PART 2: Bishop Vakatiza Mukadzi Ndavawana, 'New Details Emerge'

  Рет қаралды 23,102

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

Күн бұрын

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Пікірлер: 500
@elizabethmuchenje
@elizabethmuchenje 2 ай бұрын
All i can say is journalism is very professional. Robert hakunazve munhu angakukunde chibasa ichi. Makachi master pafair 😊
@JosephinePapaya
@JosephinePapaya 2 ай бұрын
Tikuvada vese mukanya,varikumira na Bishop siya like
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 2 ай бұрын
DON'T MISS PART 3
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 2 ай бұрын
​@@robertapfumaneyiwaiting for part 3
@emilyzenda4851
@emilyzenda4851 2 ай бұрын
​@@robertapfumaneyiwaiting Mukanya.
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 2 ай бұрын
Ndabatika​na mkoma Robert baba vari munhamo apa amai voramba zvavo kuchengetwa@@robertapfumaneyi
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 2 ай бұрын
​was thinking kuti Dai maita accompany baba ava kuenda kwatezvara and you do sort of a documentary, donzvo riri rekuda kunzwa nekuona chiri kuita kuti sei vabereki vamama vakoniwa kusimudza musoro pane nyaya yakarema kudai 😢😢@robertapfumaneyi
@MandieMunetsi
@MandieMunetsi 2 ай бұрын
Haaa nyaya munodzifambira mukoma Robert, thank you👏👏👏
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 2 ай бұрын
Tinenharo
@GivemoreNgomambi
@GivemoreNgomambi 2 ай бұрын
Ko archbishop vakazoroora mukadzi aneshave ivo vamboti muchechi mavo hamupinde muroyi ko ivo vaporofita vekuchechi vakadiyi kuudza bishop wavo asati aroora mukadzi uyu kana vachiwona.
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda 2 ай бұрын
Kunyepa ukoo Kuda kuuraya Zita ramai avo
@titimuyova1463
@titimuyova1463 2 ай бұрын
Vane drama vadhara ava ndozvakavapa kuroora mwana wechidiki vatokundikana baba ava even ukanzwa matauriro ake anotori ne problem
@priscachingonzo5284
@priscachingonzo5284 2 ай бұрын
​@@titimuyova1463apa havadi kuroora vakadzi vezera ravo
@NyashaMaruta-r7z
@NyashaMaruta-r7z 2 ай бұрын
Ndini naani tiri ku beliver bishop weduwee zvakangooma kugara nemkadzi anoshushaaaa aaaah
@eginetruzengwe1450
@eginetruzengwe1450 2 ай бұрын
I know this type of situation Bishop ava handifungi kuti varikunyanya kutaura nhema coz takambozvionawo somewhere satani aripabasa veduwee haadi kuona vanonamata Mwari mumweya nemuzvokwadi mufunge
@dominiquemdawini9796
@dominiquemdawini9796 2 ай бұрын
💯
@MarthaMachiyi
@MarthaMachiyi 2 ай бұрын
Neni kkk
@SophiaMasuma-dp9ym
@SophiaMasuma-dp9ym 2 ай бұрын
Vawanikwa Bishop haa basa mukurova sekuru vangu vaera shoko ❤
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 2 ай бұрын
Hoyo
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 2 ай бұрын
Munhu haa foswe kunamata.. Pane zvaari kuona zvisiri bhoo ku church kwenyu. Munhu rume ano recorder mkadzi wake zvinhu zviri spiritual..chibaba chonyepa. Kugara kubasa imi baba musa nyebe..munozivikwana kwamuno garage kwamu girl friend.
@batsiraibure8513
@batsiraibure8513 2 ай бұрын
Bishop, iyi yamurikuita haisi solution yekugara nekurara muOFFICE yebasa. ko kana makaroora musisade mukadzi follow the right procedure, gupuro kuna tezvara then you mantain your child(ren). coz iyi haisi solution elder...ndorimwe basa remachief
@iressemerson7468
@iressemerson7468 2 ай бұрын
Vataura wani nyaya yekuti vakabvirei pamba,havasi kuda kuzvekupara mhosva,so vakuda kudzifambira dzekumuendesa kumusha kwake vari Kure naye which is the right thing to do,mukadzi wavo baba Ava ibenzi unongonzwa nematauriro ake,mukadzi wengozi ndoska akasiiwa pekutanga
@rascocky6366
@rascocky6366 2 ай бұрын
@@iressemerson7468 Ko Bishopo akasiyana nemukadzi wekutanga nechikonzero chei? Vanhu ava vaviri vane ma problems nekuti vane ma different religious beliefs, uyezve vakaoma misoro!
