Baba Vakauraya Mwana Wavo NeBadza

  Рет қаралды 29,190

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Пікірлер: 371
@JoyceNcube-y9p
@JoyceNcube-y9p 7 ай бұрын
Mhoswa dzemu Zimbabwe dzinombotongwa seiko veduwe ,13 yrs kuuraya an innocent 4yrs old plus kutyora mwana ruooko ,this man deserves life in jail akabuda paanoona ex wife anomuuraya chete,bcz achine chigumbu kuti why mukadzi akamusiya, life is so unfair mu Zimbabwe pane vakomana 2 vakaona banga rashandiswa kubaya munhu vakatongwa life in prison but mhondi inorova vana nebadza kupiwa only 13 yrs mmmm ndarwadziwa hangu
@nokuthulamusengi2014
@nokuthulamusengi2014 7 ай бұрын
I have 3 kids takasiyana nababa vacho chero mbama yababa havaizivi l salute Baba vevana vangu kubva nhasi😭😭😭
@edwickmukayira1888
@edwickmukayira1888 6 ай бұрын
Bless you Amai
@leonardgandhi9207
@leonardgandhi9207 7 ай бұрын
Mhondi 13 years ishoma, mukadzi akaenda atowona kuti ndourawa nebhinya iri. Kunyepera doro
@AdionaMangwiro
@AdionaMangwiro 7 ай бұрын
Taurai zvenyu dzishoma aifanirwa kufira koooo kurowa mwana we creche ne badza. Imhondi bhinya chairo.hapana kutongwa mushe
@esterzekiya8416
@esterzekiya8416 7 ай бұрын
Ndosaka rakasiiwa wemukadzi zimhondi remunhu
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 7 ай бұрын
Vana ava vai abuswa kurohwa kusvika pakutyoka sure baba imi muri mhondi 13yrs ishoma vaifanira kugara life in jail
@tendaigarayi5191
@tendaigarayi5191 6 ай бұрын
Towedzera here makore
@WildBird2004
@WildBird2004 7 ай бұрын
Unoti hanzi ndakati ndochitema ichi ku mwana akanga aita chikwenzi here😢 blood murderer gara ikoko💔💔
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 7 ай бұрын
Ngachifireko
@sueeland5675
@sueeland5675 7 ай бұрын
Hey wena😮😮😮 Pipo are heartless you know and 13 years ishoma mxxxxx
@felistaschaima612
@felistaschaima612 7 ай бұрын
Kukakama uko red flag kana atsamwa idanger
@ysabel014
@ysabel014 7 ай бұрын
This case should be retried. This man deserves 13 life sentences
@aleckwalusa6548
@aleckwalusa6548 6 ай бұрын
Haunyepi ipapo I wil look for his State case document from this trial court…Hakuna mutongo wakapusa kudaro..20 yrs and above…There is no defence of intoxication on a murder…Voluntary intoxication is not a defence to murder…Apa he is lying..he was accusing them kuti vari kufamba mumaraini vachikumbira food kwete zvehanga…Regai tidzifambire
@plaxedeschinyani9267
@plaxedeschinyani9267 7 ай бұрын
he is not even sorry for what he did
@Chiherachashe2909
@Chiherachashe2909 7 ай бұрын
Bhinya iri mwana anorohwa nebadza
@sarahbabi20
@sarahbabi20 7 ай бұрын
Baba ava vaifanirwa kuurayiwa straight zimbwa remurume.
@Nonhlanhla-f1f
@Nonhlanhla-f1f 7 ай бұрын
😅😅😅😅😅 comment iyi 👌👌
@tedzaidhliwayo9843
@tedzaidhliwayo9843 7 ай бұрын
Musabatsira mhondi iyo anoda rubatsiro rwei iye asingagoni kugara nevamwe
@ayandamalombo6144
@ayandamalombo6144 7 ай бұрын
Zvese zvavarikutaura nhema dzega
@mandy8080
@mandy8080 7 ай бұрын
Huku dzakambovaraidza vana ane grade 1 ne mwana ari kucreche rinhi? 13 years chete for killing a young child... 😭 This broke my heart...I couldn't even watch the rest of the video...
