Akadanana nemurume wemunhu Part 3. Hapana kwatiri kuenda timire panzvimbo imwechete

  Рет қаралды 32,120

Gogo Mamoyo

Gogo Mamoyo

Күн бұрын

Пікірлер: 878
@christinetnyuke8454
@christinetnyuke8454 4 ай бұрын
I thank God for my character. I walked away, otherwise ndingadai ndiri mai Sasha and for what?
@LizzyMunaku
@LizzyMunaku 3 ай бұрын
Amen 🙏
@leahgushu
@leahgushu 5 ай бұрын
Mai Sasha ini God fought for me and im nw living happily ever after.ziva Mwari ufunge uone hw your life will turn around matopfumisa n'anga wena instead of you to surrender to JesusChrist.ndangotaura hangu from experience.
@dakotalodge4423
@dakotalodge4423 4 ай бұрын
You're right you did well😊
@zvikomboreronyamvura7224
@zvikomboreronyamvura7224 5 ай бұрын
Vabereki vachenai siyai mwana venyu kwamai sasha
@ChipoSigauke-g3b
@ChipoSigauke-g3b 3 ай бұрын
Ngozi iyo mumusha mai sasha
@brendamunyoro
@brendamunyoro 3 ай бұрын
But this is sad. Mai Sasha kuganza kuti murume wangu akasiyana naChenai. But it was forced and enforced nemushonga. They manipulated his will with witchcraft. How is she proud of this
@Vimbbe100
@Vimbbe100 5 ай бұрын
Chenai wacho azvinyanya...ummmm
@nyashamandizvidza1630
@nyashamandizvidza1630 5 ай бұрын
Chennai akanyengwa just of course she was rude but murume must pay too
@VelaciousSherry
@VelaciousSherry 3 ай бұрын
Haa zvakaoma tiri kudzidza murume wemunhu haabatwe
@OwenRuzviyo-zv4ib
@OwenRuzviyo-zv4ib 3 ай бұрын
Vanonyepa varume vedu vacho vachiti hatina vkadzi tkarambana kare kare varume vanourayisa ngavadxidze kutaurawo chokwadi pliz munourayisa vna vevanhu
@TafadzwaKamupiwa
@TafadzwaKamupiwa 4 ай бұрын
Ehe zvorwadza but munhu haaurayiwi kwanzi neshoko ramwari regayi kutonga kt murege kutongwawo akafa ingozi yavatowa nayo and watova muroyi mukuru iwe mkadzi iwe
@PeaceMapurazi
@PeaceMapurazi 4 ай бұрын
Honestly guys murume kana asingakude kugadzira hakushande because zvaita mai sasha ndirini baSasha waibvawatoenda hako mutongo ndewa Mwari ,,shiri ine muririro wayo ba Sasha havachinje kana ririhure ,,,
@PeaceMapurazi
@PeaceMapurazi 4 ай бұрын
Plus kumanikidza kudiwa here
@JessicaMukora
@JessicaMukora 5 ай бұрын
Mai sasha keep going good work
@ruthgarwe
@ruthgarwe 5 ай бұрын
Mmmmmmm but akafa ndivo vachaona moto
@preciousmuza3495
@preciousmuza3495 5 ай бұрын
@@beautywessel8551ko panoti ngozi apa mai Sasha vanopabuda sei? Plus mai Sasha ngava rwarisewo murume wavo ndiye ane nyaya yese.
@anniekurewa878
@anniekurewa878 4 ай бұрын
Vakutotambura Mai sasha
@JessicaMukora
@JessicaMukora 4 ай бұрын
@@anniekurewa878 nei havatambure dear tinochengeta isu tine moyo
@UmarovuMarovu
@UmarovuMarovu 5 ай бұрын
Chokwadi ndechekuti tose tichafa chero tikatadzirwa ngatidzorei moyo...ini handibate ropa nekuda kwemurume....mungazvirambe henyu vanhu imi munhu akafa uyoo ingozi...kuuraya munhu chero mbavha inokumukira ngatitywei veduwee
@HeldahMatank-pi4bt
@HeldahMatank-pi4bt 3 ай бұрын
Zvinorwadza chose hapana munhu asingatadze
@PercyAizeque
@PercyAizeque 3 ай бұрын
Ummmm imi gogo ka
@artecotshuma1132
@artecotshuma1132 Ай бұрын
Duzvi iwe hauna chinhu unoda kuuraya kuti chero mbudzi unayo here, manje tichapfuudza Iwewe
@masciemudumo
@masciemudumo 5 ай бұрын
Ko maidiiii kuudza mwana wenyu kt asiye varume ve vanhu.
@crimsoneagle2020
@crimsoneagle2020 5 ай бұрын
Nhai Nhai
@chanazichagwa2199
@chanazichagwa2199 5 ай бұрын
Hamuna kukwana pane mubereki anoda kuti mwana vake aite zvisina basa
@crimsoneagle2020
@crimsoneagle2020 5 ай бұрын
@@chanazichagwa2199 takatonyatsokwana. Mubereki akakwana haatopopoti audzwa Zvinonyadzisa zvakaitwa nemwana wake. Ende Mai Sasha wacho expressed pain yake nekushungurudzwa kwake. Asina kukwana ipfambi iyo yaishungurudza mukadzi atori nemwana ane ma special needs. Kuroya chaiko. Manje Mai Sasha vazviramba
@Mish-w7h
@Mish-w7h 5 ай бұрын
Iwe unosiya, ukanyeperwa kt handina mukadzi ungazvirambe, ridza chikwee wayambuka rwizi, mangwani ndiwe iwe une murume wacho
@masciemudumo
@masciemudumo 5 ай бұрын
@@chanazichagwa2199 asina kukwana ndi Chennai as u can see she can’t help herself and boyfriend yacho useless. 3 years dating murume wemunhu and u think the parents were not aware haaaa baba avo kwekutanga kwe interview vaitoti mkwasha wangu hino nhasi ndezvipi
@masciemudumo
@masciemudumo 5 ай бұрын
Ko chirikunetsa chiii apa Chennai ngaabviseka muripo wake asunungurwe Moda kuti abvisirwe nani iye ariye akazviparira ega. Paakanz siyana nemurume wangu dai akangosiyana nazvo
@JessicaMukora
@JessicaMukora 5 ай бұрын
Nhai nhai aaa ave kuda vabatsiri vei vabereki vemukadzi arikurwara uyo ngavaone yekutamba nemwana wavo mahure aya kana achinzi siya murume wangu anenge achitoonererwa
@Mish-w7h
@Mish-w7h 5 ай бұрын
Mugoni wepwere ndeasinaye vakadzi vangani vari kubatwa nevarume vevanhu hausati waiona ngozi haina bhaundari nyangwe iyo n'anga yacho inenge iri pama1
@blessingmurozvi6059
@blessingmurozvi6059 5 ай бұрын
True
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
​@@Mish-w7hhaiwawo iwe..ngaafe... Mahure ese ngaafe tsek
@RUMBIDZAIZhou-kb3ej
@RUMBIDZAIZhou-kb3ej 5 ай бұрын
@@maiyeukai9346 yowe mainwana muchenjere kufa murimi kufa murawu wamwari hakuna anoenda kudenga netsoka nyangwe akafa naye haana piece panyika nemweya wemunhu kuitisa n'anga mari iye chaonwana chii arikutoitiswa nen'anga iyo mukadzi uyo kana zvomunetsa anoti buda mari ndikugadzire
@NyengeteraiMuringiswa
@NyengeteraiMuringiswa 5 ай бұрын
Itai munhu arapwe Mai Sasha. Munhu akafa munopara ngozi isina basa. Varume vanongohura ava sunungurai munhu Mai Sasha
@sophiasamhere9567
@sophiasamhere9567 4 ай бұрын
True
@nomathembancube291
@nomathembancube291 3 ай бұрын
So sad she is late
@estaangelakashirimahachi7958
@estaangelakashirimahachi7958 5 ай бұрын
Mai Sasha stop it ....many women have been hurt but did not handle things this evil way
@RUMBIDZAIZhou-kb3ej
@RUMBIDZAIZhou-kb3ej 5 ай бұрын
Taura hako anemoyo wakaipa mukadzi uyu chii chakadaro murume murume wangu kuita sei kuurayira munhu wawakangowana wachembera dofo remukadzi chairo
@clottytinoe.
