Akadanana nemurume wemunhu akuzvimba muviri Part 2. Sekureva kwandakaita pavideo rekutanga

  Рет қаралды 36,842

Gogo Mamoyo

Gogo Mamoyo

Күн бұрын

Akadanana nemurume wemunhu akuzvimba muviri Part 2. Sekureva kwandakaita pavideo rekutanga kuti ndichambozama asi hurwere hwakura zvakuda nyasha dzamwari

Пікірлер: 550
@Mediachiweshe
@Mediachiweshe 5 ай бұрын
Zvino mai sasha mumusha mawakawanikwa uchacheneswa here nhai hama yangu rudo rwemushonga kana rwekumanikidzira maone manje.zvino murume zvaachaburitsa mari yakasviba kunoripa wagonei nhai.chawagona hapana jeri re Bindura.
@MolleenGomo
@MolleenGomo 5 ай бұрын
Apa ndopaunoona kuti hauna kuchenjera Achafa nenzara mumba nevana murume achibhadhara .asi acharambwa chete
@lucas15mm
@lucas15mm 5 ай бұрын
Satan anogona kushandisa vanhu vachifunga kuti vangwara...kungoitisa n'anga mari uku
@MaryManyunga
@MaryManyunga 5 ай бұрын
Mai sasha wakagona zvekuti asi imba yawo yaparara murume uyu akasunungurwa wese negirlfriend mai sasha musha waparara
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 5 ай бұрын
Haumbooarare. Baba Sasha vatova pa chikirimbani ...vakutotya kuroiwa more. Vanotodzikama
@spiwezirare8167
@spiwezirare8167 5 ай бұрын
Koakafa haisi ngozi here
@agnessmakuvise4556
@agnessmakuvise4556 5 ай бұрын
Usazomanikidzira rudo paunodiwa unoona wega by killer T 🎶🎤🎶
@MercyBvakacha
@MercyBvakacha 5 ай бұрын
Hakusi kumanikidzira kukaurisa duzvi
@maggie-tj6nv
@maggie-tj6nv 5 ай бұрын
Hahada arikumanikidzira ihure iro rinoenda pane umwe mukadzi. Muchazvirega henyu zvekumhanya nevarume vevanhu. It serves her ryt ..ndambakuudzwa akaonekwa nembonje pahuma.
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
Uri hure iwe tsek.....matauriro ako
@MercyBvakacha
@MercyBvakacha 5 ай бұрын
@@maiyeukai9346 nhy munhu angati paunodiwa unoona wega saka murume akahura kureva Kuti haachadi mukadzi wake iduzvi regai zviurawe taneta nawo mavanhu aya
@MercyBvakacha
@MercyBvakacha 5 ай бұрын
@@maggie-tj6nv taura hako kunopfekera pausingakwani
@NyayachipoChatema
@NyayachipoChatema 5 ай бұрын
Munogona ka chirapai ka mwana asingagoni kutaura even kana udzidzisa vanhu batai mamwe manzwa
@MauriceChitohwa
@MauriceChitohwa 5 ай бұрын
Amai ava vakagona kuroya murume vavo .
@kellylincolnkwaramba1374
@kellylincolnkwaramba1374 5 ай бұрын
Baba sasha vachine feeling na na chenai ndochokwadi zvimwe zvese madrma vatobuda musodzi nokubatikana Kuna ma sasha zverudo zvaendwa chitema hachidzorerwi mai sasha baba sasha havasi ku surrender varikutoda bby ravo nokuzoripiswa uko ba sasha vachatodhiniwa nomkadzi akadai
@Mhetalicious
@Mhetalicious 5 ай бұрын
Mwana wangu akura gogo ndakasiya iri mimba chaiyo
@kudakwakebonzo7517
@kudakwakebonzo7517 5 ай бұрын
Zviri muprocess kkkkkk mmmmmm
@PrimroseZivanai
@PrimroseZivanai 5 ай бұрын
Kusafunga uku kwakaita mai sasha ini wangu akahura ndikamusiya neupenyu hwake handiteuri ropa nekuda kwemurume never mwari vanotonga vega ndenga uchaita rekugugula mai sasha
@nyasharichardson9249
@nyasharichardson9249 5 ай бұрын
Kumusha kwaAmai Sasha kune Ngozi
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
Newe denga haurione basa rekuhura nevarume vevanhu iwe wakasiya wako ...tesk 🎉🎉🎉🎉🎉😂😂😂😂😂 denga harisi remuhsa kwako
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
​@@nyasharichardson9249 hakuna kana 1..kana iriko ndomubhadharira ini.....inodiwa mombe ngani? 100 here? Tokupai
@felistuschauke5749
@felistuschauke5749 5 ай бұрын
handifungi kuti maiSasha knew the extent of what she did,Iye pamwe akangofunga kuti ndezvema 2minites zvine hezvo kwava kuripa ngozi
@nyasharichardson9249
@nyasharichardson9249 5 ай бұрын
@@felistuschauke5749 Pakaoma apa ko varidzi vemwanakomana ? Amai Sasha aparadza imba yake . Plus Rudo harimanikidzwe mhani.
