Vanhu vanorasa nyaya mambo haana kumboti land ngaitengeswe mazvitora papi also charles haana kuti akatengesa land ,,kuita business nevanhu paland kutengesa here, ndosaka vanhu vachidyiwa nyaya kumacourts
@b1nice92311 күн бұрын
Eventhough vamwe vana vakaenda namai asi hazvisirizvo zvinokonzera kuti vamwe vana vanyimwe nhaka . Kana baba vakapa Charlse zvakanyorwa pai? Kana pasina written document vana vese have the legal right over that land.
@b1nice92311 күн бұрын
I like Mambo Mutasa. Asi vakunyanya kutaurisa mazuvano vasingapi vamwe mukana. Makurukota akabva azonyarara vasingataure chero chinhu zvibvunzei Mambo Mutasa kuti kwenyu kugona stereki kwekuti vamwe vose havana chekutaura ? Pagadzirisei ipapo
@ShepherdMupambwa-mp4no11 күн бұрын
hauna kunzwa makurukota achitaura here eg Mdhara we chikuru abvunza kut Mainn varipi
@bsmazzy630410 күн бұрын
Mostly mambo Mutasa vanotonga vega nyaya koita mumwe mudhara anongobvumira zvose zvavataura anenge ari paside
@thomaschawira130710 күн бұрын
@@ShepherdMupambwa-mp4nohe just interfered haana kupiwa mkana kunzi bvunzai or taurai
@gabrielmazino79696 күн бұрын
Munhu Anotonga nevamwe ndi chief zvimba chief chiduku ava mutasa vanozvita major
@josephkarata524212 күн бұрын
Tichkach improve on musoro we nyaya, yr titles are misleading. Zvekubavkwake diesel zvinei nenyaya iyi
Ndisati ndapedza mambo nhaka yababa ndeye munhu wese
@armstrongkafesu229211 күн бұрын
inga mambo ndozvaataura wani kuti garai pasi semhuri
@RodernMugwede11 күн бұрын
Haaa kana wakayenda naAmai hakuna nhaka yako
@FrankMoyo-j6j11 күн бұрын
Mai vakatora share yavo vakarova Pasi iwe ukatevera saka zvasara haunei nazvo.
@markgamanya308410 күн бұрын
Thank you
@markgamanya308410 күн бұрын
Fair judgement
@kudakwashechikwiro302912 күн бұрын
Dzimwe nyaya mambo anenge achitodziziva anotonga neside mambo uyu ndakatozoona kuti ane chitsotsi chisingaoneki
@nicholaszvinowanda446012 күн бұрын
Chief mapihwa mari nacharisi
@markgamanya308410 күн бұрын
Please take this case to the highest court.
@TariroMuhamba11 күн бұрын
Inin mhuri iyi ndoiziva zvekudaro bt team iro rese rine hutsinye namukoma vavo bt anway ngatinzwe sabuku kudzunga
@naisoningwani129211 күн бұрын
hapana chitsotsi, vanhu ava they divorced amai vakaenda ne share yavo saka mambo agona apa
@MdharaMhara11 күн бұрын
Pane mashoko anzi mai vakati ndaakuenda nevana vako sara newako uyu, do daidzai Tinashe Mugabe
@Mumofboys307812 күн бұрын
But zvekuti uyu irombe akadzingwa ku delta aba diesel was not necessary to mention. No need kunyadzisa your brother just to win a case. Ko brotherly love yakaendepi?
@greymatambo129312 күн бұрын
Mambo munosimira pachokwadii ingandimii munositiiii Minda ahiitengeswee nhasii makutsigira kutengeswa kweminda sei Minda ndeye mhuriii
@MaryMuchekaКүн бұрын
Ko dai charisi asina kuchengeta minda yakatorwa nastate vaizodini..he has been paying tax for so many years. These guys vavane minda somewhere ...charisi has the right to claim the munda. Charwadza kuziva kuti charisi aita 4000 .. they r just plain greedy.
