Mambo Ava chinyadziso chematare edu echivanhu kudya nguva dzebasa last time akauya kudare akadhakwa.He is not normal
@nathanc184016 күн бұрын
Mambo ava ummmmmmmm kudya food mudare vanhu vese vakatqrisa here,very unprofessional,apa kutaura vachidya even tsika dzedu dzechivanhu hadzozvidi izvi,respect vanhu even President havadaro ummmmm
@oswellmuzarurwi112215 күн бұрын
You can say that again and again he is stupid he should respect dare
@PraxedesRudziva11 күн бұрын
Vane shuga
@TonderaiMlambo-hi4cm15 күн бұрын
Mambo vadya Sadza aakurara pamberi pe Dare nhai imi. Nyika ino Tongwa ne Vene vayo Handiti MapaOna 😅😢😊
@JosephGurudza15 күн бұрын
😂😂😂😂😂
@TauraiMutasa-pc4pd15 күн бұрын
This Chieftainship is an absolute disgrace! That woman's life is under serious threat from the jail bird, the makunakuna Nonsense is utter hogwash, the two should vacate premises prompt. Humambo uhu is a highly deplorable Circus!!!
@Palaz_Adventure15 күн бұрын
Ndanyara naChief Ngezi ava. Very unprofessional! Eating in front of the people apa achitonga nyaya futi. Mukoma waChief Ngezi uyo should be the chief. After wadya sadza vakukotsira futi! Very bad
@qhubekanincube269715 күн бұрын
Mambo Ngezi ndai masira wumambo kunemukuru uyo aripa said penyu cz iii zwakakuomerai
Zimuface iro rinogara richidya mudare should respect dare and everyone there. Hapana chinoshamisira pakudya sadza re 0.50c. Ndizvo zvinoita munhu akakurira munhamo akazongoona kunge aita $5 muhomwe anobva ada kuti everyone azvione bt honestly thts stupid apa haagone kutonga kwacho. Dzemavende idzo dzinogona kutonga. I don't know chinotadzisa dako uyo kuendq panze onodya ozodzoka mudare chii?? AH MHATA YAKO MHANI DUZVI IWE ndakuzokutuka manje. Tinyarewo.
@TonderaiMlambo-hi4cm15 күн бұрын
Mambo ngaa regere kudya sadza pamberi pe dare. Hazvina Hunhu Haaiwawooo 😅😢
@Rollingmass145816 күн бұрын
Uyu anodya mudare, anenge abva ku night club here?
@Myprinceof16 күн бұрын
Uyu mambo he does not respect his community court anoita senge Mwana mudiki kut uti Kuda kushamisira or what kuita senge ariku restaurant agoti kupeinter musoro. His assistant is very professional
Would chief allow va uya ku dare to bring out their scuff tins and eat while explaining their story? Who regulates professionalism of the chiefs.? Crazy! Plus pamwe pane vanhu mukati vakarara vasina kana sadza, apo Mambo kana kuvapa chikafu!😢😢😢😢
Ko nhai mambo kudya mudare bhoo here munotokundwa nemutevedzeri wenyu Uyo
@MaxwelZimunya15 күн бұрын
Ngavarege kumanikidza Tete kugara nemhondi iyo
@BarnabasGatsi-u1x15 күн бұрын
Uyu mambo akakwana here.kana asirikunwa doro anenge achidya😮
@chipokamonga742910 күн бұрын
Mambo uyu makati haashandiswe here 😂😂
@tellymas457215 күн бұрын
What exactly about this chief always eating during sessions…. Yaaak 😢😢😢
@tichchizema15 күн бұрын
This is the worst chief ever in Zimbabwe. Anoti hudofo and unprofessionalism, makaonepi munhu wamambo anodya pamberi pedare.Haana hunhu. Dare iri rinotoita order asipo.
@beekays43615 күн бұрын
This Mother and her family are in grave danger from this Convicted Armed Robber/ Murderer Nephew and his Father (her brother). Herpes does not Need Fake EDiot N'anga Tasvu. They should leave her property ASAP and Tete seek Protection Order from ziMhondi rakanga riri mujeri 12 Years ku South Africa 😡😯🇿🇼
@JDGeneralServices15 күн бұрын
Kudya mambo wachitonga,apa woda kubvunza mibvuzo,zvonyadzisa
@brianchapotoka940515 күн бұрын
Chief uyu chiiko, why kusaremekedza dare kudaro kudya achitonga. This is totally wrong, kudherera nyika chaiko
@frankmoyo726715 күн бұрын
Kudya sadza mudare,kurara mudare kunon'ona madzihwa mudare kafoni kanongorirarira mudare, this is the worse chief ever in this country.