@clottytinoe. 5 ай бұрын
Hamusati mambosangana nazvo askana
@MandieMunetsi
@MandieMunetsi 5 ай бұрын
Ndotoona senge kusiya imba yacho kana waona kuti murume anyanya kukuhurira pane kuenda kunoita zvekuroya izvi guys ka, muskana uyu akazofa nyaya yacho inosara newe and murume haamire kuhura futi kana angori hure
@AndyChigondo
@AndyChigondo 4 ай бұрын
Imi hamusati mambohurirwa ndosaka muchidaro mahure anotuka imi ende ukatangirwa ndiwe unogadzirwa nehure racho akanesa mai sasha
@MandieMunetsi
@MandieMunetsi 4 ай бұрын
@@AndyChigondo yaah true and iye muskana uyu hanzi aito threatener kunogadzirawo mai Sasha vacho but ummm ndiri inini hangu ndaimusiya murume uyu kana akuzosvika pakundiurayisa nemahure ake pane kuzoenda kunobatiswa mishonga iyi veduwe zvinoparira izvi
@RichnestMarimira-rv9rw
@RichnestMarimira-rv9rw 4 ай бұрын
Mabhishu anongooneka macomment awo kkkk zvino muchapfidza henyu hamusati
@MemoryGoja
@MemoryGoja 5 ай бұрын
Maths dziriapa dziri simple vekwaChenai ngavasiye chenayi kwamai Sasha ,coz kuroyonora havachagoni or else ngavaite zvekuenda kune nyanzvi dzimwe dzokubatsira coz hapana chobuda apo
@maviskaseni
@maviskaseni 5 ай бұрын
Ndonyaya iripo ndakanzwa hangu nevaivako kuti hanzi vakati avachagona kuroyonora ndosaka variku dzana dzana
@charityhwara1653
@charityhwara1653 5 ай бұрын
Zvakaoma hazvo 😢
@MAVISTHOMPSON-j8h
@MAVISTHOMPSON-j8h 4 ай бұрын
Ngaawasiye chenai kwanamai sasha
@mekong7529
@mekong7529 3 ай бұрын
Vakamusiya ikoko mai sasha can simply call the police to remove her, legally.
@MAVISTHOMPSON-j8h
@MAVISTHOMPSON-j8h 3 ай бұрын
Akazororora zvake mwanasikana hapachisina nyaya
@GladysGudza
@GladysGudza 5 ай бұрын
Baba musapopote coz mwanawenyu akazorara Baba Sasha achitoziva kuti murume wemunhu
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
Ngarife
@LoraineManyika
@LoraineManyika 5 ай бұрын
Haa iwe ita moyo chii ufarira kuti munhu afe
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 5 ай бұрын
Veduwee sununguraiwo munhu uyo...akabvuma kuty akatadza please sunungurai...kutadza kurimuvanhu
@PriscillaChiremba
@PriscillaChiremba 5 ай бұрын
Handiti ndimi unoti hakuna munhu wmunhu chionai manje
@maviskaseni
@maviskaseni 5 ай бұрын
​@@PriscillaChirembama1 atanga
@BlessingBicycle
@BlessingBicycle 5 ай бұрын
Ngavasiyewo something vambokaurewo
@sarusoko9785
@sarusoko9785 5 ай бұрын
Kuparira vabereki munhu ukaudzwa kuti siyana nemurume wangu bvuma kutsiurika wokumbira ruregerero wosiyana nazvo asi kutuka apa uchiganza murume achema veduwe gogo musunungureiwo arwadziwa zvakuda tsitsi gogo
@maviskaseni
@maviskaseni 5 ай бұрын
@@PriscillaChiremba hanzi vanhu ndevamwari
@anesubhongwani02
@anesubhongwani02 5 ай бұрын
Kana akafawo ndizvozvo Mubairo wechivi rufu mhani imi team iri rine pa muromo hant vanomboti hakuna munhu wemunhu here
@gerald1mada31
@gerald1mada31 5 ай бұрын
Haaaa team kana richitora murume wemumwe so rinenge rakatobata gidi zvekutodaro unotukwa ugonzi kukusiya kureva kt hausi chinhu kwauri Asi kt afe hake hazviite asi next time mai Sasha usaperera pamurume haasi hama yako unomugadzira ugowaneiko Chandoziva ndechekuti Mwari haadhakwe dai vakamusiya aizokohwa zvake nokuti haangadyare chaasingakohwe Iwe baba Sasha usaite sebenzi hona pazvasvika manje
@BlessingChivorese
@BlessingChivorese 5 ай бұрын
Ehe ndozvavanotaura chokwadi hanzi hakuna wemunhu mahure anoganza veduwee izvezvi dai masasha vasina kufamba chenai achitofara nemurume Ivo nevana vachichema
@EniyaDeke-w4l
@EniyaDeke-w4l 5 ай бұрын
Vachazvirega zvemujolo
@clotildachamhuna1448
@clotildachamhuna1448 5 ай бұрын
Ngozi yacho so ma1 zvinonakidza wagadzira bt ngozi ndeyevasina kutadza wo zvavo😢😢😢
@mejurychimwai6086
@mejurychimwai6086 5 ай бұрын
😅😅😅😂😂😂
@daisymachina3186
@daisymachina3186 5 ай бұрын
Munhu wakumbirwa zvako ruregerero asi woramba wakati ngwiii kuoma moyo. Kuita kwaMwari hamukuzive. Iwe mai sasha ukutemba mishonga asi Mwari akada kuita turn tables, uchademba. Ngozi ichauya times times kumhuri kwenyu. Sunungura moyo wako.