Ku Court vasatomboende vanodyiwa nenyayaaa kwa Mutasa kurinani varikutotaurirana kkkkkkkkk aaaaaaaaah munoti matare anotonga zvakapusa kudero Mai vakarambana na Baba 2011 mukaenda na Mai venyu zvekusadzoka pamusha and mukapiwa Share yenyu pakagovana vabereki Nepakati Imi mukaputsaa mishaa dzenyu mukaenda Charles akasara hake ku Share yababa chashata chii zvee modzokerei pese apa maivepi And vana vaenda kupi unofunga here kuti pavana avoo vese pane akanga ari less than 18 years in 2011 here ndiye angatonzwikwe ne Dare kuti Charles amupewo chimedu Kwete vanhu vakasimuka pamusha nekuda kweesarudzo yavoooo havo aaaaaaaah iweeekaa unoti matare anotambira marara iwayoo Sabhuku ndiye Tsotsi munyaya iyiii
@EmaluluNjerere12 күн бұрын
minda yeva bereki haitengeswi please , mambo uyu haazvizivi sei, I am shocked
It's clear kuti baba vanga vasiri venyu kkkkkkkkkkkkkk😢
@ziso_ad11 күн бұрын
Mambo batai nyaya sezvairi be neutral please. Kana vabereki vachishanda vanoshandira vana vavo, mambo murikurasika papi. Charisi a visa chioko muhomwe
@TendaiNyatsuro11 күн бұрын
Inyaya yenhamo, dai isiri nhamo, dai isiri nhamo vangadai varikuwirirana inyaya yeland kutadza kutenga imwe land
@GetrudeMapako11 күн бұрын
Dii mambo maida kt vana avo varase mai vavo yere
@FrankMoyo-j6j11 күн бұрын
Pamwe amai vaiziva kuti mwana wababa i first born chete vanwe vose avo i game park.
@agrippamukonyora9 күн бұрын
Matadza kutonga mambo. All the children are beneficiaries
@nomamasekesa12 күн бұрын
👏👏👏
@FrankMoyo-j6j11 күн бұрын
Irombe akadzingwa ku delta aba diesel zvinei nedare, mkoma wako ungataura rubbish yakadaro in public ngavasiye rombe tigare nemunda waro, ngava tenge land yavo handiti imbinga.
@MutumwafiniasseFiniasse7 күн бұрын
Wamutasa ipaiwamwe mukana wekutaura
@benjaminmukarati477411 күн бұрын
Aisafanira kutengesa munda uyu ibenzi remunhu.
@NilbertChapwanya11 күн бұрын
Very unfair
@ChatayiMavis-ky9xw12 күн бұрын
Ndezvavo vese mambo
@MuparidziNyama12 күн бұрын
Ayewaa azvisi zvavo vese pari trick panyaya iyii haidi kumanyaa manyaaa Imbopafunga iwewe kuti Since baba vanga vakaroora Umwe mukadzi pakurambana kwavo na Mai Vavo From 2011 till 2025 Baba ndokunogara kumwe neumwe mukadzi Charles ndokusara pamusha apaa for 14 Years achiita zvese zvinodiwa kuti zviitwe pamushaa pedzozve vouya kudare kuzo Prover kuti Charles irombee akaba Diesel this and that hauwone here kuti kushayaa pfungwa kwevanhu vakaenda na Mai 2011 it's not far pamazera evarume avo why they join nyaya dza Mai na Baba ko vana Mai vakarambiwa na Baba Venyu munovatora movavakira Mushaa mogara navoo Saka Mai Varambiwa here kana vachirikugara mumusha menyu kkkkkkkkk Vakafa Mai Avaa vanonzi vashaikira kupi itori imwenyaya kugara nemukadzi arambiwa usingamudzoreri kumusha kwake chaiko uye zvese zvakapiwa Mai from 2011 anditi vaizvitsakanya na Muchembere Charles akasara hake kuzvinhu zvababa vake 14 years Rombe rakachengeta zvinhu zva Mudhara Iwee zvinodiwa kuita pamunda zvakawanda iwee kuti urambe urimuzita rako weeeee usangoti munda ukanzi ndewababa vako wotogara pasina zvinoitwa kaa Panobhadharwa Mitero panoitwa zvinhu zvakawanda wanda for 14 Years Charles akamira nezvinhu zvese izvozvo to protect hake nhaka yababa vake since vamwe vakaenda na Mai saka chakabvira vanhu avaa Pamusha kubvaa zvarwambwa Mai na baba Chiii uye chakavatadzisa kudzoka pamusha chiii kana Baba na Mai varambana imi vana munokwana papi
Vana vakatora side zvavaisafanira kuita zvave kuva affecter manje. never take the side to your parents just be neutral
@markgamanya308410 күн бұрын
Mambo stop taking sides, both are the beneficiaries of their fathers inheritance and stop dragging vana pakurambana kwemaparents. Makurasika
@moyowity11 күн бұрын
U can not say someone irombe especially your brother amana pavanhu uummm mambo varwadzikana napo
@markgamanya308410 күн бұрын
If you don't respect ur siblings they'll talk back at you, respect is earned.