@RachelTanyanyiwa
@RachelTanyanyiwa 5 ай бұрын
Camera 📷 man haasi kugona basa
@felistuschauke5749
@felistuschauke5749 5 ай бұрын
hana kudzikama
@witnesschivhiya252
@witnesschivhiya252 5 ай бұрын
Hapana chozikanwa
@spiwemahole8207
@spiwemahole8207 5 ай бұрын
Hatogone 0😢
@beegee118
@beegee118 5 ай бұрын
Kufema kunge dzetse,
@melodykapfunde2065
@melodykapfunde2065 5 ай бұрын
Ari kutadza zvake
@lilianmlambo2769
@lilianmlambo2769 5 ай бұрын
Vese varikuti Gogo makapenga.. Munenge murikumanikidzira rudo chete... Kuuraya for love that's a No
@LynneKucherera-tc4lx
@LynneKucherera-tc4lx 5 ай бұрын
Baba Sasha vaitoda Chenai zvemashuwa hanzi ndaida kumuroora. Mai sasha vari kumanikidzira
@nomsanyika151
@nomsanyika151 5 ай бұрын
Audzwa wani kuti wakadii kutanga waendesa gupuro or kana wada barika wotanga wabvisa mombe kumukadzi Saka akadii kuzviita
@LynneKucherera-tc4lx
@LynneKucherera-tc4lx 5 ай бұрын
@@nomsanyika151 enda undomubvunza
@claricemaeresera9326
@claricemaeresera9326 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 nhai ngaamubvunze ​@@LynneKucherera-tc4lx
@joycemagariro3613
@joycemagariro3613 4 ай бұрын
Problem ndeyekuti havana kutanga vapa gupuro kuna maiSasha
@eljayjay7884
@eljayjay7884 4 ай бұрын
Ngaachengete mwana wake ane disability uyo baba Sasha😏.ndoozvimwe zvinopa hasha
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
Chenai ndiye muroi mukuru. Akatoroya murume kuti afuratire vana nemukadzi vako....mai Sasha wakaita back to sender🎉🎉🎉🎉
@BlessingChivorese
@BlessingChivorese 5 ай бұрын
Taurai henyu ayidei pamurume wemunhu anemhuri ko kufungira vana
@ChiheraChihera-hf5eu
@ChiheraChihera-hf5eu 5 ай бұрын
Achema shemu sorry zvako mwana wamai mukadzi ibva wasiya anokuraisa ummm
@KudzasheChidhuza-pm5sb
@KudzasheChidhuza-pm5sb 5 ай бұрын
Chokwadi ngaasiye mwana mudiki anoziva kuenda kumushonga kudaro schema arwadziwa zvekuti haaaa haambopagare mkadzi uyu achapagara nemushonga chete
@gloriamwenye5319
@gloriamwenye5319 5 ай бұрын
Ñdanzwa tsitsi shem
@nomsanyika151
@nomsanyika151 5 ай бұрын
Zvino haasikumusiya imba ichasimbisiswa nagogo iyo.haapamhe futy chihure,inga varume vanoisa rukawo wani muchiomberera maoko kuti agona asosera Munda wake now zvashata nekuti zvaitwa nemukadzi
@nomsanyika151
@nomsanyika151 5 ай бұрын
Ko murume dai ariye akaisa rukawo kumukadzi dai murikumuomberera maoko kuti wakagona
@joycemagariro3613
@joycemagariro3613 4 ай бұрын
Hachasiike mai Sasha gogo said imba iyi vanomira nayo
@TawanaNyasha-j6r
@TawanaNyasha-j6r 5 ай бұрын
Kana zvadai zvinenge zvakunzwisa tsitsi,asi nerimwe side akaworogwa musikana uyu havanzwi vanhu ava ukatomuudza kuti siyana nemurume wangu anotokupopotera ndinoti toko kwaari uye chidzidzo kuneveruzhinji
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 5 ай бұрын
Taura zvako dear vanoshungurudza vana marwei vakunzwisa ngoni manje
@itayikaseke3480
@itayikaseke3480 5 ай бұрын
Hanzi apana murume wemhunu 😂😂😂, they will learn the hard way
@BridgetSylviaMutiro
@BridgetSylviaMutiro 4 ай бұрын
Azofa wamaiti toko uya guys
@ropchipondamoyolity
@ropchipondamoyolity 3 ай бұрын
​@@BridgetSylviaMutirotaura hako vaikurudzira KT mahure ngaafe
@preciouschifamba
@preciouschifamba 5 ай бұрын
Takadzisiya dzimba idzi taitovawo tri mumba andina kugadzira munhu andiitiswe ngozi nekuda kwemurume. Kuunza mhosva kudzinza nekuda kwekuda marriage chete haaa ladies ngativei serious ne life.
@mollinemunanairi6313
@mollinemunanairi6313 5 ай бұрын
Taura hako dear
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
Tsek ndimi mapedza kupradza dzimba dzedu makasiya dzenyu ....hapana kana ngozi.....uri kuita aduktery nevarume vasina kukuroora..chawagona hapana....mahure
@clotildachamhuna1448
@clotildachamhuna1448 5 ай бұрын
​@@maiyeukai9346enda ka kwagogo ivavo toxokubvunza after waroyi wat goes around comes around to yo own kids n fmly nt to us unofa uchishandira ngozi iwe musafarise This is wrong!!!!!!
@BrendaMuchabaiwa
@BrendaMuchabaiwa 5 ай бұрын
Mataura chokwadi
@nomsanyika151
@nomsanyika151 5 ай бұрын
Inga varume vanoisa rukawo wani but hamucomplainer
@christinme7414
@christinme7414 5 ай бұрын
Vanhu tsvagai Mwari because kune kuchaendwa tabva pano panyika
@auxilliahmaramidzi9016
@auxilliahmaramidzi9016 5 ай бұрын
Amen 🙏
@luciathandeka1931
@luciathandeka1931 4 ай бұрын
Chokwadi ichocho
@nyashanerwande8509
@nyashanerwande8509 3 ай бұрын
Chokwadi
@BlessingChivorese
@BlessingChivorese 5 ай бұрын
Zvekucheneswa drama iro ko iye dai akaenda hama dzayifara hamusati mahurirwa imi kut vese vanoti mai Sasha vakakonewa mahure ndezvenyu izvo tsvakai venyu vasina munhu
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
Iwe ndowo mahure acho aya....
