UZUMBA: Ndakabva Kujeri Ndikasvika Mukadzi Wangu Atone Mwana WeChikomba Vakutogara Vese

  Рет қаралды 14,663

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

Күн бұрын

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Пікірлер: 128
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 6 күн бұрын
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
@julietchivhanga3054
@julietchivhanga3054 6 күн бұрын
Robert camera yako haifambe here kuti tione mambo wacho nhai
@SharonMoyo-y3h
@SharonMoyo-y3h 6 күн бұрын
Mamwe madzimambo ngaachisiya zvawo chigaro 100 times uchivhunza chinhu chimwe
@EdwardMapopo
@EdwardMapopo 6 күн бұрын
Ari right mambo uyu ajekesa nyaya iyi iwe ndiwe wakatooma musoro pfutseke
@HazelKupakuwana
@HazelKupakuwana 5 күн бұрын
Ari ryte mambo. He wanted kuti munhu anyatsozvisungirira nemashoko ake.
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 4 күн бұрын
Cant you see kuti vamhangari ndovari kubirana pachavo ipapa. Tererayi nyaya pliz
@modesterkaduwo357
@modesterkaduwo357 4 күн бұрын
Mambo is absolutely right
@andrewmazungunye8800
@andrewmazungunye8800 6 күн бұрын
Cheif vari right makaripwa mombe monochengetesa mombe how?? Mombe ine ma cost pakuchengetwa, please understand, it was your responsibility to take and look after mombe iyoyo mumhuri yenyu. Ko Kana yakarapisa mwana gwirikwiti. Maida kuchengeterwa mwana nemombe, waiva kujeri saka waida kuti mukadzi apike Jeri newe iye aripanze,
@user-mt3qg9sk5l
@user-mt3qg9sk5l 6 күн бұрын
Ndiri kutozvitaurawo dear kuti pamwe vakatengesaka vakatenga sipo yemwana makore ese aya mwana aidyei kkkkkkkkk vakadii kuchengeta iri mumusha mago😂😂😂😂
@it3788
@it3788 6 күн бұрын
Koivovakaienda mu slammer jail vakaparwi mkadzi10 years asipo anopengamdhara uyufor real 😂
@HazelKupakuwana
@HazelKupakuwana 5 күн бұрын
Vavasiri kubatsira maiguru kuchengeta mwana wavo, that's why vakahwanda nemombe.
@VictorChatambarara-fr2df
@VictorChatambarara-fr2df 6 күн бұрын
Mu Zimbabwe kune vana Mambo 3 chete Mutasa ,Nyamaropa and Bushu
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 5 күн бұрын
Plus 1 headman, Headman Chigodora
@auxilliahmaramidzi9016
@auxilliahmaramidzi9016 5 күн бұрын
😂😂😂😂
@auxilliahmaramidzi9016
@auxilliahmaramidzi9016 5 күн бұрын
​@pacien❤❤❤❤❤❤❤ciamatchinga100
@northernlight2094
@northernlight2094 4 күн бұрын
This guy atonga nyaya zvakanakisa. The guy from prison can get mombe from his young brother… Mombe dzakachengeta mwana😂
@obertmtandwa1649
@obertmtandwa1649 2 күн бұрын
Saka chigodora hamusi kumuziva hanty
@michelleboko2875
@michelleboko2875 Сағат бұрын
Mambo dzirimo here 😂😂😂aaaah kungoramba vachidzokorora
@markgamanya3084
@markgamanya3084 6 күн бұрын
Fair judgment
@ForgiveChipp
@ForgiveChipp 6 күн бұрын
Ini handina comment bt 10yrs handingadzigoni kumirira murume
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 6 күн бұрын
Imi 10years murikujeri maida mukadzi aite sei nhai
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m 6 күн бұрын
Taura hako kuti haana mafeelings here😂
@Thedogboy1994
@Thedogboy1994 6 күн бұрын
​@user-wk2sz8kj7 aingofanirwa kuenda kumba kwawo obva pamba pevaridzi Dai pasina nyaya
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 6 күн бұрын
But still kaba dai agenda kumusha kwavo. Handizvo zvaizopedza ma feeling's ake semunhu kadzi. 😮😮😮😮
@sueeland5675
@sueeland5675 6 күн бұрын
True​@@Thedogboy1994
@pabloshoko3955
@pabloshoko3955 6 күн бұрын
Kana uchida kuita zvevamwe varume unobva pamba pevanhu woenda kwenyu
@eustinakadzinga438
@eustinakadzinga438 6 күн бұрын
Mambo is right, maitengerawo mwana sipo here?