@ChipoSongelani-yr9bc
@ChipoSongelani-yr9bc 4 ай бұрын
Mai sasha wauraya imba yako haaaaa hapana chawagona mwari ndiye ano revenger varume vese vano hura hapana asinga hure
@Ellen-z8e
@Ellen-z8e 5 ай бұрын
Makuti nyangadza varoyi kana muchida kuuraya urayai handiti ndizvo xvamaida pane kswero taura zvisinga peri
@anesuissa-og8is
@anesuissa-og8is 3 ай бұрын
Hndi ndiwe wauya pano er wakokwa er just scroll n go
@CeeMagege
@CeeMagege 5 ай бұрын
Wakagona maisasha mahure anojairira ngavakupe Mari yako vanonakirwa mainababa vachidya Mari yemurume wako
@chanazichagwa2199
@chanazichagwa2199 5 ай бұрын
Siyanai nevabereki
@brendatondaya7003
@brendatondaya7003 4 ай бұрын
Mai vebenzii havanamufaro
@RumbidzaiMaketa
@RumbidzaiMaketa 4 ай бұрын
Kuzoti vakarambwa Mai Sasha vanotouraya murumeeeee😂😂😂😂 be careful Mai Sasha kupedza vanhuuuuuu kkk
@KotiNcube
@KotiNcube 5 ай бұрын
Chihure hachibhadare syai varume kana vakadzi wevanhu
@priscillajohann8458
@priscillajohann8458 4 ай бұрын
Taura hko
@ChipoSongelani-yr9bc
@ChipoSongelani-yr9bc 4 ай бұрын
Yadeuka yadeuka veduweeeee mai sasha itya mwari hapana chaunowana munhu akafa yava ngozi iyi
@sharaisithole6471
@sharaisithole6471 5 ай бұрын
Vanhu dzidzai kuvhara zip dzenyu. Handingatambure nevana kumba iwe uchijola nemrume wangu never.
@MAVISTHOMPSON-j8h
@MAVISTHOMPSON-j8h 4 ай бұрын
Iwe wako murume wakagadzira herr
@rufarobakomusekiwa1228
@rufarobakomusekiwa1228 5 ай бұрын
Yaa ndanyatsonzwa marwadzo, mai Sasha went through a lot but vanhu taakuita kunge ari wrong. Haisi nyore kuudzwa ne gf kuti unobuda mbura pamwe aitosvotesa futi. Haaa mai Sasha dzvanya ipapo
@tatendaharare3661
@tatendaharare3661 4 ай бұрын
Mai Sasha kushinga kwako hakusiri kwekutsamwa. chete utori muroi mukuru moyobwako wakashinga👌
@Tsitsi-v5t
@Tsitsi-v5t 5 ай бұрын
Mai Sasha munhu uyo akafa itori ngozi chaiyoo zvekuti ndaka hurirwa nemurume ndikamugadzira kana yagozi inouya mukatozofunga kuti dai ndakasiyanana naye murume uyo
@fadzaitaderera3929
@fadzaitaderera3929 5 ай бұрын
hapana ngozi apo.vakagadzira murume wavo
@EdylineMahlengwe
@EdylineMahlengwe 4 ай бұрын
Taura zvako
@daisymachina3186
@daisymachina3186 5 ай бұрын
Asi ndikazoona kumberi uko ka! Kume ngozi. Tingataure, tinga shore, tinga rwadziwe, tinga ngware pa social media asi mangwana hazvizotaurika izvi. Ndanyarara zvangu. Hakuna munhu asingatadze.
@RUMBIDZAIZhou-kb3ej
@RUMBIDZAIZhou-kb3ej 5 ай бұрын
Taura hako kana tose taizvitongera dai pasi risisina vanhu mweya wamai ava hauna kunaka zvachose vangani tinohurirwa mudzimba tinochema asi hatisvike pakuuraya munhu kudai uyu atori muroyi pachake kuparira rudzi ndosaka murume achimusiya anogara nemuroyi ndiyani
@daisymachina3186
@daisymachina3186 5 ай бұрын
@@RUMBIDZAIZhou-kb3ej and handione musha iwowo uchizosimba. Otherwise rudo mumba umu hamusisina anogona kumuuraya fut murume wake. No more trust
@EuphrasiaMudzingwa-rk1sx
@EuphrasiaMudzingwa-rk1sx 5 ай бұрын
Mai sasha dzorai moyo
@florencesihlangu4819
@florencesihlangu4819 5 ай бұрын
Chokwadi kana iwe wacho waita zvinogona kukusungira chiraramo or chevana
@PatriciaNyamayaro-hg7tr
@PatriciaNyamayaro-hg7tr 5 ай бұрын
Mahure anoshungurudza akakutorera murume vari rough ega ambokaura iye Chenai ngabhadhare aitukirei munhu ,gogo mazonyanyawo mutongo
@BridgetChikata
@BridgetChikata 5 ай бұрын
Varume ndiwo vanoshungurudza cz wakapfimba achiZiva kuti sne mukadzi so don't always blame woman
@masciemudumo
@masciemudumo 5 ай бұрын
Dai akangodanana hake nababa Sasha but asina kuzoramba achitukirira mai Sasha i coz pain ye kurukwa nehure pushed mai Sasha to the extreme and akavaudza kt 4 days munenge mags and she went on to conceive for ba Sasha haaa chidofo aichiwanza Zvino nhasi ndezvipi
@clotildachamhuna1448
@clotildachamhuna1448 5 ай бұрын
Varume ndohonzeri cz havatorwe asi kuti vanoenda vega havo😢😢😢
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
Hanzi hakuna murume anotorwa...hee kana ari wako huya utore...iye chenai or samantha or whatever the fucken hell her silly name is, akaroya uyu.....aiganza uyu.kutuka mukadzi wemunhu iye akadyisa wo baba sasha..kahure kamuroi futi
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
​@@BridgetChikatawakajaidzwa iwe..danana newangu uone zvandinokuita...unochema for 5 ywars haufe plus handikusunungere..kambwa
@nnyarry
@nnyarry 5 ай бұрын
Mai Sasha ,Chenai akafa uyo mgozi iri mumhuri yako
@jennifernyabunze7394
@jennifernyabunze7394 5 ай бұрын
Sure hombe ngozi yacho chakagona hapana the girl is finished I this ma organs ake apera Chenai
@clotildachamhuna1448
@clotildachamhuna1448 5 ай бұрын
Tipfidze kuda kutonga ndezvShe izvo😢😢😢
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
Ndimomubqtsira kubvisa mombe 200.....🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@daisymachina3186
@daisymachina3186 5 ай бұрын
And achazoripa ndiye mai sasha ne mhuri yekwavo not ba Sasha cacho vakunzi ndovakagadzirwa
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 5 ай бұрын
Mwari mwana achapona here uyu,Mai Sasha munonzwa sei akafa? Munotorarama normal life?
