRI MUKADZI NDOKUMBIRAWO MUNDISAPOTEWO channel yacho yakanzi Mai munya Zim Comedy.Ndinobva PaBocha kwaBambazonge ukoo Ndaduyawo Kuno Kuti mundisapotewo anhuwee musandisiyawoba
@mhlopemelody
@mhlopemelody Ай бұрын
Done
@Fayrwa06
@Fayrwa06 Ай бұрын
Khule Godobora ma LYCHEE, Pineapples 🍍 unosima kwako ikweyo. Siyana na Gogo. Kusasvoda Mdara mukuru
@leanwafawarova7205
@leanwafawarova7205 Ай бұрын
Takura malitch ako urove pasi😂😂😂😂😂
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 Ай бұрын
Nhayiiii mwanakomana wadiiii hako wasuduruka nekuti remangwana iro zvinogona kuzonetsa ikazoita ngozi suduruka hako
@madamboss7216
@madamboss7216 Ай бұрын
Nhym munhu unongobva hazvina mhosva hupenyu hunotoenda mberi
@BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb
@BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb Ай бұрын
Sometimes it's healthy to accept losses in life ! The earlier you accept the sooner you rebuild your life
@LettyShawty
@LettyShawty Ай бұрын
Mambo Mutasa is learned ndati😂😂 Yooh hakusi kwekungomuka wakanomangara nyaya isina ma facts & evidence huh😢
@nyembigatula5879
@nyembigatula5879 Ай бұрын
Ndiye akatanga kunyera Gogo nezve Nyaradzo What a betrayal Tora miti yako uchaye Step Untrustworthy
@TM-iz2ku
@TM-iz2ku Ай бұрын
Akaita sei ndipowo Gabriel story kacho ndakaimisa iyi
@FungaiKafurandi-sb5vi
@FungaiKafurandi-sb5vi Ай бұрын
iye mukomana kubva paakatanga kuita basa ipapo akamboibata hr 15 thaza yacho
@blessy74
@blessy74 Ай бұрын
😂😂😂😂
@ynmnn4946
@ynmnn4946 Ай бұрын
😅😅😅
@Tari2378
@Tari2378 Ай бұрын
Asi farming inozokupa yield years later, especially fruits from trees
@ladyvee21
@ladyvee21 Ай бұрын
Gogo avo ndakambovanzwira tsitsi last time but this guy injected a lot of money pa project iyi. Kudhonza mvura, ma tank, ma pipe, ma solar, kudyara miti nekuitengera mishonga kusvika yakubereka imari yaingobuda and after all the hard work wonzi tema miti uyende that's not fair. Gogo vari kuda kungosara vachikohwa ma fruits vachitengesa
@EthieNyama
@EthieNyama Ай бұрын
Ayewaa hauna kubata nyaya zvakanaka mupfanhaa wangu urikunzwa kutaura kwemupfanha uyoo akagara na Mbuya uyoo haana mumuromo haana Hunhu haana Respect saka kana achitaura akatomira kuna va She nekuna Mbuya vakangomuti Rima hako uchiita zvaunoda saka pose paakagarapo haana here kuwana Profit yekungorima for Freee no mupfanhaa uyuu itsotsi uyuu ane zvakawanda zvaakaresvera Mbuya
@user-yv8bh1nx5o
@user-yv8bh1nx5o Ай бұрын
Investment yemunhu inofanira kukosheswa,mbuya awo waane godo nekufurirwa ,this matter needs to be resolved amicably
@thobelikhayandlobvu765
@thobelikhayandlobvu765 Ай бұрын
15 000 kuda kuto booster zvako basa rako rekuuraya mombe...bvisa zvinhu zvko xaa ..haunyari...ndodawo free a nd fair mambo ..munhu uyu ngabvise miti yke hpana chakaitira gogo awo apa kunyepa nekunyepa itsotsi uyo
@joyceparwazenga7545
@joyceparwazenga7545 Ай бұрын
Vanhu taurai chokwadi munhu kutanga kudyara miti kusvika ibereke kunenge kwabviwa kure mbuya vakuona kuti pakubuda mari saka vakuda kusara vachidya mari Dai ndirini ndainotenga mushonga wekufirita zvese zvooma vosara nehuni chete tione kuti vanovapfurira vacho vachavabatsira here Nekuti nyaya iyi ine vafuriri varikuti mudzingei mosara nezvirimwa satani wavo gogo ndosaka vaishaya muchengeti kushaya kana nehama yavo inovapa mwana wekugara naya zimuroyi ragogo
@ruthtapiwa6311
@ruthtapiwa6311 Ай бұрын
That's a crime my dear, you can't just do that. Kufirita ikoko is malicious damage to property.
