Chief Mutasa - Ngozi Youdza Mambo Kuti Hamundiudze Kuti Ndimonyorore Munhu Gumbo Imi Tongai Nyaya.

  Рет қаралды 8,189

Nhimbe TV

Nhimbe TV

Күн бұрын

Nyaya yengozi yanetsa muDare mambo Mutasa iri kuti kuna mambo Imi vhenekai chete zvekuti ndakauraiwa here kwete kundiudza kuti ndishonyorore munhu Gumbo.

Пікірлер: 97
@maipraise
@maipraise Күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂ndazoseka nhasi, vanhu vakuda rumamiso kudare rachief Mutasa
@shingirainyadore2397
@shingirainyadore2397 6 күн бұрын
First one here🎉
@lorrainenembaware4606
@lorrainenembaware4606 5 күн бұрын
😂😂😂😂😂 Mambo Mutasa makuda kuzviita muchakabvu hre
@maipraise
@maipraise Күн бұрын
Ngozi confused to the wewe😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@LovelyAlpineSkiing-hg2rt
@LovelyAlpineSkiing-hg2rt 6 күн бұрын
😂😂😂hnZi ini pndakafa ndakaurayiwa nani mambo mutasa to the fulest
@tavongabhebhe231
@tavongabhebhe231 2 күн бұрын
Nyaya dzekwaMutare ndaabhooooo
@gracemupita1801
@gracemupita1801 Күн бұрын
Kkkkkkkkk hausatiba
@mwanawemuporofita5610
@mwanawemuporofita5610 6 күн бұрын
KwaMutasa ndokwengozi. KwaBushu ndokwemujolo.
@NoelBanga
@NoelBanga 5 күн бұрын
😂😂😂 mukuziva
@elliotmukozhojaravaza7508
@elliotmukozhojaravaza7508 6 күн бұрын
Mambo wekwabishu Ndewemahure anotonga zvechihure chete Mambo mutasa ndimambo wemabhinya anongotonga ngozi only😂😂😂😂😂😂😂😂
@JairosMhlanga-c9r
@JairosMhlanga-c9r 3 күн бұрын
Eish pakaipa vana ava kkkk
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka 6 күн бұрын
Mambo munogaro rumbidzwa matongero enyu but this minutes muri kudhomoka nzwisisai zviri kutaurika
@chinakatracy187
@chinakatracy187 6 күн бұрын
Mambo Mutasa mava kuitiswa nevanhu ava, ngozi dzenhema dzawanda
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka 6 күн бұрын
Right mazoona nyaya pamasimudza baba avo mave mumuforo chibayayi nyaya pairi
@MoyomoyoZmoyo
@MoyomoyoZmoyo 6 күн бұрын
Bhanai zvinhu izvo ,Mambo mutasa drama hatiridi idare guru irii no mahubwe
@TinTin.232
@TinTin.232 2 күн бұрын
@@MoyomoyoZmoyo How can you ban ngozi?
@HowardsaddamMeke
@HowardsaddamMeke 3 күн бұрын
Ndrikusvoda kkkkk...apa mwana ngaanake
@tiffanysamuriwo2141
@tiffanysamuriwo2141 6 күн бұрын
Ngozi ikunyepa
@ShilaJack
@ShilaJack 6 күн бұрын
drama chairo
@frankieman1611
@frankieman1611 4 күн бұрын
😂😂
@emmanuelusupu8913
@emmanuelusupu8913 4 күн бұрын
Vanhu vemhepo ava hasi mafirimu here iwaya 😂😂😂😂😂😅😅 vanhu vachida kungopomedzerana
@gracemupita1801
@gracemupita1801 Күн бұрын
Kkkkkkk inogona kuita sure
@masaitiruvengo8279
@masaitiruvengo8279 6 күн бұрын
mambo muri kutongeswa nhema dzoga hapana ngozi ndezve pabarika kusvibisa munhu
@MarshalT.Mutizira
@MarshalT.Mutizira 6 күн бұрын
the guy with green kudikitira uko bho ere
@damview3628
@damview3628 6 күн бұрын
Iri drama razonyanya mamwe ari nani. Hapa chino svota sekutambisirwa nguva mambo mutasa is blessed with patience dzekufamba nhereka nedare
@jameschihwai4927
@jameschihwai4927 5 күн бұрын
Kkkkkk ngozi iyi ndatoshaya kuti zvirikufamba sei
@MazvitaNemazie
@MazvitaNemazie 6 күн бұрын
mambo mambo hamusikunzwisisa nyaya imi chii nemi kukanyakanya nyaya kudaro
@NoelBanga
@NoelBanga 5 күн бұрын
Iwee iweee iweeee 😂😂😂😂😂😂😂
@JairosMhlanga-c9r
@JairosMhlanga-c9r 3 күн бұрын
Mwqna urikupenga anotoda kubatsirwa
@JairosMhlanga-c9r
@JairosMhlanga-c9r 3 күн бұрын
Ko kusanyara
@Grandson-Q300
@Grandson-Q300 6 күн бұрын
Mweya watiri kufema seZimbabwe yese haaa wakasangana nembanje chete😂
@marianaphiri440
@marianaphiri440 6 күн бұрын
😂
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 6 күн бұрын
