Mikosho yenyu vazukuru ka 5 every morning na 7am. Endai ku dzinza kwenyu nyoka dzevanhu
@tendaimichaelsakarombe610013 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂Ok 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@innocenthapazari869919 күн бұрын
Ndisati ndazwa zvangu nyay yese ndatovona hangu kuti , vana sekuru ava varoyi. Full stop! Havasi raiti zvachose.
@nicholasfungurani967718 күн бұрын
Nharo dzina Thomas ndedzemunhu akatuka mai arikutanda botso. Apa botso racho raakubatsirwa nemwana wake aakutomhanyawo sango
@violetmagota360716 күн бұрын
Hausi kuziva zvakaitika rakarambidzwa kuona mbuya vachiri vapenyu, so what's the point yekunoona mutumbi nyaya yaka enda kudare ikasafamba zvakanaka, madzitete edu akazungaira zvekutadza kugadzirisa nyaya parakarovana nababamunini taitonobata maoko evamwe tete tichinoona mbuya bamunini vakarova my brother, akadzoserawo mushure me kunge abudisa banga rekuda kuuraya bhudhi vangu aiwe aine Ndande akazoshaya dombo ndopaakazotora banga, nyaya home apa babamunini vangu ane Godo chairo every thing was OK before taidya tese ma Mas holidays as a family, hondo yakatanga pakatenga my brother TV neDvd ne radio paruzevha, babamuni vakati ndashanda paSheba for many years ndakundwa nemwana mudiki, he is jealous I know ndaira Kure ndaida kumufura,
@nchimombe16 күн бұрын
Mwana wa Thomas uyu ndiye anofanira kuenda kunovhiya mbhudzi padare uyu.
@elphuselvisnyangombe38318 күн бұрын
Ndinotenda nyaya yabatwa zvakangwara iyi thumps up kuvazukuru
@ignatiusmachingura18 күн бұрын
URI mago mumba mako nemukadzi wako 😂😂😂
@samkelisonkube211018 күн бұрын
Yaàa amafamily ku rough bantu
@user-ow8ft9sf6r14 күн бұрын
Thomas tokurova zvese nevana vako une disrespect ende unoroya futi listen to the king.
@tendaimichaelsakarombe610013 күн бұрын
😂😂😂😂
@brightonmatinyadza41877 күн бұрын
😃😃😃😃Bambo Thomas dzikamai kni
@elizabethbongers112418 күн бұрын
I like this!! Kubatanidza mhuri ndizvo. Munogona Chief Mutasa.
@user-rr7yv2ld4m19 күн бұрын
mambo mutasa sando dzenyu however your camera men guys are amatuers pls improve
@mukanya583618 күн бұрын
Ibenzi iro haana kunoviga amai vake uyoooo
@giftndawana16 күн бұрын
Baba vatanga kutaura avo ungati ndi Tyson kasukuwewe😅😅😅😅
@user-fn1gb2sc9t18 күн бұрын
Bambo Thomas hamusi kuvaziva 😂😂😂 vari kurasa nhau yekuti sei musina kuzoviga mai !!!? Heeee mwana wangu akarohwa heeeee ndakadzi nemufana wangu usauye kumba aaaagh futi trikuti why Thomas usina kuuya kuzochema mai pamba paitoonekwa kuti apo pane rufu
@user-kr2ic1bv5x13 күн бұрын
Hamupabudi bambo Thomas pana Chief Mutasa
@godwinchiutsi918318 күн бұрын
Thank you my chief.
@InnocentMuzanenhamu11 күн бұрын
Sando dzenyu Mambo ,asi Thomas hamuone here paruzevha vangu vakaita sana tete vachenjerei
@OwensM.T19 күн бұрын
Vana sekuru kudakunamatwa 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@ZivaiChiza10 күн бұрын
Mwana wadhara Thomas ngaende kunovhiya mbudzi ukooo haana zano😂😂😂😂😂
@SandraJinya-d7c15 күн бұрын
Eish Mambo Mutasa kutemeswa musoro chaiko na bambo Thomas
@Matenga16 күн бұрын
Mwana wa Thomas akapedzerwa kare na Thomas arimuhari
@Hamainyoka18 күн бұрын
Chimwana cha Thomas imhata
@user-ks7jz2xd6s18 күн бұрын
Apa ndasuwa Karanganda, sound clear not mambuse Aya, hapana chattinonzva sound matoto
@LovemoreChinyandura-g6h16 күн бұрын
Picture quality ne sound mugadzirise ipapo good work thanks
Don't use people's faces as thumbnails, I think it's a bit disrespectful. Can you use canva templates or something
@nomsanyika15119 күн бұрын
Sei hama dzamai dzichinetsa especially anasekuru vanekakuomesa kavanoita so but hanzvadzi dzamai vangu vanhu boe asi vana vavo anasekuru vadiki vamwe vacho ummm pakatoipa vanoda kutonga nekuripwa
@SpartyKalowa14 күн бұрын
Hhhhhh bambo Thomas vane nharo vanoita se mwana mudiki sure Saka ndivo vane dambudziko ava
@philliphamunakwadi-og6tf18 күн бұрын
Bambo Tomas is so hardened
@MaryMutatapasi8 күн бұрын
Bambo Tom's ndovane yose
@Mukubvu8 сағат бұрын
Uyu haasi Chief ariega uyu
@MunasheMaereka18 күн бұрын
Kkkkk ini muzukuru wekwa Sakupwanya regai ndiite order kkkk sekuru wangu hanzi ibotso kkkkk
@ThandieSaku18 күн бұрын
Neniwo ndiri muzuk wekwa Sakupwanya
@tinashesauriri683416 күн бұрын
Mdara blaz vane kuzvitutumadza kuda kukudzwa zvakapfuurikidza pese vese varikungodzi ha auye kumba kwangu Koo iye kufambirao vamwe handiti ndiye baba yasara.