@BlessingChivorese
@BlessingChivorese 5 ай бұрын
@@maiyeukai9346 get away mwana wembwa Mai vakono kusapota chihure
@agnessmakuvise4556
@agnessmakuvise4556 5 ай бұрын
Mai Sasha muri kumanikidza murume ndimi munoziva zvainetsa mumba menyu Hapana imba hapana
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
Tsek iwe hure iwee....kambwa.....ndosaka usina murume..next ndiwe
@LynneKucherera-tc4lx
@LynneKucherera-tc4lx 5 ай бұрын
Taura hako imagine murume anatsoti ndoroora chenai
@agnessmakuvise4556
@agnessmakuvise4556 5 ай бұрын
I am happily married ufunge but in my life handiroyere munhu murume nyangwe zvidii zvinoitwa nevasina pekutangira Ungabatiswa ropa, kuitiswa ngozi nemwana wavamwene . Wake up and learn to except the defeat and move one
@agnessmakuvise4556
@agnessmakuvise4556 5 ай бұрын
I once met a lady achiti murume akuda kuroora mumwe mukadzi saka ndoda kuzviuraya Ndakataura nemukadzi iyeye nanhasi she is like my blood sister to me Akuzviitira zvinhu zvake murume uya akutomuchiva again Chikuru kugamuchira zviripo and move on Umogona kuenda kujeri in the name of a man Kuroya in the name of a man Ladies wake up
@ChristinaMudimu
@ChristinaMudimu 5 ай бұрын
​@@agnessmakuvise4556true ipapo
@mollybabe
@mollybabe 5 ай бұрын
Chennai akatadz hake asi izvo zvekuzvimbisan bodo ba Sasha rambai mukadz uyo muroyi endai munonamatirwa kwa prophet miracle Paul or kuenda kwasekur tasvu zvinopera izvo musiyane nevatakati avo
@sheillasiboli7697
@sheillasiboli7697 5 ай бұрын
But why but why shuwa guy's let us not to killing each other 😢😢😢
@muchenashumirai6984
@muchenashumirai6984 5 ай бұрын
Aaaa vanhu vanouraya,last born yemumba mamama vangu takatovafushira narwo runyoka uru,muridzi wemurume akaramba ruregerero vakuru vakaedza nepavanogona vakatoti toripa nemombe dzaunoda but ummm akarambisisa kusvika mainini vafa
@MercyBvakacha
@MercyBvakacha 5 ай бұрын
Varume vevanhu nevakadzi vevanhu inonzo enter at yo own risk
@maviskaseni
@maviskaseni 5 ай бұрын
​@@muchenashumirai6984but ingozi ka
@EvermoreMuchingami
@EvermoreMuchingami 5 ай бұрын
Kune varikudemba nenyaya dzemiti idzi vakungoona zvipoko everyday no peace
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
Zvakajaidzwa zvipoko zvacho....
@MissP-by2su
@MissP-by2su 4 ай бұрын
​@@maiyeukai9346kkkkk muri kuda kufurira vamwe zvamusingambofe makaita chero mukahurirwa we know your type
@arnoldmuzonzini
@arnoldmuzonzini 5 ай бұрын
Baba Sasha ibva wasiya mai Sasha. Unorama ne ma condition. Chawangoita chaasingade unoenderwa kunanga. Aipa mukadzi uyu. Siya
@itayikaseke3480
@itayikaseke3480 5 ай бұрын
Baba sasha must leave chihure
@eljayjay7884
@eljayjay7884 4 ай бұрын
Bhudhi vangu vakazviitawo vakabva vawana ari worse akatozovaurayisa futi. Kana uine ruoko rwacho rwakaipa pakatoipa.🤧
@delorisetapera3397
@delorisetapera3397 4 ай бұрын
Vagara mai sasha havachagari nababa sasha
@elizabethchiramba2418
@elizabethchiramba2418 5 ай бұрын
Dzidzai kudanana nevakomana not with a married man guys
@Wachidopaidamoyo
@Wachidopaidamoyo 5 ай бұрын
Uyu akanyeperwa uyu haisi mhosva yake
@RumbidzaiGarwe-mj8zb
@RumbidzaiGarwe-mj8zb 4 ай бұрын
​@@Wachidopaidamoyoa hako ko ivo married vanonyengerei vanotizei mumba ndiye atanga kuita lov here vanhuwe
@gladysxaba5863
@gladysxaba5863 5 ай бұрын
Saka baba Ava vachairayisa vanhu vakawanda😢
@InnocentSailingShip-id7bx
@InnocentSailingShip-id7bx 5 ай бұрын
Hongu vakaiswa runyoka .murudo murudo
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
Why? Kuti. Vanoramba vachihura here?
