No video

Vazukuru Venge Nyoka, Akaba Pabasa Akatsvaga Mushonga Wekuti Asasungwe

  Рет қаралды 12,284

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

Күн бұрын

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Пікірлер: 51
@user-bc1wx3vg7x
@user-bc1wx3vg7x 7 ай бұрын
Mukoma Robert wedzerwai nyasha keep it up sekuru Bunzamukombe vanogona...ndati
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 7 ай бұрын
My humble favorite uncle, Sekuru Bvunzamukombe, vasina ruzha vanobata basa ravo chinyararire, welldone vasekuru gore rino varoyi vanoti ekee
@OmegaZvakatiramba
@OmegaZvakatiramba 7 ай бұрын
Ndafarra chokwadi chataurwa na sekuru kt mwana uyu ndinganyepe kt ndinomurapa akaita zvakanaka asi musikana ndinomurapa,kwete zvinoita vamwe kunyepera vanhu kt ndinozvigona ozokundikana
@user-jo7kx6jm9e
@user-jo7kx6jm9e 7 ай бұрын
Ndafarira baba nekubvuma zvese zvavanoziva
@LuciaShumba
@LuciaShumba 7 ай бұрын
My favourite sekuru Bunzamukombe Murisei zvenyu mkoma Robert
@rumbidzaitarisai7282
@rumbidzaitarisai7282 7 ай бұрын
Mwanasikana mudiki uyu but akarairwa anogona kubata hembe achigara pasi anokurira vakadzi vakuru vakawanda
@calistomunditi7960
@calistomunditi7960 4 ай бұрын
Thank you baba for agreeing to free your family, it takes a lot of courage
@melodycharamba-xo8hj
@melodycharamba-xo8hj 7 ай бұрын
Sekuru bvunzamukombe nhamba one❤❤❤❤
@calistomunditi7960
@calistomunditi7960 4 ай бұрын
Sekuru tasvu Bunzamukombe Kanengo Achalopa Nyakatani Nehoreka Haaaa this combination ma1❤ gadzrisai nyika vanasekuru
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 7 ай бұрын
Bunzamukombe the humble tateguru
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 7 ай бұрын
Kule vanoona mhani ava uuuuuuummmm😂
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 6 ай бұрын
One of my favorites sekuru Buzamukombe
@user-mt7gj9qf3l
@user-mt7gj9qf3l 6 ай бұрын
Sekuru vanonyatso donongodza zvese ndirikuuya ikoko nemhuri yangu ne vazukuru tatambura hapana chirikufamba regai timbozvisvagawo
@ShupMacheka-vj7qw
@ShupMacheka-vj7qw 7 ай бұрын
Gwiiiiii soft soft matare atopera chokwadi chichitaurwa
@Chinogiya
@Chinogiya 7 ай бұрын
Ziyambi kapore pore!! Murovi webasa Bunzamukombe.Simbi yebasa.
@portiamaruwa4260
@portiamaruwa4260 7 ай бұрын
Yoweeee inga zvakaoma,zvinhu ngei zvisingaendi kumuridzi zvichitambudza vana,tamirira
@rasras2263
@rasras2263 7 ай бұрын
Pakuromba munhu anotemewrwa nyora dze self defense so panouya ma1 anonanga vari weak and vulnerable 😢sadly it's the innocent children that become targeted
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 7 ай бұрын
Ndarwadziwa hangu seiko vedzinza tichidaro vana seiko vedzinza tichidaro vana ndachema hangu.
@ruekayla
@ruekayla 7 ай бұрын
Robert well done tsika ipapo
@McDonaldKhamba-nb9vq
@McDonaldKhamba-nb9vq 7 ай бұрын
Mukoma Robert, Sekuru Bunzamukombe is my favorite one he is the best ever Sangoma🥋
@user-oz1ox1xt3o
@user-oz1ox1xt3o 7 ай бұрын
Pane vamwe vanozviti nhingi nanhingi ...vaye atove matsotsi aye ko iko kuzvida...kudada chaiko vachibatsira vanhu.Mbavha hadzo ...Bvunzamukombe achiri kubatsira hameno Pride ikazomubatawo pamberi apo
@AliciaMbizvo-os6vn
@AliciaMbizvo-os6vn 7 ай бұрын
My best sekuru bunzamukombe ❤❤❤
@madamboss7216
@madamboss7216 7 ай бұрын
Mukombe bvunza my favourite sekuru❤❤❤
@edsonmazira4656
@edsonmazira4656 7 ай бұрын
Ipapo pakukumbira protection ndopakupihwawo tumaBODY GUARDS twanaTHULA mukazochema futi mangwana kkk
@user-oz1ox1xt3o
@user-oz1ox1xt3o 7 ай бұрын
😂😂😂😂sure ndomati kutora hurombwa
@spencerelton7433
@spencerelton7433 7 ай бұрын
Clean job Mkombe ❤
@user-mt7gj9qf3l