@ShilletNyamayaro-zs4kx
@ShilletNyamayaro-zs4kx 5 ай бұрын
This is why we should pray against the spirit that follows bloodline
@mariandundu4071
@mariandundu4071 7 ай бұрын
Ndo Team riya rinoti kana rarambana nemukadzi rinoti handichengeterwe vana vangu neumwe munhu
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 7 ай бұрын
Mhondi imhondi fira ikoko mwana akasara anorararama chero usipo coz u are of no use. Age iyoyo ndiyo yaungatoitira hasha dzekubata badza evil father
@OlindaDziike-ck6xx
@OlindaDziike-ck6xx 7 ай бұрын
Dho dho dho dho yeiko tsek ungaurayira mwana izvozvo ...dhe dhe dhe dhedhi yei ipapa ..dambudziko rine vanhu vanokakamira ukarohwa naye ziva kuti wafa
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 7 ай бұрын
Vakadzi dzidzai kubva pamurume nevana vako i blame mai vevana pawatadza kugara iwewe vana vako vangazogara here mai vevana ndosatani chaiye muhombe
@OrripahNdarande
@OrripahNdarande 7 ай бұрын
Pamwe ndiye akati ndipe vana vangu iye anotuka ambuya
@sinikiwemoyo8017
@sinikiwemoyo8017 7 ай бұрын
Mhondi yemwana wake mucheche. To have LIFE in prison chete. Justice is biased yemuZimbabwe.
@NellyMuzunze
@NellyMuzunze 7 ай бұрын
Kukakama nhema ibvapo Gara life ikoko
@vivianmasamha9111
@vivianmasamha9111 7 ай бұрын
Ndandandandanda nonsense
@clotildachamhuna1448
@clotildachamhuna1448 7 ай бұрын
Nhai zvenyu ndandandanda kudiiko haaaa
@tracylyson1371
@tracylyson1371 7 ай бұрын
Comment yandanga ndichitsvaga saskam remunhu wedzerwa mamwe makore ufiremo
@PreciousBondera
@PreciousBondera 6 ай бұрын
Kkkkkkkkkkk
@joylinemudavanhu3108
@joylinemudavanhu3108 7 ай бұрын
Can’t listen to this fully, heartbreaking mhani
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 7 ай бұрын
Grade 1 ine 6to7yrs onzi bika sadza imika
@faraibarnsymaestro1830
@faraibarnsymaestro1830 7 ай бұрын
Zimusoro 😡 those judges must have been bribed chete, 13yrs wtf 🤷🏽‍♂️🙆🏽‍♂️
@simbaisthelionKing
@simbaisthelionKing Ай бұрын
Right, apa matsotsi etambo dzemagetsi vano piwa 10 yrs, i just saw another one we mukomana aka batwa ne mota yekubiwa, 12 yrs. Asi child murderer opuwa 13 yrs?
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 7 ай бұрын
Vanamai kana marambana musasiya vana veduweee, usanyepa kumutema ka1 obva afa,wakatotema tema mwana
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 7 ай бұрын
He waa only 4..vana vadiki hana one mbama anofa...haa ini handiite
@hokoyochikwenya7678
@hokoyochikwenya7678 7 ай бұрын
....uyu chigebenga no mercy for him please ,dai afira mujeri nhubu uyu,nothing will bring life back ....ayitoda kuwuraya vana wese uyu. .. apa onyepera kundandama........nxaaaaaaa
@Smhairbeauty
@Smhairbeauty 7 ай бұрын
13years ishoma 😢
@MariaNyika-n1b
@MariaNyika-n1b 7 ай бұрын
Vana vaigorambidzwa kunotamba sei Murume mukuru anoti uku akadhakwa oti anoda kuranga vana vacheche vakadaro Vakatotema mwana zvakasimba zvakabva zvamuuraya ipapo ipapo
@gotwerajohn5058
@gotwerajohn5058 7 ай бұрын
Mwana iyeyo wawakauraya ngaakushaise zororo benzo rababa
@Nonhlanhla-f1f
@Nonhlanhla-f1f 7 ай бұрын
Mukadzì aitotiza ipapa makakamo ayo ndeebitterness
@hey-fv3tp
@hey-fv3tp 7 ай бұрын
Our country is very lenient to such criminals...vanoba mombe gets 9 yrs....vanouraya vana 13 yrs. Plz get this sorted General..
@haroldmurawu1726
@haroldmurawu1726 7 ай бұрын
Very sad story indeed. I just can’t comprehend how and why this could happen. Unbelievable!
