@@bc9153 vanhu vakaiswa mubhodhoro garai pasi. I’m a lawyer and know
@heatherheather6127Ай бұрын
@@SizibaellieSizibaellie Anowana kupi 400k$ to pay. Unoti mafuta anomupa Mari here?. She just took over Shumba’s business ye garden boy chete. This woman is desperate for a man chokwadi.
@heatherheather6127Ай бұрын
@@SizibaellieSizibaellie Apera panonaka this jail bird. Mbavha
@heatherheather6127Ай бұрын
Saka yeku Waterfalls yaka famba sei? Vadii to sell ma stands and pay zvikwereti
@suemashy4081Ай бұрын
Mazimba so, ungati munhu atengese stand yake abhadhare zvikwereti waona kuti havasati vapedza here kubhadhara
@charitytakaendesa9102Ай бұрын
You still behind zvikwereti zvakapera
@heatherheather6127Ай бұрын
@ kupera kupi! Ma summons are being delivered every week! I’m a lawyer and know what is going on! Where will she get 400$k to pay ka benzi aka.
@heatherheather6127Ай бұрын
@ kapera kaye she will not finish 400$k she owes people and summons are still being delivered every week.
@MollyCodro-qw9tiАй бұрын
Yekuwaterfalls ndokwavaidyara chibage that day wani
@heatherheather6127Ай бұрын
Kunyepa she wants Shumba to come back chete.pane nyaya.
@davidzosibanda-st3vhАй бұрын
😂😂😂😂😂
@bc9153Ай бұрын
Aizve kakatizwa futi??😅😅😅😅😅
@Bridgette-nf7kfАй бұрын
😂😂😂😂😂 true
@faithtafadzwamadziwabende4327Ай бұрын
Tipewo information 😅😅😅
@julietmugwisi9856Ай бұрын
Ini ndripo Mai Shushu zvekuti kunyepa ameno chandoda ndepekugara