@FelistasSibanda-g5t
@FelistasSibanda-g5t 5 ай бұрын
ivo baba sasha avo vakuhwandeiko ngavabude pachena vasarambe vachikuvadzisa vana vevanhu veduweka zvakunzwisa tsitsi
@Wachidopaidamoyo
@Wachidopaidamoyo 5 ай бұрын
Inharadada
@MAVISTHOMPSON-j8h
@MAVISTHOMPSON-j8h 4 ай бұрын
Makambowaona kwagogo herr basasha
@Tryphine-wf7rl
@Tryphine-wf7rl 5 ай бұрын
Zvimwe zvinoda wisdom and foresight ...mangwana unomuka uripai
@mariandundu4071
@mariandundu4071 5 ай бұрын
Hama dza Chennai kana muchimuda kuti ararame itai konde konde mupe Mai Sacha Mari yavo then gogo movapawo padiki vosunungura chemai, bcz venyu ndiye akatadza uye akafa ndimi mashoko mosiirwa nherera pamusoro pazvo
@anesubhongwani02
@anesubhongwani02 5 ай бұрын
true
@masciemudumo
@masciemudumo 5 ай бұрын
Wataura zvine musoro bcz baba Sasha hapana chaachaita chekubatsira Chennai bcz akafuratidzwa moyo.
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
​@@masciemudumochenai ndiye akatanga kuti baba sasha vafuratire mai sasha nevana vavo
@Mediachiweshe
@Mediachiweshe 5 ай бұрын
Chero ukaomesa moyo asi imba yako yava pa stand by hama ndiyani murume anoda kufara nemunhu anoda kuuraya vanhu mumusha chaimo mawakawanikwa hama dzemurume dzakutokutya hapana munhu achambokuchenesa mumusha shame .
@hapinessmachiridza2331
@hapinessmachiridza2331 5 ай бұрын
haaa kana haisi pastandby mahure hamuskuaziva akaita lucky mai pasha kuti haana kutangirwa.Mahure akakutangira hakuna anomboti hee inzwa tsitsti zvarwadza cz hure ndorakazviitwa.Vanhu itai mushe mhuri dzirikuparara nevanhu ivava
@masciemudumo
@masciemudumo 5 ай бұрын
Chero imba ikaparara asi hure radzidza kt rikadanana nemurume wemunhu ngarizive zvekutaura not kutukirira munhu wawashungurudza kare plus who knows so chirwere chavepo ipapa saka kwese kufa guys kuigirwa chirwere wakagara pamba inocently
@SibonokuhleNcube-yb3vu
@SibonokuhleNcube-yb3vu 5 ай бұрын
But baba Sasha ndiye achabvisa mombe 2 but iwe auna kurorwa ma1😊
@melomawere
@melomawere 5 ай бұрын
Yagara yakaparadzwa ne chenai saka zvakangofanans
@OliviaMandizha
@OliviaMandizha 5 ай бұрын
Taura zvako
@BlessingBicycle
@BlessingBicycle 5 ай бұрын
Imi vanhu hamusati mazviitirwa imi ,pfambi idzi dzimwe dzinotorwa dzouya kuzotogara mumba mako dzotokutorera hembe yako otonhogadzira iwe muridzi wemurume pamusoro pazvo otozoganza imi pindai musituation yamai Sasha kana kuti itirwa izvozvo uone, unenge uchitoshanda une basa rako asi munhu achizokuitira chipfambi pamwe pacho achitoshandisa mari yako kupa magirlfrenzy ake aaaah imi unoita zvese zvese handimbodi kukunyeperai ,hapana asingade imba yake mai Sasha ws fighting for her marriage,,, uyo chenai imbavha yerudo akatsiurwa akaramba achiba futi ngaambonzwe marwadzo aigara achinzwa mai sasha nevana wavo haambofe kusvika varipa zvinodiwa osunungurwa
@StellaMushayakarima
@StellaMushayakarima 5 ай бұрын
.musambonzwira tsitsi pfambi bvunzai vakachemedzwa
@EmmacletChauya
@EmmacletChauya 5 ай бұрын
Baba Sasha naChenai ifai mese ,usabatirwe maiSasha tanga upenyu hunyowani because basasha vachadonyenga vamwe vahure Havasi kumira
@Nyasha-tk1hn
@Nyasha-tk1hn 5 ай бұрын
Zvorwadza izvi apa Munhu tsvee kukumbira ruregerero kuti sorry ndikudanana nemurume wako anotokutuka achitaura rubbish fut. Vanodanana nemurume vevanhu wese hokoyoyi
@loicemafungowana5935
@loicemafungowana5935 5 ай бұрын
Hatisi kuramba dear isu vamwe tirimo mu situation bt bdakazviudza kuti ndopedzera shungu mukitengesa cz zvinozondinetsa mangwana ndabata makwenzi asiwo
@mavisdzikite4931
@mavisdzikite4931 5 ай бұрын
Amai Sasha kana Chenai akafa ingozi yamuchazobhadhara ngozi iyi.
