Claim-Wakaita pungwe nechitunha kuWatsomba wachifamba nacho-Chief Mutasa's traditional court

  Рет қаралды 5,401

Manass chibanda

Manass chibanda

Күн бұрын

Claim-Wakaita pungwe nechitunha kuWatsomba wachingofamba famba nacho-Chief Mutasa's traditional court

Пікірлер: 48
@rushworthchidhau8792
@rushworthchidhau8792 4 ай бұрын
Camera nan improve. Ko urikutiratidzirei miti
@AnywayMasochaGama
@AnywayMasochaGama 4 ай бұрын
I always respect this man, but as for this one aaaaaaa
@humba8411
@humba8411 4 ай бұрын
Tingangotaura hedu bt mbuya vakaoma avo ndiyo watsamwisa Chief well done Chief
@NomakhosiMasekesa
@NomakhosiMasekesa 4 ай бұрын
👏👏👏
@St-G2
@St-G2 4 ай бұрын
ndaona mamoko bho apo akagara nachief. Manas piwa #
@morganmahlaba6154
@morganmahlaba6154 4 ай бұрын
Mambo matadza kutonga nyaya, chaita kuti vanhu varare nechitunha, 1 diesel rakapera 2 vakarambirwa kuisa mutumbi mu mortuary, 3 Kwa D.A vakanzi stamp nema forms zvinowanikwa na 0800 makuseni, havana kurara nechitunha vachida from one point to another vainzi tangayi magadzirisa one or two things, matadza Chief, nekuti pane zvikonzero
@EvidenceSkillash
@EvidenceSkillash 4 ай бұрын
Mamwe Masabhuku anotonga zvekupenga imi
@freedomjunior5291
@freedomjunior5291 4 ай бұрын
Mutumbi dzinorara muboarder dzakawandisa mhani vana mhata imi
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 4 ай бұрын
Uyo ane bhachi reblack arikutopengawo hake uyo
@t.m1222
@t.m1222 4 ай бұрын
This sabhuku kuda Mari kusina kunakaba uku. Waidakuti wanhu awa waitesei. Mambo is also very unwise apa. Wanhu awa wakawirwa ngerufu, sabhuku ngekuda Mari kwaakumangarira wanhu asina kumboteerera matambudziko ewakaona. This sounds very dirty and mambo lacking compassion and empathy kune wafirwa. Kuchemerera huku ne$5 to that extend is sad.
@abrahamguutsa2464
@abrahamguutsa2464 4 ай бұрын
The camera man must improve kungotiratidza miti ndokuitasei please work on that imi ve Media
@phineashamandishe6634
@phineashamandishe6634 4 ай бұрын
but Chibanda sei usingagone kunaso tora ma videos?
@rekayitsokodayi3438
@rekayitsokodayi3438 4 ай бұрын
Nhai nhai kungotora miti
@freedomjunior5291
@freedomjunior5291 4 ай бұрын
Kana paive nemupurisa wasabhuku saka zvinoreva kt sabhuku aivepo zve
@mrsmunaks
@mrsmunaks 4 ай бұрын
Hanzi kwanai mbuya imi 😂
@Masiesharo
@Masiesharo 4 ай бұрын
Komiti yadiko chiko cameraman
@nyashagrace11
@nyashagrace11 4 ай бұрын
Mamwe madzimambo so ka nxaaaa
@movenmakumbe6093
@movenmakumbe6093 4 ай бұрын
Pungwe ndeyemasoja kana makudo ava pungwe yauri kutaura chi what kind
@OncemoreZiso
@OncemoreZiso 4 ай бұрын
Nyaya yacho haihwikwi
@LawrenceGavayaGavaya
@LawrenceGavayaGavaya 4 ай бұрын
Chibanda paCamera wakutadza basa wangu ko miti ndiyo irikutaura here
@manasschibanda
@manasschibanda 4 ай бұрын
+263718992800 contact me now
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 4 ай бұрын
Chitunha chikubuda mvura akatorohwa nemukozodo
@DescentShala
@DescentShala 4 ай бұрын
Mambo Mutasa
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 4 ай бұрын
Uku ndokwega kwandisingaone Zigo Achi famba famba, Kasi haakuzive kwaMutasa?
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 4 ай бұрын
Inga wani chitunha chinotobva kunze kwenyika usiku hwese wani
@OswellChipuramhura
@OswellChipuramhura 4 ай бұрын
Tinehurombo nenhamo iyo sorry
@mrsmunaks
