CHIEF BUSHU GOGO VAKAURAYA MWANA WEPA NEXT DOOR NEHUROYI PAMBA PAVO HAPAGARIKE PANOFAMBA ZVIDHOMA

  Рет қаралды 9,434

Zimquik Television

Zimquik Television

Күн бұрын

Пікірлер: 36
@Zimquiktv
@Zimquiktv 8 күн бұрын
Follow this link to join my WhatsApp group: chat.whatsapp.com/G3Nfhd96BSi1hsIHe3YdtS
@DominicSibanda-w3s
@DominicSibanda-w3s 8 күн бұрын
11:32 on point the problem mukadzi ari pakati uyo, ndiye ngaaripiswe
@TheresaMaps
@TheresaMaps 8 күн бұрын
Dare re wisdom nyaya dzemakuhwàmunenge muchinyeya mese wakurirwa wonoreva
@RoshneySasha-fq9fd
@RoshneySasha-fq9fd 6 күн бұрын
Nhai
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 8 күн бұрын
KwaBushu ndekwemakuhwa 😂
@TheresaMaps
@TheresaMaps 8 күн бұрын
Makuhwa akaipa anoparadza
@MufarowasheMinzwa
@MufarowasheMinzwa 7 күн бұрын
Chief siyanai nevamwe vese avo delayi neiyo Mai ine makuhwa iyo ...inosenga mashoko from point A to point B....imhutse, mharapatsetsetse, nhundiramatsime chaiyo....Ibhadharisei zvinorwadza ikaureisazvipamhe
@afronews7034
@afronews7034 7 күн бұрын
Vanhu vekwa Ana Toshiba ma basa kuma purazi😂😂😂🎉😢
@KanyimoSelby
@KanyimoSelby 5 күн бұрын
1 chief wasingapedzi 20 minutes nenyaya 1😂
@RuvaChazika
@RuvaChazika 8 күн бұрын
Siyanai nemakuhwa amai
@danmasinge7488
@danmasinge7488 8 күн бұрын
Kugwira chikomba kkkk zveuroyi hazvipo
@MollenMutanga
@MollenMutanga 8 күн бұрын
Nhasi hatizi kuterera dzechihure tikuterera dzemakuhwa kkkk
@FaraiChakadya
@FaraiChakadya 8 күн бұрын
Noise tseki taurai one,one basa remakuhwa pawaiudzwa zvawakazonoudza gogo iwewe waipindura kuti kudii?wadii kubva wataurawo zvawaipindurawo hapana munhu anotaura ega munenge muchitodairana urimbwa yemunhu.hausi munhu wekutaura nyaya naye
@lydiat7636
@lydiat7636 8 күн бұрын
Kane shavi reguhwa kakadzi ako
@livy38
@livy38 8 күн бұрын
Bushu huchi hakuna zvisiko kune Gold,chihure,makuhwa
@MollenMutanga
@MollenMutanga 8 күн бұрын
Kkkkk tswera unenge unemushonga unotora mari dzevanhu
@Hamainyoka
@Hamainyoka 5 күн бұрын
Ambuya vari pakati vanoda kurohwa nemubhadha, kana nyoro whichever is faster and readily available. Asi iyowo chembere yacho inonetsa kunyatsochenesa. Nyaya dzayo hadzisi kubatana. Ko mu next door akafirwa nemwana asiri kutaura navo vagara vari suspect kare ka
@PaulineMuchochomi
@PaulineMuchochomi 3 күн бұрын
Mukadzi aripakati anemakuhwa iii ukawana nguva ukure
@archiec4696
@archiec4696 7 күн бұрын
In this case the best is to fight
@MollenMutanga
@MollenMutanga 8 күн бұрын
Kkķkk yaa
@TheresaMaps
@TheresaMaps 8 күн бұрын
Mai Salome.une makuhwa akaipa uoda kuripiswa mombe
@MoreblessingMashizha-e5e
@MoreblessingMashizha-e5e 8 күн бұрын
noise chetev mudare umu hamuna order
@TendayiBopoto-kk8bm
@TendayiBopoto-kk8bm 7 күн бұрын
Mapostori emakuhwa
@IdahRugara
@IdahRugara 5 күн бұрын
Ari pakati ane makuhwa uyo anorwisanisa vane makuhwa
@TrustMuzhambi
@TrustMuzhambi 7 күн бұрын
Ngavarege zvakadaro zvioedzerane
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 7 күн бұрын
Ako kamurwisanisi kevanhu kana kunyara kachitaura zvako
@MafirakurevaMafirakureva
@MafirakurevaMafirakureva 7 күн бұрын
kahure kanemromo usingazeze zvinyadzi ako
@MoreblessingMashizha-e5e
@MoreblessingMashizha-e5e 8 күн бұрын
Makuhwa akashata ndosaka ndichitamba ndega
@FashonPolice
@FashonPolice 7 күн бұрын
Unenge ini andina shamwari ndikashaya zvekuita ndorara mumba mangu
@dorothychimuchembere1392
@dorothychimuchembere1392 7 күн бұрын
Taura hàko ini ndotamba ndega
@NatashaHweru
@NatashaHweru 6 күн бұрын
Taura hako ndikasha zvekuita ndorara handiendi kumba kwemunhu
@makandioneipasipanodya460
@makandioneipasipanodya460 4 күн бұрын
Aya ndiwo anonzi makuhwa akadhakwa, grow up women hamunyari. Chiiiko chinonzi tsvera chacho?
@dimat5839
@dimat5839 8 күн бұрын
Tsvera chii?
@PatriciaMarufu
@PatriciaMarufu 8 күн бұрын
Mushonga wekutora zvinhu zvevanhu mbeu or mari.
@brandonMutsa-gy7pt
@brandonMutsa-gy7pt 8 күн бұрын
Ndosaka takakura tichitukana kuti rema saskam rekwa bushu basa remakuhwa
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 7 күн бұрын
KwaBushu kwakazara makuhwa nechihure. Ndidzo nyaya dzirikubhadharirwa Mambo Bushu. Kutonga mahure. Mambo weMahure. Chief 4Mahure. Mahure4Chief
The evil clown plays a prank on the angel
00:39
超人夫妇
Рет қаралды 44 МЛН
How many people are in the changing room? #devil #lilith #funny #shorts
00:39
Turn Off the Vacum And Sit Back and Laugh 🤣
00:34
SKITSFUL
Рет қаралды 11 МЛН
Headman Ganje ,Mabhinya .Toda Ropa remunhu ane Mhanza :Mambudzi Nyanga Karanganda TV
1:58:35
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 64 М.
Новости дня | 12 декабря - дневной выпуск
11:48
Euronews по-русски
Рет қаралды 4,1 М.