@batsiraibure8513
@batsiraibure8513 2 ай бұрын
@@rascocky6366 yeah Bishop anenge anonetsawo akutoenda pa3rd wife
@TakesureMkombwe
@TakesureMkombwe 2 ай бұрын
Kugara mu office better vakadzi vanouraya specialy kana asiri mwana wamai vako. Vakatogona kutiza coz honai vakadzi vakauraya mwanasikana pa halfway. Vakadzi i surrender pakushaya hanya pahupenyu hwevanhu
@violanyika3860
@violanyika3860 2 ай бұрын
Bishop taurai chokwadi.
@RozinaTeedzayi
@RozinaTeedzayi 2 ай бұрын
Ko mukadzi wekutanga makamusiirei munonyepa
@SophiaMasuma-dp9ym
@SophiaMasuma-dp9ym 2 ай бұрын
Bishop vanenge vakutaura chokwadi mukadzi wacho ndiye anepamuromo .vanotaurisa
@brownsugar2142
@brownsugar2142 2 ай бұрын
that does not diminish the legal parental obligation to maintain his offspring ... full stop!
@Janemacelyn
@Janemacelyn 2 ай бұрын
The wife looks malnourished. The Bishop is the main culprit in all this. A real man doesn't leave his house coz of domestic issues
@Janemacelyn
@Janemacelyn 2 ай бұрын
Bishop has a plot and a spiritual healer but sleeps on the floor as a mahobho
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 2 ай бұрын
Kana zvasvika pakuti mukadzi inenge iri nyenze I myself I support Bishop cz vamwe vakadzi vane pamuromo Kuda kurohwa chaiko so unorova munhu achibva afa and the blame comes back to our sweet Bishop so kutozvibva kumbosiya munhu pamba asare achiviruka ne hasha ari ega​@@Janemacelyn
@pelagiampesa9532
@pelagiampesa9532 2 ай бұрын
Ko sei mimi Bishop vakadzi venyu vese ndivo vanongotadza chete hamuoniwo kt zvaakuzonyanya
@pertumuchemwa2590
@pertumuchemwa2590 2 ай бұрын
Thank you Mkanya Tinoswera tadzinzwa, madzifambira.
@DanielMufarowasheShure
@DanielMufarowasheShure 2 ай бұрын
Baba ava handivachenese zvachose, l was once in a situation yakadai. YeMurume akasvika , handsom pfacha chaiyo inonamata, asi achindishungurudza, aiva Murume wekuti akataura kana kunamata apa vanhu vese vaiteerera kana kuti this is the man. But very abusive, akanditambudza Murume iyeye. It took years after l had left kuti Murume uyu is a walking devil. Ndiripo hapana akanditeerera. Amai ava hongu she could be wrong nepavowo, but she is bitter and might be going through abuse. Amai vaita mweya weishasano wekufumura, Babawo apa he has planned well kuzvichenesa. Where is the 1st wife and kids
@JAMES1234575
@JAMES1234575 2 ай бұрын
Taura hako
@clotildachamhuna1448
@clotildachamhuna1448 2 ай бұрын
Might be true dear
@caswellshoko4617
@caswellshoko4617 2 ай бұрын
Unenge ndiwe waitova problem. Urikutvaga zve first marriage ya bishop to justify your story.
@mableKwangwa
@mableKwangwa 2 ай бұрын
We wish you the best for you Bishop. Usararama upenyu hwekugara mu office.