@TapsDaniel15 күн бұрын
Mambo awo hawana hunhu wanozvifumura ummm ngape basa mudhara ve mavende uyo anogona zvake
@tafadzwangamurani346815 күн бұрын
Asi mambo amuna nguva yelunch even president chaiye angadya mupariament zvimwe zvinoda Charumbira aone nekupa mitemo kumadzimambo apa munenge muchiti ratidza zvirimudumbu ko kuvhara muromo
@tichaonaleonardchizema776316 күн бұрын
Anofanira kuenda kudrama nanakapfupi kuhumambo hatina madzimambo akadai
@Faith-vc4vc15 күн бұрын
Iro benzi riye musi uno raidya rice..zuro ndizuro raidya sadza..nhasi riri kudya sadza nezondo..apa mhuno yacho ikati irefu iri kupindawo muzondo imomo😴🤦♀️🙄🙄🙌🙌
Mambo uyo akadhakwa imboko Charumbira ngaa mise mbudzi iyo chidhakwa icho haasi mambo mbudzi uyu
@RafaelCollazoJR15 күн бұрын
Mambo uyu ikatsi yemunhu chokwadi.Mukoma wacho ari better than chematama ichi.Sure kudya vanhu vakararisa.Idofo remunhu
@servalmaringa-wm3rp15 күн бұрын
Mambo edzai kuzvipa nguva yenyu yekudya musiri pamberi pevanhu,siyai makurukota achimbozeya nyaya imi mombosuduruka for tea break or lunch
@gladysscales15 күн бұрын
Mambo nyarai vanhu venyu, kusanyara kuti muri pa camera.. kurai! You are the only mambo l have seen asina courtroom etiquette.. budai mupinde mumota menyu modya mozouya pavanhu..zvino nyadzisa izvi..
Mambo better mudyire kumba kwenyu kana panze not mu court ndomari dzamurikutorera vanhu itai mushe it's 3 times watching you eat respect the court Hakuna judge anodyira mu court only drink water
@SimbaMpambavachiki14 күн бұрын
Zimbabwe 🇿🇼 must give Traning to Traditional court judges I like chief Bushu & Chief Nyamaropa uyu mambo anoda chikafu too much STOP IT
@ignatiusmachingura15 күн бұрын
Uyu mambo uyu imboko uyu kumusha kwangu haana dhiri
@stnsml115 күн бұрын
Iwe Chibanda haikona kutishora kudai. Unotionesa mature Mambo achidya mumatare. Isu hatifarire kuona Mambo anodyira mudare. Iwe Manasa uchitiratidza tsvina dzakadaro. Mambo chaiye anoremedza mature angadyire mudare zvine rukudzo mudare nevanhu varikuona mifananidzo. Chibanda unofanira kuudza madzishe nemadzimambo vaunotora mifananidzo kuti vanhu vari kunyunyuta kuti vaneta nekuona Mambo uyu achidyira madare nekutaura pafoni zvaanoita. Muudze kuti vanhu havafarire Changamire anozvidza matare
@CuthbertGumbo15 күн бұрын
Ndochivi nhai mambo kushinga kudya pamberi pedare AA hamusvodi here Vana venyu AAAA ndanyara
@TinasheMadziva-cv8wr13 күн бұрын
Mambo ava ngavasadaro kutodya havo apa vakurara manje
@nicholasfungurani967715 күн бұрын
Aizve ko kunodyiwa mudare sei futi? Zvonyadzisa izvi
@alicybakeki980315 күн бұрын
Handisati ndamboona mambo vanodya mudare yooooweeee
@tichawandamukavhi601416 күн бұрын
Baba varikumhangara ngavataurise zvinonzwika neruzhinji
Nonsense there are rules and regulations which apply in every institution same as the court room deserves its regulations haungadye mudare panguva yedare atadza nei kunodya zvisadza zvake nezvimabhonzo zve 0.50c outside just 3 min odzoka not this nonsensical behavior