Akaitisa Muroora Wevanhu Akashaikirwa Nemurume Mwana Pasati Paitwa Nyaradzo Kana Kurova Guva

  Рет қаралды 10,057

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Пікірлер: 59
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 2 ай бұрын
Nyaya yemwana akaroodzwa below 15 yrs ndoinotova hurusa kudarika chihure chababa ava nemukadzi wemufi. Dare raifanira kuitora serious nyaya iyoyo. Ambuya vemwanasikana neBabamukuru vacho sei vasinavo hanya nazvo; vachingosimbirira yekudzinga muroora pamusha; but not protecting minor children. Hasiraitivo futi vanhu avo - vari kutogwa nyaya yekutora musha wemufi; not caring about his children.
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 2 ай бұрын
Uyo ngaaripiswe mombe 10 or odzingwa mudunhu vese nenzenza yake
@trustmorechingozho8545
@trustmorechingozho8545 2 ай бұрын
Anodziwanepi ari zvakewo mombe
@nicktau6342
@nicktau6342 2 ай бұрын
Face yake inoratidza hustubborness vanhu ava vakadanana kare bota raitodyiwa hwaya hwaya mufi achirimupenyu
@francischitova2345
@francischitova2345 2 ай бұрын
True
@AlickBhebhe
@AlickBhebhe 2 ай бұрын
I'm supporting your question, and this man is very very rude uye zvirikutaridza kuti akadanana nemukadzi uyu murume asati afa
@BarnabasFavanhuRwodzi
@BarnabasFavanhuRwodzi 2 ай бұрын
Iwe unonyadzisa Ibva pamusha wevanhu
@SheillahJack-mi5nd
@SheillahJack-mi5nd Ай бұрын
Hayaa apa murume wacho kamukono ketsambara futa voti kusageza kurikuonekwa nepa camerq
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 2 ай бұрын
Its very clear these 2 dated way before the husband passed away.
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 2 ай бұрын
Uyo anoda Nyamaropa uyo kana Makoni
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 2 ай бұрын
Nyamaropa aiswa Chen
@Fayrwa06
@Fayrwa06 2 ай бұрын
YOWE IYI NYAYA YAKAKORA MUTO. KO NHAI VAMWENE MAKADINI KUDZINGA MUROORA WEMASHIRIPITI UYO. Murume uyu imhondi, tarisai maziso ngwayi ngwayi sechimbudzi chabikwa nenyanga. Musarega mukadzi uyu achiyenda nevana kumhondi iyi.
@patiencechimwanda1204
@patiencechimwanda1204 2 ай бұрын
Chimbudzi chabikwa nenyanga 😂😂😂😂😂
@Fayrwa06
@Fayrwa06 2 ай бұрын
@@patiencechimwanda1204 taura hako kandi bhowaso kamdhara aka. Iko kakadzivo karamba kuvuya kudare
@RegisChakanetsa
@RegisChakanetsa 2 ай бұрын
Haana chaanacho mbolisi inoshanda kuvakadzi vevanhu
@Fayrwa06
@Fayrwa06 2 ай бұрын
@@RegisChakanetsa ahh paita new word apo kkkkkk
@TsungieSithole
@TsungieSithole 2 ай бұрын
Anonyepa angahura asina chinhu hre knyenga mkadzi wemnhu kuzvitemba
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 2 ай бұрын
Imi mablogger udzayi madzimambo ayo zvinoitwa kwaBushu Nyamaropa naMutasa vasadheererwa nembwa idzo mhani
@elishakz-if1py
@elishakz-if1py 2 ай бұрын
That man is very stubborn 🎉🎉🎉🎉
@sydneymachipisa3233
@sydneymachipisa3233 Ай бұрын
Ibhurukwa rudzuwayiko rakapfekwa ne mface wekutora mkadzi wemufi 😅😅😅😅😂😂😂
@stacey4012
@stacey4012 2 ай бұрын
Seems like these two were already svirarini whilst the hubby was alive. Dzasangana nzenza dzega dzega.