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 2 ай бұрын
You dnt run away from problems..you solve them. Busy solving church peoples problems ako dhololo
@MufarowasheMinzwa
@MufarowasheMinzwa 2 ай бұрын
Did you hear Bishop saying ndakabva Kumba because ndakatya violence....l salute him for that vanogona kutogadzirisana ipapa and am sure Mai Bishop pane zvizhinji zvavari kucorrctor
@priscillamurenjekwa539
@priscillamurenjekwa539 2 ай бұрын
Ndiri munhukadzi zvangu asi mai vaya kutaurisa kuripo zvako, haa pamuromo vanapo Madzimai ngatiregei kuita senyuchi mudzimba umu uuuum😢
@marithacarole1518
@marithacarole1518 2 ай бұрын
Zvechokwadi mm.mai inotaurisa wena kkk.speed
@Matchmore-v1t
@Matchmore-v1t 2 ай бұрын
Imbwa nyoro ndotsengi dzamatohwe
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira 2 ай бұрын
Bishop namatirai mukadzi wenyu kana ane dambudziko mubatsirei sekubatsira kwamunoita varwere venyu vese. Musakundwa nerima rakaberekeswa mukadzi wenyu. Hongu pane dambudziko asi shingai mubatsire mhuri yenyu
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda 2 ай бұрын
Point
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 2 ай бұрын
Makutenga grocery nekuti nyaya papa social media. Bishop ityai mwari. Makutongwa nevanhu ve church
@MufarowasheMinzwa
@MufarowasheMinzwa 2 ай бұрын
Receipt iri kuratidza Kuti grocery rakatengwa b4 interview yamai Achibishop naRobert
@SovereigntyMreeds
@SovereigntyMreeds 2 ай бұрын
Mai vaye vakapaparika Bishop vakutaura chokwadi ava
@Blessedhop
@Blessedhop 2 ай бұрын
Nhai mkoma Robert mqmbotaridzwawo here kqnq hembe dzababa ava dzavanochinja, matauro or toiletries. Imika? Ka card box ne mq bhachi 2 ndidzo nhumbi dzavo iye munhu akatsvukira kudaro kuratidza kuti abuda mumba and akanyatso ayinirwa zvakanaka
@tsitsimatope5801
@tsitsimatope5801 2 ай бұрын
Good point, ko ku banker ma faults emukadzi, kwakunyora report hakusi kushusha here? Kupfimbika day to day activities dzemukadzi😮
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 2 ай бұрын
Shuwa Bishop You Wrote The Vision & Make lt Clear 😊 . So uncUncle Robert moudza Mai Bishop monyorawo pasi kuitira pa Part 3, tikwanise kutumbura matambudziko ose a pindhrwe nemurapirwa nekuyenzaniswa 😊
@SiphoNdlovu-of3fb
@SiphoNdlovu-of3fb 2 ай бұрын
Zvimwe NDE zvimwe Inini I believe archbishop
@MarryChiwanza-ie8ij
@MarryChiwanza-ie8ij 2 ай бұрын
Mkoma Robie u never disappoint munodzifambira
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 2 ай бұрын
Thank you for the support
@JessicaMutambara
@JessicaMutambara 2 ай бұрын
Bishop vanenge vanofara chokwadi mai Bishop kutaura anenge vanozvigona ndakavaona zvangu
@agnesmzeziwa4187
@agnesmzeziwa4187 2 ай бұрын
Amai vaye ndakavaona vanotaurisa..i stand with bishop
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 ай бұрын
Baba Rona naamai Rona part 2.amai vanotaurisa but vachitaura chokwadi baba vari soft but vanenhema ko kana musingagamuchire varoyi muchurch mukurevei nekuti church ndeyevatadzi munovanamatira vatendeuke zvino makuti mkadzi wenyu muroyi ndosaka mwana asina kuyamwa ko makamuroora sei iye ari muroyi mweya hauna kukuonesai here imi nemaporofita enyu haaaa Archbishop vane nhema dzakaipa pamwe makabata mishonga zvakuda kufumuka.
@lameckladman6656
@lameckladman6656 2 ай бұрын
Kunzwa kwandaita vari kuti muchurch yavo kana uri muroyi unozonamata navo watendeuka kune mamwe machurch anonamata nemuroi asi vachitadza kuti weya iwoyo ubve pamunhu
@NokuthulaDongo-e7x
@NokuthulaDongo-e7x 2 ай бұрын
Iwewe unenge unotongoriwo dedaka navo iwe
@PatienceMushunje
@PatienceMushunje 2 ай бұрын
Vadongo mwari achakutongai ...hamuchamuda mukadzi wenyu saka musanyanyo musvibisa ..zvichabuda wani kuti mune small house imi
@consymuri479
@consymuri479 2 ай бұрын
Vachanyara. MuOffice munorarwa munotonhuwa chete plus vachigeza kupi and varungu vachizvibvumira here?
@rosemarykafidze
@rosemarykafidze 2 ай бұрын
Bishop munonyepa why musina kuzviona muchimutora here munhu mukuru akadai anoda kuchengeterwa muri chakakusiyisai mukadzi wekutanga chii kurai mani
@sazisomakoni1114
@sazisomakoni1114 2 ай бұрын
Achbishop vari soft zvavo se wool,mukadzi ndiye anotaurisa
@ChivaraidzoDzadza
@ChivaraidzoDzadza 2 ай бұрын
Ko iko kusakara kwakaita mukadzi,mukadzi anochengetwa here ikoko
@LovemoreHachiman
@LovemoreHachiman 2 ай бұрын
Well-done mkoma Robert madzifambira tokumbiravo interview Bishop nemkadzi pamwechete.
