Akatambisira Mai vepaNext Door Nhengo yake Achida kukumbira Bonde na 10 Hisiku

  Рет қаралды 5,520

pahashatv

pahashatv

Күн бұрын

Пікірлер: 46
@blessedmatizira480
@blessedmatizira480 2 күн бұрын
This chief is emotional
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 4 күн бұрын
Chimiro chiri apo ndechekuti vanhu two(2) avo vakambodanana, but something went wrong somehow. Avo amai, semukadzi wemunhu, vaizoenderwa naye several times sei, vachiregera kuudza murume wavo nehama dzemhuri kuti vamutsivure zvakasimba as family; kana vanga vasingadi havo kumhanya kumatare? Saka, muchinda uyo atori nemhosva yekudanana nemukadzi wemunhu, kwete yekungomisa chinhu chake chete (itori mhosva diki ka iyo, coz zvotoita sokuti haana kumboseva iye aka seva kkkkk).
@PatrickJija
@PatrickJija 4 күн бұрын
I don't know how they came to this conclusion. There isn't sufficient proof.
@bondex1
@bondex1 Күн бұрын
This chief is not serious
@DijaSabiti
@DijaSabiti 3 күн бұрын
Gogo vati ndaimbonwa kudhara vanhu ava vaimbonyengana asipane zvavazopesana
@GeorginaManamike
@GeorginaManamike 4 күн бұрын
Aka kanhubu kamurume ako face yake chaiyo inoratidza kuti kandururani chaiko 😂😂😂😂😂
@sethil9269
@sethil9269 Күн бұрын
@@GeorginaManamike true
@PriscillaChakonza
@PriscillaChakonza 4 күн бұрын
Tuchembere utu hamusi kutuziva, nxaaaa
@AlbertDlamini-x6o
@AlbertDlamini-x6o 4 күн бұрын
Munorwaravo bba imi moda kuti munhu abvume zvaasingazive sei kumurova kumumanikidza kuti arwadziwe nekurohwa above abvuma ggo avo vanonyeba nhawu iripo ndeye fertilizer avachada kupa munhu zvinhi zvake ndonyaya😊
@LoveMusic_ActionMovies2004
@LoveMusic_ActionMovies2004 4 күн бұрын
This is Sexual harassment and is a Criminal offence in Zimbabwe. There is verbal and non-verbal sexual harrassment and this is a Magistrate case. Definition of Non-verbal Sexual harrassment: Non-verbal signals examples include sexually-suggestive gestures, whistling, eyeing, indecent exposure, and sending sexually explicit messages using electronic gadgets.
@Dragon-cw6yz
@Dragon-cw6yz 4 күн бұрын
The magistrate would throw this rubbish case out .
@ReginaldDenya
@ReginaldDenya 4 күн бұрын
23 years atove nevana 5 😂😂😂😂😂😂. Vana zvipo zvinobva kumatenga.
@TrustMuzhambi
@TrustMuzhambi 3 күн бұрын
😂😂😂😂😂
@TrustMuzhambi
@TrustMuzhambi 3 күн бұрын
Mai avo kuida vaiida havo kwangova kuda kuzvinatsa
@GeorginaManamike
@GeorginaManamike 4 күн бұрын
Hapasi kutaurwa nyaya yefodya nxaa kuda kunzvenga nyaya tseke
@PaulPahle
@PaulPahle 4 күн бұрын
Kkk very funny ndekupi uko
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 3 күн бұрын
I Bindura kaiyi
@Dragonstarfilm
@Dragonstarfilm Күн бұрын
Zvekumapurisa zvamunotaura zvekurova hazvisi pamutemo udzvinyiriri mapurisa iwayo anofanira kutosungwa, uyo mkomana uyo vanga vatowirirana kuona kwangu bt akasazova nezvavaida zvikwanisiro.Mambo rongekai zvechikoro zvinei neni uye mombe munoiziva here zivai mitongo musashandisa kuvengana
@TinasheChari-b8o
@TinasheChari-b8o Күн бұрын
@@Dragonstarfilm umm taura hko + kushandisa hasha
@GeorginaManamike
@GeorginaManamike 4 күн бұрын
Murume uyo anonyepa nxaa arikunyepa inhubu iyo
@GeorginaManamike
@GeorginaManamike 4 күн бұрын
Anoda kurohwa uyo kana anwa tumbwa onyepera kuzungaira
@solomonchirombe5305
@solomonchirombe5305 4 күн бұрын
Pakaipa
@AlbertDlamini-x6o
@AlbertDlamini-x6o 4 күн бұрын
Mambo avazivi zvavanotawura avo ungati vànodyawo kunaggo avo
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 4 күн бұрын
Kana akaenda asina hembe ngavatiudze kuti ane kadora here or ane hombe? Pamwe havana kufara nezvavakaona.
@GeorginaManamike
@GeorginaManamike 4 күн бұрын
🤭
@AlbertDlamini-x6o
