@@judithnyewura3184 chinoitika vaurayi vamwe vanoshereketa kuti vasamukirwe. Saka the best chiri kuhama kuti vafambe kupa simba kumufi. Ndicho chivanhu chacho. Up until when vasina kuviga mwana. Which generation ichazomuviga
@tariromagwaza3 күн бұрын
Happy New year Maita basa nhasi makurumidza kuuya
@CarolineMKanoyangwa3 күн бұрын
Tirikudzidza zvakawanda muhupenyu
@BossMukanya-d6q3 күн бұрын
Gamba nebasa bhozho
@PreciousBako-v5r2 күн бұрын
🎉
@DianaTswuura-v2i3 күн бұрын
Mukuwasha akatouya aine mhepo nekuti paakatsiurwa akati pamudzimai wake na1 ndichange ndave navo baba vako ivava aizvinzwa kuti arikufa
@ClodiaLenicia3 күн бұрын
Ko ruzha nderweyi nhai bhozho
@reatak39242 күн бұрын
ko iya yekuLumutmba yave papi nhai? takapedzesera kwafa mhondi 4