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 2 ай бұрын
Don't miss next episode
@liciousnyamande4251
@liciousnyamande4251 2 ай бұрын
​@@robertapfumaneyiiyi haifaniri kundipotsa
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 2 ай бұрын
Asi dai maka vheta pamweya from scratch wenyu first wife akashaya or mupenyu?
@farimunzvengi2181
@farimunzvengi2181 Ай бұрын
Ini hangu sa Bishop ava pliz vasiyei NDAPOTA !!baba vanoda havo Mwari ivava, very caring he takes your problem to be his, i experienced this guy PERSONALLY kana mukadzi wavo spoke abou me and my prob in her episode… 3 times vakandibudisa munyatwa and he understands preaching and the word of God, vasingavazive can never understand at the same time i cant judge bcz andizive zvakaitika bcz munhuwo wenyama asi zvebasa raMwari here .. Archibishop Dongo mandirwira pakawandisa baba andigone nemi and kukutendai👏🏽
@consymuri479
@consymuri479 2 ай бұрын
Maita basa Mkoma Robert. Takuvada vari pamwe. Very interesting story and l believe munogona kuvabatsira vakagara zvakanaka
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 2 ай бұрын
Kana kuputsa zvachose 😂😂😂
@Cc-io5xm
@Cc-io5xm 2 ай бұрын
​@@robertapfumaneyi😂😂😂
@priscillamurenjekwa539
@priscillamurenjekwa539 2 ай бұрын
​@@robertapfumaneyihaa iyi inoda kuputswa zvachose Mai vane pamuromo panenge pechuchi haiwa🙌
@ItayiGeorge
@ItayiGeorge 2 ай бұрын
Bishop muri murume,i salute you, mwari ngakukundise
@tafadzwatafadzwa8845
@tafadzwatafadzwa8845 2 ай бұрын
Mukoma Robert Tapfumanei munogona henyu kunyatsoteerera ,,and you are patient my brother
@MemoryMudhari-db7eb
@MemoryMudhari-db7eb 2 ай бұрын
Bishop vakutaura shuwa zvavo kakadzi kaya ndakakaona hangu
@Jahlady
@Jahlady 2 ай бұрын
Taura hako
@emilyzenda4851
@emilyzenda4851 2 ай бұрын
Shuwa
@SukaiMasvingise
@SukaiMasvingise 2 ай бұрын
Yaaa she talks to much
@Iam_patie
@Iam_patie 2 ай бұрын
Mukoma Robie ndipeiwo number dzabishop Nevada zvangu
@MemoriesMadoda-tl7uq
@MemoriesMadoda-tl7uq 2 ай бұрын
My favorite jonalist mkoma Robbie ❤❤
@mhofu02
@mhofu02 2 ай бұрын
Mukoma Robert I had to watch this one twice, tinotenda murikudzifambira👏. Bishop vanenge arikutaura chokwadi asi nyama yedhora 😉 But hey hameno kuti zvichapera seyi pano Mukoma Robert hamusikutya here kudzokera moga kunamai vaya Mai vavhura hombe ava😅
@Maisibongile
@Maisibongile 2 ай бұрын
Hesi mukoma Robert watching from Joburg Brakpan
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 2 ай бұрын
Thanks
@mhofu02
@mhofu02 2 ай бұрын
Archbishop musakundikane, ndinofunga hama dzemukadzi macounterfeit dzifambireyi sekuru Robert
@modistamaraidza1346
@modistamaraidza1346 2 ай бұрын
Next Itai vauye vese mudariro, tizive kuti ndiani anonyepa just like yamai nabba Rona
@lucymasedza4703
@lucymasedza4703 2 ай бұрын
Haaaa vanorwa kaaaaa
@consymuri479
@consymuri479 2 ай бұрын
Panotoda mawitness kuti chokwadi chibude otherwise pachavo vanende vachingopomerana chete
@OftenMakonese
@OftenMakonese 2 ай бұрын
Varume vari soft kudai matsotsi plus vanonyepa zvekuti unogonha kuona sechokwadi
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 2 ай бұрын
Kana dziri shuwa dzikutaurwa apa haaa i salute you Bishop, Mwari vakubatsirei
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 2 ай бұрын
Part 3 waiting asi Mai bishop vakataura havo kuti havadi vanhu or varwere pamba pavo. Asi rubatsiro rwevarwere vachitambira marwadzo. Tavakida team iri riripo rese
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 2 ай бұрын
Bishop munenge munonyanya kukoshesa church zvakanyanyisa muchikunda imba yenyu ,zvekuchurch ndezvekuchurch zvekumba ndezve kumba munenge munowandira kuda vanhu vekuchurch
@EstereMadziva
@EstereMadziva 2 ай бұрын
Asi kutiza mkdzi hazvibatsiri enda naye kuvabereki vake umupe gupuro imi motanga imwe life nemkadzi Ari nani pane kuswera muchiudza nyika zvinhu zvinonyadzisa kudaro yooo
@Madzimai-v1h
@Madzimai-v1h 2 ай бұрын
Taura hako varikutoona kunge vodzikisira mukadzi. Asi varikutozvishaisavo chiremera.