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 2 ай бұрын
Avo mai vakazora mafuta ekutsvukisa havana nyaya avo ngavanyarare
@tryphinenyamupinga1186
@tryphinenyamupinga1186 2 ай бұрын
Zvakaoma
@beavermukundwa6867
@beavermukundwa6867 2 ай бұрын
Kusanganisa nyaya 2 seperata issues
@balbinamuza1747
@balbinamuza1747 2 ай бұрын
Murume arirude uyu
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 2 ай бұрын
Apa chakapfeka flis neBhachi reworksut kkkk
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 2 ай бұрын
Tracksuit bottom manyama
@BarnabasFavanhuRwodzi
@BarnabasFavanhuRwodzi 2 ай бұрын
Kana munhu afirwa asunguka kuita zvaanoda
@MikeChins
@MikeChins 2 ай бұрын
not mumusha mevanhu
@Fayrwa06
@Fayrwa06 2 ай бұрын
@@BarnabasFavanhuRwodzi kwete there are processes to be followed, pachivanhu chedu haabvumirwe kuunza Murume pamusha wemushakabvu
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 2 ай бұрын
Indururani muchinda uyo. Kana akaromboka zvekushayisisa zvaari kutaurira Dare saka vakadzi vaanomitisa vanomudireyi; ungangodya zvako bota mahara shuwa? Ari kutamba neDare uyo.
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 2 ай бұрын
Ichi chidare ichi ndechematuzvi
@rashedngadze8853
@rashedngadze8853 2 ай бұрын
Sei wadaro, explain
@maudenyamandi6239
@maudenyamandi6239 2 ай бұрын
Dare razopera adzikama. Anga achizvitatanyadza pakutanga
@nicktau6342
@nicktau6342 2 ай бұрын
Vana vasaende vavanobatwa chibharo nemurume uyu anodherera
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 2 ай бұрын
Kuti mufi haana kutouraiswa nemurume uyu nemukadzi uyu? Zvivindi zvavo zvakanyanya
@dimat5839
@dimat5839 Ай бұрын
Kubvisisa butsu ndekweioko😂
@Bandersonbensonmandovha
@Bandersonbensonmandovha 2 ай бұрын
Anodherera murume uyu
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 2 ай бұрын
Dai dare rambobatira maAdidas ayo for Mari yedare😂😂😂chupeti yekarume
@desperkutoka7161
@desperkutoka7161 2 ай бұрын
😂
@Charity-e5p
@Charity-e5p 2 ай бұрын
Murume uyo anoda kurohwa zvakanyanya mochimutonga nokuti ari kuratidza kudherera vanhu
@BrightonNdlovu-x2i
@BrightonNdlovu-x2i 2 ай бұрын
Vatongi Ava so ipai munhu mutongo chete
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 2 ай бұрын
Dare rangotatamura zvaro chitovo nembambo, kuramba vongotaura zvavo nyaya yapera kare. Vanofunga kuti munhu wose anobvuma kuti hungu ndine mhosva muDare nhaii? Manje dzimwe nhinhi dzinongonopika jeri dzichingoramba.
@sheillasiboli7697
@sheillasiboli7697 2 ай бұрын
This man is very rude and proud for nothing he knows the rules 😢
@Bandersonbensonmandovha
@Bandersonbensonmandovha 2 ай бұрын
Akapusa kachana
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 2 ай бұрын
Mambo anodheererwa. Zvaida Nyamaropa aibva atotanga kuti stupid pfutseki isai cheni.
