Anomira Mumhepo Asina Kutsika Pasi, Iyezvino Musha Wese Unorwara NeMakumbo

  Рет қаралды 10,157

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

3 ай бұрын

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Пікірлер: 36
@TrishyMutovoni
@TrishyMutovoni 3 ай бұрын
Thats why i follow and trust Tateguru Tasvu coz havana nguva yekubvunza munhu kuti wavingei and havana nguva yekuswero tenderera munhu vachitawura ngano.Tasvu1,1Tasvu
@tstausibanda2020
@tstausibanda2020 3 ай бұрын
Makangoziva chte kuti vano explainer ava vnobatsirwa mahara they go thru mkoma robert kwa tasvy money toks hamuonw evn kwakanengo vano explainee hre
@TrishyMutovoni
@TrishyMutovoni 3 ай бұрын
@@tstausibanda2020 even kwa sekuruTasvu kunobatsirwa free depend neLuck rako
@fatimaonion5860
@fatimaonion5860 3 ай бұрын
Makadini chokwadi chakanaka murwere hatsanangure zvinonetsa kana waenda kunobatsirwa murapi kana kuti sekuru ndivo vanotsanangura muasabvunze murwere
@LegOfGal001
@LegOfGal001 2 ай бұрын
Alhamdulillah "Praise be to God"
@gracemushayi7658
@gracemushayi7658 3 ай бұрын
Aaah Robert stop interrogating people .why vanhu vachirondedzera matambudziko avo saka kugona kwen'anga kunozoonekwa sei...rega n'anga iudze vanhu matambudziko avavinga zvakubhowa izvi
@user-up6uv7hg2n
@user-up6uv7hg2n 2 ай бұрын
Ndanga ndichida kuzvitairawo futi ndipo panozouya venhema ipapa votanga kutaura zvavakanzwa pa media vachipedzera vanhu nguva thanx dea
@melverchawasema4905
@melverchawasema4905 3 ай бұрын
seyi vana sekuru muchibvunza vazukuru kana vasvika
@user-oo3xx4xz7x
@user-oo3xx4xz7x 3 ай бұрын
Sekuru Achapola vanorapa zvemashuwa uye avana kuzvikudza
@user-sr7zq9js9s
@user-sr7zq9js9s 3 ай бұрын
Mubatsiri haafanirwi kurondedzerwa dambudziko
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 3 ай бұрын
Handurira inojuta angori muchawa chozikanwa zero
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 2 ай бұрын
Hapana chozikanwa taura hako kujuta kwega kwega
@user-ek6cn3bi2v
@user-ek6cn3bi2v 3 ай бұрын
Shuwa vanasekuru ngarege kubvunza mhunhu ngavaone ivo
@MikeChari-li1us
@MikeChari-li1us 3 ай бұрын
Murisei mukoma Ngoni, ini bho zvangu,kwandiri kuno kuchiri makseni 11:25 am
@user-sv4mc8vf5e
@user-sv4mc8vf5e 3 ай бұрын
N'anga yakaitasei inobvudza matambudziko but ivo vauya kunobatsirwa,?
@user-hg1qy1td2i
@user-hg1qy1td2i 3 ай бұрын
Ndazvishayawo ini munhu anotanga Ataura dambudziko hr
@BlessingSithole-my9cm
@BlessingSithole-my9cm 3 ай бұрын
Kutaura dambudziko ndiko kubatsirwa kutsanangurirwa kunopei
@user-sv4mc8vf5e
@user-sv4mc8vf5e 3 ай бұрын
@@BlessingSithole-my9cm SEI anovavhudza panekuti avaudze chinangwa chavafambira
@BlessingSithole-my9cm
@BlessingSithole-my9cm 3 ай бұрын
Ivo zvinovashupa Handi vanozviziva kutsanangurirwa zvaunoziva kkkkkkk
@lovenessphiri5285
@lovenessphiri5285 3 ай бұрын