@bornfacenhau
@bornfacenhau 6 күн бұрын
Makati mombe yomirira mwana makagova nhaka yemupenyu
@AmandaMandy-td3bh
@AmandaMandy-td3bh 7 күн бұрын
Waiting
@mercykanomanyanga576
@mercykanomanyanga576 6 күн бұрын
Mambo is right .
@albertmupotsa8756
@albertmupotsa8756 2 күн бұрын
Intro song yenyu iyo inonzii plz ndibatsirei
@MercyGotora-w7o
@MercyGotora-w7o 4 күн бұрын
Mambo keep it up
@albertkidah5013
@albertkidah5013 6 күн бұрын
Ndewepi mambo uyo
@user-oe7yz6dd6o
@user-oe7yz6dd6o 4 күн бұрын
100%correct mombe inonetsa kuchengeta
@eniakaduwe3554
@eniakaduwe3554 6 күн бұрын
Ummm ini ndakuenda kwa Mutasa zvepano ndazvitadza
@mildredmagora8020
@mildredmagora8020 5 күн бұрын
Mombe yakatengeswa kutengera mwana chikafu
@victoriazimbao6756
@victoriazimbao6756 Күн бұрын
Mambo ava sei kuramba vachibvunza one question madhara aya ngayende ku pension
@HowardsaddamMeke
@HowardsaddamMeke 6 күн бұрын
😂😂mambo ava vanoita sekut vakashota but vaigona nyaya iyi
@TamaryManyika
@TamaryManyika 6 күн бұрын
Apa vaifanira kukwira dare vachiti mukadzi wangu hatina kurambana asi akaroodzwa ndoitawo sei not zvemombe izvo hanty mombe yaichengeta mwana wenyu 😂
@claitosverengera117
@claitosverengera117 6 күн бұрын
Ndanga ndisina kuterera zvakanaka mambo is correct 😂❤
@djflubby1172
@djflubby1172 4 күн бұрын
Confusion
@ForgiveChipp
@ForgiveChipp 6 күн бұрын
Mambo variktonga chaizvo
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 6 күн бұрын
Ko wakanga waenderei kujeri kwacho? Hauna kuponda munhu or vanhu here iwewe?
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 6 күн бұрын
🙆‍♂️🙆‍♂️brobably
@ForgiveChipp
@ForgiveChipp 6 күн бұрын
Bcz 10yrs dzse dzaakange apiwa anenge akaita zvihombe
@christinamurwira8026
@christinamurwira8026 4 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂akaba mombe pamwe
@MunyaradziKaseke
@MunyaradziKaseke 2 күн бұрын
Mimwe mibvunzo yaina musoro kana minduro. Cz kana chiremba anosungwa Chero iwe unozungwaa
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 2 күн бұрын
@@MunyaradziKaseke akaenderei kujeri. 10 years uriko akaita murder or rape or stock theft. Zimhondi iro hahahahahaha
@HazelKupakuwana
@HazelKupakuwana 5 күн бұрын
Wise chief 😊😊🔨🔨
@christinamurwira8026
@christinamurwira8026 4 күн бұрын
Munhu ngaadye cheziya dhemeti mkadzi akashava mombe yake iwe urikujeri, shanda dzako. 10yrs urikujeri wodzoka wane mombe 5 zvakamboitikepi izvozvo, plus team rinodai anenge asina kana chaakabvisa kumusha kwemukadzi fut
@BlackSaddam01
@BlackSaddam01 4 күн бұрын
Zvimambo izvi imhata mhani vanotsamwisa nxaa really can't take this kangaroo court serious.
@JessicaMukora
@JessicaMukora 5 күн бұрын
Mambo matuzvi
@veemab-988
@veemab-988 6 күн бұрын
Chief vagona apa ..
