By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Пікірлер: 431
@fransgumbo9062Ай бұрын
Wese anoti mukoma Robert ihiro ngasiye like
@enockchimbetete6074Ай бұрын
Mukoma aani Robert chisuri zvacho cheveg
@TinotendasharonMurambiwaАй бұрын
@@enockchimbetete6074😮😮aaah
@llions5633Ай бұрын
@@enockchimbetete6074 Inoki ukwawana nguva ukwane iwe aaah !😢
@melodychidawanyika3155 Vese vakaromaba! Jehova, yaweh or god has nothing to do with Mwari wedu isu Vanhu Vatema vemu Zimbabwe. Mwari is not equivalent to the biblical god!! Whichever way you wanna translate jehova, jaweh or god there are NO SIMILARITIES at all. Mwari wedu isu NEVER demanded to be worshiped nor was he ever cruel, a murderer, jealousy, nor ignorant as portrayed by the biblical deity!! The Europeans cleverly equated their god to our Mwari so they could easily covert us to their religion. That then made it easy for them to colonise us.
Chiiko chinonzi kkutaurisa. For African men is kuzvimiririra.
@lovely777nitzachon2Ай бұрын
She is so beautiful, may The Lord comfort this woman and lead her to meet the right man who loves her.
@user-fv2kc1xn6zАй бұрын
Mai Bishop zvitsvakirei basa muchengete . Most of the man dzangova mhombwe, especially ma prophets uuuuu ..
@RosemaryPhiri-nv7zwАй бұрын
Mai bishop tsvagai basa imi you stl young. 2.pamuromo munapo motaurisa imi 1 year 6 months matosiiwa iiiiiii. 3.life yamazuvano gara unechaunoita kunyangwe murume akaenda hausare une stress dear.
Mukadzi uyu musvinu chaiye asi nhamo chaiyo yavachembedza varume ava zvakaoma
@vimbaiwutete4895Ай бұрын
I like hu honesty hwa amai ava
@nomsamapiravanaАй бұрын
Tsvagai Basa Mai Bishop,siyanai nebrnzi iroo
@user-cv5oe4dg5vАй бұрын
Taura hako
@Amarie077Ай бұрын
Amai. Anotaura ava radio 100. Ndati ndinzwe side iri ndisati ndanzwa Bishop. Very talkative. Mukoma Robert is getting dizzy already he is like hamutairse here imi😂😂😂😂.
Hapana kutaurisa apa kana munhu afunga chihure anotsvaga tsvaga nyaya
@rolandmoyo-yy3okАй бұрын
Thanks so much for mentioning the name of the church, zvingatibatsire chayizvo mune remangwana pakugara. People must always avoid such churches in future, tiza nehupenyu hwako, charity begins at home.
@tawandazinyemba5704Ай бұрын
Mai Bishop vanotaurisa ngavatsvage basa reu presenter
Amai siyai baba avo vatokuratidzai hunhu hwavo chaihwo tsvagai basa
@DeekayDeky-bh2omАй бұрын
Kungoti chete kana uri pa murume zvinonetsa kuona kuti apa handichadiwa apa mukaona zvadayi hapasisina aai vangu yakabva neko izvozvi face yenyu ikuratidza kuti muri mwana mudiki asi mave kutoita sechembere ibvai nguva ichiripo
@DeekayDeky-bh2omАй бұрын
Maporofita ndiwo asingatoita next time mukaona ma svitswa massage ye rudo ne muporofita tizayi
@auxilliahmaramidzi9016Ай бұрын
@DeekayDeky-bh2om Vanenge vachitozviona asi nhau yekutoshaya pekutangira ndozvinoita kuti vakadzi vakawanda tirambiririre muma marriage akafa hanzvadzi.
@user-up6uv7hg2nАй бұрын
Nevanotevera church iyoyo mapenzi futi muchitevera Bishop mhombwe
@it3788Ай бұрын
Black beauty lady g Ara mega sister yusolovely❤
@tsitsitafadzwasachirarwe7565Ай бұрын
This bishop ndohunhu hwake haatochengete mhuri ,ryt now the first wife is glowing cz akushanda ega not ane murume anga akasakara zvake mukadzi iyeye,advice shandai amai muchengete vana venyu siyanai nemombwe iyo
@user-nd4kh6qg1bАй бұрын
Saka kusiya mukadzi nevana 6 imi ndimi maizozvigona Pane mhiko yabishop yakatyorwa Ngavashande vachengete vana mai vavo
@rascocky6366Ай бұрын
@user-nd4kh6qg1b Ndizvo chaizvo zvawataura. Mukadzi uyo haazvifunge nekuti chivavariro chake chaive chekuti anzi mai bhishopo!!
