By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Taura zvako ini ndoda kutonosuka ndapedza kuterera
@fortuechihelele5 ай бұрын
Vahera takanaka veduweee honai gogo chihera how beautiful she is 😊
@muchenyuradorcas45385 ай бұрын
What a handsome boy he is😭😭😭
@preciousmatenzenichatukuta72885 ай бұрын
Ah! Mozambique is now taking Sekuru Tasvu by storm! Pamberi na Tateguru Tasvu!
@lisamupfugami50225 ай бұрын
Batai batai Tateguru musajaidze imbwa dzinoda kushandisa vamwe toda kutoona face yechembere iyyo iri kushandisa vana ava muvapedzere chaizvo .....rwendo rwuno varoyi munopamama much luv Bruh Robbie❤❤❤
This is so heartbreaking and its painful Apa ndopaunonzwa rimwe richiti mai havanangwe huroi inini wangu mai ,baba,sisi,budi ,kule anizvake ukandiroya ndinotokuudza kuti uri juda Iscariot face to face
@MemoriesMadoda-tl7uq5 ай бұрын
Haaaa ngaanake mwana wevanhu thank you sekuru Tasvu makataumwe shuwa am sure by now atova fine mwana uyo
Vanhu vekuMozambique vanogona shona wc means shona is the easiest language ka,but mashona hatigone kana ndebele zvayo wemunyika medu😅
@masarakufageorge5365 ай бұрын
Shona ine madialects, spoken as far inside moza.
@collenchoto73855 ай бұрын
Taura hako Nomsa sometimes it's lake of exposure and kukura kwatakaita..saka unenge uchongogara munzvimbo one munotaurwa shona iyoyo chete..saka in that case one will never learn..saka ukamboenda kuZambi or Tanzania or Mozambique kunohoda unotodzidza chete..but uri ryt ipapo
@royalhustler29755 ай бұрын
Yes now ndakuona kuti anenge madrama aya coz seems like here in Zimbabwe vanhu havachada kuitiswa but now kwakutsvaga vanhu ku Mozambique let’s wait and see
@talietalie54125 ай бұрын
Ko vari Kumuti gara mushe..mira kukwenya sei iye achirwara.Vari rough nema clients avo....