@TsungiriraiFaithAntonio
@TsungiriraiFaithAntonio 3 ай бұрын
Baba sasha vachauraisa vakawanda sure
@reginamatsika5633
@reginamatsika5633 3 ай бұрын
Baba Sasha udzayi vamwe varume vagutsikane nevakadzi vavo kana mukadzi usachamude taura pachinenguva
@TsitsiManyati
@TsitsiManyati 5 ай бұрын
Thank you gogo mamoyo pamwe mujolo ungaite mushoma varume vakugeza vakaruma phone nekuda kwemujolo welldone gogo sando kwamuri ❤❤❤❤❤❤❤❤
@lisamupfugami5022
@lisamupfugami5022 5 ай бұрын
Pamwe ndizvo chte zvawanogona gogo wenyu ava ndakamboendako kna chimwe chte chawakandibatsira apa ndawana mari yematare netekubhadhara zvekutamburira handina kna neremuromo zvangu handife ndakadzokera ikko futi
@EdithDhura
@EdithDhura 5 ай бұрын
Vanobva kupi Gogo Ava nhai
@nyasharichardson9249
@nyasharichardson9249 5 ай бұрын
Taurai zvenyu? Gogo she’s a witchcraft end off . Pangu pamba muroora zvaibva zvapera ipapo . Kwete kupa vanhu Ngozi. Plus mwana wake handifunge ndewake Murume uyu . Love haimanikidzwe end off
@mariandundu4071
@mariandundu4071 5 ай бұрын
Well Done Mai Sasha well done Gogo isai number dzenyu apa team iri rinotetsa rinenge richideedzera kuti hapana munhu vemunhu
@nyasharichardson9249
@nyasharichardson9249 5 ай бұрын
Hapana love apa Rudo rwavo is over
@MariaKonyani
@MariaKonyani 5 ай бұрын
Taura hako hama yangu hure ngarirangwe dhemeti bhurati shiti vanoshungurudza varume ava ende akaita hure anenge ava kushungurudza mukadzi haa kuhurirwa kunorwadza
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
​@@nyasharichardson9249 tesk iwe hure wamama
@scholasticmubika2892
@scholasticmubika2892 3 ай бұрын
Vaitira vanhu vakapusa vanongoda hitman asina nagotietion
@ChiedzaJoyleeneMedzani
@ChiedzaJoyleeneMedzani 5 ай бұрын
Gogo musabvisa mahure ngaafe tizorore
@RichnestMarimira-rv9rw
@RichnestMarimira-rv9rw 4 ай бұрын
Taura hako wangu ,vanhu vanoshayisa mufaro ivava
@BridgetSylviaMutiro
@BridgetSylviaMutiro 4 ай бұрын
Afa chizororai
@ropchipondamoyolity
@ropchipondamoyolity 3 ай бұрын
Zvakaoma
@scholasticmubika2892
@scholasticmubika2892 3 ай бұрын
Mai Sasha havadiwe she talks too much zvamanje manje ndiye akunoita hure because atosiyiwa nemurume ndiyani angagare nemuroyi first class
@FaithMukundu
@FaithMukundu 5 ай бұрын
Ndizvo hazvo asi rudo handioni rwuchipo apa😢
@paulineMahureva
@paulineMahureva 5 ай бұрын
Mombe 3 dzopiwa n'anga iwe vabereki vako vakambodzidya hr
@maviskaseni
@maviskaseni 5 ай бұрын
Ma1
@IreneNhete
@IreneNhete 5 ай бұрын
Well done gogo keep it up mai sasha vari 100% correct dai uriwe vainzwa sei kudadirwa nemunhu anoda kuraura hove iri mubucket pinda murwizi utsvage yako vanotodiwa nababa sasha zvokuti asi mhepo iyo ndoyakonzeresa so hapana rudo rwekun'anga
@felistuschauke5749
@felistuschauke5749 5 ай бұрын
but hona kwazvave manje mombe dzakudiwa
@GraceRumhizha
@GraceRumhizha 5 ай бұрын
Mai Sasha Hamachina chekugarira wazviparadzira imba yako wega baba Sasha nedzinza ravo rese hapana achakuda
@nomsanyika151
@nomsanyika151 5 ай бұрын
​@@GraceRumhizhavachiregererei kudiwa inga varume vanoisa rukawo wani vakamborambwa nani.
@esthermujiche1783
@esthermujiche1783 5 ай бұрын
Gogo avangavasungwe murpyi
@zvaazvinhu5216
@zvaazvinhu5216 5 ай бұрын
Taura hako ,iye zvino kana hanzvadzi dzedu dzinotengesa muviri dzakutya kurara nemaClients akaroora 😂😂😂
@patriciachinembiri9434
@patriciachinembiri9434 5 ай бұрын
Kuri kuno ku South Africa gogo ava vonopfuurwa nepfuti nokuti ukazivikamwa kuti unoisa rukawo kuvanhu mmmm hazvibude mushe
@EuniceNjenje
@EuniceNjenje 5 ай бұрын
Gogo havana dzidziso ava royai makanyarara kana asingadiwe regai munhu arambwe
@FelistusMadzamba
@FelistusMadzamba 5 ай бұрын
Mahure tiri kukuonai hedu
@nomsanyika151
@nomsanyika151 5 ай бұрын
Achirambirwei Saka hamurwadziwe nekushungurudzwa kwaiitwa mukadzi nevana nhai ko kunzi hauna 4days urimupenyu Chenai wacho aizvitembei
@winniemusoro3587
@winniemusoro3587 5 ай бұрын
Mbuya,, muri kuda kufoseredza baba Sasha kuti vastike nemukadzi eeeeeeee it's bad 🙄
@ndizvo06
@ndizvo06 5 ай бұрын
Well done mai Sasha. Mahure anonetsa imbwa dzevanhu
@sandraantonio5212
@sandraantonio5212 4 ай бұрын
Munhu ane vana two otadza kuziva kuti ari kudanana nemurume wemunhu uri benzi remunhu Chenai Hina pazvakusvitsa
@gracemupita1801
@gracemupita1801 5 ай бұрын
Asi maiguru matoo muroi mumusha kkkkkkk haaaa muroi pure
@yeukaimbundire5514
@yeukaimbundire5514 5 ай бұрын
Tipeiwo number
@MaiShosho
@MaiShosho 5 ай бұрын
Camera quality maone apa mutori wacho haana kugadzikana.
