Dare raMutape Akadyirwa bota naSahwira.

  Рет қаралды 107,065

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

9 ай бұрын

Пікірлер: 1 600
@elizabethmaruta6479
@elizabethmaruta6479 8 ай бұрын
How can u marry a third wife and leave her mumusha for 2 years im busy enjoying 2 women in Joza. Ndodzimwe abuse idzodzi. Nxaaa. You think these young men don't see kuti pane chibhebhi apa... Nonsense... such an unrealistic set up.
@noahntini4931
@noahntini4931 8 ай бұрын
Taura hko I abuse chaiyo zvino matongerwo ayitwa nyaya Mambo havazivi zvavanoita ava
@veemab-988
@veemab-988 8 ай бұрын
​@@noahntini4931 idrama it's not real dare
@rashychikwana6
@rashychikwana6 8 ай бұрын
Mambo makazungaira mhani imi
@RuvarasheTumba-dg2wp
@RuvarasheTumba-dg2wp 4 ай бұрын
Matruck driver busy ivo kuhura mutruck asi kublamer munhu we 2 yrs asina murume uyuwo witness arikutoda mkadz iyo futi😂
@clemenceymufundisi4848
@clemenceymufundisi4848 8 ай бұрын
Bogus Court ,headman knows nothing. Also he might be involved in love with sinyoro's wife. He was obstructing a chance for the complainant's wife to give evidence in his kangaroo Court. It a shame.
@PatienceAwali-jz3hs
@PatienceAwali-jz3hs 8 ай бұрын
Village rine vanhu vanogeza iri yooh
@OnardSaruchera-gf7ns
@OnardSaruchera-gf7ns 8 ай бұрын
Poor Chief He knows nothing
@Simal08
@Simal08 8 ай бұрын
Thanks wangu u see zvandaon😅
@memorykasaga682
@memorykasaga682 6 ай бұрын
He is right, u don't witness everything or tell things u don't have proof. It's like breaking someone's home
@Shumbapazvese852
@Shumbapazvese852 5 ай бұрын
Chibaba Onard Saruchera
@terrenceali3224
@terrenceali3224 2 ай бұрын
Vese zvikomba zvamai ava mambo vatonga bho ava
@tatendasaungweme1832
@tatendasaungweme1832 9 ай бұрын
Rip my data rekai ndonoteramira ndri kwachigodora
@emeldamamo-kb2zr
@emeldamamo-kb2zr 8 ай бұрын
😂😂😂😂 taura hako
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 8 ай бұрын
Uyu anoda mapurisa epaulets chigodora aiswera agara mudish
@NamataiNgwenya-is1hy
@NamataiNgwenya-is1hy 4 ай бұрын
Wataura chokwadi apa panoda headman Chigodora ava ndi Sabhuku
@user-wj9ei4br7x
@user-wj9ei4br7x 4 ай бұрын
Iwe une misikanzwa rakubhohwaka dare iri kkkkkkkk makuhwa anopunza zvokwadi
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 8 ай бұрын
Tsitsi dzinotsitsira. Wakanzi chengeta pamusha here. Wazviona siya zviriko.
@tinashechigu9839
@tinashechigu9839 4 ай бұрын
Yaaaa sure iyoyo ona wosiya
@mcloudsmkn
@mcloudsmkn 8 ай бұрын
How can an old man like sinyoro be a friend to those 2 young boys 😂😂 kutuma bete kumukaka😂😂
@user-db8py2xg8w
@user-db8py2xg8w 8 ай бұрын
Vaida kuwana masvikiro paMlundukwa kkkk
@gorazowamachoronga5229
@gorazowamachoronga5229 7 ай бұрын
😂😂
@kingstonesamuelshowa4139
@kingstonesamuelshowa4139 6 ай бұрын
😅😅
@deliwemuteerwa6874
@deliwemuteerwa6874 8 ай бұрын
Makuhwa a highest level 😅😂
@buildsportxi3893
@buildsportxi3893 8 ай бұрын
TICHKACH, don't waste your time and data filming such a disgraceful court, people will shy away from watching your videos, this dare mahumbwe, roita kunge drama rema grade 3 ,nxaa
@tauraidube
@tauraidube 8 ай бұрын
idrama
@veemab-988
@veemab-988 8 ай бұрын
Ritori drama
@dambudzoemma3991
@dambudzoemma3991 8 ай бұрын
Chatimbwege imhata hapana chinozikanwa ipapo chimbotarisa mambo mutasa namambo chigodora nyaya dzavo yu need wisdom yekutonga mfana ayisvira uyo mkadzi haana kupihwa mukana wokutaura bhurungwa rinopfekedzwa munhu mumusoro
@sarahmatambiko9764
@sarahmatambiko9764 8 ай бұрын
Bota rakanerwa 2yrs ariega
@mathiasmavara3040
@mathiasmavara3040 8 ай бұрын
Haaaaa mambo makundikana u knw nothing abt kutonga