Maiweeeeeee 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@RumbidzaiMaketa-z5r
@RumbidzaiMaketa-z5r 6 күн бұрын
Kkkkk aaaar pakaipa ,inogoneka here nyaya iyi kkkk Jani Jani Janiiiii
@LovelyAlpineSkiing-hg2rt
@LovelyAlpineSkiing-hg2rt 6 күн бұрын
Ndini nani vari kumirira part 2 yekwaterera yemudhara akafa zvidin kunzwissa
@tallentchingovo3917
@tallentchingovo3917 6 күн бұрын
Rovai vana Satan ava vari kuita zvisina basa mudare maMambo Mutasa...rovai imbwa idzo mhani
@JessicaMukora
@JessicaMukora 6 күн бұрын
Marondedzerero emurume uyu anobhowa zvekuti dhuuu
@shingirainyadore2397
@shingirainyadore2397 6 күн бұрын
Makadii mambo Mutasa?
@Masline-q6b
@Masline-q6b 5 күн бұрын
😢drama
@RejoiceMuza
@RejoiceMuza 4 күн бұрын
Ngozi ndeye chokwadi but nyaya yanetsa mutauro😂
@frankieman1611
@frankieman1611 4 күн бұрын
😂😂
@nomamasekesa
@nomamasekesa 6 күн бұрын
👏👏👏
@olivianyangombe8557
@olivianyangombe8557 5 күн бұрын
Raramai makore akawanda Mambo wangu mugadzirise maManyika
@TendwaiChari
@TendwaiChari 5 күн бұрын
Haaaa akuna ngozi yakadai 😂😂😂😂
@frankieman1611
@frankieman1611 4 күн бұрын
😂😂
@lorrainenembaware4606
@lorrainenembaware4606 5 күн бұрын
Mwana uyu andina kumunzwisisa yatowe neka confusion zvakare nawo VaJani awa zvogona iri ngozi zvadzinouya hazvo pakasiyana siyana
@obertmhute8430
@obertmhute8430 6 күн бұрын
Mambo mabata munhu
@VioletMasanzu
@VioletMasanzu 4 күн бұрын
Ko baba vadii kubudikira padare
@ChokoraMirriam
@ChokoraMirriam 6 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂hakuna ngozi yakadaroo
@theBarglermantheBarglerman
@theBarglermantheBarglerman 5 күн бұрын
Agora
@raymondmakanga1554
@raymondmakanga1554 5 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂Zimbabwe ka
@TalentmushongaMushonga
@TalentmushongaMushonga 6 күн бұрын
Mwana uyu anoda kurorwa
@frankieman1611
@frankieman1611 4 күн бұрын
No not here fault. It's the adults who taught her
@TalentmushongaMushonga
@TalentmushongaMushonga 6 күн бұрын
Iwo ajani wadii kubudira kana pamuzukuru kkkk kubudira pamurora anewo shanje dzebarika😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@Csm274
@Csm274 6 күн бұрын
Iriii ndo drama chairooo
@marshalltsakatire3420
@marshalltsakatire3420 6 күн бұрын
Zvakanzi naTuku mapakurambodza pamunonyeya vanhu pwere dziripo
@TinTin.232
@TinTin.232 6 күн бұрын
Apa Mambo wadheerera ngozi iyi
@frankieman1611
@frankieman1611 4 күн бұрын
Because there's no ngozi
@ZindogaZai1
@ZindogaZai1 6 күн бұрын
Ndini ndega here or this video is glitching
@LovelyAlpineSkiing-hg2rt
@LovelyAlpineSkiing-hg2rt 6 күн бұрын
Dram😂😂😂😂
@EnniahMasaya
@EnniahMasaya 5 күн бұрын
Vakomana vakagara pamachairs vari kutensera 😢
@olivianyangombe8557
@olivianyangombe8557 5 күн бұрын
Nekunaka kwavakaita ndakunyarira mwanasikana ramba kushandiswa nevari kukutuma, ndomashoko angu
@sophymatsika1719
@sophymatsika1719 6 күн бұрын
Agoraaaa
@TinTin.232
@TinTin.232 6 күн бұрын
Mambo vari kutadza kunzwisisa kuti mhuri iri kuMoza, Hurungwe, Mrehwa and yet mhuri yekwaMutasa is all over the place according to their own narrative neZBC. Why?
@LuciaMareverwa-qh5tc
@LuciaMareverwa-qh5tc 4 күн бұрын
Haah izvi ndezve fake 😅😅😅😂 mambo bhadharisai vanhu avo ..kunyepera dare plus kupedzera dare nguva
@HannahNenyasha
@HannahNenyasha 5 күн бұрын
😂😂mwana uyo akabudirwa ere kana kutinari panyama.hapana mhepo apo anoda kurohwa zvakasimba mwana uyu
@lorrainenembaware4606
@lorrainenembaware4606 5 күн бұрын
Unoziva ndikuzvifaya nemibvunzo dzimwe pfungwa dzobva dzati ngozi inouya napakasiyana
@mitchellkingsleyzindoga3296
@mitchellkingsleyzindoga3296 5 күн бұрын
😅😅😅
@frankieman1611
@frankieman1611 4 күн бұрын