@sylvesterbhuchwa4775
@sylvesterbhuchwa4775 7 ай бұрын
Dear sir/madam , ndikutsvawo basa rekuuraya vese vanemhosva dzekuuraya
@norestchiranda6282
@norestchiranda6282 7 ай бұрын
Nyaya iyi ngaitañgidzwe plz life in jail apa
@Nonhlanhla-f1f
@Nonhlanhla-f1f 7 ай бұрын
Kaitoronga kuponda kababa aka ndozvinoshandiswa kuranga mwana here
@joicegaredondo9385
@joicegaredondo9385 7 ай бұрын
Nyanyanyanyanya kukakama nhema zimhondi unoranga mwana nebadza apa 13yrs ndarwadziwa ndovanoda death sentence 😢😢😢
@oswardchikwanha165
@oswardchikwanha165 7 ай бұрын
Thnk u Tanya ukuimprover❤
@Mina-e6d
@Mina-e6d 7 ай бұрын
Stammering ndobva yazotanga zvayo at @ 7:24
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 7 ай бұрын
Ndindindi kuita sei mbwa yemunhu
@fatimangelekele
@fatimangelekele 7 ай бұрын
😂😂😂😂
@sibongilempofu5287
@sibongilempofu5287 7 ай бұрын
Nai hako ndindindi satan wemunhu muroyi chaiye 😢
@florancechirara797
@florancechirara797 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂Unotsamwa mufunge ndindindi wenhema
@cherimlambo4926
@cherimlambo4926 6 ай бұрын
😂😂😂😂
@aleckwalusa6548
@aleckwalusa6548 6 ай бұрын
@@fatimangelekele….He is lying,he accused the kids for begging for food in the community…Hanzi u are tarnishing my image….Zvehanga and stuff manyepo ayo…He killlled the victim intentionally…Only stuppppppid mind will agree with him…Ungasikidza badza robva rarova mwana ne height iyo azviite….Ngafiremo mbwa uyo.
@AnnaChauke-co1em
@AnnaChauke-co1em 7 ай бұрын
Baba varikunyepa ava mukuru dayi vasina kutiza dayi vakauraya vese.
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 7 ай бұрын
Haunyepi vaida kuuraya twese😢😢
@modesterkaduwo357
@modesterkaduwo357 7 ай бұрын
Yoo saka Amai awa wakasiya vana wadiki kudai mmm ngatiitei moyo... As for mhondi iyi ngaasabude mujeri
@andrewmazungunye8800
@andrewmazungunye8800 7 ай бұрын
Nyanya nyanya nyanya nyanya maromo anenge chemba
@RoseTemberere
@RoseTemberere 7 ай бұрын
Bvapoooo mhondi. Kukakama nhando nya nya nya Chii chacho nxaaa. Mune hutsinye baba imi. SURE kudaro vana vako munhu ummmm moyo wenyu wakatoshata chaiko
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 7 ай бұрын
Mm i cried veduweee..6 years and 4 years ndidzo dzinorohwa here veduweee..kudzidzisa kubika hei...vakadzi takurai vana venyu kana marambana nevaeume venyu...zim men are violent veduweee haaiboo
@CalvinOnias
@CalvinOnias 6 ай бұрын
Inorohwa according ne age ASI izvi zvebadza handisati ndambozvinzwa. Mwana anongorohwa mbijana nekashamhu kadiki. Takangokura tichirohwa ende tatochembera. Asi baba Ava ibhinya.
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 7 ай бұрын
Zibenzi remurume ndosaka mkadzi akatiza taura kuti ndakatema mwana
@TauraiMutsindikwa
@TauraiMutsindikwa 7 ай бұрын
Takakura tichirohwa but wakura waizoona rudo pazviri, badza razonyanya mukoma shamhu haityori mwana, we have kids we are raising, unoranga asi hautyori.
@sueeland5675
@sueeland5675 7 ай бұрын
Mmmm mdara or mhondi iyi mxxxx padza grade one or creche mmmxxxx rot in jail
@portiakk
@portiakk 7 ай бұрын
This is a very bad man. Ende haana kana nyadzi. 13 years isn’t enough. We demand justice
@ChrianaMatope
@ChrianaMatope 7 ай бұрын
Ndosaka nyaya dzekuuraya dziri kuwanda bcz hurumende iri kupa mutongo mushoma 13 anoziva kuti ndichabuda mujeri vanofanirwa kupiwa mutongo unorwadza
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 7 ай бұрын
Kubatira vana badza aaaah imi baba imi kaaaa
@MakahManiki
@MakahManiki 7 ай бұрын
Ndaseka shuwa baba avaka hanzi ndakati muri kutodero umwe atofa kunouku aaah unofira kugara kujere iwe
@JealousGorimbo
@JealousGorimbo 7 ай бұрын
Murume uyu spoke his heart ,i salute him there isn't even an inch of a chance to kill your own blood, he is very remorseful paanoti hapasi pese patinogonera mhuri dzedu Kana takadhakwa
@portiakk
@portiakk 7 ай бұрын
You think so?
