Rega vamboshanda kumusha kwedu pamwe kunga cheneswe
@PerseveranceMatsvororo190811 ай бұрын
Drewmas u are taking us to another level.... Am now addicted to your shows uncle Neshamba.. Ndakadzingwa basa mozondipawo basa coz ndakuswera ndichiona imimi chete kkkk
@pheobeforomah562911 ай бұрын
😂😂😂😂kkkkk
@blessingsamaz403811 ай бұрын
Uuuum yakatumwa mombe iyo pane chiripo chete
@tendaikanchefu347011 ай бұрын
Mai vanoshaura maone l love her voice ❤
@godwinchiutsi918311 ай бұрын
Lead vocals, backing vocals, drums, bass, makeke
@user-jg4cz1si5q11 ай бұрын
Nhasi rarimwe zuva #VaNeshamba musandione kunonoka ndanga ndchiuya haaaa ths song is taking me to another level 🙈
PS: Andrew, zvipuka zvinodzidza zvinhu zvakawanda with perfect execution. Misha iyoyo yaina chikafu, saka huku nehanga have since learnt kiti vaenzi vakauya vanorasa chikafu so they come to the doors. In some country away from Africa, crows, hangaiwa, squirrels surround anyone who goes into a recreational Park with a paper-bag. (Hoping to get chips and nuts)
@shingiraitrevormboto210511 ай бұрын
Bt mombe haina kudya chikafuka? Ko mabag yakaadzidzirepi?
@lynelee385911 ай бұрын
It's normal this is an animal ikatopinda mumba inotopunza zvinhu and mombe yese inotodya sipo chero hembe dzinonhuwirira sipo mombe inodya
@MunasheZvinorova11 ай бұрын
Ngozi yemombe yeumai
@bernardkhumalo11 ай бұрын
it means that cattle does that only in winter because it likes to eat things that taste salty and that is very usually with cattle and goats. but in summer you wont see it doing those kind of things because they would be a lot of grass around and are looked after but now they are not looked after just move around anywhere so there is nothing wrong about that.
@graciouskasanga934510 ай бұрын
Yabva yandifungisa chimhuru chekumba kwedu tichakura mukitchen chaipinda tainge takadzijaidza kupa chibage apo matyosiro anoita mombe kana yamumba Kkkk