@elliotjonasi5094
@elliotjonasi5094 2 ай бұрын
Problem ndiye aenda kunova interviewer
@Tecla-y2k
@Tecla-y2k 2 ай бұрын
Bishop Ava kaa daidzai vese maan bishop varikunyepa Ava aaaaaah
@liciousnyamande4251
@liciousnyamande4251 2 ай бұрын
Bishop havana kutokwana 😂😂
@MemoryMuchakazikwa
@MemoryMuchakazikwa 2 ай бұрын
Kkkkkkkkk noise yamai bishop apana chinobuda murume uyo angambopiwi mukana wekutaura 😂😂😂😂
@ChiedzaMudzingwa-vg1ng
@ChiedzaMudzingwa-vg1ng 2 ай бұрын
Mkadzi wenyu anoda deliverance,mweya Uri pari ndiwo Uri kukurwisai bishop.
@rascocky6366
@rascocky6366 2 ай бұрын
@ChiedzaMudzingwa-vg1ng Ko waziva sei kuti ivobishopo vacho havana mweya wakaipa pavari? Mhuri yavo yese yakapera kufa neemhaka yeyi? Ko vakarambaniraneiwo nemukadzi wekutanga? Saka urikureva kuti bishopo ava vanongoroora vakadzi vanemweya yakaipa chete ivo vakachena?
@mavischikudza8917
@mavischikudza8917 2 ай бұрын
Saka bishop vanga vakachengete receipt yegrocery vaiziva kuti sangana namkoma Robert here 😅😅😅
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 2 ай бұрын
Ayewa kuhama dzamukadzi
@kelvinmarwizi8769
@kelvinmarwizi8769 2 ай бұрын
Imba iyo haisati yafa mkoma Robert, parikuda counseling.
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 2 ай бұрын
Pedu tapedza
@HildaKurauvone
@HildaKurauvone 2 ай бұрын
Vanonyepa baba ivava vati havadi varoyi muchechi mavo asi vakuti mkadzi wavo anoroya saka mwana asinga yamwi vakaregerei kumuramba kana aive muroyi pls hazvidiwi muchechi dhara iyi uuuu rakaita hure rechirume
@rutendomandianike7974
@rutendomandianike7974 2 ай бұрын
Nhai... Ndanga ndichitotsvaga kuti ndiani umwe apabatawo ipapo 😂😂
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda 2 ай бұрын
Zvatondinetsawo Ini ko vakadini kuzviona pamweya vasati vamuroora
@Loraine887
@Loraine887 2 ай бұрын
​@@Ryanmatanda vakadii kutsvaga mkadzi muchrch mavo ma single mothers havashaiyikwi mumachrch ,bishop vanenge vane dambudziko wo zera ravo hazvipi chiremera muvanhu
@EdnaHunduza
@EdnaHunduza 2 ай бұрын
Ummm Archbishop marondedzera zvenyu ndaku zwai, asi imi mbune munenge mune dambudziko,.ko nezera renyu iroro munonzi makasiya mukadzi ane vana 6, umm kana chiri chokwadi mune moyo wakaoma uye munoda ma dress, ko inga wani mabva zera nhai baba kuti muwanike muchigara mega musina.mukadzi imi mune vakadzi vaviri vatanzwa nevamwe vatisina.kunzwa😂😂, rambaika muchinamata munamatire mudzimai wenyu zvinetso zvose zvipere, kutiza shuwa haizi solution kkk
@EdnaHunduza
@EdnaHunduza 2 ай бұрын
Hupenzi ihwohwo kurara mu office makawaridza ma cardboxes mofuga majasi morara mu street, yaaa baba u deserve this, makambosiirei mukazdi wenyu wekutanga kkk
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 2 ай бұрын
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
@priscillandawi
@priscillandawi 2 ай бұрын
Mapudzi anowira kusina hari haa mai vaye vanotaurisa ndakavaona hangu shame namatai muchapihwa mumwe amudzimai naMwari
@JAMES1234575
@JAMES1234575 2 ай бұрын
Mune mvura nemunda wekurima asi muchishanda musingabhadharwe? Baba muite mushe imi
@chichy_unseen2545
@chichy_unseen2545 2 ай бұрын
Bishop bishop bishop..... itai semunhu mukuru
@Mamoyo-d8b
@Mamoyo-d8b 2 ай бұрын
Muchurch macho makashaya asingaroye here
