Zvinoyera Zvinotyisa Zvinoda kufumurwa: Vabereki va Darlington akawanikwa akazvisungirira kuRugare

  Рет қаралды 21,096

Tilder LIVE ZIM

Tilder LIVE ZIM

Күн бұрын

Пікірлер: 59
@lucksondewah3543
@lucksondewah3543 4 күн бұрын
Commissioner Paul Themba Nyathi kubva vachiri AssComm vari kuitira Zimbabwe basa rinoyemurika. Tinovatenda chose. Ngavarambe vakadaro kunyange vave muhofisi hombe imomo, vakurudzirewo mamwe mapurisa kubata basa pasina huwori. Salute!🇿🇼👊
@TanakaSango-k4u
@TanakaSango-k4u 5 күн бұрын
Mmm zvakaoma anhuwoye vanhu havana tsitsi sure kuda kubira vanhu vafirwa sure
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 5 күн бұрын
Tete va Fatso❤❤
@EvelynMutusva
@EvelynMutusva 5 күн бұрын
Iwee tilda dzidza kutaura nevanhu zvakanaka. That's a grieving family they are still burdened and in pain but you talk to them like ukutaura nemwana wako
@marymambulo2514
@marymambulo2514 5 күн бұрын
Anonzwa sei uchitaura zvisina respect 🫡 mukati
@markgamanya3084
@markgamanya3084 4 күн бұрын
She's so mean that magogo.
@MelissaJays
@MelissaJays 3 күн бұрын
Wauri kuti iwe ndiyani🤨
@mwanawapauro2944
@mwanawapauro2944 2 күн бұрын
​@@MelissaJays tilder ka...unoziva here kuti Evelyn wacho anemakore mangani
@PaulZvinongoza
@PaulZvinongoza Күн бұрын
Anopenga
@blessblessing9181
@blessblessing9181 5 күн бұрын
Im listening from burundi
@MunyaradziMakoni-h3j
@MunyaradziMakoni-h3j 5 күн бұрын
Burundi of jizosi
@gracekhoza5289
@gracekhoza5289 5 күн бұрын
​@@MunyaradziMakoni-h3j😂😂asi ka🙌
@lucringo6798
@lucringo6798 5 күн бұрын
Ok
@patiemiles4819
@patiemiles4819 5 сағат бұрын
Thank yu tete na comissioner nekubatsira vanhu ava
@Auntfloraandfamily
@Auntfloraandfamily Күн бұрын
Happy new year tete
@constancemabhonga1339
@constancemabhonga1339 3 күн бұрын
I know mama vakafirwa nemwana very sorry mama hugz 😢
@mzee5533
@mzee5533 5 күн бұрын
For the first time kutenda maporisa ezim
@WayneChirongo
@WayneChirongo 5 күн бұрын
Ngavabudise face yake please timuone kuona wobatwa mnhu iyeye anenge atodyira vnhu vakawanda tete tilder mavushe from south Africa pretoria
@Auntfloraandfamily
@Auntfloraandfamily Күн бұрын
Hugs mama,my condolences
@langelihlendlovu8038
@langelihlendlovu8038 5 күн бұрын
Moya omubi phuma ebantwini bakaJehovah
@Rumbie87
@Rumbie87 5 күн бұрын
Ko previous episode iripi can't find it
@AngelineCharuma
@AngelineCharuma 5 күн бұрын
Me too I think haipo yakaitwa behind the scenes
@gabriellar_chadd
@gabriellar_chadd 5 күн бұрын
Me too
@momoemadondo9002
@momoemadondo9002 4 күн бұрын
Sure ndirikutoitsvagawo cause summary yacho pane zvanga zvoda kutaurwa zvikangonzi guuuuu panzira
@berthelchinengundu7223
@berthelchinengundu7223 3 күн бұрын
Hapana apa ndaitsvagawo ndaishaya
@ConstanceNjobo
@ConstanceNjobo 5 күн бұрын
Zvakaoma
@joygee6982
@joygee6982 5 күн бұрын
How pathetic is that for someone to do such a despicable thing to a bereaved family. Is this how far we have gone with corruption to a country we fought for 😭💔
@priscasibangamanzi1348
@priscasibangamanzi1348 5 күн бұрын
This fake policeman might be the killer
@cloezimunya3892
@cloezimunya3892 4 күн бұрын
Yes, akaziva sei kuti vakafirwa nemwana
@judx34
@judx34 5 күн бұрын
Ko makatirei mother hatizive zvakaitika chitunha chiri mumba..
@momoemadondo9002
@momoemadondo9002 4 күн бұрын
Very true cause prev episode haipo mufunge
@kudzaikarera5232
@kudzaikarera5232 3 күн бұрын
Kana ndimiwo nhaimi