@Mamoyo-d8b
@Mamoyo-d8b 5 ай бұрын
Saka murume wacho anozokuda here nemoyo wese or ndezvekushandisirana mushonga ,mubvunzo?
@Mediachiweshe
@Mediachiweshe 5 ай бұрын
Anotongomuda handiti haachakwanise kusangana nevamwe vakadzi here kusiya kwa mai Sasha wooo .but rudo chairwo rwechokwadi hapachina plus murume haachamu truste zvachose.vanhu vemusha chaivo vanenge vakutomutya
@paulineMahureva
@paulineMahureva 5 ай бұрын
Pakutoshanda mushonga apa
@nyaraingadella4924
@nyaraingadella4924 5 ай бұрын
hmm dai Chenai asina kuthreatener mai Sasha zvisina kusvika apa zvino iiii mromo wakaoma
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
Chenai akanzwa bhata.😂😂😂🎉🎉🎉
@fadziachirongo4280
@fadziachirongo4280 5 ай бұрын
Asi muri small house🤣🙌
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 5 ай бұрын
Haaa munhu ngaasunungurwe uyo veduwee
@veronicamashumba7387
@veronicamashumba7387 4 ай бұрын
Varume kana mada barika budai pachena vakadzi vasaurayana
@Ellen-z8e
@Ellen-z8e 5 ай бұрын
Dai waiwana baba sasha uroonorwe usiye mai sasha havasi mai vekugarisana navo
@BridgetChikata
@BridgetChikata 5 ай бұрын
True ini I can't
@joycebenhura2836
@joycebenhura2836 5 ай бұрын
Sure gogo mmm it's better kutanga wasiya wausikuda wotora waukuda zvisinga zosvike pakudai. Gogo muri number 1 shame moita muchidzidzisa futi
@veronicamashumba7387
@veronicamashumba7387 4 ай бұрын
Muromo unoparira veduweka
@FaithMaguramhinga
@FaithMaguramhinga 5 ай бұрын
Kutsvaga rako rombe kurinane risin mukadz vanhu havachina tsits vakuroya boyo dzawo
@DadiraiNemasonzi
@DadiraiNemasonzi 5 ай бұрын
Vakaroya mai ava. Saka murume achigara nemukadzi wake amuroora after this. Hapasisina rudo zvapo zvavazvemushonga kugarisana
@hapinessmachiridza2331
@hapinessmachiridza2331 5 ай бұрын
varume vanotoda mushonga
@InnocentSailingShip-id7bx
@InnocentSailingShip-id7bx 5 ай бұрын
Muchafara henyu .dzidzai kubva kune vamwe .kana vada mumwe mudzi udza mukadzi vako vomupa mombe kuti abvume kana aramba votora zve musoro vako kwa gogo
@UserGmx-n8c
@UserGmx-n8c 5 ай бұрын
Ini ndoshamisika kana vanhu vachiti mukadzi akaisa runyoka pamurume hanzi zvashata asi Dai vari mai Sasha vanamirana nemumwe murume vanhu vaidai varikuti baba Sasha vakagona.....#varume ngavasotwe kusvika zvanaka
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 5 ай бұрын
It's true Amai ABA anongona kuwurawa nemurume manje
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 5 ай бұрын
Ugogo lowo kusho uhwalile coz ungani kalandaba ufuna ukubukwa
@seminagweva
@seminagweva 5 ай бұрын
Mukadzi muroyi uyu dai ari mwana wako mukomana adai wainzwa sei,dont force love nemushonga,dzimba dzinonamatirwa,uku kuuraya dai uriwe unonzwa sei
@FelistusMadzamba
@FelistusMadzamba 5 ай бұрын
Ko wadii kut dai arimwana wavo musikana nxa hure ngarife
@lilianmlambo2769
@lilianmlambo2769 5 ай бұрын
Mainini musafarire Kuuraya please.... Ngozi iriko mufunge
@divinecomputers2789
@divinecomputers2789 5 ай бұрын
This is purely extortion. The whole deal is to manage Yr client kuitira pakumu charger asaite nharo
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 5 ай бұрын
Cameraman haugone basa wangu hapana zvandiri kuona isu tora zvakanaka uye isa light tipe number dza gogo avo tovada
@Mamoyo-d8b
@Mamoyo-d8b 5 ай бұрын
Rudo rwekuenderana kun'anga ummm nderwekumanikidza
@emmaculatematambo8537
@emmaculatematambo8537 5 ай бұрын
musi waunohurirwa uchaona kurwadza kvazvo .
@mariandundu4071
@mariandundu4071 5 ай бұрын
Hausati vahurirwa, mupfuhwira Rudo
@MercyBvakacha
@MercyBvakacha 5 ай бұрын
Usadaro wangu
@InnocentSailingShip-id7bx
@InnocentSailingShip-id7bx 5 ай бұрын
Royivai zve rudo muchazvirega henyu .
