Imbwa yakaruma vanhu 17 yakazoruma muridzi wayo // Mwana akavigwa asi akazoekwa mumba (9 MAY)

  Рет қаралды 15,637

Bhozhongora (Topic)

Bhozhongora (Topic)

Күн бұрын

Пікірлер: 41
@chenjeraimasiya1526
@chenjeraimasiya1526 7 ай бұрын
Vanhu vanonakirwa nebasa ava
@sibongilempofu5287
@sibongilempofu5287 7 ай бұрын
Bozho nakb munondiitira mhani basa mberi ndopedzesera ndakukotsira ndakachibata chimuti ❤❤❤❤
@munashematasva9784
@munashematasva9784 7 ай бұрын
Ibere ravo
@tarisaimzira
@tarisaimzira 7 ай бұрын
Haaaa Zimbabwe ndapa kutenda hangu uuuuuuummmm
@alicealice5904
@alicealice5904 5 ай бұрын
Bozho u are a cake Nandi 🎊 be blessed 😇.
@FlorenceTempo-yo5my
@FlorenceTempo-yo5my 7 ай бұрын
Imi munondigonera mhani rambai muchidada nebasa renyu🙏
@tinashesauriri6834
@tinashesauriri6834 7 ай бұрын
Haa ndopaunoona kuti uroyi ndehwekumamour. Surely we've a lot of problems in gvt and a lot of pple varimo varikunetsa vanhu vaswerorumisana nembwa kumutsa zvitunha vachichengeta macofin zvisinei nevapenyu
@jerina3801
@jerina3801 7 ай бұрын
Pamberi namukoma Bhozvo munotiudza zvinoitika munyika
@tarisaimzira
@tarisaimzira 7 ай бұрын
Haaa Chimuti ndapera Strong neyepa Tanda iyo
@IdahMarambire
@IdahMarambire 7 ай бұрын
Kkkkkk Vana vaka tsvaka maspica vakagona hapana chekuchema apa kuchema muroyi chakanyanya ichi
@tarisaimzira
@tarisaimzira 7 ай бұрын
Deepdowner pliz
@LainaChifamba
@LainaChifamba 7 ай бұрын
Hoohoo nehope ipapo ndaseka nhasi aaa
@TawandaMushoma-lg4ev
@TawandaMushoma-lg4ev 7 ай бұрын
Shuwa panoda celebration, yoo zvinotyisa
@Letwin-bg1tw
@Letwin-bg1tw 7 ай бұрын
Haaaa munonakirwa nebasa renyu varume imi rambai makadaro
@TauraiForoma
@TauraiForoma 7 ай бұрын
Muti mukuru wadonha , haa huroyi haudi kusvika pakudai
@JuliusMusemwa
@JuliusMusemwa 7 ай бұрын
Will always wait for you here not on Facebook
@tarisaimzira
@tarisaimzira 7 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂dhindindi full time 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@DeelightTobias-z8c
@DeelightTobias-z8c 7 ай бұрын
Haaa kuTanda andina neremuromo ndozvawari vanhu iwawa kufukunura vana😢
@Qwinpin
@Qwinpin 7 ай бұрын
DHANYUWERE CHIWIRI chibhinifo... .waka chiwemba kominikasha 😂😂
@josephmutsengi2990
@josephmutsengi2990 7 ай бұрын
Pfoo
@philiszimi4053
@philiszimi4053 7 ай бұрын
Horomaiti😂😂😂😂😂😂😂
@juliettakaruva
@juliettakaruva 7 ай бұрын
haaa makanyanya
@kudzaigiriam6407
@kudzaigiriam6407 26 күн бұрын
Pfooooooo
@Plaxedes-i7b
@Plaxedes-i7b 3 ай бұрын
Cheque Hatcliff icho ngachifambirwe