@ElearnMararakwenda
@ElearnMararakwenda 6 күн бұрын
Mambo tererayi vavhu vachitaura
@SimbarasheMpusvu
@SimbarasheMpusvu 6 күн бұрын
Bmnn vakaresva kuendesa mombe,yakadonyura mombe iyi
@wibertwilbert2290
@wibertwilbert2290 4 күн бұрын
Baba vakarasika panyaya at initio pavakapiwa mombe.
@brandonsoko1291
@brandonsoko1291 3 күн бұрын
Blaz vainetsa mpfana vachity ndipe mombe yangu😂😂😂😂
@AlfredMandenga
@AlfredMandenga 6 күн бұрын
Uyu mambo uyu kunzwisisa kwake kushoma . Anongo dzokorora kubvunza zvaanguri audzwa.
@julietchivhanga3054
@julietchivhanga3054 6 күн бұрын
Ini anga achindisvota
@wibertwilbert2290
@wibertwilbert2290 4 күн бұрын
MUMHn'ari anga asinga budise nyaya pachena zviri clear ..mazita anga akawandisa anga achitaurwa panyaya iyi.Nyaya haide nhoroondo inoda ma facts chete ndiwo anga achiedzwa kuunzwa na mambo muchidimbu.
@mwanawemuporofita5610
@mwanawemuporofita5610 6 күн бұрын
Mambo you need to go for lessons to rule
@MimiNyakabau
@MimiNyakabau 6 күн бұрын
Nyadawa tongai mushe
@andrewtaderera9791
@andrewtaderera9791 2 күн бұрын
Kamambo aka hakanzwisise kakura hakagone kubata nyaya kamwechete
@igweehamutyinei1333
@igweehamutyinei1333 6 күн бұрын
Haa uyu musharukwa i follow nyaya dzake haagone kutongazvachose
@user-yv9qt1fk5c
@user-yv9qt1fk5c 6 күн бұрын
Mboko yachief chief andibhohwa mhani uyu
@EdwardMapopo
@EdwardMapopo 6 күн бұрын
Agonesa kutonga mambo
@ColumbusChivasa
@ColumbusChivasa 6 күн бұрын
Ati akavapa kuti ichachengeta mwana .
@EmmaMahiya
@EmmaMahiya 5 күн бұрын
Imì ndimi makaresva mopwa mombe moipa hamayemukadzi chirudziyi maifanira kuchengeta mombe moźopa mukoma auya
@JuliaMadanha
@JuliaMadanha 4 күн бұрын
😂😂😂good question
@TapiwaSithole-x6v
@TapiwaSithole-x6v 6 күн бұрын
Chief avo hapana chinozikanwa
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m 6 күн бұрын
Saka dai kusina pardon yapresident waisabudazve.
@rutendomunemo
@rutendomunemo 6 күн бұрын
Mambo vhurai nzeve kana munhu achirondedzera kwete kuramba mongobvunza zvataurwa munopa confusing
@NicodimusMagudu
@NicodimusMagudu 6 күн бұрын
Hapana zvinozikanwa namambo ava havagone kutonga ngavadzidze Kuna mambo makoni
@mildredmagora8020
@mildredmagora8020 5 күн бұрын
Mombe yaka solver ma probhuremi emwana
@SamuelChapata-xd6nh
@SamuelChapata-xd6nh 6 күн бұрын
Nhayi veduwe mambo ava variryt ryt here? Haoana vamwe vadare vanokwanisa kubatsira mambo mazano
@anorldmutasa873
@anorldmutasa873 6 күн бұрын
Mambo ava havagoni havo handei kwaBushu
@philiptore9967
@philiptore9967 6 күн бұрын
Chimambo ichi hachigone kutonga
@user-sq3dc1pv7u
@user-sq3dc1pv7u 6 күн бұрын
Baba achembera ava ngavasiyewo basa vadiki vatore
@sueeland5675
@sueeland5675 6 күн бұрын
Shuwa ayyyyy
@Nunec
@Nunec 6 күн бұрын
Haa imi maoko ane basa rei haasi kunongedza munhu. Munoshusha imi
@nomorejoto6414
@nomorejoto6414 6 күн бұрын
Madyirwa pakutaura ..