@nancytasarirenyi9233
@nancytasarirenyi9233 Ай бұрын
Iye ndiye katanga kuita chitsotsi Dai akangoisira gogo mvura nezvaida. Pangadai pasina problem
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 Ай бұрын
Nzwisisa nyaya iwe utoriwo nemoyo usiriwo gogo wakamuti gara apa asi uchindibatsirawo zvandinoda iye akange asisaiti izvozvo wotobira mbuya
@anniekurewa878
@anniekurewa878 Ай бұрын
Vacharoyiwa ivo vachembera
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 Ай бұрын
​@@anniekurewa878😂😂😂😂
@sophiapin1828
@sophiapin1828 Ай бұрын
Ngozi waiting to happen 😂😂😂😂
@ruthtapiwa6311
@ruthtapiwa6311 Ай бұрын
Iwe Roman Dutch Law🎉🎉, mambo Mutasa 😂 you remind me of law school
@thobelikhayandlobvu765
@thobelikhayandlobvu765 Ай бұрын
Siyana na gogo wangu. ..unoti.gogo.anoiwanepi.mari yauri kutaura ..asi wa broker zvekuuraya mombe
@farisyshumbamhini4716
@farisyshumbamhini4716 Ай бұрын
Takura marichi uendeeeee 😅😅😅😅😅
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 Ай бұрын
Now it seems like gogo is cruel but this guy was taking advantage of her. Last time he wasn't showing remorse at all.
@agneskaitano1334
@agneskaitano1334 Ай бұрын
Gogo vane vakuvafurira kuda land yavo
@MoreblessingMashizha-gc2rt
@MoreblessingMashizha-gc2rt Ай бұрын
dzimwe nyaya dzacho sooo vana wadii siyai izvi zvekufarira kuenda kudare kwashe
@TonderaiMachobani-zf6qi
@TonderaiMachobani-zf6qi Ай бұрын
Ivo mbuya havayi tora mwana wevanhu kuva kumushandisa
@prosperchinhengo4479
@prosperchinhengo4479 Ай бұрын
😂😂😂 mwana ndeupi manje
@MckyStyMckySty
@MckyStyMckySty Ай бұрын
Number 1 today 🎉
@NomakhosiMasekesa
@NomakhosiMasekesa Ай бұрын
15 thousand is a fair price to me. ..my reasons being that... -crop population on this land must be considered -life expectancy of production of each crop must be considered... -present age of all plants on this piece of land must be considered - labour costs upto date of handing over the field must be considered... -I'm sure this 15 000 adds up ....-then draw up a payment plan ....the chief must not rush his ruling
@user-lw9fq6kv2j
@user-lw9fq6kv2j Ай бұрын
On whose land yakaita izvozvo.akadii kuenda kunoitira kmba kwavo haana kudonhakaa munhu uyu atori nefamily.imbavha iyi mvura yaaishandisa haisi yake
@user-lw9fq6kv2j
@user-lw9fq6kv2j Ай бұрын
As l can see hapana yield yaanoita inomupa such amount even considering labour hakuna . only kuti angotaurirana nambuya avo aende kana vasina kuwirirana
@moyowity
@moyowity Ай бұрын
Ngaakohwe iye obhadhara mbuya land yavo.obva arova pasi
@nadianicolas-pd7ri
@nadianicolas-pd7ri Ай бұрын
Garepo ngepako kuti dheshe sofa rese. Thanks karanganda. Cheers to us wwnotanga kuliker vasati wanzwa nyaya
@mineatdjk
@mineatdjk Ай бұрын
Uuuu chief Mutasa apa vakutaura zve inrow spacing and calculations. Uko ndekwekuenda wakagadzirira zvakakwana unopererwa
