Batanidzai zvinhu zvenyu zvakanaka kwete kuwanza mamins video ichingo dzokorodza
@user-wf7qs4up5h13 күн бұрын
Kana musina nhau musadzokoredze muchichinja misoro yenyaya mobhowa
@MarryChiwanza-ie8ij9 күн бұрын
Mai ava avakamitiswa nehanzvadzi sei anasekuru vanesimba rekudya marooro emzukuru 1sei mai vasingaudzi mwana kunababa vake kukura kusvika apa asingazive asi mai vari vapenyu ende vachibvuma kuti vanovaziva
@madamboss721612 күн бұрын
Iwe udza cameraman wako apote achitiratidza munhu arikutaura kwete mambo avo mhani
@SusannaChidombo13 күн бұрын
Munhu uyu arikutsanangura zvakaitika kwaari nematauriro Ake iwe kana une nzira isingakubhowi yekutsanangura vharaka