@InnocentSailingShip-id7bx
@InnocentSailingShip-id7bx 5 ай бұрын
Mai Sasha vanomira na gogo musha havausiye varimo mumusha umo
@SoroMuzire-io2qt
@SoroMuzire-io2qt 5 ай бұрын
Uum muri varoyi shuwa ,but baba Sasha nanai sasha handione vachizogarisana, uku ndiko kwave kutoputsika kwemba manje
@bosslady933
@bosslady933 5 ай бұрын
Ambuya vati vakagadzira
@bosslady933
@bosslady933 5 ай бұрын
Baba shaa vane kakuzvida so
@mavischikumbirike4347
@mavischikumbirike4347 5 ай бұрын
Imba yagara yakafa kare iyi
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 5 ай бұрын
Haa chenai akapona apa. Haadi kuona murume futi. Varume vanonyepa chaai
@michelleboko2875
@michelleboko2875 5 ай бұрын
Mahure ndrkumaona mu comment section kkk hurai mugadzirwe mufe
@ndizvo06
@ndizvo06 5 ай бұрын
Mahure pano tiri kutoona akawanda zveshuwa
@Totsi-e2s
@Totsi-e2s 5 ай бұрын
Manjuzu to the fulest
@lreneMuwodzi-jv2ey
@lreneMuwodzi-jv2ey 5 ай бұрын
Kutotiza mukadzi nemwana chirema wanzwa butter
@melisajavangwe6128
@melisajavangwe6128 5 ай бұрын
Maiguru kuda zvavo kuroya but vakazvipinda mumatambudziko ,
@maggie-tj6nv
@maggie-tj6nv 5 ай бұрын
Pabatiseo vanhu... kwanzi mukadzi anoenda paneumwe mukadzi aroya. Chenai akatothreatener mai Sasha kuti ndakupa 4days saka maida kuti vangonyarara here vofira mhosva yemujolo yevanhu ava. Varume ivai nemoyo... mukadzi wemushunguridza apa pane mwana futi ane disability womusita ari ega uchinorara kunze uchifara hako.... kuroya kushoma here uko. Vese vakaroya vari vatatu hapana mutsvene apa square. Ini ndichatoendawo kwagogo ikoko... vanohura hurai munetariro cz vakadzi havasi kufara zvachose.
@patiencechinyanganya-qb8gq
@patiencechinyanganya-qb8gq 5 ай бұрын
Akatoroya ndichenai Mai Sasha vakaita back to sender vanhu vanoshoropodza Mai Sasha mahure vanosupporter kuparadza kwemba yemumwe mai Sasha atori nemoyo wakanaka akatoenda kunoroyonor uyu ari mumwe airamba
@patiencechinyanganya-qb8gq
@patiencechinyanganya-qb8gq 5 ай бұрын
Big up Gogo baba Sasha imbwa poresai mkadzi uyo but runyoka ngarusabve pana baba Sasha havana mukanwa kushungurudza Mai Sasha nemwana apa akatomboba mari yamai sasha
@gilbertnyahwata4565
@gilbertnyahwata4565 5 ай бұрын
Mai sasha akabata mushonga achigadzira yes but hapana chaakagona akatoisa honzwa mumusha coz mukadzi uyu akafa ingozi iyoyo mumusha uye hatiziwi kuti mishonga yaakabata iyi ichapera sei
@SibongileBwoni
@SibongileBwoni 5 ай бұрын
Ummmmm yaa chihure hachibhadhare veduweee.adzidza chena bt dai ararama
@veronicamashumba7387
@veronicamashumba7387 4 ай бұрын
Chenai aidiwa asikana zvaendawo nepanwe dai makabuda pachena baba sasha
@ChrianaMatope
@ChrianaMatope 5 ай бұрын
Shandisa camera kuti zvinyatsooneke
@patiencetofa7273
@patiencetofa7273 5 ай бұрын
Next time dzidzai kuty mukanzi siyan nemurum wangu wobva wasiya
@veronicamathabire5803
@veronicamathabire5803 5 ай бұрын
Saka imari ngani dzicharipwa nabaSasha kurapisa vakadzi vese vavanonyenga? Inzara futi ichapinda mumba, plan yavo I doubt if she thought it through. Ndiri baSaha maiSasha ndaivapa gupuro nekuti ngozi ngani dzapinzwa mumusha? I don't see hangu kuti munhu anokuroya zvakadai unonyatsomuda mushe mushe here going forward. Hama dzababa Sasha dzotofara kuti muroora, ehhh!!!!
@Amarie077
@Amarie077 3 ай бұрын
Chenai dai waramba uchikumbira ruregerero kune vanhu ava. Once gogo makes up her mind thats it. Chimurenga chatanga. Kana Chenai aitumira mapicture ana baba va Sasha umm anga anoatwo chokwadi. Kudenha kwacho. Hona pazvakusvitsa. Apa baba va Sasha vafuratidzwa.