@user-mt7gj9qf3l 6 ай бұрын
Chokwadi chakanaka kuti handichada zvigone varoi rakaoma kutanga kjroera mwa mudumbu ruuuuuuu datya nazvo😢😢😢😢
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 6 ай бұрын
Sekuru ava vanondigonera zvangu especially when it comes to fix mbavha. Chandovadira vanotaura chokwadi pore pore zvavo
@cathrinegava8572
@cathrinegava8572 7 ай бұрын
imagine kuromba nekuda kwe tsaga refertiluzer 😢.
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 7 ай бұрын
Zvakaoma hazvo
@user-mt7gj9qf3l
@user-mt7gj9qf3l 6 ай бұрын
Robert ❤❤❤
@websterjani
@websterjani 7 ай бұрын
Jehovha we hondo tochidiiko sevanhu venyu.... Mwana arikunanzva zvedi ka uyuu
@user-mt7gj9qf3l
@user-mt7gj9qf3l 6 ай бұрын
Havana nzungu Bunzamukomnbe havazvikudze mbichana chichana kufamba kwekamba BUNZAMATAMBuDZIKO opera kuti peeeeee
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 7 ай бұрын
Ende mwanasikana wacho ngaanake, atokanganisirwa future yake nekuda kwasekuru mbavha
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 7 ай бұрын
Batai varoyi kule
@user-rf6pn2st7f
@user-rf6pn2st7f 7 ай бұрын
😭😭😭sekuru ndachema sure. Wena nenyaya iyi vabereki vanotiparira mfunge
@mavisdzvuke4453
@mavisdzvuke4453 7 ай бұрын
Upenyu ka
@spencerelton7433
@spencerelton7433 7 ай бұрын
Robbie good job
@ConstanceChingoma-xn2dy
@ConstanceChingoma-xn2dy 7 ай бұрын
Nhaiwe makusha mwana wekumusha kwangu yoweee
@user-wx2rb3sh5x
@user-wx2rb3sh5x 7 ай бұрын
Uuuum zvakaoma kune varoyi chokwadi
@user-cf9bu3di1t
@user-cf9bu3di1t 7 ай бұрын
Madhara anoparira mumisha umu asikana
@user-rf6pn2st7f
@user-rf6pn2st7f 7 ай бұрын
Sekuru chengetwai na mwari vazukuru tikunde
@SvodaiMauto-zw2fm
@SvodaiMauto-zw2fm 7 ай бұрын
Mwana wangu last born uyo
@user-xx4fg9mb3x
@user-xx4fg9mb3x 7 ай бұрын
Haisati yakuita play
@evelynbhozhera5769
@evelynbhozhera5769 7 ай бұрын
Why nyaya dzacho dzichiita short kudaro
@lilyosarnyakudya6176
@lilyosarnyakudya6176 7 ай бұрын
😂😂😂😅uyo muturukiri wasekuru anotaura zvimwe achiwedzeredza😅😅😅😂😂
@user-oz1ox1xt3o
@user-oz1ox1xt3o 7 ай бұрын
Ari nani pana chedumbu waTasvu uya
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 7 ай бұрын
Hupenyu mutoro veduwe
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 7 ай бұрын
Gwiiiiiiiiiii😂😂😂😂
@wellingtonmakadzange2578
@wellingtonmakadzange2578 7 ай бұрын
Shame mwanasikana uyo anonzwisa tsitsi
@talenttsuruseni862
@talenttsuruseni862 7 ай бұрын
chiiko nekubata mishonga muchitambudza vana nhai
Baba Makandiurayirei, Zvobuda Zvese Padare RaTateguru Tasvu
40:11
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 17 М.
MUKOTSANJERA NGOZI YATETE KARANGANDA TV MATSAKA FAMILY
55:54
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 19 М.
Throwing Swords From My Blue Cybertruck
00:32
Mini Katana
Рет қаралды 11 МЛН
when you have plan B 😂
00:11
Andrey Grechka
Рет қаралды 8 МЛН
When you discover a family secret
00:59
im_siowei
Рет қаралды 32 МЛН
Real Or Cake For $10,000
00:37
MrBeast
Рет қаралды 58 МЛН
GURUVE........MWANA OURAYIRA BABA VAKE HUROYI
40:31
Drewmas Media
Рет қаралды 14 М.
Shavi rehuvhimi ranahombarume rinogadzirwa sei? : Apostle Monalita Part 1
6:43
apostlemonalita muzodziwa
Рет қаралды 567
TINASHE MUGABE FOUNDATION: CATCHING UP WITH HIGHFILEDS MOTHER
12:38
The Closure DNA Show
Рет қаралды 80 М.
UZUMBA: Otiza Pamba Nekuti Pane Mashiripiti Anoitika Ipapo
21:31
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 7 М.
Dare raChief Mutasa .Kufa kwa Jowero part1
45:11
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 70 М.
Throwing Swords From My Blue Cybertruck
00:32
Mini Katana
Рет қаралды 11 МЛН