This is a criminal case. Anyone with a mental challenge can not consent to sex.
@fidelitycharuka41822 сағат бұрын
@@enigma22336 so the husband also raped her and the husband was also raped
@helloworld68592 сағат бұрын
I salute you Chief Munotonga ne wisdom Mwari wakuwwdzere makore ekurarama
@JohnChibadura-n8t17 сағат бұрын
Chief nyaya iyi maigonesa , rambai mekedero.
@MetrogeMakundidze-no9dj16 сағат бұрын
Chabodo namwatutsa part 2 headman Chigodora
@professordhewa298Сағат бұрын
Vakavharirwa vaya hanty
@BabraDabwa16 сағат бұрын
Mambo you are excellent
@florencechifambi83019 сағат бұрын
Thank you Changamire matonga nyaya zviri fair protecting a vulnerable adult 💯👏👏
@carolmakaza962515 сағат бұрын
Although apo wamanyika , muri kuita sei futi ... hamuna kudzidza here pana Chabodo na Matutsa ...Men you can do better mhani chii ichi😢
@BesterHazvina15 сағат бұрын
Hapana chinosekesa apa vanhu vakashandisa advantage zvakaipa,ko Dai arimwana wako , hapana chinosetsa
@ManatsaLimbani-e5i12 сағат бұрын
@@BesterHazvina am very sorry ndandisiri kuseka mitongo ndandirikuseka baba vavakuedza kutsanangudza vakabisiswa bhutsu inyaya inorwadza iyi azvisetsi
@murondepfungwa254510 сағат бұрын
Chief Mutasa may God protect you❤❤❤
@BenardMagutsa14 сағат бұрын
Gogo rovai vanhu 🎉🎉🎉🎉🎉
@tariromargaret597914 сағат бұрын
Haa tsvina dzese dzakapinda mukati here amana.Ende pachi round ichocho hapashaye chirwere hazviite.Haa Mambo ndovadira pakukoshesa hutano
@mercybakacha10 сағат бұрын
Varume ndohunhu hwavo zvikavabata
@AndrewZindoga2 сағат бұрын
this one is not supposed to be a traditional chief .give him a chief justice post at the high court of Zimbabwe anonyanya kugona
@prayarndlovu765012 сағат бұрын
but that day on that case of that Pastor u failed to rule
@kudzaimlambo46876 сағат бұрын
Very true.. pastor paid mambo coz zvakaitika paya mm was very painful 💔💔💔
@MakahManiki6 сағат бұрын
Haaa iye ma 1 aaak paye mambo vakatonga chitororo
@howardkamuchira15 сағат бұрын
Should this just end at the chief's court or the police be involved. Despite her mental challenges she is very much aware of who did what. A true case of rape
@fadzaidickson5815 сағат бұрын
The panel is pathetic what is funny here .they lack empathy
@makomborerotanhara15 сағат бұрын
Mukadzi uyu Hurwere ka hwaiita Varume Vazhinji ava vamushandise SO.....Asi Uuummm Varume Vakuru ngavasadaroo
@faithmwanga60786 сағат бұрын
Job welldone mambo Mutasa
@oliviakutsira3567 сағат бұрын
Mbuya vapenga good
@mwanawemuporofita561055 минут бұрын
Thank you Chief for telling off people kuti hazvisekese
@TakundaPfende-sc4dd5 сағат бұрын
Uyo ane blue dzirimo here
@412846 сағат бұрын
Veduwe, may God bless Zimbabwe. Sure here mhunu kuiswa tsvina pa cup ye sugar 😢😢😢, ndarwadziwa sure. Poverty yakaipa 😢😢
@clemenceranso876813 сағат бұрын
Ranganai vasadaro
@Atlantas72 сағат бұрын
Mambo ndimi mega,varume ava ngavaende vasadzoka
@HazelKupakuwana2 сағат бұрын
Hoyooo. Zvaendwa 😊😊
@TrishyMutovoni7 сағат бұрын
Mambo vekuDotito take notes pano pana Mambo Mutasa.not zvenyu zvamunoita uko
@cobradube3827Сағат бұрын
Gud job chief
@innocenttsikaimabwe12405 сағат бұрын
Vachibada plz muka ona ma followers enyu akudzika volume yenyu pama video's hasi kubuda edzai kugadzirirwa ipapo
@Giant-e1f15 сағат бұрын
Haaa ma face anyura aya, kana vanga vafurirana strategy yekubvuma mhosva vachifunga kuti vachangoripiswa manje vairasa, vaakutoda ma lawyer masvinu kuti vaibude iyi
@MejuryMandishona8 сағат бұрын
Iyi haina lawyer mukat chabodo namatutsa 30yrs ini prison