@aishamasibanda8061
@aishamasibanda8061 5 ай бұрын
Mai Sasha chawakagona hapana, Kuda mrume kunge uribofu risingagone kushanda
@christinme7414
@christinme7414 5 ай бұрын
ma small house tiri kuona ma comments enyu😅😅😅😅
@maviskaseni
@maviskaseni 5 ай бұрын
​@@christinme7414😂😂😂
@masciemudumo
@masciemudumo 5 ай бұрын
@@christinme7414 taura hako mahure akazara pano manje iyi ichenjedzo yekuti vasiyane nekutukirira vanhu vavanenge vatorera murume
@itayikaseke3480
@itayikaseke3480 5 ай бұрын
manje vachamama
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
Anoshanda and I can give her COS agouya kuno UK nevana vake if she wants..asi hure ngarife harooo
@agnessmakuvise4556
@agnessmakuvise4556 5 ай бұрын
Gud baba baSasha nemunhu wake Anonofira ikoko
@Netsai-zz1mv
@Netsai-zz1mv 5 ай бұрын
Aaaaa sre akatopusa murume uyo vese nemukadzi wake agara muroyi kna wahurirwa zvaramba siya imba kwete huroyi mnhi iko kuzopopota mnhu akadai ummmm
@sibongilegudyanga2045
@sibongilegudyanga2045 5 ай бұрын
Pasi nema hure
@charityhwara1653
@charityhwara1653 5 ай бұрын
Mahure aya anoganzwa pavanoudzwa kuti siyai murume wangu vanokutuka
@BatanayiSibanda
@BatanayiSibanda 5 ай бұрын
Varikuti mai sasha wakagona chenai akafa vanohwinei uye kana yava ngozi munovabatsira kuripa here saka imba yacho ichanakidza here wauraya munhu
@cattpanealbeters1555
@cattpanealbeters1555 5 ай бұрын
Apa Chenai kana afa endai momusiya kumba kwamai Sasha varume hatinzwe mani
@RUMBIDZAIZhou-kb3ej
@RUMBIDZAIZhou-kb3ej 5 ай бұрын
@@cattpanealbeters1555 pachaita hombe apa achifyrurwa nen'anga inotodawo kuituswa mari
@ChipoSongelani-yr9bc
@ChipoSongelani-yr9bc 4 ай бұрын
Shuwa ngozi mumusha
@tsitsimhurure9861
@tsitsimhurure9861 4 ай бұрын
Zvakangofanana ko iye chenai dai akavauraya yaingoita ngozi futi hanty aiganza achiti ndokupa4 days idefeat iyi
@samanthahwindingwi890
@samanthahwindingwi890 5 ай бұрын
Mahure ngaamame ngavaise number zvavo gogo ava timbogadzir8sa nyika vanorwadza vanhu avaahure hamusikuaziva imi
@MaiHazel
@MaiHazel 5 ай бұрын
Ngozi haizivi zvese zvekuti makatadzirwa izvo ,kusvika pakubatiswa huroyi nekuda murume manje zvese kana zvazopera moti baba sasha vacho vachagara ndmi here vanotoenda coz vakutotyawo
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 5 ай бұрын
Mwana uyu haasati arapwa nanhasi .....mai.sasha mwana uyu akafa ndopauchaona kuti.hauna kungwara ....ngozi yakuuya mumusha
@patriciamarangwanda5188
@patriciamarangwanda5188 5 ай бұрын
And kana akafa kunongonzi mai sasha vakauraya munhu 😢 zvekt vaitsividza murume hazvionekwe cz varume vanohura kunze uku
@EvelynChademoyo
@EvelynChademoyo 3 ай бұрын
This family was not serious nekuti Chenai arapwe vaitotarisira Baba sasha kuti sezvo ariiye aidanana naye ngaaite zvese but havaisaziva kuti kwavo ndokuchashota
@WinnieMbingwani
@WinnieMbingwani 5 ай бұрын
Kune asati azviitirw unoona kunge mai Sasha vajatadza mahure Aya anotoganza koiye Chenai ngaripe I'm coming gogo weldone mai Sasha Ramba wakatsika mombe ngaiuye
@clottytinoe.
@clottytinoe. 5 ай бұрын
Eheeee mombe ngaiuye
@TineiChiriwo
@TineiChiriwo 4 ай бұрын
Zvino Chenai akafa Mai Sasha vanozoigona here ngozi yacho here uye Mai Sacha vatova muroyi hapasisina true love from BaSasha so afushira gomba nokuchera rimwe.
@PreciousMurambasvina
@PreciousMurambasvina 3 ай бұрын
Manje ndezvipi nhasi AFA chenai Ngozi kumusha kwamai Sasha nekuda kwemwana wava mwene nxaaa kusafunga uko u ungaurayira mumwe mukadzi murume never anenge asiriwako Rudo harumanikidzwe ungatobata mushonga wakayipa nekuda kwechiweti chemurume
@ChipoMureyatu
@ChipoMureyatu 3 ай бұрын
Ngozi inongoenda Kuna Mai Sasha
@ChipoMureyatu
@ChipoMureyatu 3 ай бұрын
Sorry hako nemashoko aitaurwa nachenai but now it's too late ngozi pfeeee mumusha wagonei nenhau yekaro Ako chete hah
@NellyChishava
@NellyChishava 4 ай бұрын
Umm maonero angu gogo avo ndivo vakuita kunge vakutoomesa zvinhu,mai Sasha murume amiswa basa uchadii 😂 murume uyo ngaatize mai sasha auye Joburg anyatsohura zvakanaka 🤣🤣
@AnnastaciaMade
@AnnastaciaMade 5 ай бұрын
Atezvara takurai chenai munomusiya kumnhu wake zvinofira ikoko
@lucksondewah3543
@lucksondewah3543 4 ай бұрын
Exactly my thoughts!
@tombichirau7851
@tombichirau7851 4 ай бұрын
Chipari chingavako wani. It’s not pleasant kutorerwa mukadzi we chi two but if you kill it doesn’t help.
@KimyTembo-wx7tv
@KimyTembo-wx7tv 4 ай бұрын
Mai sasha havana kumbotadza kubva zvavakazvarwa mutsvene pamberi pamwari chenai akafa ingozi mai sasha
@Mediachiweshe
@Mediachiweshe 5 ай бұрын
Munhu ofa here veduweee manje mai Sasha zvirikukunakira here uchiona murume achidzungaira kudaro .murume adzingwa basa nenyaya dzegodo usadaro hama yangu wakatadza pasi nekudenga rudo rwacho ruchanaka here kana zvadai.