@NyaraiSibanda-w6d
@NyaraiSibanda-w6d 7 ай бұрын
Zimbabwe so
@tawedzerwachakaduka9851
@tawedzerwachakaduka9851 7 ай бұрын
Bhozhoo Na KB vanhu vakapfuwa mudzimba imu😂😂😂😂😂😂
@mellisahjudge2781
@mellisahjudge2781 7 ай бұрын
Imbwa yemunhu 😂😂😂😂 haaaa aya ndoma1
@tawedzerwachakaduka9851
@tawedzerwachakaduka9851 7 ай бұрын
😂😂😂😂😂bhozho ita munyori wemabook nhasi wandisetsa chero iri nhamo
@FionaRusere
@FionaRusere 7 ай бұрын
Ko baba ava pavaisvipira imbwa dzevanhu vaiona zvichiita here
@SusanMutsvairo-p2q
@SusanMutsvairo-p2q 7 ай бұрын
Nyaya dzwnyu dzinobhowa kuteere munonyanya ruzha
@lindsaythomas-ox2mk
@lindsaythomas-ox2mk 7 ай бұрын
Mmmmmm musarwadziwe naBhozhongora pamberi naye ❤❤❤❤❤❤❤
@rutendomutariswa9225
@rutendomutariswa9225 7 ай бұрын
Bhozho bhozho unondinakidza hangu can even skip any episode munoita kuti nyaya inakidze 😂😂
@nyashadarlingtonmapondera2690
@nyashadarlingtonmapondera2690 7 ай бұрын
Nkayi..... mwana wababa vekurumwa ngaasaite dzungu kana asina zvaanoziva nezvababa vake ngavabatsirwe nemubatsiri akatanga dare iri
@Mamacee002
@Mamacee002 7 ай бұрын
Zvinotyisa maiwe
@simeonmutsago6869
@simeonmutsago6869 7 ай бұрын
Vana ngavaende kumubatsiri wekutanga vabatsirwe
@TredaPomo
@TredaPomo 5 ай бұрын
Vakawiga mwana kusiko dzinza raramba
@PetronellaDzingai
@PetronellaDzingai 7 ай бұрын
Ummmmm Haaa zvotyisa
@clevermukaira4062
@clevermukaira4062 7 ай бұрын
Zvaka pandukirana Neverending rake
@GetrudMayi
@GetrudMayi 5 ай бұрын
Ngava fukunure paakavigwa
@PatriciaMupimbira-vl9jl
@PatriciaMupimbira-vl9jl 7 ай бұрын
Nyaya dza baba ava dzinobhowa anotaura nyaya 30 ka one asi dzisina kana zvadzinoreva hadzipedziswiwe
@FionaRusere
@FionaRusere 7 ай бұрын
Ko mwana arikurambei imbwa iri mu yard mavo
S07 PaGhetto Episode 17
29:46
Crazy Creative Minds Studios©️
Рет қаралды 430 М.
Enceinte et en Bazard: Les Chroniques du Nettoyage ! 🚽✨
00:21
Two More French
Рет қаралды 42 МЛН
Quando A Diferença De Altura É Muito Grande 😲😂
00:12
Mari Maria
Рет қаралды 45 МЛН
СИНИЙ ИНЕЙ УЖЕ ВЫШЕЛ!❄️
01:01
DO$HIK
Рет қаралды 3,3 МЛН
She made herself an ear of corn from his marmalade candies🌽🌽🌽
00:38
Valja & Maxim Family
Рет қаралды 18 МЛН
Mukadzi neMurume vanoita bonde kumakuva (27 Dec 24)
54:08
Bhozhongora (Topic)
Рет қаралды 6 М.
Ndakaponda Munin'a Wangu Nekuda KwePfuma Yenhaka
15:17
SlyMediaTv
Рет қаралды 69 М.
Vakasvika zvinhu zvapwanywa mumba mese
14:34
Bhozhongora (Topic)
Рет қаралды 1,6 М.
Enceinte et en Bazard: Les Chroniques du Nettoyage ! 🚽✨
00:21
Two More French
Рет қаралды 42 МЛН