Ndinowanzohwa sekuru kanengo vachit pandokubvunza ndodakuziva KUT urikutaura chokwad hre ndotangaipapo kuenda mberi😢
@vhuranjero
@vhuranjero 3 ай бұрын
Murisei sei mukoma Robert nasekuru achapola muri Vapenyu here
@CharlesDhliwayo-fj4nn
@CharlesDhliwayo-fj4nn 2 ай бұрын
Kupedza nguva achitaura aah . Adii kungobudisa mudzi wacho utaure
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 3 ай бұрын
Pakaipa
@lovenessphiri5285
@lovenessphiri5285 3 ай бұрын
Ini vanondigonera hangu
@spencerelton7433
@spencerelton7433 3 ай бұрын
Sei achapola vachishoperwa ne vazukuru,zvakadhakwa izvi Robbie
@clarakingston2255
@clarakingston2255 3 ай бұрын
Idhino here kule iyo
@user-mi7vl9de7j
@user-mi7vl9de7j 2 ай бұрын
Haisi kkkkkki hat yechichewa
@StanleyGumbo
@StanleyGumbo 2 ай бұрын
Ko mukoma Robert asi amucha shandidzai na yabedzi bunzamukombe ndanzwa nekurindira
@attaliahnyathi6977
@attaliahnyathi6977 3 ай бұрын
Nkanti why bekhuluma nkinga zabo kuqala hanti yena mkhulu nguye fuze batshele yini manje makhosi yena msebenzi wakhe ngowani pho😮
@siqalisilemoyo8379
@siqalisilemoyo8379 3 ай бұрын
Abantu laba bayabe sebeke basizwa bayabe sebechasusela ababukeli kodwa Bina bayabe sebeke babonwa ngumkhulu before batshayelwa amathambo...
@NgonidzasheChingonzo
@NgonidzasheChingonzo 3 ай бұрын
Maswera sey pano
@SinothileCharezva
@SinothileCharezva 3 ай бұрын
Iniwo ndakabvako ndikanzi taurai dambudziko renyu havarondi munhu ava ndiwe unotozvitaurira nhamo dzako apa 100 dollar is gone for nothing Robert sekuru ngavaronde vanhu sa Bunzamukombe my 500 dollars gone for nothing me in pain navo sekuru ava 😂😂😂😂
@netsaimaeka3732
@netsaimaeka3732 3 ай бұрын
Mursei zvakaoma zvino vanogona ndekupiwo veduwe
@user-xu2ng6kp1s
@user-xu2ng6kp1s 3 ай бұрын
Pamwe nyangatani arinani
@lovenessphiri5285
@lovenessphiri5285 3 ай бұрын
Wakadii kungoendahako kwabvunzamukombe wacho😢😢😢😢
@christinekatena6909
@christinekatena6909 2 ай бұрын
neniwo ndakabvako 400us gone chabuda hapana
UZUMBA: Mugabe Ounzwa Kudare Mushure Mekumitisa Mwana Ari Pachikoro
46:15
МАМА И STANDOFF 2 😳 !FAKE GUN! #shorts
00:34
INNA SERG
Рет қаралды 4,9 МЛН
когда повзрослела // EVA mash
00:40
EVA mash
Рет қаралды 4,2 МЛН
Always be more smart #shorts
00:32
Jin and Hattie
Рет қаралды 48 МЛН
Kubva Zvaatora Mainini Haandipe Bonde
29:07
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 10 М.
Sabhuku Vakandipa 10USD Ndikaita LulaLula Navo Muroad
29:40
SlyMediaTv
Рет қаралды 183 М.
Akandirova Ndikatenderera Brain Ndabatwa NeMweya Wekuuraya
30:06
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 6 М.
@HeadmanChigodora baba vane ndiro yemuti
35:52
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 59 М.
RWENDO RWA DJ OLLAH 7 MUNHEPFENYURO PA MAI CHISAMBA SHOW
36:27
MAI CHISAMBA SHOW
Рет қаралды 46 М.
МАМА И STANDOFF 2 😳 !FAKE GUN! #shorts
00:34
INNA SERG
Рет қаралды 4,9 МЛН