Amai Ava vanehitsinye chaihwo ,kuparadza dzimba dzevanhu nekuda kwekudzingwa bsa
@pelagiamuguti869311 ай бұрын
I sense bitterness and revenge apa. Mai ava vakarwadziwa nekudzingwa basa vakagadzira nyaya and vabva vanatsoisa vakadzi vemaforomani kukonzera division amongst them.
Mai iyi ichupeti mhani inopenga yakarwadziwa chete nenyaya yebasa
@tiashempof701411 ай бұрын
Haaa mumapurazi dzinochekwa asi momz ava vaane jealous chete rekubviswa paku shooter fodya
@victoriatsabasvi476411 ай бұрын
Vainyengana na Manager 😂😂😂😂😂😂😂😂
@tsitsingundu20811 ай бұрын
Taura hako vanonyepa Ava Mai
@markmax311211 ай бұрын
Court haishande nuguhwa. Every case requires evidence. Mai vanoziva nyaya dzepepurazi but havana evidence vakatadza kuronga case yavo.
@atinetimhlanga458511 ай бұрын
Mkadzi akangwarisa naiye hurewo asi kut manager haana kumunyenga, and arikutaura zvemakuhwa zvisina humboo.
@user-sh1yc1ko9o11 ай бұрын
Thx mambo mai avo vakakura mahara sure vaputsa dzimba dzevana sure haaa mai avo imboko ndirini manager mai avo basa rinovaperera
@thulanimutonga741511 ай бұрын
Nezt time tikumbirirei kuna mambo kuti vanhu vanopinda nekubuda vasaombere. Better vatyore mizura kana kukotamisa uso bcoz background noise and it disturbs.
@ntandokhayesumcnganashawa432911 ай бұрын
Thank you Chief, quite professional judiciary Manager holistically looks into everyone below him the supervisors are the omega but Managers' are the alpha & omegas you are answerable to the boss he gives directive you execute work within those perimeters; on a Farm Managers have the highest office reporting to the Farm Owner, you have all the answers to reply to the Boss, Its not stigmatising or demeaning but work is work & friends below you at work its dangerous & not done, you're creating a volcano, you're diluting the power of your office when you are their Acting Farm Boss. Were not saying be nasty but have demarcations & distance yourself from those that are illiterate they don't reason they don't know loyalty no matter how good a Leader you can be. Befriend those in your status & find them outside work boundaries, people of same calibre you understand each other better. And on farms dangerous to make enemies stay in your own circles , never mix work with pleasure. Play with toddlers & they will think you're their age mate & once hooked don't ever think you can convince them otherwise, they'll act immature because their toddlers not of age dependant and very very childish you can't force maturity when God is still forming & still processing them. Hope you've learnt this well but like l said it not to say enslave demean abuse your office just have a relationship of employee & employer in everyone mind & sight especially there kuma komboni
@sqrd353611 ай бұрын
True
@darreldenzel563211 ай бұрын
Mai ava vane makuhwa ne hutsinye zvese
@florencechirombo153610 ай бұрын
Mai vaumba nyaya. Vanonyepa
@Rollingmass145811 ай бұрын
Matonga Mhofu. Proud of your assessment of the management role asekuru. Proud of your judgment statement Mutenhesanwa.
@tambudzainechiwowe496811 ай бұрын
Mai ava nyaya yavo haina ka that. Inyaya dzekuvengana dzega ndoo saka vamwe vachizotsvaga mushonga kuroyana nekuda kweshanje. Kapenzi kemukadzi apa kanongosekenyeka.
@paulinemckenzie959411 ай бұрын
Mai awa havakukwana, chaparadza dzimba dzivanhu nekuda kwegodo
@MaggieMombe11 ай бұрын
Drewmas media taking us to another level nhasi raarimwe zuva ❤
Nyaya yakanyanya makuhwa inonetsa kutonga amai ava kakunyepa karipo at least vangadai vakaudzao kana shamwari yavo kuti honai zvirikuitwa namanager namai nhingi, besides chivindi cheyi kuti manager arare nemukadzi wemumwe pabasa ipapo hazvigoni, iye murume wacho aripo, management yepapurazi its mostly murungu manager haana masimba akawanda, bez varungu vanoziva kuti anofa akamuti he is in charge, mambo vagona kutonga
@thulanimutonga741511 ай бұрын
It was a good idea kuti mawitness abude panze panzi the defendant was suppose to remain inside. Havasi kubasa vari kudare saka zvekuti boss and employee hazvishandi.
@CliffordSalamu-qv5qv11 ай бұрын
Basa ramaniger aifanira kuvapa owning kana vsina kuzvibata ozobvisa
Mambo thanks munotonga amai ava ndimambara vanotumwa mabasa akashata kudaro, asi chokwadi vanacho asi hachina humboo
@ruvachazika122311 ай бұрын
Amai ava vane shavi nekunyepa
@shinemariga231311 ай бұрын
Aah ma manager vanoita asi kuti mai avo havana umbowo unobatika asi ndozvoitika muma purazi
@ruvachazika122311 ай бұрын
Amai ava vanoda kuripiswa vari kunyepera dare
@thulanimutonga741511 ай бұрын
Fair judgement
@nessakaitano324111 ай бұрын
Drewmas media taking you to another level 😍👏
@rutendochimbalame37595 ай бұрын
Mambo nemakurukota varohwa ne smile naamai avo vakutonga zvisizvo hapana secret apo mai vanonyepa
@user-ks7jz2xd6s11 ай бұрын
Mambo havana kutonga nyaya iyi zvakanaka, manager hana kupusa zvekudaro , kune murume akambonyenga mkadzi wemunhu zviri pachena here, mai avo vaparadza imba yemkadzi uyo nenanyepo
@joze196811 ай бұрын
thats compound life for you
@gogokazima354711 ай бұрын
Well done Mambo you are right
@victoriatsabasvi476411 ай бұрын
Magona Mambo well done 👏. Manager haazive zvaanoita
@obeydzafunwa447611 ай бұрын
Mambo netimu yenyu sando dzenyu..matoita basa reworkers committee,,Manager is grossly incompetent ..He should be fired..He has poor leadership skills..akutodzidzoswa kutungamira vanhu kwamambo,,Dofo remunhu
@marvellouschidhino966211 ай бұрын
Vatongi apa munenge murikuvhunza mivhunxo imwe isingafaniri kuvhunxiwa vashandi mushandi anoita zvaatumwa nemurungu pavanhu 2 ndikanzi bvisa 1 saka ndofanira kudii cox ndofanira kuita xvandaudxiwa plus kana vanga vanedhiri namaneger vaizobviswa here or kwaibviswa asina dhiri navo kuti secret isabuda apa mapotsa