@claricemaeresera9326
@claricemaeresera9326 4 ай бұрын
Zvino ungaendesa $190 kuti uroye munhu tsvee kuti uite bussiness nayo mari iyoyo zvino anozokuda here nehama zvese achiziva kuti uri muroyi plus agorega here kunyenga cz waroya zvokwadi unopedza nyika. Kuunza Ngozi mumusha cz of murume haiwa bodo
@rabbyPick
@rabbyPick 3 ай бұрын
Gogo ava vane hutsinye manjuzu chaiye Ba sasha wakagara nemuroyi chaiye ramba muroyi uyu ma sasha unamate enda kwaprophet miracle paul kuchitungwiza undonamatirwa ,uyu mukadzi masasha muroyi achapedza dzinza
@kundismuvirimi7016
@kundismuvirimi7016 3 ай бұрын
You are not God to impose death on anyone, knowing kuti you will never be arrested but let me tell you there’s a God in heaven who created all of us, tinogona kugumbuka toita zvinhu against each other but kana munhu a suffer and you have the key to setting her free why withhold that from her truth is this family is poor and you asked the impossible from knowing kuti they would never find mari yekuita zvese izvozvo.. apa pakaitwa hutsinye, anyways you shall answer to God if you don’t repent
@PreciousSita-b6u
@PreciousSita-b6u 5 ай бұрын
Mai sasha you are not wife martial kutoparara kwemba uku unless gogo vakupa futi zvekunomupa becareful baba sasha unopihwa muswe wedzvinyu hokoyo mukadzi wako akangwarisa uyo 😂😂
@lindiwemahlangu1198
@lindiwemahlangu1198 3 ай бұрын
13:42 Haiwa kuroyera murume kana asisandidi zvatoperazve ndezvekumanikidzana here ..leave him woenderera mberi nelife
@patriciachinembiri9434
@patriciachinembiri9434 5 ай бұрын
Naya iyi ndiyo inonzi GBV yawuraisa vangu nyaya iyi .Rudo rwemushonga rwapedza vanhu .Gender Based Violence
@veronicamathabire5803
@veronicamathabire5803 5 ай бұрын
Geeez, varume varikudyiswa matuzvi kunze uko. Gogo ini handiroye, please speak for yourself
@AlbertSibanda-ri8nq
@AlbertSibanda-ri8nq 5 ай бұрын
Drop number pliz vanhu vachema chema chihure chirikunetsa
@WalterOMudzimu
@WalterOMudzimu 5 ай бұрын
Mupfuhwira rudo wakagona iwe mai sasha vanhu ngavazive ku respecter marriage evamwe
@chipochiwaza3926
@chipochiwaza3926 4 ай бұрын
Mai Sasha shame on you even gogo Mamoyo vachiti murume ndewako but zvawaita you tarnish your image and nezera rako yooo, u're a real witch, Chenai chera gomba usinaye nemhuka inonzi murume we munhu
@RhamseyNakoka-ew1in
@RhamseyNakoka-ew1in 3 ай бұрын
Akuna mhunu ane kozero yekutora life yeumwe mhunu, gogo na mai sasha muchakowa mabasa enyu ayo ndovimba kuti gogo na mai sasha u know only one man in your life (amunawo here kurara ne varume vasirivenyu ?)
@sarudzaifurayi7435
@sarudzaifurayi7435 5 ай бұрын
Mushonga wacho dai uchirwadzisa ivo vanononyenga , iye murume wacho haasi kana kunzwa pain. Musikana ari wrong pakuganza kwaakaita. Gogo gadzirai varume ivo varwadziwe because ndivo vanononyenga kunze uko
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
Tsek hure...rwadziwa sterek..dhemeti shiti
@sarudzaifurayi7435
@sarudzaifurayi7435 5 ай бұрын
@@maiyeukai9346 murikutuka ini here vakomma
@sarudzaifurayi7435
@sarudzaifurayi7435 5 ай бұрын
@@maiyeukai9346murikunditi hure mondiziva, musapedzere bitterness yenyu pavanhu vamusingazive, ndotaura zvandinoda not zvamunoda immi, pane wamanzwa ndichiti angona
@ValerieSibanda
@ValerieSibanda 3 ай бұрын
Ini gogo ava havaiti, rudo harushandisirwe mushonga, baba sasha vanoda chenai, vaifanira kunge vakaramba mai sasha chete
@ndizvo06
@ndizvo06 5 ай бұрын
If you go thru these comments you find kuti mahure ndiwo akawanda kupfuura vanhu chaivo
@MolleenGomo
@MolleenGomo 5 ай бұрын
Zvakaoma mombe 5 apa ndopaunoona kuti iwe mukadzi unotanga kufunga futi kuti mari ichaburotswa nemurume wake dai matenga property mumba apa mapfumisa N'anga shemmmm. Apa awana chidzidzo ndi Mai sasha havaende ku N'anga futi kunogadzirisa murume nekuti ndivo vaita loss shemmmm nemaomero akaita mu Zimbabwe
@tendayigahadzikwa1390
@tendayigahadzikwa1390 5 ай бұрын
vagara vakaita loss ka achichengeta mahure kkkkkk.ahafe akahura futi baba Sacha wacho apa annge asingachengete mhuri
@MolleenGomo
@MolleenGomo 5 ай бұрын
@@tendayigahadzikwa1390 maiguru class yababa va Sasha haiwane kana 300 usd pa mwedzi saka girlfriend harina kana kutodya mari inosvika 500 ipapa..
@clotildachamhuna1448
@clotildachamhuna1448 5 ай бұрын
Kuroya hakubhadhare kunotounza more troubles chakaipa chinodyara chakaipa shem😢😢😢😢😢
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 5 ай бұрын
Yatogara loss yaivepo. Nekutobira mukadzi mari kunopa hure. She did this because aitambura
@WalterOMudzimu
@WalterOMudzimu 5 ай бұрын
Zvakafanàna kutenga property yei iye asinga pihwe Mari yacho
@ColletaMatongo
@ColletaMatongo 5 ай бұрын
Baba Sasha varikuda Chenai kureva kuti Mai Sasha hamuchatodiwe maakungoshandisa mushonga apa
@nomsanyika151
@nomsanyika151 5 ай бұрын
Typing yevanhu varikudanana nevarume vevanhu or vakatora varume vevanhu inongooneka mucomment section
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 5 ай бұрын
Baba sasha muripapi tizovane. Tingazosangana ku touchline mukatizadza rukawo
@maviskaseni
@maviskaseni 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@EdwardSibiya-pn1qy
@EdwardSibiya-pn1qy 5 ай бұрын
😂😂finish
@RuniaDengu
@RuniaDengu 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@NyayachipoChatema
@NyayachipoChatema 5 ай бұрын
Gogo barika ragara ririko kana mubhaibheri musada kuzviita munoziva sitereki .dai murume kuudza baba asasha kuti gutsikana nemukadzi wako becoz havasiriwo vakatanga takangobarwa zviriko.