@LettyShawty
@LettyShawty Ай бұрын
Huh wangu ka😂😂😂😂 Imagine ndikuvhiringika ndrikuterrace what more uri pamberi pamambo😅😅😅 Am sure uno sweater chete 😅
@user-ok4to6ym9w
@user-ok4to6ym9w Ай бұрын
Shuwa unoda 15 000$ pamunda usitori wako.iwewe kungorima chete aaah shaas
@apoloniamachona7055
@apoloniamachona7055 Ай бұрын
Ndiye akasima moti musadaro imi
@user-ok4to6ym9w
@user-ok4to6ym9w Ай бұрын
@@apoloniamachona7055 ehe ndizvo hazvo ASI hona xaaz Mari Yaa taura umm yakawanda
@user-cq2vf8nv7i
@user-cq2vf8nv7i Ай бұрын
Na Chief JUSTICE MUTASA unobondera ukazvireka ini bate reke 🙌
@ConfusedChameleon-ce6rn
@ConfusedChameleon-ce6rn Ай бұрын
This guy akanga Afunga kuti adzika midzi pane vaifurira haana kuziva kuti acharohwa ne counter attack
@kelvinnsingwane5890
@kelvinnsingwane5890 Ай бұрын
Ndaapano 😂😂😂 my great Chief ever
@ssam1430
@ssam1430 Ай бұрын
Harvest and then chop down zvee zwakarima because mbuya vachasara vachikohwa year after year
@user-jk2xj6uw8o
@user-jk2xj6uw8o Ай бұрын
Headman Chigodora varipi these days
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Ай бұрын
Imi siyai munhu ataure zvirimwa zvake musamupe confusion but 15k inogona kuita shoma ka remember pane mapipe emvura futy akaiswa then labour mushonga etc but mukoma vakabatikana zvavo varikurwadziwa
@SandileHopewellNdlovu
@SandileHopewellNdlovu Ай бұрын
Iye akaita problem yekungwara nhema dei asina kuvhara gogo kubva pekutanga pasina kana nyaya
@user-oo2bx8wb7j
@user-oo2bx8wb7j 27 күн бұрын
Dzimwe nhari ndedzekushaya fundo usanetse mbuya enda iwee
@obeyobie264
@obeyobie264 Ай бұрын
Waiyepo ere😂😂
@MarthaManjekeye-r9p
@MarthaManjekeye-r9p Ай бұрын
Ini ndange ndichifunga kut mambo vachabvunza kt paunositengesa zvirimwa zvake anosibata marii mkomana uyo.nkut togona kt 15 000 yakawandisa itori shoma.mbuya avo vanongosara vachienderera mberi nkudiridzira vchitengesa zvirimwa vchitodya mari yacho
@agneskaitano1334
@agneskaitano1334 Ай бұрын
Pane munhu akutoshandisa gogo akutoda project iyoyo mbuya avo pane pavachaenda kunotengesa here
@brianchirozvi268
@brianchirozvi268 Ай бұрын
Endesai anhu emutemo
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Ай бұрын
Watodzidza mwanakomana kana wanzi dzipakate hauna kunzi ridza,dnt develop pamusha wekuchengeteswa,,see the consequences. I think dai vaita agreement yekuitirana half-half gogo musaitawo hundyire imi, appreciate zvakaitwa nemwana weumwe,dai pakasara pakadaro hanty ingadai pave pamatongo
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Ай бұрын
Ivo gogo vaigosiya munhu achidyara miti kusvika pakubereka sei vachiramba vakanyarara now vakuchiva maLitch nemapine haaa mukoma dzura miti yako but kana ukaisiya hakuna kure kwavanosvika nazvo gogo ava nekuti chipo chacho chekuzvirima havana fambai henyu mukoma munosimudzirwa naMwari zvimwe.