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 2 ай бұрын
😂😂😂
@ThandiweMhlanga
@ThandiweMhlanga 2 ай бұрын
Makaiona kupi church isina muroiyi baba vane nhema ava plus kamuchenere kavo ndeke munhu anegirl friend....zvavainyimwa bonde vairama sei nhema dziripo pama bishop vaendesei kwagodobori vavhekwe vese kkkkkk plus hapana imba isina dambudziko
@esiterymunzvengwa7878
@esiterymunzvengwa7878 2 ай бұрын
Bishop sure here kurambira mukadzi pa social media 😂😂😂😂😂
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 2 ай бұрын
Ayiwa, isu tangoburitsa zvakarongwa kare😂
@liciousnyamande4251
@liciousnyamande4251 2 ай бұрын
Bishop ava havana kukwana
@lameckladman6656
@lameckladman6656 2 ай бұрын
Iwewe ndiwe uri kushota uri kuvenga munhu kwete nyaya
@sethil9269
@sethil9269 2 ай бұрын
True
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 2 ай бұрын
Mahewu chikafu here. Saka Bishop vari kutenga mahewu kuitisa mwana kwash..
@JulietGora
@JulietGora 2 ай бұрын
Imagine vagwere mumba mu 1 room
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 2 ай бұрын
I fully believe arch-bishop. Let me go back to part 1 and remove my comment, amai arch-bishop vanonyepesa.
@MillionaireRosaTabvuma
@MillionaireRosaTabvuma 2 ай бұрын
Vakadzi wemaporofit namabishop iproblem vazhinji vacho hamusi kuvaziwa
@BrightKapururira
@BrightKapururira 2 ай бұрын
Chokwadi
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 2 ай бұрын
ArikuDhilita maVideos muPhone ndiArch-Bishop here kana kuti mudzimayi wavo pa13:30?. Ndazvishayawo ini, ngatibatsiraneyi pane vapanzwisisa.
@EstereMadziva
@EstereMadziva 2 ай бұрын
ichurch yipi yakarambwa namai ava,bb ava vataura chokwadi vari kufurirwa nevanhu vekuchurch kt vasape Mai ava chikafu kusvika vadzokera kuchurch yemurume hazvishamisi kt vechurch vave kutosvagira mumwe mukadzi wemu church immo,
@angelinec.mhlanga4504
@angelinec.mhlanga4504 2 ай бұрын
Ndikunzwa kunyara mufunge ndaito defender mbavha mufunge. Ndadzidza😂 but vatori nemweya Bishop shandirai imba yenyu
@modistamaraidza1346
@modistamaraidza1346 2 ай бұрын
U a not alone, I thot bishop itsotsi🤭😂😂
@angelinec.mhlanga4504
@angelinec.mhlanga4504 2 ай бұрын
@@modistamaraidza1346 kanjani kunyara🤭
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 ай бұрын
Uchazovanyarira zvako watch the space usaone kupfava ukati waona munhu kwaye vanogona kuita gonye
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 2 ай бұрын
😅😂😅
@monnietaah9583
@monnietaah9583 2 ай бұрын
Robert kubva nhasi mave Sekuru vangu. Muri homeboy vaamai vangu, mai vangu ndeve KuChigondo mugomo, but now vakatamira kwa Garabha pama shops paye. Makadiniko sekuru 👏🏾
@Vimbbe100
@Vimbbe100 2 ай бұрын
Hoo anobvakuwedza here
@Divinebrown-b38
@Divinebrown-b38 2 ай бұрын
Bishop can not provide for the family that's why mai avo vachipopota shame
@alicemukudo3512
@alicemukudo3512 2 ай бұрын
Ngavauye vese paground tione anenhema.baba varikuratidza kuva humble and mai vanotaurisa zveshuwa.
@MercyChari-v7r
@MercyChari-v7r 2 ай бұрын
Problem irikuna mai Bishop.Monyadzisa sure kusvika pakuisa murume pa social media. Amai ngavasiiwe vari toxic
@davidzopamberi7092
@davidzopamberi7092 2 ай бұрын
Chakafukidza dZimba, we don’t know who is telling the truth.
