Bhozhongora latest || Mombe dzairamba kutinhwa kuenda kumba kwaMambo dzakatunga munhu kusvika afa

  Рет қаралды 9,098

Bhozhongora (Topic)

Bhozhongora (Topic)

Күн бұрын

Пікірлер: 37
@lusizohenrymathafeni3811
@lusizohenrymathafeni3811 7 ай бұрын
Bozho dance bhoo hr😊
@EustinaManyumwa
@EustinaManyumwa 10 ай бұрын
Haaaa munotapirirwa henyu guys thumps up to u ❤❤❤❤❤
@winnetchikuwa2457
@winnetchikuwa2457 10 ай бұрын
Vanhu imimi munonakidzwa zvenyu thank you nekutipa zvinenge zvichiitika munyika medu
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 10 ай бұрын
Team Bhozhongora tiri tiiii paChimuti Chedare rikiti bvuuuuuuu poooooooooooo ❤❤❤❤
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 10 ай бұрын
Mukwane. Imi zvamunogona kutaura makaitei
@EustinaManyumwa
@EustinaManyumwa 10 ай бұрын
Luv u guy kip up gud work❤❤❤
@AlickBhebhe
@AlickBhebhe 5 ай бұрын
Akuna zvakadaro andingaroorere mwana wangu, anizvionera iye mwana apara mhosva
@priscillakuchuna9434
@priscillakuchuna9434 10 ай бұрын
😂😂😂munonakirwa zvenyu
@passmorechingombe195
@passmorechingombe195 10 ай бұрын
Iyo yasara kwamambo iyo yofanira kutunga futi Mambo wacho
@mildredzhanje1575
@mildredzhanje1575 10 ай бұрын
Dai mwana uyu akauraya munhu obva atiza baba ndovaienda kujeri here ,munhu ngaatongerwe mhosva yake kuvamubereki haisimhosva
@YvonneJokora
@YvonneJokora 10 ай бұрын
Madance apapa Isa 😅😅😅
@Mish-w7h
@Mish-w7h 10 ай бұрын
Mambo vane undyire, wakadii kubhadharisa muridzi wenyaya, ko mombe yakatorwa namambo ndeyeyi ngaz
@Mish-w7h
@Mish-w7h 10 ай бұрын
Yekwamambo mombe iyo ngaiwavhiringewo
@Sonile-l6x
@Sonile-l6x 10 ай бұрын
Munobata basa kani❤❤❤❤
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 10 ай бұрын
Pavakaona mombe dzichidzokera kekutanga nekechipiri vaifanira kuvhunduka😂
@SereneChronicles.
@SereneChronicles. 9 ай бұрын
Velumusha vanodheerera ndozvavanoda vakamama
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 10 ай бұрын
Iyo yatova ngozi ,vaida kutora mombe dzemunhu zvechisimba mwana wavo aine mimba yeumwe munhu hezvo yave ngozi mumusha uyo akafa achitungwa uyo ndivo vachatozoripa mombe dzakawanda
@AlickBhebhe
@AlickBhebhe 5 ай бұрын
Mambo vonotomwatwa nemhosva and yatova ngozi kumba Kwamambo
@Prankmaster-r3d
@Prankmaster-r3d 10 ай бұрын
DJ Tsano pa Cape Town Kuti pfooo
@florencemahore-fq9wj
@florencemahore-fq9wj 10 ай бұрын
Gegegege😂
@emmanuelchaza2952
@emmanuelchaza2952 10 ай бұрын
Mambo imbavha chaidzo
@DosdjadjeValdo
@DosdjadjeValdo 10 ай бұрын
Bojho mundinakudza né kanhema ndiri pá cuchamano boder Mozambique kkkkkkk pooooooo rikiti vhuuuu
@fanwelmutare8662
@fanwelmutare8662 10 ай бұрын
Mambo vakaba this is theft
@nolinechihururu5265
@nolinechihururu5265 10 ай бұрын
Mambo vakatadza plus mombe haiendi kuneimwe nzvimbo isina kucleiwa nevetinary
@KwenzakeleQuestMpofu
@KwenzakeleQuestMpofu 10 ай бұрын
vakaramba vachiita zvivindi
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 10 ай бұрын
Pakaipa
@LainaChifamba
@LainaChifamba 10 ай бұрын
Dance manyama
@priscillakuchuna9434
@priscillakuchuna9434 10 ай бұрын
Hazvisi hudyire
@sandraedward7454
@sandraedward7454 10 ай бұрын
Baba Isabel munogonesa
@sandraedward7454
@sandraedward7454 10 ай бұрын
Farira basa rako iwe ukachembera waruza
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 10 ай бұрын
Mambo vakadzosa mombe here?
@stelladeredzai7792
@stelladeredzai7792 10 ай бұрын
Hapana chidhindo panoda chidhindo Joshua
@CharlesKanamandari-n2x
@CharlesKanamandari-n2x 10 ай бұрын
Hongu chikonzi chinotora chero pachasvika muraini mune munhu akapara mhosva pakazotadzwa pakuti vanotuma vanhu
@EuleriaNyagano
@EuleriaNyagano 10 ай бұрын
Mambo ndeve fake dai mombe ikavarwisawo
@Takue20
@Takue20 10 ай бұрын
Tiripo pachimuti
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 10 ай бұрын
Aaaa. Wotora mombe mudanga mangu kuti ndini nakasvira here no no ini ndisini ndakanakirwa. No no no. Hatitambe tichidaro
@angelanyoni5387
@angelanyoni5387 10 ай бұрын
matauriro enyu akaoma chimuti ndechemunhu wose chero mwana wenyu kana munavo sumburudzai mumuromo mudzvere mashoko musati manyora rerutsai rurimi rwenyu musaratidzira unhu hwenyu kunyika ngaingove mhuri yenyu inoziva hunhu hwenyu ndakanyarirai chaizvo muzvinyarirewo
Что-что Мурсдей говорит? 💭 #симбочка #симба #мурсдей
00:19
99.9% IMPOSSIBLE
00:24
STORROR
Рет қаралды 31 МЛН
1% vs 100% #beatbox #tiktok
01:10
BeatboxJCOP
Рет қаралды 67 МЛН
Mom Hack for Cooking Solo with a Little One! 🍳👶
00:15
5-Minute Crafts HOUSE
Рет қаралды 23 МЛН
Mbuya vanouraya vanhu 7 ku Mberengwa
33:45
Bhozhongora (Topic)
Рет қаралды 11 М.
Bhozhongora latest || Akamuka aine suit yakavigwa nemufi
25:29
Bhozhongora (Topic)
Рет қаралды 10 М.
zvakaoma
14:48
Mai WaMoyo Tv
Рет қаралды 3,4 М.
SABHUKU 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
44:16
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 35 М.
Mambo vakabatwa nemukadzi wemunhu // Mwana ane 4 years arikuenda kumwedzi
35:56
ANOTHER LEVEL - PATRICK MUKWAMBA
47:56
Drewmas Media
Рет қаралды 71 М.
Bamukuru vakaonekwa vaine mvura yezvitunha panhamo (6 May 24)
46:09
Bhozhongora (Topic)
Рет қаралды 10 М.
Vakasvika zvinhu zvapwanywa mumba mese
14:34
Bhozhongora (Topic)
Рет қаралды 1,6 М.
Что-что Мурсдей говорит? 💭 #симбочка #симба #мурсдей
00:19