@rashedngadze8853
@rashedngadze8853 2 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣 exactly aitukwa naNyamaropa
@AlickBhebhe
@AlickBhebhe 2 ай бұрын
Awufunge iwe chimusoro bhamuuuu
@phillthedrill
@phillthedrill 2 ай бұрын
There is more to this story, yes the guy is wrong but why didnt they summon the lady to the court so that we can here both sides of the story?. Lady might have started dating the guy because no one is supporting or helping her with kids etc. It would have been a lesson for other families to learn from such scenarios. Ayo mumdara ane white @1:15:54 why achizvinyadzisa like that, its common sense kuti muface ati december becoz from now till december anenge achitsvaga tsvaga. If he had said in 2 days or next week then yes you raise your question kwete apa. Kuvhunduka camera here kudzi wandiona ndataura ? even the case was waste of time 1hr 20 for simple case like this
@Fayrwa06
@Fayrwa06 2 ай бұрын
@@phillthedrill she was summoned but refused to come. Nyadzi dzinokunda rufu
@phillthedrill
@phillthedrill 2 ай бұрын
@@Fayrwa06 i get that but some of the questions needed the woman to be there to answer for herself, there is also too much says on her behalf. I think dare got excited becoz of camera made nyaya too long for no reason
@bothwellpedzisayi9706
@bothwellpedzisayi9706 2 ай бұрын
​@@phillthedrillnyaya inoitika ndeyekuti munhu padare nyaya inozeiwa not kuita sevamankikidza munhu mins you kuzosvika pa1 hrs paiswa minamato nezvimwe other channels vanongotangira panenyaya
@Fayrwa06
@Fayrwa06 2 ай бұрын
@@phillthedrill you absolutely right that the case took a long time to conclusion, they were excited l guess coz of media coverage but on the whole it was a very interesting case. I even wished l was there to make a better contribution but yet so far away.
@phillthedrill
@phillthedrill 2 ай бұрын
@@Fayrwa06 for me it was a straight forward case, murume akadanana nemukadzi asati achenhurwa pachivanhu, nguva risati rarohwa and also kutopinda mumusha mevanhu before mukadzi abva pamusha, straight counts dzisina kana nharo. 1hr 20min yachigodora is worth it than this one. Think of it though mukadzi was wrong hake futi but dont you also think kuti may be she was also neglected, nehama dzemurume and she brought in chikomba for help? and why mai vafumi is the one reporting nyaya, when the brother yemufi is there and ndiye anga achita stand in as varume vake.
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 2 ай бұрын
Takungonzwa musindo we mbudzi nehuku. Dzivhirirei ka dziyende nhaimi
@ssam1430
@ssam1430 2 ай бұрын
Wamama 💩💩💩
@Stavo702
@Stavo702 2 ай бұрын
Boring
@rashedngadze8853
@rashedngadze8853 2 ай бұрын
Move on to another video tisiye tiripo isu
2 MAGIC SECRETS @denismagicshow @roman_magic
00:32
MasomkaMagic
Рет қаралды 8 МЛН
the balloon deflated while it was flying #tiktok
00:19
Анастасия Тарасова
Рет қаралды 33 МЛН
Human vs Jet Engine
00:19
MrBeast
Рет қаралды 153 МЛН
Dzviii Ndakachibata Chikomba Mumba .Dare ra Chief Mutasa
28:04
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 68 М.
Mukadzi Akarara Nevarume Vese We Village
47:26
TICHKACH MTV
Рет қаралды 35 М.
Vakawanikidzwa Vachiita Bonde Muchimbuzi
58:16
SlyMediaTv
Рет қаралды 16 М.
TEZVARA WAPUTSA MUSHA WANGU Karanganda TV Mambo Mutasa
55:11
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 37 М.
SHAMVA: BabaRuva Urikunyengana Nemukadzi Wangu
24:22
SlyMediaTv
Рет қаралды 6 М.
Akandinwisa Doro kokundiuraya Dare raChief MutasaKaranganda TV
33:11
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 47 М.
Mukadzi Wangu Arikurara Nehanzvadzi Yake
44:02
SlyMediaTv
Рет қаралды 20 М.
Hachisi  Chikomba Asi Kuti Murume Uyu Aida Zvandaitengesa
23:21
SlyMediaTv
Рет қаралды 2,3 М.
Akandidhonza Nhengo Yangu Yesikarudzi Mukadzi Uyu
14:54
SlyMediaTv
Рет қаралды 1 М.
2 MAGIC SECRETS @denismagicshow @roman_magic
00:32
MasomkaMagic
Рет қаралды 8 МЛН