@InnocentSailingShip-id7bx
@InnocentSailingShip-id7bx 5 ай бұрын
Barika riripo kana mavarirana ne mukadzi vako .kana aramba munomama chete
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
Inga vataura kuti ita barika muright directions or ramba mukadzi first then ozodanana nevamwe vakadzi wafree
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
Hure twsk
@tafadzwatashaya6602
@tafadzwatashaya6602 4 ай бұрын
Ko iwe une wambosiirwei kusvika pakumanikidzira zvinhu uchienda kusangoma
@michaelmatambanadzo6895
@michaelmatambanadzo6895 5 ай бұрын
Panoda kunzwisisa apa gogo,hazvidi hutsinye.
@BinaPetza
@BinaPetza 5 ай бұрын
Imi mbuya imi havasi varoyi imi ndimi muri muroyi muri satan
@ssam1430
@ssam1430 5 ай бұрын
i hope mazvinzwira mega kuti kuti mukadzianoenda pane umwe MUROYI, nyika yedu yakazara varoyi
@CiaraJam
@CiaraJam 3 ай бұрын
Kuda murume waunogadzirisa that’s not love that’s trap
@ChengataiMapuvire
@ChengataiMapuvire 5 ай бұрын
Gogo kudenga Kuna mwari ndiye wemasimbaose .
@UserGmx-n8c
@UserGmx-n8c 5 ай бұрын
This gogo deserves a bell
@FelistusMadzamba
@FelistusMadzamba 5 ай бұрын
Chenai ndiye muroyi mukuru aitembei paakaudza mai sasha kut ndokupa 4days dzekurarama
@ndizvo06
@ndizvo06 5 ай бұрын
Taura hako
@PatriciaKashiri
@PatriciaKashiri 5 ай бұрын
Handina kufara na gogo ava vakavhengedzera kana uchihurirwa roya wako murume kwete kukuvadzisa vana vevamwe uye mukadzi wacho aimbosiyirwei nemurume
@WalterOMudzimu
@WalterOMudzimu 5 ай бұрын
Hamusati màhurirwa Mucha fainter mahalf rimwe gore
@UserGmx-n8c
@UserGmx-n8c 5 ай бұрын
Asi chero iye Chenai kupusa kwacho baba vanotooneka ava kuti munhu mukuru ava ini ndaitoti pamwe tochaona ben 10wekuti tinoti zvesure wakanyengedźwa
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
Ihure kani..aitoda kuba myrume uyu
@clotildachamhuna1448
@clotildachamhuna1448 5 ай бұрын
Pane varume vakuru vasina marriage Hainan zera imi ka 😅
@christinekatena6909
@christinekatena6909 5 ай бұрын
Varikuti mai sasha vakatadza ndomahure iwayo cz watorerwa murume zvinorwadza
@ndizvo06
@ndizvo06 5 ай бұрын
Mahure awanda munyika
@tafadzwatapeza7840
@tafadzwatapeza7840 3 ай бұрын
Mai Sasha muroyi mukuru , no any good advice from that Gogo
@Nancychimangaro
@Nancychimangaro 5 ай бұрын
Vnhu Kaa Maida aite sey nemwana Ari disabled nhy aaah kwanai vnhu akagonesa
@theworld5109
@theworld5109 3 ай бұрын
Gogo makauraya muri 2 namai Sasha god bless u nezvamakaita
@walterbomani2979
@walterbomani2979 3 ай бұрын
Iblack label here riri kurohwa mudare umo?? Dare rofadza iri
@nyashanerwande8509
@nyashanerwande8509 3 ай бұрын
Yowe i never believe in n'anga,yuwi zvaafa 😢😢 yatove ngozi
@evemudungwe168
@evemudungwe168 5 ай бұрын
Mbuya avnoroya Ini handivade hangu varoyi daii mafa vanhu vazorora
Офицер, я всё объясню
01:00
История одного вокалиста
Рет қаралды 4 МЛН
Inside Out 2: BABY JOY VS SHIN SONIC 3
00:19
AnythingAlexia
Рет қаралды 9 МЛН
Nyaya Dzemasari Nejeko
20:08
263Chat
Рет қаралды 18 М.
Varume 8 wakarara nemukadzi wemunhu-Shocking details in the video
31:03
I am Broke and cannot pay Rent, Prophet Madungwe Admits
7:53
Hustle 263
Рет қаралды 39 М.
Oita honye nenhau dzechipfambi
3:38
Gogo Mamoyo
Рет қаралды 6 М.
Tatelicious Ukakwana haufe iwe
22:09
Mama Vee
Рет қаралды 100 М.
Gogo Mamoyo
11:09
Gogo Mamoyo
Рет қаралды 9 М.
Офицер, я всё объясню
01:00
История одного вокалиста
Рет қаралды 4 МЛН