@MariaKonyani
@MariaKonyani 5 ай бұрын
Akambohurirwa nemurume ndiye anoziva pain yacho munoona kudzikama nekurwara uko kana zvichakanaka anenge achisvipa zvinovava zvinorwadza izvi
@violetchitambo407
@violetchitambo407 5 ай бұрын
Bottom line is yes chenai messed up but kuuraya munhu here, haisi huku, wrong or right mai Sasha mopinda busy
@EniyaDeke-w4l
@EniyaDeke-w4l 5 ай бұрын
Hoo nhasi mai Sasha vanzwe tsitsi pavaitambura vaitambura ega
@EvelynChademoyo
@EvelynChademoyo 3 ай бұрын
Kutoomesa musoro vachiti hatina mari but vainzi vaienda more than 35 saka pavanhu vese vaitadza kuita pashoma pashoma here
@EdylineMahlengwe
@EdylineMahlengwe 4 ай бұрын
Akafa muchazvidwmba it's nt easy kuurayisa munhu ngozi ichaenda kumba kwako nekwe murume wako
@violetchitambo407
@violetchitambo407 5 ай бұрын
Anodzorera ndi Mwari veduwe.. Ropa remunhu ma1
@chanazichagwa2199
@chanazichagwa2199 5 ай бұрын
Taura hako zvinoita kunge zvirinyore but akafa
@clotildachamhuna1448
@clotildachamhuna1448 5 ай бұрын
Zvako iwe
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
Ibvapo iwee.... Masmall house aya vana vasatan..regai vaende kuna baba vavo
@leahgushu
@leahgushu 3 ай бұрын
Mai Yeukai you're bitter,angry and living a lonely life isina Mwari so God will just stand there and voti fight for your battle coz you're not letting go of whatever pain that made you to be who you are today.hausi kuvaka urikutopardza seek God first and everything will be solved by the one who created you.read Matthew 633 tsvaga Mwari,ziva Mwari the moment you do so uchaona kuti uchava munhu akaitasei l forgive you for whatever you're saying and I'm starting to think kuti ndiwe mai Sasha coz of the comments you've writing.God is not sleeping ufunge.utori second wife wakatoendesawo first wife iweee so why are you bitter nhaiwe? You need God ukasadaro uchafa makanyenama segonzo mark my words
@belindamzingwane4513
@belindamzingwane4513 3 ай бұрын
Guys masmallie hamusi kuaziva imi ukaita zvekutamba ndiwe unofa ini ndine vakadz 2 vandoziva vakauraiwa nemasmall house so apa hapana kana chakatadza mai Sasha otherwise ndovaigona kuuraiwa
@IdahMarambire
@IdahMarambire 5 ай бұрын
Mai Sasha hapana chaari kumbokanganisa parikungoda Mari yake chete baba vehure musada kukwidza haha zvisina Basa ndimi munofanirwa kutsvaka uripwa Huri kudiwa mozo pedzeranai nechikomba chemwanawenyu
@claricemaeresera9326
@claricemaeresera9326 4 ай бұрын
Regai angofa ngozi ipfidzise munhu wenyu iyeyu
@cattpanealbeters1555
@cattpanealbeters1555 5 ай бұрын
Kana ndirini zvangue kana Chennai akafa munomu viga imi nokuti ndimi mamuroya
@LoraineManyika
@LoraineManyika 5 ай бұрын
Yes because mai Sasha inyoka ngozi irimugotsi menyu
@LoraineManyika
@LoraineManyika 5 ай бұрын
Baba chenai mwana wenyu akafa mai Sasha nhasi ngawawige woga because murume wacho ndiye akatadza
@LoraineManyika
@LoraineManyika 5 ай бұрын
Mai Sasha muroyi uye endai kwa Sekuru tasvu muuraye mai sasha musatani
@terrenceali3224
@terrenceali3224 4 ай бұрын
Ma hure aripano 😂😂😂 hnty makati hakuna munhu kwemunhu here
@LilianChikomo
@LilianChikomo 4 ай бұрын
Imimi kurambwa kwashamisa chiiko imimi kudakuuraya munhu hamunyare
@conistancemasanzu8561
@conistancemasanzu8561 5 ай бұрын
Uyu murume achauraiwa namai Sasha kana vakagarisana munopenga chihure chakabvira kare.
@JanetMakonye
@JanetMakonye 5 ай бұрын
Kusunga murume kupererwa chaiko jkkkkkk enda kybasa iwe Mai Sasha uchaita ngozi munhu uyo akafa
@ChristinaMudimu
@ChristinaMudimu 5 ай бұрын
Chokwadi imi
@gladysxaba5863
@gladysxaba5863 5 ай бұрын
Nhai zvako nguva yatiri kurarama ungauraire munhu murume chaiye😂😂😂😂😂😂😂 vakadzi tsvagai mabasa
@BlessingBicycle
@BlessingBicycle 5 ай бұрын
Munhu anenge achida imba yake hama pamwe pacho unenge uchitoshanda futi
@nozweloncube8788
@nozweloncube8788 5 ай бұрын
Wangu ayihura ndikagadzira girlfriend asi ndakazvosiyanaye ini nekuti hure awungarigone
@masciemudumo
@masciemudumo 5 ай бұрын
@@nozweloncube8788 kkk wandinakidza Wakazo surrender. Don’t worry mwari vanoona uchawana anokunyaradza and be happy forever
@EmeldaMoyo
@EmeldaMoyo 5 ай бұрын
Mai sasha uchagara nemurume hako bcoz of gogo vachagadzira murume wako kuti akude asi hama dzemurume hakuna achakuda
@blessingmurozvi6059
@blessingmurozvi6059 5 ай бұрын
Muroyi uyo angade muroyi ndiani chihure chatanga nhasi here chero mubible zvipfeve zvaivako
@barbrachibanda5663
@barbrachibanda5663 5 ай бұрын
Gavaregedze kumuda pamwe vakagara vasigamude
@maggie-tj6nv
@maggie-tj6nv 5 ай бұрын
Hazvina kana basa saka hama dzacho dzichazoda hure iro riri muhombe ne4yrs kumwana wavo here imi itai mushe.
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
Ko anosa kudiwa nehama dzemurume kuti ndivo vaano rara navo here?
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
​@@blessingmurozvi6059pfutsek....endai kuna satan baba vako iwee..muroyi mukueu ndianiko? Hure na mai sasha
@JessicaMukora
@JessicaMukora 5 ай бұрын
Baba chenai vakapusa mhani kutopopotera munhu akagadzira kupedza nguva
@ChipoMunyayi
@ChipoMunyayi 5 ай бұрын
Ngavatsvage cash vaponese mwana kwete kufa brain kwavari kuita uko…arikumama nepain Chenayi uyo
@chrissiegee9013
@chrissiegee9013 4 ай бұрын
Saka mai sasha zvamaiti vakawanda vanotodanana naBa Sacha murume wenyu ihure hamurigone shandai mushandire vana kwete kutsvagana nemushonga. Murume wenyu atozofuratidzwa moyo naGogo asi aitoda chenai kudarika imi mosvikepi muchidadirwa nemurume nekungoda imba chete
@kitchenwayne-jf9pu
@kitchenwayne-jf9pu 5 ай бұрын
ma1 but murume wemunhu or mkadzi wemonhu haabatwe its a leson to all the slay qins
@gracemupita1801
@gracemupita1801 5 ай бұрын
Chenai akafa uyo mai Sasha uchachitamba yenyu yekuda kuripwa as if u are mrs perfect
@svorayimusindo2278
@svorayimusindo2278 5 ай бұрын
Baba Sasha, muri stubborn henyu kana mazogara matauriro enyu ane don't care mukati, muri kuda kuonera pamwe nanababa vaivapo here pamaibika sadza renyu
@sethil9269
@sethil9269 5 ай бұрын
Comment yandanga ndichitsvaga Iyi. He is so stubborn ndotype inoti handisi kuzobhadhara. Kana Hama dzaChenai dzashaya kana chekubhadhara. Vakutodherera havo.