@maiboys3934
@maiboys3934 7 ай бұрын
Kwanai imi
@portiakk
@portiakk 7 ай бұрын
@@maiboys3934 😂😂😂😂 ko hindava hanti arikungotaura opinion yakhe.
@aleckwalusa6548
@aleckwalusa6548 6 ай бұрын
Haufunge iwe nonsense…I do law and criminal investigations…He is lying uyo only mipengo like u unobvuma such crap….I have the State Case Document he did commit this murder intentionally…He is lying the reason behind…Airova vana accusing them of kukumbira chikafu in the community not zvehanga izvo inhema….Anonzi Paddington Marezva iyeyu sataaaaani uyu
@aleckwalusa6548
@aleckwalusa6548 6 ай бұрын
@@maiboys3934…Rikunyepa iro wangu he accused his kids of begging food in the community….I have his State Case Document inhema idzo
@Tee-ei4en
@Tee-ei4en 7 ай бұрын
Asi nawo Mai vacho shuwa uingasiira mhondi yakadai so vana vako
@mabelpasi1751
@mabelpasi1751 7 ай бұрын
Kutaura chokwadi Baba ava, makore avakapihwa mashomasa. Amai vevana ava vakatobvira this abuse iyi yezimhondi. Surely kurova vose vana nekuti vaenda kunotamba here sure. Ndarwadziwa chokwadi. Havana kutokumbira ruregerero kuna amai vevana. May this little sole rest in peace 🙏
@JessicaMukora
@JessicaMukora 7 ай бұрын
Mukadzi akatadza pakusiya vana asi binya iri chero Mukadzi raitoda kumuuraya ari evil
@tracylyson1371
@tracylyson1371 7 ай бұрын
Iri ukaenda nemwana waro rinouya kuzoponda mhuri yese. Manzwa achiti kusvika kwakaita vana ambuya vachichema dai anga asina kufungwa cheni aida kuvarova
@PraiseMapfumo-jm7tr
@PraiseMapfumo-jm7tr 7 ай бұрын
Iri zimbwa iri ndovanhu vanofanira kugara kujeri kwehupenyu hwese ndarwadziwa shame
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 7 ай бұрын
Grade1 inobatirwa badza shuwa shuwa kugonzi pairangwa vana nebadza 😢😢😢😢
@SheilaMunyai-w5x
@SheilaMunyai-w5x 7 ай бұрын
Abuse of alcohol 😢
@maressaaron5480
@maressaaron5480 7 ай бұрын
Haa mutemo we Zimbabwe unorwadza 13 years munhu akashata moyo kudaro sure badza chairo kutema mwana naro haaa ndasvotwa
@JessicaMukora
@JessicaMukora 7 ай бұрын
Vanhu vakadai havafanire kudzoka zve muvanhu mutemo ngauti nzwira tsitsi nekuzoti sanganisa zve tichirarama nevanhu vanenge vaita soooo anofanira kufira mu Jeri
@Nokutenda774
@Nokutenda774 7 ай бұрын
I blame the mother. Why leave such young children with a father. I believe the child spoke positively about him hence the leniency. Mweya wetsvina plus doro.
@MaiKuda-r2o
@MaiKuda-r2o 7 ай бұрын
Ndarwadziwa Mwari ndichengeteyi Vana vangu plus usaenda kuchisiya Vana kana iwe watiza Mai benzi rawakatsvaka Vana vagarigona here benzi racho
@TheresaMaps
@TheresaMaps 7 ай бұрын
Nhaimi mukadzi kusiya vana vadiki kudaro chiiii
@sinikiwemoyo8017
@sinikiwemoyo8017 7 ай бұрын
To have LIFE imprisonment.