Mukoma Rob muri kuda kubetsera mai ava or murikungototsvakavo mari media nekuda kwenyaya dzevanhu pedzezvo musina betsero yamovapa shuwa moda kuti vanyarare murume achiita zvechihure haaa imi itai sana Tete Tildarvanotokuudza zvisingaodzi moyo not kuti munhu aone sekuti ndiye problem aaah ihure bishop chete aaah nhai mukadzi musvinu uyoo kutotambiswa nezimurume iroro
@preciousmangwende3719Ай бұрын
Varipanyanga donzvo nderekutongesa mai avo here oro what ? Please don't judge her that's a cry for help
@user-fg7uj4us5rАй бұрын
Mai imi siyanai nababa awa maporofita mahure .Ini ndaipinda zaoga ndikaroorwa nemuporofita anopinda church ye B A C wairoora kaviri pasvondo panopera gore anenge awe newakadzi dozen . Nemwana wadiki waingorarwa Ini ndakazvisiya ndinotosvishandira stress free
@ClarahNyakabauАй бұрын
Kkkkkkkkkk BA C gegegege
@amandafish3022Ай бұрын
Shes Beautiful
@preciousmashozhera6384Ай бұрын
Arch Bishop munhu ,mune shuwa baba avo chaivo vangasiya vana6 moti ndimi munosvigona good luck ,musazowone kunge vanenge varabwa havagone ,imi matadza kuita two yrs chaidzo varume hatina zera navo please
@rolandmoyo-yy3okАй бұрын
I like the fact that, she values her child's education. Zvakakosha izvozvo.
@nomsanyika151Ай бұрын
Yekusada kutsiurirwa varwere i think imhiko
@gogoatanakaАй бұрын
Chokwadi
@FortunateMuchemwa-nd2weАй бұрын
Strong and intelligent woman . Zvishandirei henyu muchengete vana nhamo ndoyakusakadzai chete
@kellylincolnkwaramba1374Ай бұрын
It's better to remain single than to lead a broken marriage
journalistic interview takes the form of a conversation between two or more people: interviewer(s) ask questions to elicit facts or statements from interviewee(s). Interviews are a standard part of journalism and media reporting.[1] In journalism, interviews are one of the most important methods used to collect information,[2][3] and present views to readers, listeners, or viewers.
@rascocky6366Ай бұрын
Exactly! In your case there is always a human/humanitarian side. This woman needs to get her eyes opened because at the moment she is stuck in the apostolic belief with the hope of getting the husband back!! What she doesn't see nor understand is that she NEVER had a husband in the 1st place but a selfish man who has zvikwambo and aims at being the king!!
@isabelachiwesheАй бұрын
You did not do this one well.
@robertapfumaneyiАй бұрын
@@isabelachiweshe your opinion is not a fact, you grow up watching Ztv and Ruben Barwe, so its expected from how you measure journalism and besides am not a pastor nor marriage counselor
@mott1241Ай бұрын
@@robertapfumaneyi very true we are used to ztv and Reuben barwe😂😂😂 zvakati kanganisa
@consymuri479Ай бұрын
Magona zvenyu mkoma Robert. Mabvunza kwazvo kuti munhu anopombonoka otaura chokwadi. You make the story interesting to watch. Tasuwa baba Rona, titsvagireiwo kuti varisei
@user-nd4kh6qg1bАй бұрын
Mai Bishop vaingodawo mbiri yekt Bishop havana kana secret zvese bvuuu
@godwinkarafu771Ай бұрын
😂😂😂😂😂 vane one gig
@LindiweManyaraАй бұрын
Mai munotaurisawo imi munoshambadza murume nekuparadza sangano
@melodytaaziva7221Ай бұрын
Ngariparare, ndiBishop wemadzimai kwete wechurch.
@user-qq4eo8cg6qАй бұрын
Mai bishop havataurisi asi vanogona kutsanangura nhau yavo chete ende munhu wese anechipo chake she talks clearly havatsvinyi avo she's not even defensive arikutozvipa mhosva even though murume aka overeater hake😅😅😅😅😅😅
@user-mc4fx3cl1wАй бұрын
Asikana Mai ava vane stress , konzi Bishop ane Mwoyo wakadai iiii Mwari tibatsirei. Kuoma mukaka inzara
@TichawanaChigama21 күн бұрын
Life ino gozona,shandai mugeze muchaona kuti bishop kakono kedzambara.
@peace6296Ай бұрын
Sure munotaurisa, madam fire tongue chaivo bishop baleka ngenyawo zombili😂
@patiencemubayiwa1290Ай бұрын
Tokuzivai vana mother Mama vekumasowe , munoda kuita ma prefects eku church muchingotsiura tsiura pese pese .