@kudakwashechikwiro302912 күн бұрын
Saka kuenda namai munhu haachawani zvababa here
@markgamanya308410 күн бұрын
My question
@markgamanya308410 күн бұрын
He's fucked up this Mambo.
@SamsonMashandika-x1c12 күн бұрын
Ngorima onawo zvoitwa nevamwe madzimambo
@armstrongkafesu229211 күн бұрын
Mambo vatadza papi ipapa nhaimi vanhu
@kudakwashechikwiro302912 күн бұрын
Nyaya iyi isati yapera ndatoona side ramambo kudhara
@greymatambo129312 күн бұрын
Mambo makoniwaa kumira nechokwadii apo munosimira pazvokwadiii apa uuuuuuuu
@naisoningwani129211 күн бұрын
vatadza papi
@pitachemerarubene453012 күн бұрын
Ishe munogona rambai makadaro
@NelsonDaily33712 күн бұрын
Dai zvikadaro nevana venyuwo I'm mambo
@PatriciaManyika12 күн бұрын
Charles minda ndeye mhuri haisi yako wegaba
@MuparidziNyama12 күн бұрын
Kufunda akunodiwawo futi kwauri Munyori 2011 varume avo vakanga vasiri vana vari below 18 years kaa vakanga varimadhara vaenda kupi Saka Nhaka yakapiwa Mai yavakanopfachura na Muchembere ko Charles akaiwanawo here let's be fare usaite chirimwa muzvinhu zviri Serious chavaiputsira misha yavoo chiiio Vana avaa vakatora Side ra Mai pakarambana baba na Mai Charles akatora Side ramudhara wake hake akati mama andina Rudzi navo as long varambiwa na Baba zvavekuda Hamadzavo kwete Ini Charles ndokusara hake akati kwati kuhama yake vanova baba nhasi Baba vafaa Sei vavekuuya kwa Mambo Vakambodzokawo here pamusha apa kuzoona Mudhara kubvarambana mudhara na Muchembere kana uri Mwana dzidza kusapinda muzvinhu zvisinei neweee
@MuparidziNyama12 күн бұрын
Sekufunga kwako iwewe dai Charles akaendawo na Mai pakarambana vabereki Minda iyii vaizoibvunza kunani Haungamiri pamberi pamambo uchituka mukoma wako akakuchengetera Nhaka yababa for 14 years kuti uri Rombe iwee 😂😂😂😂😂😂😂 haaaaa no kushayaa njere kwevafana avoo
@PatriciaManyika12 күн бұрын
@MuparidziNyama yaah ipapo atadza hake kutaura hurombe hwamukoma vake hazvinei nedare but l think kuenda kwakaita team iro namai kurwadziwa nekurambana kwevabereki
@MuparidziNyama12 күн бұрын
@PatriciaManyika zvino ichii chidzidzo haukwanise kupinda munya dzevabereki kana uri Mwana dai vese vakaenda na Mai na Charles akaendawo vaizobvunza ani nezve pamusha apaa kana ndiwewo hakoo Number 2 Vanhu avaa vakatoirasa haugoni kutora Mai varambiwa Nana Baba wogara navo iwe mwana pamusha pako no kkkkkkkkk kungoti varume avo Chikoro chishoma uye kusanzwisisa chivanhu Ukatora Mai varambiwa Mumusha menyu na Baba vako ukavati mhai Garai pano ndokuvakirai musha wenyu mugare nesu vana takura isuu vasina kudzokera kumusha kwavo hapana zvawaita kkkkkkkkk Don't forget kuti Mai vako or Mai Vangu chero vachembera Sei Muroora mumusha medu or menyu saka vakarambwa baba first of Mai kuenda kumusha kwavo vonotsvakirwa pekugara nehazvanzi dzavo isu vana tovabatsira kuvaka nekuvachengeta varikumusha kwavo Kwete kuvatora iwe woti ndochengeta Mai Vangu ingozi iyoyo inozonetsa kuvana vako kkkkkkkkk kana Mai ivavo vakafa nhasi vanovigwa kupi kkkkk nekuti Murikuita zvemusoro wenyu kuchengeta munhu akapiwa Gupuro Guys tirikukura let's be wake up mumusoro medu
@GetrudeMapako11 күн бұрын
Saka mambo maitda kt vana varase mai vavo yere
@FrankMoyo-j6j11 күн бұрын
How can you say your brother irombe in public, imi mune mari dzenyu muri kutsvagei papfuma yenhaka, thats bull shit.