@tauyanashechikuku9 күн бұрын
mwana wa Thomas ndi Thomas
@user-su9sf7rn7e19 күн бұрын
Bambo Thomas😅😅😅😅
@MarkoJimu-ql6pu14 күн бұрын
Mwana wabambo Thomas haunanjere zvachose
@lazarussithole131516 күн бұрын
Thomas waizochema mai vake seyi musikamudi asvike pana maivake vazukuru vana tete vacho nababamunini ndimi vatadzi gadzirisai
@lazarussithole131516 күн бұрын
Musa netsa munhu mukuru ne we uchakurawo wht goes around comes around musati mwatadza dzekumba kwenyu mukati dzekwasekuru munodzigona kanganwai mwese vazukuru Muri Vana phinga chaivo nhau iyi ndeye kare why Musina kuita izvi pakashaya mbuya vacho musada kufadza vanhu ne nhema dzenyu mwakadiyi kuno mhangara kwamambo .Iko zvino mamgangara Vana vaSaMagota Thomas hapana ko kana Ane BP akadonha ipapo pa mambo munomuitaseyi vazukuru Muna ngware musasevenzeswa navana Mai venyu Muri mboko dzevanhu vazukuru Ini siyai sekuru imi torai sekuru venyu vadiki mugare navopasi imbwa idzi
@user-wf7qs4up5h18 күн бұрын
Bambo thomas😂 dzouya chaiko
@Shikalyatombwe16 күн бұрын
Kana madzimambo ane uchenjeri se hwaMambo Mutasa ko kupolotikisi vanopinzwa sei ivo vari vana baba vemunhu weeeeeese mudunhu??? Zvinorwadza. Mambo uyu ane uchenjeri. Mitongo yake yakanaka fani.
@AbigirlChingonzo18 күн бұрын
Bambo thomy😂
@mellinechirinda513619 күн бұрын
😂😂😂 nyaya yawo ndeiri
@user-yn6wv1yh2y17 күн бұрын
Thomas ane hubatwa batwa...tine vanhu vakadai kumhuri varikutonetsa...ndichatoenda kwaMambo Mutasa
ko vazukuru ava vari kutaura kuti kana vaita dambudziko ko hamadzavo dziri kuoi. handiti matambudziko avo anosolvewa kurudzi kwavo? Ngavangoti vari kuda kuti mhuri yekwmai vavo iwirirane chete kwete kuyti nhamo dzavo dzisolewe naanasekuru.
@user-te2nr8vv2e18 күн бұрын
aaa bambo Thomas kani kkkkkkkkk
@philliphamunakwadi-og6tf18 күн бұрын
Bambo Tomas ma one 🤣🤣🤣
@NomakhosiMasekesa17 күн бұрын
👏👏👏
@ennetymungofa909318 күн бұрын
Ma camera ako akadhakwa iwe improve ipapo or else siyaii baba taps vatore
@tawandadongonda12 күн бұрын
Intelligance
@lazarussithole131516 күн бұрын
Vazukuru vekwa Magota mapenzi vanotevera side one ava nhau iyi hamuizive kweyakabva sekuru vakuru havana mhosva na mambo wacho hapana zvearikuona apa nekuti zvanzi vaSamagota Thomas vakashaisha mwana manje samambo watinyi vazukuru vakaitadza kare sekuru Thimas avo vachanasogona kuzvifambira nhau iyi ine makote pakashaya mbuya vazukuru vakafii kunotaurira mambo kuti tinenyaya vapedza mbudzi dza mbuya nasekuru vadiki nhasi havachina vakapedza kutenhesa mukoma asikuziva vava kuti tavakuroiwa ndizvo ere kana wapedza zve nhaka ukati ndaroyiwa vazukuru mapenzi chaivo navana mai vavo havana madoro mitsipa basi