@LloydMakusha
@LloydMakusha 6 күн бұрын
Atonga zvakanakisa mambo
@japhetmoyo1142
@japhetmoyo1142 6 күн бұрын
but ko yekuroodza mkadzi wangu
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 6 күн бұрын
Makadii kumirira munhu wemukadzi makaramba mombe asi kuendesa mukadzi wemunhu kudare
@NommaMakaki
@NommaMakaki 6 күн бұрын
😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊
@jabulanimgomesi7950
@jabulanimgomesi7950 6 күн бұрын
10 years dzakarebesa. Zvisinei, mudzimai uyu aingofanira kutevedza gwara rekusaitira mwana apa saka vakazobhadharwa. Mhuri iyi ndiyo yakaita wrong decision yekuendesa mombe iyi kwana tezvara aaah yakafa yakalodha apo. Aaaaah iyo haibudi zvachose.😂
@homeplusfurniture2660
@homeplusfurniture2660 6 күн бұрын
Mambo uyu haangone kuenzanisa vanhu
@PhilJenyura
@PhilJenyura 5 күн бұрын
Shumba yu make a mistake pakuendesa mombe iyo .maifanirwa kuichengeta then kukanzi kwaitwa dambudziko kumwana motengesa kubatsira mwana
@user-nd7fx5lp5e
@user-nd7fx5lp5e 6 күн бұрын
How many times mambo vacho vachingobvunza zvavanenge vambobvunza
@aginelah6387
@aginelah6387 5 күн бұрын
Vanopa hasha mhani
@talenttrishmaziwofa1607
@talenttrishmaziwofa1607 4 күн бұрын
Kubva kuboma😅
@preciousmutevera9548
@preciousmutevera9548 6 күн бұрын
😂😂😂 interesting
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 6 күн бұрын
Ko dzanga dzaakuda kuripwa futi dzopenga. Dzikaita dzungu todzidzorera kujeri futi hadzina kurinzwa mushe jeri
@Nunec
@Nunec 6 күн бұрын
Muri kupenga henyu muma comments mambo is right ko dai yakatengeswa kuchengeta mwana sematauriro abamdiki ? Kuda kubenefita nechihure chemukadzi that's not it and mukadzi kuhura because uri criminal yaive mujeri. Ana sekuru mombe vakapihwa, lazy pple kuda kuchengeterwa mombe nevamwe vanhu dzamusina kushandira futi
@ForgiveChipp
@ForgiveChipp 6 күн бұрын
Taura zvko mambo vatonga
@trustzuze
@trustzuze 6 күн бұрын
Ndidzo nyaya idzi
@Nkomazi
@Nkomazi 6 күн бұрын
Muzukuru wozorawo mafuta 😂 pandipedza kkkkkk Thank you very much 😂😂😂 ending ...
@trustzuze
@trustzuze 6 күн бұрын
Anogona kutonga chief uyu ....
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 6 күн бұрын
Saka aifanira kugarira 10yrs and pasina amnesty dai achirimo.