Lol mwana haarowi..vakamudzidzisa ndovane problem
@mdkt1097
@mdkt1097 6 күн бұрын
Hamusi kupa vanhu chance to explain. Nhasi, flow is all over the place henyu. Disrespect ye mhepo musadaro..
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 6 күн бұрын
Rinoviraka kana kupedza svondo rese makateerera munhu umwe chete. Kkkk
@malinga22
@malinga22 5 күн бұрын
They just trhought since vari kuti vakubudirwa mambo vachangoterera and do as thry please ,manje mwana akukakama pamibvunzo.vakomana vari pachair vatadza kugadzikana vaona tabatwa hey
@MoyomoyoZmoyo
@MoyomoyoZmoyo 6 күн бұрын
Ndirikutosvoda zvangu ini kkkkkkk
@ProgressMazonde
@ProgressMazonde 5 күн бұрын
😂😂😂
@marshalltsakatire3420
@marshalltsakatire3420 6 күн бұрын
Musataure zvisina basa vana wachinzwa mukurarama vana vanotora izvozvo
@lorrainenembaware4606
@lorrainenembaware4606 5 күн бұрын
Haurevi nhema ipapo
@josephkarata5242
@josephkarata5242 6 күн бұрын
Mutasa tanga wafa ndokuti ugone kunzwisisa kutaura nemaitiro emhepo, chinonzi mambo kugona kupatsanura maitiro emhepo nenyama
@madhukukomborero
@madhukukomborero 6 күн бұрын
Haiwa tibvire apa kana iri ngozi haidero drama iri
@josephkarata5242
@josephkarata5242 6 күн бұрын
@madhukukomborero une Phd rengozi ka
@ZahraDilsh
@ZahraDilsh 5 күн бұрын
Haisi ngozi iyo, tarisa mamwe mabvuri ekwadi anombobuda pavanhu senge ya Sekuru Thomas Maxwell, kana yaKupemba or YaMandi na Tensen. Mamhepo emumusha mune hurombwa aya
@nomamasekesa
@nomamasekesa 5 күн бұрын
Joke of the day....this so called denom ngozi is confused
@frankieman1611
@frankieman1611 4 күн бұрын
😂 ngozi ne demon are not even related
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 6 күн бұрын
Asi kut kana munhu aakufa anoziva akamuuraya kana zviine ruoko rwemunhu ichokwadi.
@HellenNyika
@HellenNyika 6 күн бұрын
Ngozi iri kutaura chiMalawi
@frankieman1611
@frankieman1611 4 күн бұрын
Lol no it's not. Not even nyaja..it's a cheap version
@HellenNyika
@HellenNyika 20 сағат бұрын
@frankieman1611 ndangoziva agora agora ndoyeku Moza kumwekese ndanzwa kunge aphiri
@tallentchingovo3917
@tallentchingovo3917 6 күн бұрын
Mapedza Chikara, Mambo Mutasa....mbwa idzo dzonyepedzera kupenga...nonsense
@frankieman1611
@frankieman1611 4 күн бұрын
😂😂 her Mozambique is not strong. Good acting though
@munyasons80
@munyasons80 4 күн бұрын
acting as a ngozi girl 😂
@MaxwelZimunya
@MaxwelZimunya 5 күн бұрын
Tsotsi remwana imhunza musha iyo haasikuda kuenda kuchikoro mwana uyo
@carolchikuni
@carolchikuni 3 күн бұрын
😂
@AnenyashaSarireni
@AnenyashaSarireni 6 күн бұрын
Drama chairo kkkk
@MazvitaNemazie
@MazvitaNemazie 6 күн бұрын
janii unofamba namutumwa ,kwamarange ndizvo zvavanoita kutii mhepo mhepo havajekesii nyaya fonerai mutumwa Nimrod ndomubate jani faster faster
@TambuNechiwowe
@TambuNechiwowe 6 күн бұрын
Kanoda kurohwa kamwana aka kutamba nepfungwa dzevarume vakuru nevakadzi vakuru nxaaaa.
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 6 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂
@nomamasekesa
@nomamasekesa 5 күн бұрын
👏👏👏
Bhiza auna zero naro .dare ra chief Mutasa Karanganda TV
39:52
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 34 М.
Pitikoti goverment .ndiri kurohwa nemukadzi mumba.dare ra chief Mutasa Karanganda TV
1:10:58
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 9 М.
dare ra chief Mutasa Karanganda TV sabhuku vs madzishe
35:54
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 7 М.
ANOTHER CHANCE -FROM CELEBRATION TO INCARCERATION: The Story of Munyaradzi
30:41
Chikwambo changu Ndatora  Part 1 Inoperera kwasekuru Mukotsanjera
1:11:37