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 7 ай бұрын
Mhondi dzinopihwireiko,ndosaka richikakama ,waivarovereiko vana nhy shamhu yotyoka wotora fut badza aah ndiani akamborohwa nebadza,uribenzi uribhinya. Plz ngaapikire lyf in prison. Wakutotyisa
@MemoryMuchakazikwa
@MemoryMuchakazikwa 7 ай бұрын
Zvinorwadza kudai vana mai tadzidza kuti kana zvadhakwa ngatisimukei nevana vedu plz
@sekaimutara8816
@sekaimutara8816 7 ай бұрын
At that age unenge uchiranga chii unonyepa hasha dze benzi garako
@EdinaChahwanda
@EdinaChahwanda 7 ай бұрын
Zibenzi ziskaam kuuraya mwanamucheche asinachaanoziva izvezvi kanawabuda uchagara nani vasarega kukupa mapiritsi ekupenga😢
@patiencechimwanda1204
@patiencechimwanda1204 7 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 pamapiritsi ekupenga apooo pandisetsa
@TafadzwaMutsaru
@TafadzwaMutsaru 7 ай бұрын
Pa next doo door kuita cy mhani bba imi
@marcelinemukura3266
@marcelinemukura3266 7 ай бұрын
Dhemeti😢😢😢😢
@clotildachamhuna1448
@clotildachamhuna1448 7 ай бұрын
Ku nikikikikikisi do do do do kudiiko kukakama zvenhema muri mhondi nxaa
@berthapaison7905
@berthapaison7905 7 ай бұрын
Statement dzavo hadzisi kumaker sense, ana mai kusiya vana ndokudiiko
@Faith23798
@Faith23798 7 ай бұрын
futsek wake murume uyu nekuakakama kwake mxm.
@noreenmashazhike6974
@noreenmashazhike6974 7 ай бұрын
Vakadzi ngatisasiya Vana kana please
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 7 ай бұрын
Chokwadi tambura uine vana vako
@TendaiKanonge
@TendaiKanonge 7 ай бұрын
Why 13 yrs only 😢
@Tee-ei4en
@Tee-ei4en 7 ай бұрын
Munoroya baba imi ndadonhedza misodzi vamwe tirikutoshaya mbereko 😢😢😢
@kundaimiedzok
@kundaimiedzok 6 ай бұрын
Hugs my love❤ may God show up for you and show off pambereko iyoyo ❤
@Smhairbeauty
@Smhairbeauty 7 ай бұрын
Shem it's sad 😢
@pnasheclarah
@pnasheclarah 7 ай бұрын
Kukakama kwekuzvitisa😢
@takesuredhaka3670
@takesuredhaka3670 7 ай бұрын
Baba mboko dhodhodhodho rarararara kokokoko
@mudyahotograce-nh5ib
@mudyahotograce-nh5ib 7 ай бұрын
Ini mwana wangu handisiye chero zvikanzi tarambana iiiii kana nothing beats mother's love
@LloydOnana
@LloydOnana 7 ай бұрын
Urimbwa kuuraira mwana KT aendereyi kunotamba dhongi remunhu
@JAMES1234575
@JAMES1234575 7 ай бұрын
Ayitoda kuuraya wese vana ivavo. Zvakaoma
@HerbertMakanyanga
@HerbertMakanyanga 3 ай бұрын
Uyu anofanira kufira kujere nhy ndochii chakadaro 😢😢 nemarwadzire anoita vana nhy imi 😭😭
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 7 ай бұрын
Uyu ngaafireko hake 😢😢😢😢😢
@anywaypangai
@anywaypangai 6 ай бұрын
13 years dzishoma ...kuuraya mwana nebadza nekutyora mumwe ruoko ...he deserves 13 life sentences ..courts must retry him again ..zvogadza izvi kudambudzira life yemwana
@josephinechapfimvira1930
@josephinechapfimvira1930 7 ай бұрын
Ungaterera mwana ari grade 1 kuti usasiya wabika shuwa unenge uchiti vana vezera iroro vangasara vachizvibikira here plus vana vagara vanongodawo.kutamba nevamwe . Usatinyepere iwe 😢
@sarudzainyandoro4910
@sarudzainyandoro4910 7 ай бұрын
13 yrs hre sure munhu akatema mwana nebadza
@emilymlambo6833
@emilymlambo6833 7 ай бұрын
Can someone tell me why Mhondi iyi yakawana 13 years chete???? chokwadi ungasikiza mwana ne badza chero munhu mukuru. I feel sorry for vana ava vakawana mai na baba benzi mai vakangoenda kumurume vachisiya vana ne mhondi iyi Its also possible kuti mai vacho vaishungurudzwa nemhondi iyi vakabva vatiza... I have noticed kuti he is not remorseful he is only thinking of himself hanzi hee mwana ndiye akaita Mwari wangu he isn't sorry kuti akauraya mwana umwe akatyora ruoko
@Faith23798
@Faith23798 7 ай бұрын
Welll done Tare, maakugona basa renyu
@JosephVhirizhi
@JosephVhirizhi 7 ай бұрын
Kkkkk Marabha Chaiye asi mukoma
@Mina-e6d
@Mina-e6d 7 ай бұрын
“Bhorodhero bhorodhero ,“ ndikati “Mhaaa!”