@theebarbiey
@theebarbiey 6 күн бұрын
Akaparei
@knowlygwatidzo6865
@knowlygwatidzo6865 6 күн бұрын
Mukoma Robert dai muchitipawo nyaya dzemachief anokurumidza kubata nyaya .Zvisineyi ndapfuura pano isati yapera .Takuguta kare nemibvunzo zana 😂😂
@ZvikoMorebChidau
@ZvikoMorebChidau 5 күн бұрын
Chief ari ryt asi muridzi wenyaya haanzwisise so ndiye wavari kutoedza kuti anzwisise
@christinamurwira8026
@christinamurwira8026 4 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@shadreckmatashu8569
@shadreckmatashu8569 6 күн бұрын
Madzimambo kana achemberawo iPrblm .Okay vane mukana wekumboona matongero evamwe here like Chief Mutasa. Ko kudzidza kubva kune vamwe
@YonathaMakanda
@YonathaMakanda 6 күн бұрын
Vatonga zviri fair wani... Vaidii kuchengetera hama yavo mombe yke... Hanty yakapihwa mwana
@shadreckmatashu8569
@shadreckmatashu8569 6 күн бұрын
@@YonathaMakanda Imi ndimi mukudaro kana iyo nyaya ingatongwe munhu asipo sure zvokutot mombe 1 ko kana muridzi aida 4 kkkk.Hapana zvaaita mambo uyu ndozvinokonzeresa kupondana izvi
@YonathaMakanda
@YonathaMakanda 6 күн бұрын
@@shadreckmatashu8569 🤣🤣🤣hoo maybe aida 4
@bryankayz3884
@bryankayz3884 6 күн бұрын
Mambo avo imbutu….. andidi kupikiswa
@SabinaMuringani
@SabinaMuringani 5 күн бұрын
😂😂😂 handikupikisi zvangu
@aginelah6387
@aginelah6387 5 күн бұрын
😂😂😂mambo kaa surrender
@nyashanhongo9658
@nyashanhongo9658 6 күн бұрын
Madzishe aya
@Vincenttatendanyemba
@Vincenttatendanyemba 6 күн бұрын
Hapana chinhu chiff avo dofo
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 6 күн бұрын
Ummmmm zvakaoma. Tipakurirei tinzwe.😮😮😮😮😮
@user-im2dm5iq5e
@user-im2dm5iq5e 3 күн бұрын
This bamnini Nyamaropa is fake ndiye akakanya
@user-yv9qt1fk5c
@user-yv9qt1fk5c 6 күн бұрын
You you must step down watibhohwa munhu kunyengerwa Mukadzi kechipiri oroodzwa futi chimwe chimunhu choti zviribhoo ndosa muchizoona vamchizvi pfura zvivanhu zvakadai
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 6 күн бұрын
Kunda kuti muchengeterwe mombe hamuna kukwana
@phillthedrill
@phillthedrill 6 күн бұрын
i feel sorry for people vekumamisha, this is miscarriage of chivanhu, on what grounds does vana sekuru keep mombe yechihure chemwana wako, mombe was handed to them as emergency fund for the upkeep yemwana wake, mombe ikambereka, he owed at least 3 mombe. Since when does family yemukadzi benefit from chihure chake
@sueeland5675
@sueeland5675 6 күн бұрын
I agree,but tricky at the same time kkkkkk the child has needs ,the father is in jail ten years ahhhh
@phillthedrill
@phillthedrill 6 күн бұрын
@@sueeland5675 hona ka mombe haina kutengeswa, for needs ne mwana, mombet went to zvara dzimwe for, they benefited from kukama etc, and muface is willing to give them 2 out of 4. Thats sounds fair
@VIVIANMASAMHA
@VIVIANMASAMHA 6 күн бұрын
Kuda zvemahara kinge honye kuchemera mombe yekuripwa kkkkk
@VimbaiMunyavi
@VimbaiMunyavi 4 күн бұрын
Theft of trust property imhosva
@phillthedrill
@phillthedrill 4 күн бұрын
@@VimbaiMunyavi taura hako
@Chidhuwa
@Chidhuwa 6 күн бұрын
😂😂😂😂😂 zvimwe zvacho kufunga kushoma ,mapiwa mombe moindesa kuhama dzemukadzi ska makaenderei kudare
@EmiliaTatendaMandaza
@EmiliaTatendaMandaza 6 күн бұрын
Waiting
TEZVARA WAPUTSA MUSHA WANGU Karanganda TV Mambo Mutasa
55:11
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 15 М.
1ОШБ Да Вінчі навчання
00:14
AIRSOFT BALAN
Рет қаралды 6 МЛН
MUIMBI HOSIAH CHIPANGA MUDARE RAMAMBO MUTASA VS LEON MATESVA  KARANGANDA TV KUTORWA KWEMUNDA
18:01
10 days later, chitunha chichipo
47:28
Diamond FM Zim
Рет қаралды 72
MUZUKURU ANODYA BOTA NEKUMITISA MBUYA WAKE KARANGANDA TV DARE RACHIEF MUTASA
34:20
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 32 М.
JANE: Ndatambudza NeSatanism
38:49
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 8 М.
ED Warns Chiwenga: Pachigaro Chemukuru hapamihwe mihwe unochohwa
11:02
Citizens Voice Network
Рет қаралды 41 М.