@chikukwachinowawa
@chikukwachinowawa Ай бұрын
Muchinda uyu akaita problem yekubata mbuya ava rough.akamira kubhadhara Nyaradzo policy,piped water akasaisa.mind you akapisa banana plantation yambuya ava muchinda uyu
@joyceparwazenga7545
@joyceparwazenga7545 Ай бұрын
Gogo itsotsi nguru vaona kuti zvirimwa zvakaitwa nemukomana zvakuunza mari saka vakuda kuti ayende osiya maLiches ake akubereka ivo voramba vachikohwa goreregarega Siya wagobora zvirimwa zvako usiye pasina chinhu tione kuti vachavhaira nei
@nomusasiwela9621
@nomusasiwela9621 Ай бұрын
Hauzive nyaya from the beginning ndosaka uri kuisa this comment this guy itsotsi anga asingabhadhare mbuya ava
@joyceparwazenga7545
@joyceparwazenga7545 Ай бұрын
@@nomusasiwela9621 nyaya ndoiziva murume uyu haana kubhadhara chunhu asi kuti vakawirirana nambuya kuti vavaisire mvura pamba pavo nekupota vachivatarisawo semwana wavo handina nyaya inondidarika
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira Ай бұрын
Murume uyo indyire zimbavha raida kubira mbuya land yavo, ngaribve zitsotsi. Ndiwe wakakanya agreement saka ibva no compensation for you
@user-hb4cl2lm4o
@user-hb4cl2lm4o Ай бұрын
Aaah bambo ava vatamba nevakadzidza 😂😂😂😂😂 maths wakundwa apa
@NomakhosiMasekesa
@NomakhosiMasekesa Ай бұрын
👏👏👏
@marychigumira6419
@marychigumira6419 Ай бұрын
Ndaiyepo ndaiyepo😂😂😂😂😂
@it3788
@it3788 Ай бұрын
Gogo havachada havo nelandyavo😂😂😂
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Ай бұрын
Saka gogo miti yatova yenyu pakaipa
@ynmnn4946
@ynmnn4946 Ай бұрын
Hanzi takura ma litch ako uende 😂😂😂😂
@madzimaigetz6623
@madzimaigetz6623 Ай бұрын
Kwa Chief Mutasa ukada kuenda nedzungu uchida kuve technical unonyura Chief vakadzidza ava hasi vharazipi
@ZisengweChimutsa
@ZisengweChimutsa Ай бұрын
Gogo zvaimboshaya vanochengeta, nhasi vazobva kupiko vanasekuru Peter. Apa paita demon re jealous nekuti vaona Muchinda uyo kuti avekuita raramo yakanaka nekuda kwe investment yaakaita. Vanoroya chete vanhu ivavo
@user-ky9xl9xi2k
@user-ky9xl9xi2k Ай бұрын
Mbuya. Ngavanzwisisewo. Simba rogwadza warima miti yobereka wonzi chienda Aiwa. Mbuya ngavasadaro nekut munda ndewavo. Plus. Navowo. Blaz ava vakazovarairwa vaiiti ndepawo hre. Chembere inehudyirewo iyi. Aiwa. Ivo vaizofirwa nehama dzese. Vana vese chiii. Vasara Vega zvekuzotsvaga vatorwa vekugara navo. Kwavo kwavanobva kana kumusha kwemurume vakashaiwa hama yere kuti vagare navo mbuya Dangerous fut. Wacho akuvafurira iye. Achanyudziwa fut ndimbuya ava
@user-qb1pf6ym3t
@user-qb1pf6ym3t Ай бұрын
Gogo muribenzi ndini ndadaro fullstop ..?murikuzviita munorira gogo
@makonidanies7851
@makonidanies7851 Ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@user-jl6qd4vo6s
@user-jl6qd4vo6s Ай бұрын
machembere ngaabatsirwe
@sandranyakuseka1286
@sandranyakuseka1286 Ай бұрын
Murume dai ataurawo mari iri reasonable,15 000 vanoiwanepi mbuya ivava,anyway pane kunyangirana nyangirana apa
@ZisengweChimutsa
@ZisengweChimutsa Ай бұрын
$15000 itori shoma, Mutasa anomboratidzawo hudofo futi. Labour and inputs costs zvinoiswa futi ipapo.
@Tari2378
@Tari2378 Ай бұрын
But vanhu ava vavekubatsira gogo vabvepi? Gogo vaito shaya iyichengeta. Pane ateya apa!
@SibandaPatricia
@SibandaPatricia Ай бұрын
DHESHEEEEEEEEEE paruoko rweSofa semunhu anonoka😂
@user-qb1pf6ym3t
@user-qb1pf6ym3t Ай бұрын
Mambo makuitasekuti zvirimwa zvemkomana hazvina basa tongai fair nyaya iyo ...the problem is Mambo Mutasa havaisi nyaya kumakurukota avo kuti vataure pfungwa dzavo ....chero uchigona but inzwawo pfungwa dzevamwe ...