@evylinemunjeri7106
@evylinemunjeri7106 7 ай бұрын
Haa pfutseki ndi ndi ndi zvenhema kuzamurira mwana ane 4 yrs badza zimhondi ndosaka rakatizwa nemukadzi
@Fayrwa06
@Fayrwa06 7 ай бұрын
Hona mazi Hasha nanhasi
@shelternare4922
@shelternare4922 Ай бұрын
I blame the mother, why kusiya vana vadiki kudaro nemunhu akadaro let's not be selfish ladies wosiya vana vadiki kudaro wotonoroorwa zvako, hmm kana veduwe zvinhu zvinhu hazviite kani
@jonasmambere1475
@jonasmambere1475 7 ай бұрын
Only 13 years😲
@mimimuzenda6752
@mimimuzenda6752 17 күн бұрын
He deserves life imprisonment
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 7 ай бұрын
Imbwa yemunhu waizoti umwe atofa kuno uku kunge wauraya mbeva sei skuzi yemurume puuuuuuu unoudza vanhu kuti wakangosikiza mwana nebadza akabva atsemuka musoro iweka iwe gudo romunhu😢😢😢😢
@TheWatcher11119
@TheWatcher11119 7 ай бұрын
Apa paida an interviewer anobvunza hard questions achimuonesa kuti zvaakaita hazviite kwete sisi ava ne hu soft hwavo, mkoma what what
@abrahamhungwe8522
@abrahamhungwe8522 7 ай бұрын
ndakanzwa hangu kuti munhu anokakama anehasha strek asi 13 years ishoma mhani munhu akauraya mwana mudiki asina chaanoziva 😢
@FungaiChiwoto
@FungaiChiwoto 7 ай бұрын
Ndarwadziwa zvangu , baba ava ndosaka vakatizwa nemukadzi , imhondi iyi , child abuse vanayo baba ava kubikisa sadza mwana ane 6-7 years
@Fungisaiwenhamo-mx7sk
@Fungisaiwenhamo-mx7sk 7 ай бұрын
aida kuuraya vana vese uyu kurova mwana kusvika ruoko rwatyoka mumwe afa woti wairanga gara ikoko mudhara iwe
@MillicentSambaza
@MillicentSambaza 7 ай бұрын
Ungati kuranga mwana ari pasi pe10yrs utsinye ..... Inini 5yrs andisati ndakamborova mwana wangu..... iiiiii you are not a good father to your family what you did was wrong ... Rest in peace to the boy 😢😢
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 7 ай бұрын
Zimugodhoyi irisooo
@rodneychitengedza1648
@rodneychitengedza1648 6 ай бұрын
13 chete😢
@EdmoreMawine-jn3ev
@EdmoreMawine-jn3ev 6 ай бұрын
Aaaaah kurova vana ne badza shuwa kuranga rudzii kwakadaro.
@ElizabethTsitsi
@ElizabethTsitsi 6 ай бұрын
Baba ava vafanirwa kutongwa life in jail.amai vevana havana kukwana shuwa ungasiye vana vako nemurume moyo wavo wakaoma kana vakadzi tarambwa katitakurane nevana vedu chiiko nhai madzimai kuda kuchengeterwa vana hr ummmm
Hilarious FAKE TONGUE Prank by WEDNESDAY😏🖤
0:39
La La Life Shorts
Рет қаралды 44 МЛН
$1 vs $500,000 Plane Ticket!
12:20
MrBeast
Рет қаралды 122 МЛН
Ndakadzvuradzvura Munhu Netsvimbo
37:29
SlyMediaTv
Рет қаралды 38 М.
Ndirikupomerwa Kubata Mwana WaTete Vangu Chibharo
16:43
SlyMediaTv
Рет қаралды 12 М.
Eesti 90ndad Maffia
1:41:50
Saated
Рет қаралды 28 М.
Ndakaba Jewellery Re 80USD Ndakadhakwa NeDombo
24:52
SlyMediaTv
Рет қаралды 37 М.
Kubatwa kwenyoka nezvidhoma kwaKanjanda
54:08
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 59 М.
Behind Bars: Obey Masamvu anotsanagura kuuraya kwaakaita munin'ina wake
30:10
Hilarious FAKE TONGUE Prank by WEDNESDAY😏🖤
0:39
La La Life Shorts
Рет қаралды 44 МЛН