@eginetruzengwe1450
@eginetruzengwe1450 2 ай бұрын
Vanoda Deliverance
@sethil9269
@sethil9269 2 ай бұрын
@@davidzopamberi7092exactly. He could be a pathological liar and narcissist
@Atliberty1
@Atliberty1 2 ай бұрын
Paita ziduzvi ra bishop apa.
@nomsamapiravana
@nomsamapiravana 2 ай бұрын
Mukadzi uyee,anotaurisa anoshusha,Bishop arikutaura chokwadi Mai ava vanoda kuparadza Church
@StobechileGumbanjera
@StobechileGumbanjera 2 ай бұрын
Mukadzi akanaka anobva Kuna Mwari
@esiterymunzvengwa7878
@esiterymunzvengwa7878 2 ай бұрын
Ko imi Bishop musati mamuroora makadii kutanga maenda pamweya muneruchiva imi makasangana nazvo
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 2 ай бұрын
N'anga haizvirapi😂😂
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 2 ай бұрын
Ndakazviona mai vanotaurisa
@aginelah6387
@aginelah6387 2 ай бұрын
Ndiroerei zvangu bishop
@NomsaNyama
@NomsaNyama 2 ай бұрын
Iwe chakafukidza dzimba marata usazodaro bishop avo vakatanga kugara nemukadzi uyo zvino zvino chii chakaitika pavari kumashure bishop avo pane nyaya
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 2 ай бұрын
😮
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 2 ай бұрын
​@@NomsaNyama haibo Bishop wasatani ava
@MemoryMuchakazikwa
@MemoryMuchakazikwa 2 ай бұрын
Kunyange vachishusha mainini yepu yepu vanoinyanya akuna murume anogarira ruzha irworwo noise yacho samai bishop azvidi kani ngavadzore kutaurisa mainini ​@@maiyeukai9346
@dominiquemdawini9796
@dominiquemdawini9796 2 ай бұрын
I believe what the Bishop is saying,indeed in life there are women who behaved like this.l know universe always sympathize with the weakest.Zvirinani kunogara muoffice panekugara nemukadzi anokakavara.
@JemimaBhobho-y1c
@JemimaBhobho-y1c 2 ай бұрын
Anoba futi mukadzi uyu Kuba phone ya landlord
@prettymoyo4594
@prettymoyo4594 2 ай бұрын
It's like Bishop is saying the truth
@dennydennis8844
@dennydennis8844 2 ай бұрын
Ha Bishop havası kureva nhema mai vaya vanotaurisa
@PatronellaChimile
@PatronellaChimile 2 ай бұрын
Kna zviri zvechokwadi bishop makadii kuyenda kosangana nanatezvara face to face not kunyora zvimapepa anatezvara vanogona kuverenga zvinhu zvenyu izvozvo semunhu mukuru chii chakadaro,,, demon harina basa kuti rabudira panani ZVAMWARI zvomboda chihwande hwande nhai bishop????
@cassandraker
@cassandraker 2 ай бұрын
Mukoma robbie ini ndiri hanzvadzi yenyu sekuru vangu vakabva kwachigwedere minister uya taderera is our surname and tiri vaera soko ana mukanya mwenewazvo nana bvudzijena❤❤❤🎉🎉🎉
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 2 ай бұрын
Zvinokudzwa
@DeekayDeky-bh2om
@DeekayDeky-bh2om 2 ай бұрын
Ndi kuona kunge issue iri kuda kugadziriswa ndiyoyi yamuri kuti madzimai venyu vanombo muka vachi gara ko kana muchigona ku batsira varwere pamba penyu madii kubatsirawo madzimai venyu
@SukaiMasvingise
@SukaiMasvingise 2 ай бұрын
Makaroora mukadzi ane spirit chaiyo
@hazelfadzi
@hazelfadzi 2 ай бұрын
huyai mundiroore bishop
@LovenessmutsaiThom
@LovenessmutsaiThom 2 ай бұрын
😂😂
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 2 ай бұрын
Wapinda
@graciouschigwida9009
@graciouschigwida9009 2 ай бұрын
Iiiii ma griviences anozoagona here kkkkk
@albertinachirimhunga9593
@albertinachirimhunga9593 2 ай бұрын
Kkkkkkkkkkkk​@@graciouschigwida9009
@ChipoMagama-w1d
@ChipoMagama-w1d 2 ай бұрын
Bishop ava ughmmmm zvakaoma takabva neko he is too smart
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 2 ай бұрын
You care about your church people more than your family..no principals mudhara iweee.