@nomsanyika151
@nomsanyika151 Ай бұрын
Makurukota acho naMambo zvibodzi zvo
@Chiefbabachitondo1985
@Chiefbabachitondo1985 Ай бұрын
Mbuya varwadziwa neupenyyu hwemkomana
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira Ай бұрын
Mambo hapasisina hukama hwakanaka panogona kuurayana vanhu, murume ngaakohwe zvirimwa zvake aende ndiye akavhiringa contract achifunga kuti asvika aida kuti gogo vafe nebp
@stephenrangarirai4987
@stephenrangarirai4987 Ай бұрын
Mbuya avo Imene mene itsotsi
@gladystsikayi1919
@gladystsikayi1919 Ай бұрын
But mbuya vazoita hutsinye at the end vaona kuti muchengeti wave avakuita mari ne land vaakurwadziwa ... musadaro mbuya
@rejoicehwata3176
@rejoicehwata3176 Ай бұрын
True vakamushandisa. Ndidzo dzimwe ngozi idzi dzinozonetsa 20 years down the line mukomana iyeye afa akuti makandishandisa mumusha menyu mukasandiripa makandidzonga
@RoselineNoku-dv6fg
@RoselineNoku-dv6fg Ай бұрын
Amen ngavatotaurirane zvakanaka kana achitema zvirimwa zvake ngaateme asiye mbuya ava
@fanuelmoyo6272
@fanuelmoyo6272 Ай бұрын
Uyu ngaangotema miti yake. Zvimbuya izvi zvinjire
@tinshemakem4140
@tinshemakem4140 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂 hanzi takura ma zvinhu zvako uende
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Ай бұрын
Wakadii kutenga yekunzi gara mahara nemunhu asiri hama yako mangwana unochema i think madzidza mukoma
@liliosamumwe9733
@liliosamumwe9733 Ай бұрын
Dzura miti yako usiye gogo neland yavo
@CatherineKoga
@CatherineKoga Ай бұрын
Tema míti yako
@user-yv3ex9cy3l
@user-yv3ex9cy3l Ай бұрын
Kkkkkk 15 000 anoiziya here uyo
@Smoyo
@Smoyo Ай бұрын
Eee next case haa nhasi ndirikudzifambira
@Rebhara
@Rebhara Ай бұрын
Gogo ava vanenge vasinganzwisiswo, vane pamuromo
@user-qb1pf6ym3t
@user-qb1pf6ym3t Ай бұрын
Vatori wrong gogo avo you are right zvako iwe
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 Ай бұрын
​@@user-qb1pf6ym3tnoo gogo wari right iye nemukadzi wake ndiwo wainyepera gogo plus kuti takunyoresai kunyaradzo zvenhema aneutsinye kasiyamhuru dai akachengeta gogo zvakanaka waitozosarapo gogo watofa awo lack of knowledge akaita greedy
@SandileHopewellNdlovu
@SandileHopewellNdlovu Ай бұрын
​@@violamavhatu6434urikurevesa nekut vakarima votakura zvese vokanganwa agreement yakavaunza paland vayiti ndivo varikurira apa kunzi gogo vaunze chitupa tikunyorese kunyaradzo vaida kuchinja ownership yeland
@Smoyo
@Smoyo Ай бұрын
Aaa aaa izwaa izwaa
@makonidanies7851
@makonidanies7851 Ай бұрын
Muchinda vamabo uyo anopesvedzera
@LorettaMangoma
@LorettaMangoma Ай бұрын
Ehe
@user-wf7qs4up5h
@user-wf7qs4up5h Ай бұрын
Haa ehee panga pasipake but paita godo coz pashandwa paakubuditsa huchi Ehee akakanganisa paakanyepa pa koti yekutanga but gogo yaita udyire utsinye godo jerasi Ko kuzotema zvinhu ndookudii Gobora twese vatange patsva tione vanozvigona here maziyeekera avo
@faithtiengane5618
@faithtiengane5618 Ай бұрын
❤❤❤❤❤
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 Ай бұрын
Ska gogo avo ragara riri tsotsi vaitodavo kushandisa vanhu tisadaro miti ichidyarwa unomutengerwa mushonga zvakawanda zvinoitwa mbuya iyo yakawona kuti pane miti ikafunga zano tisadaro mufunge vane uchire gogo vakaita zvekuda munhu mustand kuda kumushandisa😢
@user-yc9ec7yr5x
@user-yc9ec7yr5x Ай бұрын
Mwanakomana akakanganwa zvaakavinga
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 Ай бұрын
@@user-yc9ec7yr5x imi neni hapana ane proof yeAgreement yavakawirirana pakutanga thank you
@chipogariremo4484
@chipogariremo4484 Ай бұрын
Blaz vaida kutyisa mbuya
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Ай бұрын
Mayiepo ere
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 Ай бұрын
Taapo nzeve hadzina muturikiri
@namatiraimapfumo8743
@namatiraimapfumo8743 Ай бұрын
Ndaseka hanzi takura malich ako woenda 😂
@edwardtsvamuno2877
@edwardtsvamuno2877 Ай бұрын
mambo matipotsei pabiological valuations apo
@sharonmabute5230
@sharonmabute5230 Ай бұрын
Tiripo🎉🎉🎉
@Tatenda684
@Tatenda684 Ай бұрын
Muriwadi😅
@BvaruJoker-bg6zl
@BvaruJoker-bg6zl Ай бұрын
Mambo ava itsotsi vanoda kuishandisa basa remkadxi kut vatore Munda wambuya ava 😂😂
@sheltonselassie4767
@sheltonselassie4767 Ай бұрын
15 000 😂😂
@innocentchiwa1093
@innocentchiwa1093 Ай бұрын
Maybe mabond
@user-su9sf7rn7e
@user-su9sf7rn7e Ай бұрын
15000usd ??????