@tambudzaimuzhuzha6917
@tambudzaimuzhuzha6917 5 ай бұрын
Alonso anoda kutosunungurwa iye kuti ahure futi varume Havana moyo veduwee asi ndiye aihura naye
@kumbiraicliffchinodya4661
@kumbiraicliffchinodya4661 5 ай бұрын
mishonga or uroyi haumbofe wakaita munhu asingakude akude
@lynahmundayi3138
@lynahmundayi3138 4 ай бұрын
Chenai akakanganisa zvechokwadi😢 asi hakuna asina zvitadzo pasi pano. Mai Sasha hongu makarwadziwa zvino kufa kwa Chenai kunozounza mufaro here muhana yenyu. Tichitaura panyaya dzedare chero $10 chaiyo inoita kuti dare rifambe
@JessicaMukora
@JessicaMukora 5 ай бұрын
Mai Sasha vane chirema iwe urikurwadzisa munhu akadaro
@BlessingBicycle
@BlessingBicycle 5 ай бұрын
True pamwe pacho anogona aitovatuka nekuzvara mwana akaremara mahure aya
@tambudzaimuzhuzha6917
@tambudzaimuzhuzha6917 5 ай бұрын
Ko kuzoti after 4days unenge usisina murume veduweee ķa😢
@tambudzaimuzhuzha6917
@tambudzaimuzhuzha6917 5 ай бұрын
Ko kuzoti after 4days unenge usisina murume veduweee ķa😢
@JessicaMukora
@JessicaMukora 5 ай бұрын
@@tambudzaimuzhuzha6917 kushaya matyira manje nhasi ndiyani arikutambura anorwadza mahure aya
@RegeraiChikovore
@RegeraiChikovore 5 ай бұрын
Nhema dzacho umwe hanzi ndandisingazivi kuti ane mukadzi, umwevo hee ndakanzi 4 days unenge wafa
@agnessmakuvise4556
@agnessmakuvise4556 5 ай бұрын
Popota zvako asi ngozi irimugotsi Handisi kusapota chenai asi uroyi hwahubatsire coz kurwadziwa kunopera asi ngozi it's going to generation to generation
@blessingmurozvi6059
@blessingmurozvi6059 5 ай бұрын
Taura hako
@florencesihlangu4819
@florencesihlangu4819 5 ай бұрын
Asi imba yacho inotonakidza here after that mmmm murume uyu achatoxoda mai sasha nemoyo wake wese after these veduweka vanhu tichafa tisisina rudo mudzimba rangova zita kunzi mai nhingi this is desperate at its best😢
@MemoryMlambo-rk2pz
@MemoryMlambo-rk2pz 5 ай бұрын
Ndikuda number dzenyu gogo ndokubatai sei please dzimba dzikunetsa idzi chingo pinai number dzenyu apo
@wimbaimangwende8122
@wimbaimangwende8122 4 ай бұрын
Dai mai Sasha vakangogadzira kuti isamire kunze yongomirira ivo zvaive nani
@shamisomunokorituninginn8271
@shamisomunokorituninginn8271 5 ай бұрын
Baba Sasha ngavaende nemunhu wavo .why must Chenai suffer alone seaidanana ega
@Dragonstarfilm
@Dragonstarfilm 5 ай бұрын
Gogo mava kuita Politics mungaroye munhu namai Sasha motenderedza vanhu Dare iri marikonewa.Vabereki ngava chinje chiremba endai kwaSekuru Tasvu mapedza moti mombe 4 aaaa hasikuda kubatsira nokuti ndimi makaroya neuyo.Mishonga munoiziva bt makunowa kuishandisa.Murume akati ndoda kuroora mozviramba munoramba muri mkadzi wake here makumubuditsisa basa. Ingozi yamuri kuitira vanhu iyo moti murume mombe mbiri uye mari yeakaroya ngaidzokere aiisirei mari mandiro kana isingafaniri .Musaite uroi hwakadai soo .Kubva kutanga moti anoroorerwa anopihwa mombe nyika yese vangani vane mombe dzekuroorerwa muri kuita chiCoward.Iri hanzvadi yangu ndaitorerai matanho mai Sasha naChiremba uroyi
@ChipoMadubeko
@ChipoMadubeko 5 ай бұрын
Gogo iyo ndoda kumboirova.duzvi remunhu.hausi murapi .you are 🧙‍♀️
@KarenMukuku
@KarenMukuku 4 ай бұрын
Gogo ava vanenge vasingachagoni kuroyonora huroyi hwavo hwavakaita namai Sasha
@ennifernyarugwe18
@ennifernyarugwe18 4 ай бұрын
She was jus buying time
@JescaTsuroSimboti-td5uj
@JescaTsuroSimboti-td5uj 3 ай бұрын
Iye ayifunga kuti zvinoitwa mahara here hama dzakaomera mari
@tambudzaimuzhuzha6917
@tambudzaimuzhuzha6917 5 ай бұрын
Gogo mamoyo vakungosungirira mai sasha inga musiwekutqngq vakambodemba wani kuti musunungurei mukati ndokushinga here kwawakati wakashinga ikoko
@leahgushu
@leahgushu 5 ай бұрын
Mbuya iyi kukoshesa mari hupfumi kutadza kurapa munhu nxaaa
@maguemague2440
@maguemague2440 4 ай бұрын
Cameraman ko kutora dzimba dzevanhu ndookudii nyaya hatichainzwa iwe uri busy kutora matombo itawo serious nebasa
@AbigalAbigal123
@AbigalAbigal123 5 ай бұрын
Imi gogo makadii kugadzira mushonga wekti chenai nababa sasha varambane.baba sasha mune nhamo namai sasha kupopota kwakadai
@TombizodwaNyakura
@TombizodwaNyakura 4 ай бұрын
Ngative nemoyo kutadzirwa kuriko
@petronellachiweshe9915
@petronellachiweshe9915 5 ай бұрын
Zvemujolo muchazvirega henyu ,ko kuzoita rough kumukadzi wemunhu ndookudiii ,manje uchaita sei chisikana 😊
@MariaKonyani
@MariaKonyani 5 ай бұрын
Sando dzako mai Sasha well done aidherera hure uyo
@BridgetChikata
@BridgetChikata 5 ай бұрын
But now dambudziko rava mumba
@ChiheraChihera-hf5eu
@ChiheraChihera-hf5eu 5 ай бұрын
Ndosaka murume akarikuda mumwe mukadzi munonyanya kutaurisa
@patriciamarangwanda5188
@patriciamarangwanda5188 5 ай бұрын
😂😂😂 hanzi kugadzira munhu cz of girlfriend 😂😂😂😂
@JessicaMukora
@JessicaMukora 5 ай бұрын
Saka varikupopotera chiyi mwana wavo ndiye hure hure iri ka chenai ngaasadero kufa anofa zvake chero mukapopota runyoka harwubvi
@FortuMutandwa
@FortuMutandwa 5 ай бұрын
Mai Sasha nambuya venyu makubhohwa that day makat mbuya murapei tonyorerana pasi date ozondipa Mari yangu gogo vakabvuma asi vakat baba Sasha havapo aaaaaa makupedza data redu mahara
@Richtynoe
@Richtynoe 5 ай бұрын
Sure mwana wavo ndiye hure vanofanira kuzvininipisa baba ivava nyaya dzebonde remwana wavo izvi ngavanyarare zvinotozivikanwa na chenai zvekuti aisaziva haa ratova drama😅
@mancuencube5409
@mancuencube5409 5 ай бұрын
Team iri hamusi kuriziva imi,rinokuudza iwe urikumbosiyirwei,akanyorwa paapi kutindewako sungirambwayako ,hamuchadiwe maimwana bvumai kurambwa ,saka kugara neheartbreak yehupenyu hwese kokuurayisa nebp
@leahgushu
@leahgushu 5 ай бұрын
Ndosaka kline chinhu chinonzi forgiveness... Forgiveness is very important mufunge.rambai muchiuraya.hamba Juba bayokhuchutha pambili.
