Bhozhongora latest || Akasvika mukadzi akavharira chikomba apa achifanirwa kunoroora (Harare)

  Рет қаралды 8,312

Bhozhongora (Topic)

Bhozhongora (Topic)

Күн бұрын

Пікірлер: 22
@MaureenChimunya
@MaureenChimunya 10 ай бұрын
Ishe akarwira Maiguru vanyerere havo.baba vadzidza vachanogonyera pamwe kuna vahosi
@SiphelaniNcube-q7o
@SiphelaniNcube-q7o 10 ай бұрын
Mwari varwira Mai guru vanyerere zvavo tisingazoziva kut wacho wawakasema wakasiya waitei ikoko
@SheilaMazuru
@SheilaMazuru 10 ай бұрын
Akanakirwa maried man uyu ipapo hachangeti mhuri wagadzirirwa size yakanaka😂
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 10 ай бұрын
Baba mune mhuri mune mukadzi. Torai grocery muyendese kumba kune mukadzi nevana. Vana vadye zvavo pa Christmas 🎁 apa. Mudzimu wemukadzi wenyu chaiye vahosi varamba. Handiti 2 days to go. Mari endai muno wedzera pfuma kunatezvara muchitenda kuti mwana wavo akatendeka. Wamuri kufamba naye ibhishu ndokusaka akasiya murume. Apa yakanga iri good bye tozoonana ndadzoka kumarooro. 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@FebieChari
@FebieChari 10 ай бұрын
Apfidza arikusiya mukadzi kumba achiteera pfambi.Enda unoroora hure rako iro.
@hanahgade
@hanahgade 10 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣 midzimu yaramba
@hanahgade
@hanahgade 10 ай бұрын
Ndopaunoona kt road yasvika pamharadzano 😂😂😂😂😂
@TsitsiGotore
@TsitsiGotore 10 ай бұрын
So you expected her to be loyal to a married man😂
@revaimaserwe
@revaimaserwe 10 ай бұрын
New studio yakanaka iyi
@MoniqueMusona-li6tj
@MoniqueMusona-li6tj 10 ай бұрын
Zvaendwa
@IvyMwashita
@IvyMwashita 10 ай бұрын
Anzwa butter married man uyu
@MunyaradziMuteerwa-tv1kn
@MunyaradziMuteerwa-tv1kn 3 ай бұрын
Ma singles mother's hatina zera nawo...
@ferickmunyoro3957
@ferickmunyoro3957 6 ай бұрын
Apo ndidzo dzayizvitaura
@tinashenyika69
@tinashenyika69 10 ай бұрын
Vanodya vese kuroora kana kusa roora sarudzo ndeyako
@elinahchari
@elinahchari 10 ай бұрын
Asangana mahure
@tendaiMufandaedza-ku4gr
@tendaiMufandaedza-ku4gr 9 ай бұрын
Shiri.inemuririro wayo yagara inongorira
@hanahgade
@hanahgade 10 ай бұрын
Keri on 😂😂😂😂😂
@ShillaJames
@ShillaJames 10 ай бұрын
7 month makutoroora dzungu
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 10 ай бұрын
Mukadzi ihure iro saka mubhedhuru aidei
@MunyaradziMuteerwa-tv1kn
@MunyaradziMuteerwa-tv1kn 3 ай бұрын
Ukuda kubatsirwa kut chii siya hure iro asi wakadyiswa kan. Mhuri yako unayo chinokupa kukokoredzana nemukadz ane vana vake anga akambororwa. Asi dai iwe usina mukadz une vana zvaive Nani. Kwete kut mhuri yako unayo wonokumba sanzu. Midzimu yako inokuda shaz siya izvo ...
@margaretmunyanyiwa1269
@margaretmunyanyiwa1269 10 ай бұрын
Change the way you talk guys, you have a lot of content but the way you present it ummm hameno vamwe.
@soldierpatternmusic5786
@soldierpatternmusic5786 9 ай бұрын
Tit for tat hanty ane mkadzi kumba kwake hre
Muporofita anoshandira vanhu achishandisa mushonga nedumwa
31:25
Bhozhongora (Topic)
Рет қаралды 8 М.
Миллионер | 1 - серия
34:31
Million Show
Рет қаралды 2,8 МЛН
Running With Bigger And Bigger Lunchlys
00:18
MrBeast
Рет қаралды 136 МЛН
Бенчик, пора купаться! 🛁 #бенчик #арти #симбочка
00:34
Симбочка Пимпочка
Рет қаралды 3 МЛН
Cool Parenting Gadget Against Mosquitos! 🦟👶
00:21
TheSoul Music Family
Рет қаралды 12 МЛН
Kuitira Chikomba vana 2,Murume anemabhora madiki
41:16
Manass-Chibanda
Рет қаралды 4,3 М.
Headman Chigodora arikuzhamba mukomana
44:48
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 150 М.
Chiri kupisa MuSanyati ne Mvuma
39:36
Bhozhongora (Topic)
Рет қаралды 19 М.
Миллионер | 1 - серия
34:31
Million Show
Рет қаралды 2,8 МЛН