@user-dd4qm8pg6bАй бұрын
Mukoma Robert pamukaka apa mai vane stress ava veduwe unobuda sei mukaka wacho unotobuda mushonga. Hatingati mwana akaramba mukaka asi mukaka mushoma
@robertapfumaneyiАй бұрын
@@user-dd4qm8pg6b i don't agree with you, because I also do background check before I meet someone
@robertapfumaneyiАй бұрын
@@user-dd4qm8pg6b watch part 2
@InnocentSailingShip-id7bxАй бұрын
Haa mai maka Jamba weti kunovira mudhodhi chaimo.musazvara futi zvakwana varume matsotsi makamboudzwa henyu .mhuri ye Zimbabwe gatisisunganei tibatsire mai awa
@maluniyazakeyo9880Ай бұрын
Mai Bishop vakashungurudzwa
@muchenashumirai6984Ай бұрын
Zvokuti, ende vakadzikira muviri wavo
@user-zz2zj3mh9gАй бұрын
Zvino pabasa munozochengetedza here muchitaurisa so
Mai ava zvavange vaiine vana 3 , ko zvekuzoda kuvedzera mhuri vaizvidii , chionai vave ne vana 4 vabva vasiiwa. Uyu murume atori bishuuu uye anenge anotoshandisa musoro vemagora sei mwana asina kuyamwa apa vakasiya umwe mkdzi vana 6. Nhamo inosakadza mai ava mnhu boo vashaya murume.
@shananguraimurinye8977Ай бұрын
Makatyora mhiko mainn bt be strong shandirai vna venyu..
@user-kl9rl6us1fАй бұрын
Tsvagai basa mother,mhamha mai Bishop mushandire vana venyu zvenyu.Vamuri kuti bishopu ava kana vakambosiya mukadzi ane vana 6 imi mungavagoni here .Apa masiiwa ne 1 kqavari ikoko mukadzi atove ne numbu lus achangosiwawo futi
@user-qu5ly1qw7rАй бұрын
Haa mai bishop musademba nhamo dzenyu pamhepo apa imi kwanai imi zvatanga nemi here imi, toda madisabled apa nevanematambudziko anekumeso kwete zvekusiwa nevarume vevanhu ava muasti sembura
@freddymaonekeАй бұрын
Another thing mdhara uyo imhombwe
@emmiesmit1241Ай бұрын
Kakutoti nyepei mwana akaramba kuyamwa munotovhunduka. Especially Bishop
@clotildatekere7572Ай бұрын
Baba ava mhombwe chaiyo kuhwanda nechechi kana kutoromba havarambirwe.
@irenemudzingwa299Ай бұрын
Mai bishop pane basa
@HungweАй бұрын
She is talkative Inga ataura wani kuti murume akati unotaurisa
@priscillandawiАй бұрын
Basa hombe chairo 😂😂😂😂
@peembano253Ай бұрын
1 Arch Bishop vane 1yr something vari mu relationship? 2 Vatosiya vave mune imwe futi? 3 Kumashure uko vakaita vakadzi vangani ? 4 obvious pane wavanaye iyeye vachabva futi coz kugadzikana kuno vanetsa Chechi yacho inodzidzisei shuwa🙌. Mai bishop nemiwo muri radio 2 chaiyo haa motaura kunge munhi aka plagwa pamagetse😂 Tsvagai basa mushande mainini musiye kugarira maoko
@dasilva8081Ай бұрын
radio 2 ati aringwavha wani tengesa maDoughnuts
@petronellachiyangwa6766Ай бұрын
Ko bishop vakafuma vafa munoita Seiko askana shandai
@lettyMufukaАй бұрын
Kutadzirwa makatadzirwa Amai Bishop asi muri nyenze pakutaura
@emmiesmit1241Ай бұрын
Muriranyenze 😅😅
@ChivaraidzoDzadzaАй бұрын
Baba vemwana wangu muptogita,matsots
@MollieMaparaАй бұрын
Bishop ava vakaromba ava sei mwana akashaya mukaka vakarombera kudana vanhu pa church
@user-nn7cc9qj5tАй бұрын
Kana munhu ave kuda kubuda mumba anotsvaga zvekunenera
@manondoe69Ай бұрын
Bishop avo hausi hubishop uyo please hunhu wavo chaizvo aaaa kana nikisi hubishop wemushonha uyo aAa anosiya mwana nenzara kana
Mai Bishop,muromo munotaurisa,endai kwemunin,I a wenyu
@SheilaZviiteiАй бұрын
Iiiii vanhu vamwari munoti munonamateiko kana muchita hutsinye hwakadaro ko kana tirimumba tingatadza hre kutaurirana toregererana .Bishop ndisatan yooh