@jennifernyabunze7394
@jennifernyabunze7394 5 ай бұрын
You are right but hama kuve neropa mumaoko ako nekuda murume woparira dzinza rese. Kana murume anetsa siya sometimes it's God's to free you woramba wakaomerera Some marriages anopera musi waunopinda mumba
@alicemasocha
@alicemasocha 5 ай бұрын
But kune dzimwe nzira dzekuti murume asiyane negirlfriebd kwete kuuraya.
@gracemupita1801
@gracemupita1801 5 ай бұрын
Akafa ingozi iyo mai Sasha tsunhurisa munhu zvichanaka. Usanyengerwa mai Sasha munhu uyo akafa uchatangana nezvinwe
@ProsperGotora
@ProsperGotora 5 ай бұрын
Asi akafa zvakadai hauzonzi vauraya hre kuzoita ngozi
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 5 ай бұрын
Mai sasha amuna kukwana ...akafa nhasi coffin rinouya kumba kwenyu ....nyika ikuziwa kuti akafa ndimi
@LydiaKhumbula
@LydiaKhumbula 5 ай бұрын
Mai Sasha musadade nehuroyi mainzwa uye huroyi haubhadhare uye musade kudiwa nemushonga ,musasanganisa rudo nemushonga kumanikidza hazvifambe,KO bonde racho richazonakidza hr
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
Tsek iwe...paaichema achirara nenzara nevana vakatarisana kuti tuzu waivepo iwe...aichema kurara nemisodzi pamatama.....kuchema kwachenai kwashamisireiko? Ko misodzi yamai sasha itoriwo ngozi iyoyo....mahure ensai munofa mhani imk mazvinzwa..zvimbwa
@emmagaba9798
@emmagaba9798 5 ай бұрын
Mai sasha muroi mukuru
@LinishaMuzembiwa
@LinishaMuzembiwa 5 ай бұрын
Mubairo wechivi rufu mahure anodzungu auchafi futi wakahura nmurume wemunhu
@MAVISTHOMPSON-j8h
@MAVISTHOMPSON-j8h 4 ай бұрын
Ko mazamu anokonzerwa kubuda panze here nhai gogo
@MAVISTHOMPSON-j8h
@MAVISTHOMPSON-j8h 4 ай бұрын
Izvo waidzi uri mvura wakadiii kumusiya murume wako
@mavisdzikite4931
@mavisdzikite4931 5 ай бұрын
Mai Sasha Chenai akafa kutaura kwenyu kuchashaya basa .murume haasi mwana wamaiko
@patriciamarangwanda5188
@patriciamarangwanda5188 5 ай бұрын
😂😂 haaa zvinhu zvacho
@SamsonMashandika-x1c
@SamsonMashandika-x1c 5 ай бұрын
Ini ndikaziva kuti mukadzi muroi ndinomudii imba iyo yatoparara
@MimieNdhlovu
@MimieNdhlovu 4 ай бұрын
Remember nai Sasha wakabereka sunungura moyo
@SaliweSithole
@SaliweSithole 5 ай бұрын
Mai Sasha mungaroyera munhu umwe munhu munhu ndewamwari hapiwe muganhu nemi mari yawakabhadhara kuroya wakaregerei kurapisa mwana wako wakanyatsokwana here iwe
@elifamogora2261
@elifamogora2261 5 ай бұрын
Amai.mwana.mungapopote zvenyu asi iyi yqva nyama yenyu.yamabika chigashirai kuidya uye ngozi ichapedza mhuri yenyu plus murume achakusiya akutotya kugara newe
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 5 ай бұрын
Tsek..kambwa😂😂😂😂
@UnityMabanga
@UnityMabanga 5 ай бұрын
Veduwee kaah Chennai anoripa sei iye uchirwara muneshuwa Mai Sasha kuti mukuda kuuraya zveshuwa heremune moyo wakaipa
Gogo Mamoyo
11:09
Gogo Mamoyo
Рет қаралды 9 М.
NDAKANYENGWA NEVARUME 8+ NDIKAPIWA   1 CUP YESHUGA NEMABHURUKWA 2.#Mambo MUTASA#Karanganda TV
32:19
HAH Chaos in the Bathroom 🚽✨ Smart Tools for the Throne 😜
00:49
123 GO! Kevin
Рет қаралды 16 МЛН
Worst flight ever
00:55
Adam W
Рет қаралды 27 МЛН
The selfish The Joker was taught a lesson by Officer Rabbit. #funny #supersiblings
00:12
Миллионер | 1 - серия
34:31
Million Show
Рет қаралды 2 МЛН
Akaba Huku KuCentenary Ave Kuzvimba Dumbu Nemaoko
26:37
SlyMediaTv
Рет қаралды 7 М.
ZZC In Africa Youth Congress 2022
3:57
ZZC in Africa Youth(Official)
Рет қаралды 31 М.
Gogo Mamoyo
10:11
Gogo Mamoyo
Рет қаралды 10 М.
Manjuzu / Mermaid Water Spirits | Madii Mambofamba
28:36
Bota rangu raikamburwa na bhururu wangu ndakawabatira ma Rusape #Mambo Mutasa #Karanganda TV
17:34
HAH Chaos in the Bathroom 🚽✨ Smart Tools for the Throne 😜
00:49
123 GO! Kevin
Рет қаралды 16 МЛН