@tinshemakem4140
@tinshemakem4140 Ай бұрын
Ahhhhhhh 15000 zig here or us 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@teenayee9974
@teenayee9974 Ай бұрын
Zig racho still imari yakasimba
@mineatdjk
@mineatdjk Ай бұрын
Yuwesi 😂 Akazozvinyanyawo
@sherphedbandama2140
@sherphedbandama2140 Ай бұрын
Vakumudzinga iyo miti yakuzvara here hama dzagogo dzakubudikira now why
@agneskaitano1334
@agneskaitano1334 Ай бұрын
​@@sherphedbandama2140vaivepi nguva yese
@user-cv8ys8mw9u
@user-cv8ys8mw9u Ай бұрын
First
@rangariraimabwe6578
@rangariraimabwe6578 Ай бұрын
Mbuya iyo irikufurirwa nemvana dzayo idzo asi ichademba zvayo , inotemba uroyi
@mandishorasaruchera6307
@mandishorasaruchera6307 Ай бұрын
Ko tatononoka kare
@user-ro4ir1bc6u
@user-ro4ir1bc6u Ай бұрын
Huwi
@JahCure-zh4dt
@JahCure-zh4dt Ай бұрын
Paitwa hudyinyiriri apa. Mambo might be using emotions here. Not fair at all!!
@SandileHopewellNdlovu
@SandileHopewellNdlovu Ай бұрын
Previous nyaya makaidzwa hre or mayibatira padumbu mukuru wangu😢
@CatherineKoga
@CatherineKoga Ай бұрын
Maigomusiya adyare michero igobereka aa hundyire huroi
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Ай бұрын
Karanganda
@PrimlowTapera
@PrimlowTapera Ай бұрын
Tema miti yako hanzvadzi urove pasi
@maxwellmavi6712
@maxwellmavi6712 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@ladyvee21
@ladyvee21 Ай бұрын
Gogo avo ndakambovanzwira tsitsi last time but this guy injected a lot of money pa project iyi. Kudhonza mvura, ma tank, ma pipe, ma solar, kudyara miti nekuitengera mishonga kusvika yakubereka imari yaingobuda and after all the hard work wonzi tema miti uyende that's not fair. Gogo vari kuda kungosara vachikohwa ma fruits vachitengesa
@schumieelf3232
@schumieelf3232 Ай бұрын
Why he didn’t do his end of the bargain! Ngaaende nemiti yake- this guy was thinking gogo will die sooner. Bad guy
DOTITO: Handibvise Pfuma Chataiita Chihure Chete Chete
38:56
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 13 М.
Kubatwa kwenyoka nezvidhoma kwaKanjanda
54:08
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 51 М.
Angry Sigma Dog 🤣🤣 Aayush #momson #memes #funny #comedy
00:16
ASquare Crew
Рет қаралды 46 МЛН
Oh No! My Doll Fell In The Dirt🤧💩
00:17
ToolTastic
Рет қаралды 13 МЛН
ngozi ya Tonde update
22:02
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 15 М.
BON KALINDO LERO PA 6 SEPTEMBER 2024 |
16:10
DZIWE TV
Рет қаралды 9 М.
Mambo Mutasa ndi Baba vevanhu Chokwadi
33:17
TICHKACH MTV
Рет қаралды 25 М.
UZUMBA: Otiza Pamba Nekuti Pane Mashiripiti Anoitika Ipapo
21:31
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 7 М.
Akadanana nemukadzi wemunhu, Yainzi witness yacho yauya kudare
14:05
Manass-Chibanda
Рет қаралды 35 М.
Dare ra Chief Mutasa .Zvidhoma zvababa
20:45
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 22 М.
Mukadzi Ane Barika re Varume Amiswa pamberi pedare
1:51:49
TICHKACH MTV
Рет қаралды 366 М.