@ChivaraidzoDzadza
@ChivaraidzoDzadza 2 ай бұрын
Chimboendai kwaprophet miracle Paul ,imi bishop nemudzimai
@tafadzwangamurani3468
@tafadzwangamurani3468 2 ай бұрын
Bishop ndamboda kukunzwisisai asi mazoenda kure nechokwadi mukuru mapindwa nehupombwe chete ibvai apo
@ChivaraidzoDzadza
@ChivaraidzoDzadza 2 ай бұрын
Bishop havachengete mukadz,vanoda kuchengeterwa varwere chete
@blessblessing9181
@blessblessing9181 2 ай бұрын
Hello bishop
@TheresaMaps
@TheresaMaps 2 ай бұрын
Part 3 ngaiuye mukoma roiibos
@lenainock3982
@lenainock3982 2 ай бұрын
Asi tofunga ...maiguru vakaona ....vanoseka kuti ...taiti ndimi munozvigona 😂
@gamuchiraigorima
@gamuchiraigorima 2 ай бұрын
Ndinoda hangu kuita mai Bishop ,plz plz mukoma Robert,
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 2 ай бұрын
😂😂😂
@tracylyson1371
@tracylyson1371 2 ай бұрын
Magwaro uri kumaona here ayo unozozvikwanisa here😅
@portiakapapiro7930
@portiakapapiro7930 2 ай бұрын
😅😅​@@tracylyson1371
@sasssysasha4261
@sasssysasha4261 2 ай бұрын
AMAI VANOTAURISA ASI BISHOP VARIKUNYEBA HAVASIKUCHENGETA MHURI THAT WOMAN LOOKS HUNGRY IVO VARIKUPENYA WANI CHENGETAI MHURI,IYO SHIRT YAKA IRONIKA YAIRONIRWA KUPI MANJE
@Nonhlanhla-f1f
@Nonhlanhla-f1f 2 ай бұрын
Hiiiii hanzi mai kuramba humambo kkkkkk nekucheneruka kwanga kwakaita amai😮
@yemmung7337
@yemmung7337 2 ай бұрын
Saka church iyi haitendeutse vanhu?
@MargaretKalaba
@MargaretKalaba 2 ай бұрын
Bishop mkadzi hamuna kuroorera church chengetai mkadzi imi makutochembera muchingochinja vakadzi
@tendai4043
@tendai4043 2 ай бұрын
God bless you Mkoma Robert at least mayedza kuyananisa asi munhu waBishop you don’t have the right to divorce your wife
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 2 ай бұрын
Zvinoda vataure vari pamwechete tizive chokwadi.
@unitymaqedaputsai4315
@unitymaqedaputsai4315 2 ай бұрын
Hongu mataura zvinotadzwa naamai asi bible rinoti mkdz anorambirwa chipfambi chete. Saka mukutidzidzisa chii kana makudai. Kunamata kunokunda zvese. Ko kunyorera tezvara zigwaro rezvrikuitwa naamai munozviitirei munyai aripo. Bishop zvigadziriseiwo nekuti ndaona kunge nemiwo munotaurisa
@kreasclem
@kreasclem 2 ай бұрын
Uyu ndiDongo wekwaMudzamiri here
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 2 ай бұрын
Taimbofunga kuti vakadzi ndivo vanoshingurudzwa asi kana varume vanoshingurudzwa nevamadzi
Activists arrested in Zimbabwe: Sophie Mokoena weighs in
7:03
SABC News
Рет қаралды 119 М.
Когда отец одевает ребёнка @JaySharon
00:16
История одного вокалиста
Рет қаралды 13 МЛН
Kluster Duo #настольныеигры #boardgames #игры #games #настолки #настольные_игры
00:47
小天使和小丑太会演了!#小丑#天使#家庭#搞笑
00:25
家庭搞笑日记
Рет қаралды 57 МЛН
MAKIBHORO 1 Dare raChief Mutasa
1:07:16
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 29 М.
IMI MAITEI SISI VACHIDYA BOTA :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 18 #theclosurednashow
1:05:31
Highlands Pool Party Death, Family Demands Justice For Wayne
29:18
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 2,6 М.
Akanyengerwa Mukadzi neShamwari | Chief Ngezi | Publicsphere
44:38
THE CLOSURE DNA SHOW: S11 Ep 24 (KADRONE) #theclosurednashow #tinashemugabe
1:25:22
Mukwasha Arikudanana naAmbuya Vake | Chief Ngezi | Publicsphere
1:28:17
Когда отец одевает ребёнка @JaySharon
00:16
История одного вокалиста
Рет қаралды 13 МЛН