Sorry Munyaradzi dai wakakasika kuudza mdhara shame
@munhumutapa133048 минут бұрын
Pekutanga ndambofunga kuti mukomana achati arimujeri nekuti akauraya mudhara after adyirwa mari dzaaichengetesa mudhara. I was sad to hear that he was incarcerated for taking his own father's cow without permission. 9 years?? The father is regretting and mwana regrets as well. The law should be reasonable and lenient in cases like this. This is bureaucracy gone wrong!