@mrsmunaks 4 ай бұрын
Hameno Ndo panning yacho here yekutora miti nhai SaChibanda
@andrewchiomba6170
@andrewchiomba6170 4 ай бұрын
Ini handisi kuona pane mhosva ini
@dimat5839
@dimat5839 4 ай бұрын
Primarily for health reasons you dont move around with a corpse especially only wrapped in a cloth , customarily to prevent witchcraft, and there was burial without a burial order it is a legal requirement and is used to obtain a death cert.
@MateusfernandoMuchanga-k2c
@MateusfernandoMuchanga-k2c 4 ай бұрын
Camera man chiichirikuitika atidi kuona miti isu
@EvidenceSkillash
@EvidenceSkillash 4 ай бұрын
Jacqueline Mutasa ❤ sweetheart kkkkk nhasi ndaona ex wangu Guys I miss Zimbabwe
@NomakhosiMasekesa
@NomakhosiMasekesa 4 ай бұрын
😂😂❤
@RudoMukombe
@RudoMukombe 4 ай бұрын
Masabhuku modawo kudya inzara hre zvinebasa rei zvekurara nechitunha isu kwedu kwamrewa hazviko izvo
@crispenchifokoyo
@crispenchifokoyo 4 ай бұрын
Uyo wendebvu anoda kuziva nhema .Apa asara nenyaya nambuya ivava
@RudoMukombe
@RudoMukombe 4 ай бұрын
Vnhu varikuchema sabhuku anoda mari ahhh
@lovemorechinyadza6603
@lovemorechinyadza6603 4 ай бұрын
Mamwe masabhuku haana kukwana handisi kuona mhosva ini
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 4 ай бұрын
Hoooo hamusi kuona mhosva
@PatriciaPatricia-t1c
@PatriciaPatricia-t1c 4 ай бұрын
Haaa nyangwe mhosva pasina but mambo vakakwana best mambo manje awa
@HazelMutumba
@HazelMutumba 4 ай бұрын
Chitunha hachitenderwe kuvigwa or kufambwa nacho chisina burial order, police kana isina mapolice report form anonyora iritsamba chaiyo oisa stamp.Mbuya varamba nyaya pavatanga kutaura.
@RuvaraShe77
@RuvaraShe77 4 ай бұрын
Mumota, pa seat here kana ku boot??
@irvinetazvigwira
@irvinetazvigwira 4 ай бұрын
Ko maslay arikumashure uko ndeapi?
@ROGUE406
@ROGUE406 4 ай бұрын
This would be funny if it was not tragic :), but mambo must give this family a pass. Its hard dealing with sudden death in the family, and they have recently suffered a loss of their son. As if that is not enough, they were sent from pillar to post by the hospital, and the police
@norahkudambo7870
@norahkudambo7870 4 ай бұрын
Well said this is a kangaroo court to make this headmen and his cronies rich.
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 4 ай бұрын
Camera man pliz Siya kutora MITI toda kuona vanhu
@DouglasNyamugure
@DouglasNyamugure 4 ай бұрын
Chironzo charamba kuna witness
Dare ra Chief MUTASA
45:45
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 27 М.
Don't look down on anyone#devil  #lilith  #funny  #shorts
00:12
Devil Lilith
Рет қаралды 45 МЛН
规则,在门里生存,出来~死亡
00:33
落魄的王子
Рет қаралды 32 МЛН
Крутой фокус + секрет! #shorts
00:10
Роман Magic
Рет қаралды 40 МЛН
bandiko rambuya
45:19
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 48 М.
Nyaya inonakidza iyi! Chief Mutasa's traditional court
32:58
Manass-Chibanda
Рет қаралды 28 М.
Mukadzi Akati Mwana Haazi Wangu!Why should I Pay $2000
49:19
BUSTOP TV
Рет қаралды 33 М.
Vavekudzosa mwana wangu vasina kana kumboroora DARE RA CHIEF MUTASA
41:05
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 63 М.
Dare Ra Chief Mutasa Tichkach mtv
23:04
TICHKACH MTV
Рет қаралды 15 М.
Mukwasha Akamitisa Ambuya
18:36
SlyMediaTv
Рет қаралды 169 М.
Don't look down on anyone#devil  #lilith  #funny  #shorts
00:12
Devil Lilith
Рет қаралды 45 МЛН