@LydiaKhumbula
@LydiaKhumbula 5 күн бұрын
Munhu uyo hasiriye akaponda hr anoti anoda mari
@Veronica-xk3so
@Veronica-xk3so 5 күн бұрын
Zvakaoma iwe ndewe waurairwa mwana obirwa mari hiya
@jekalons9786
@jekalons9786 5 күн бұрын
Asi hatina kunzwa mashiripiti akaitika anotyisa acho😢
@mzee5533
@mzee5533 5 күн бұрын
Hapana mashiripiti apo zvirimufungwa dzevanhu chete
@simbadmtr20
@simbadmtr20 3 күн бұрын
Inzwai first episode
@priscillachakabuda9647
@priscillachakabuda9647 4 күн бұрын
Mapurisa iwayo ngaabatsire nyaya yema DNA results a babay Princes azorore veduwe
@BrilliantChindiya
@BrilliantChindiya 4 күн бұрын
Wafirwa woda kubirwa futi vanhu havasisina moyo sure yoo
@chipomundava8735
@chipomundava8735 5 күн бұрын
Tichatotrainer mapurisa edu tega semacitizens enyika akuda kubhadharwa
@mbospady6062
@mbospady6062 5 күн бұрын
Im early today
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 5 күн бұрын
Ko madini kubudisa face yemunhu wacho kurakidza kuti haasi mupurisa munhu uyu neimwe nzira anokwanisa kunge ari mupurisa asi kana azobatwa mapurisa omuramba kuti haasi mupurisa saka ndoona zvakanaka munhu uyu abudiswe face yake Zimbabwe imuone
@mzee5533
@mzee5533 5 күн бұрын
Google his name unomuwana
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 5 күн бұрын
@mzee5533 ko vari kuGokwe vasina Google vanoita sei nyaya kana yabuda pachena ngaive ye nyika yose mangwana anomuka akapiwa bero out akavhara vamwe vanhu futi face ngaiiuye pa mhepo pajekerere
@mnn440
@mnn440 21 сағат бұрын
​@@josephchenjerai1075 nyaya vacho vanenge vamboinzwa sei.Ikabuda face paradio vanomuona sei
@drceciliamasvingwe1428
@drceciliamasvingwe1428 5 күн бұрын
Saka public ndiyo yo funder investigation costs. Nyika yozoiteyi
@markgamanya3084
@markgamanya3084 4 күн бұрын
Great work from the police
@WayneChirongo
@WayneChirongo 5 күн бұрын
Eeee zvakaoma hnyu veduweee vnhu varikutorerwa mari nekusaziva veduweee zvakaoma munyika medu maipa
@rosezulu-ng6jn
@rosezulu-ng6jn 5 күн бұрын
Inga zvakaoma nhai veduwe
@Tutsie05
@Tutsie05 5 күн бұрын
Tete makutaura mazita mazuva
@blessingnyoni-makamure2910
@blessingnyoni-makamure2910 5 күн бұрын
Primrose Ncube huya
@lucringo6798
@lucringo6798 5 күн бұрын
Commissioner havana kutitaurira kuti they are going to investigate cause of death or i missed it somehow
@priscasibangamanzi1348
@priscasibangamanzi1348 Күн бұрын
That's another case on its own . Apa paingotaurwa nezvembavha iyi chete
@heartmoyo
@heartmoyo 4 күн бұрын
Anoda kurumwa mabhora ne pinjisi
@lumbytrice934
@lumbytrice934 3 күн бұрын
Hauna tsitsi😂😂😂
@mc_martie
@mc_martie 5 күн бұрын
Tete kune bogus CID dzanetsa kuMabvuku kwaKamunhu shops varikuti toda kukusecha madrug vokuti aya madrugs ataona pauri vokutorera zvese zviri muhomwe maphone mari
Domestic Issues: Ndaipa mukadzi wangu mari yemukando asi aisasvitsa.
2:16:41
“Don’t stop the chances.”
00:44
ISSEI / いっせい
Рет қаралды 62 МЛН
We Attempted The Impossible 😱
00:54
Topper Guild
Рет қаралды 56 МЛН
Domestic  Issues: A husband with classic narcissistic traits.
2:16:36
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 14 М.
WE MET AT THE BROTHEL: TINASHE MUGABE DNA SHOW S15 EP13 #dnashow #tinashemugabe
1:00:43
RUSAPE NGOZI (PART 10)....TENSEN ORAMWA MOMBE PADARE
50:03
Drewmas Media
Рет қаралды 23 М.
Молдавия готовится жить без российского газа
1:13
“Don’t stop the chances.”
00:44
ISSEI / いっせい
Рет қаралды 62 МЛН