@AlbertDlamini-x6o 4 күн бұрын
Icho chayiyita kuti vasashedzera vanhu kuti vauye chiyi munhu oramba achiuya kumba kwako achida kukurepa oti ndichanoudza mainni vacho mangwana apa hanzi akazondipindira mumba ko ivoggo avo vayiregerereyi kuvhara door husiku hwakadato zvimwe wonayi mega kunyeba uku zvichembere izvi kusada kubhadhara fertilizer yemunhu ndochokwadi
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 4 күн бұрын
​@@AlbertDlamini-x6ondoochokwadi manje
@mushoriwazoneli9815
@mushoriwazoneli9815 13 сағат бұрын
Mambo Dai wapfunza Mai awa kuti nhengo yemurume uyu yakadii, to gather enough evidence
@taurainyamanjerere2801
@taurainyamanjerere2801 8 сағат бұрын
Yes
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 3 күн бұрын
Ini Tumbwa twakambondiruma 2012 paGuruve ndakazomukira ndiri ku Chiweshe mukomboni Apa Hapana wandinoziva Chiweshe asi ndaivemo. Nanhasi ndinotoshaya kuti chii chakaitika Musi iwowo
@RachelTavengana
@RachelTavengana Күн бұрын
@@tmaktmak1464 kkkkkk
@vivianmasamha9111
@vivianmasamha9111 4 күн бұрын
sure kuchinjisa fertiliser nefodya
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 3 күн бұрын
1 cup😂😂
@remingtonsuvo7930
@remingtonsuvo7930 4 күн бұрын
Variko varimo mumajeri vasina mhosva dzavakapara , vamwe vanozobvuma mhosva nenyaya yekutochiwa nemapurisa , saka handibvumirani nemi mambo
@control2elite81
@control2elite81 4 күн бұрын
Katare aka kkkkkkkk
@ReginaldDenya
@ReginaldDenya 4 күн бұрын
I chokwadi ichocho chekuti tumbwa idoro rinodhaka zvepamusoro. Ndakaona vanhu vakawanda vakarasa njere nenguva dikidiki vachinge vatunwa tumbwa. Ukazovabvunza mangwana kuti zvakafamba sei nezuro havacharangarire zvakaitika. Kuzovaratidza video vobva vapika kuti havachanwa tumbwa. But after a few hours vanenge vaanatwo futi.
@peterzhou-j3r
@peterzhou-j3r 4 күн бұрын
Chimambo chenhema ichi nxaawasaaaa
@AmosMasunda
@AmosMasunda 4 күн бұрын
Dare iri ndere kusura musadzvanyirire amai avo vakadii kuenda kupolice vakabviswirwe hembe voenda kwasabhuku
@PeterChimbganda
@PeterChimbganda 4 күн бұрын
You are in a mental prison
@AmosMasunda
@AmosMasunda 4 күн бұрын
@PeterChimbganda who
@Dragon-cw6yz
@Dragon-cw6yz 4 күн бұрын
Rubbish madhara aya. He might have done it asi hapana proof . Kurova munhu kuti abvume mhosva is not solving a case. Rubbish!!!
@WashingtonMareve
@WashingtonMareve 4 күн бұрын
Attempt rape case
@FideMaware
@FideMaware 4 күн бұрын
Kubvisirwa hembe hakuenderwi kupolice hama
@LoveMusic_ActionMovies2004
@LoveMusic_ActionMovies2004 4 күн бұрын
Inoenda kuPolice hauzivi mutemo mukuru. Its Sexual harassment/Indecent behaviour.
@ReginaldDenya
@ReginaldDenya 4 күн бұрын
Unoenda kunopika chaiko ukazvishamisa pamberi pemukadzi asiri wako. Worse ukadaro pamberi pevanasikana vechidiki. Unopika jeri chairo.
REAL or FAKE? #beatbox #tiktok
01:03
BeatboxJCOP
Рет қаралды 18 МЛН
Enceinte et en Bazard: Les Chroniques du Nettoyage ! 🚽✨
00:21
Two More French
Рет қаралды 42 МЛН
How Strong Is Tape?
00:24
Stokes Twins
Рет қаралды 96 МЛН
My scorpion was taken away from me 😢
00:55
TyphoonFast 5
Рет қаралды 2,7 МЛН
BINDURA.......MUKOMANA ADIMBURWA MUSORO NEKUBIWA NHENGO DZEMUVIRI WAKE
16:09
Akatema Mwana  wake ne demo .akafa  Karanganda TV must watch
53:22
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 2,6 М.
Akatumirwa Message nechikomb Yekuti MaBabe Manyama
9:22
SlyMediaTv
Рет қаралды 2,6 М.
A BATTLE OF CLAIMS AND DNA: TINASHE MUGABE DNA SHOW S15 EP16 #dnashow #tinashemugabe
1:16:39
Bhiza auna zero naro .dare ra chief Mutasa Karanganda TV
39:52
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 17 М.
REAL or FAKE? #beatbox #tiktok
01:03
BeatboxJCOP
Рет қаралды 18 МЛН