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 8 ай бұрын
Zviso zvevanhu vemudunhu umu zvakati bhaa. Vakagara źvirinane kkk
@user-wu9kf7to6z
@user-wu9kf7to6z 4 ай бұрын
😂 Kkkkkkk Kkkkkkk
@user-hj2sw3fg4y
@user-hj2sw3fg4y 8 ай бұрын
Ishe hamugoni kutonga munhu anotadza nei kumuziva Ari muvakudzani anotadza nei kumuziva Ari sahwira womurume .ishe ngavatorerwe crown
@TheDrShar
@TheDrShar 8 ай бұрын
Ungatoti mahumbwe kkkkkkk. Ishe vanoda kunovhuyiswa mbudzi panenge pachitongwa nyaya.
@BenaLii-Mickayla
@BenaLii-Mickayla 8 ай бұрын
that guy ane nyayawo hake how can you gara mumadziro mevanhu that time uchiterera akadii kudedza vamwe then vovabata chikomba chakatorwadziwawo icho zvino ndochazongoia munyama otherwise chokwadi ndechekti him and the other guy vaihura mai avo vse
@edsonkasokola6756
@edsonkasokola6756 8 ай бұрын
Ishe imboko uyo haana chaanoziva nxaaa
@farlands10
@farlands10 4 ай бұрын
MuShona yedare ukati unoziva mukaxzi zvinoreva kuti ndakarara naye.
@sonenigwenelo2076
@sonenigwenelo2076 8 ай бұрын
Ahh this man must look for a job not to be an unpaid private investigator
@lm686
@lm686 28 күн бұрын
Kkkkkk
@galazalarries6113
@galazalarries6113 8 ай бұрын
This people are healthy ,smart and clean ,handsome and beautiful 😍
@DianahSithole-un5ck
@DianahSithole-un5ck 8 ай бұрын
Hakuna murume unopinda mumba memunhu asinakuzi pinda ngemukadzi.Mukadzi uyu ndiye pfambi waidakunyengwa
@xyznews-bz5cr
@xyznews-bz5cr 8 ай бұрын
I think there is one barber kumusha uku. And vakadzi vakati tiii
@paulmusoro2510
@paulmusoro2510 8 ай бұрын
Good quality yecamera kkkkkkkkk
@user-ir6eu3gr8r
@user-ir6eu3gr8r 8 ай бұрын
Ndazviwonawo shuwa vanogeza
@galazalarries6113
@galazalarries6113 8 ай бұрын
@@paulmusoro2510 Inga mambo muri kuwaona wami misiyano uripo🤣🤣🤣
@natashsatsi2339
@natashsatsi2339 8 ай бұрын
Leaders are born and is a calling,,this man is forcing to be a leader its not his portion
@shingiraisakarombe4935
@shingiraisakarombe4935 8 ай бұрын
haaa taura hako, haungati munhu auya ari witness, wotomuti waamusungwa
@TheDrShar
@TheDrShar 8 ай бұрын
He is clown. Hakuna ishe akadaro.
@HiltonChimbizi-hy2rn
@HiltonChimbizi-hy2rn 7 ай бұрын
Plus Witness akatomakwa nemusha wese .
@terrenceali3224
@terrenceali3224 2 ай бұрын
No munhu anogona uyu how can you be a witness ye tsvikitsviki mubedroom memunyu panyaya dzechihure idzo don't be a witness yakadaro unobvunzwa kuti waiitei vanhu ava pavaiita tsvikitsviki ngavabhadhare vese machinja aya
@Bozzzooo
@Bozzzooo 8 ай бұрын
Chief is clueless, this is a travesty of justice and truly an embarrassing moment in a culture.
@tmatz6467
@tmatz6467 8 ай бұрын
This is NOT TRADITIONAL COURT, this is DRAMA. Those people are actors.
@ShezMarimz
@ShezMarimz 8 ай бұрын
Taura hako
@alextabarwa5719
@alextabarwa5719 8 ай бұрын
Yes idrama ndevekwa Checheche ava
@chingombedaries
@chingombedaries 8 ай бұрын
Mutape ndivo vanomboita skits na mavery very
@rockmaposa3109
@rockmaposa3109 8 ай бұрын
Ndazvionawo, rinenge dramma iri
@munyagumbo3024
@munyagumbo3024 8 ай бұрын
Kana iye mambo wacho kuita zvemutsimba chaizvo kutadza kubvunza poita clear
@takaowenruzvidzo3899
@takaowenruzvidzo3899 8 ай бұрын
The guy in yellow should appeal to proper main stream civil courts and sue that Chatibwege in the process
@thokozanimpofu1304
@thokozanimpofu1304 8 ай бұрын
Mr yellow should have voices recorded on his phone, he could also knocked on the door with his phone video ready. How did he know the tswiki tswiki sound was coming from a bed not maybe sofa, other furniture or roof top. For him to be precise it was coming from bed it shows he is very familiar and used to the sound. He also pleased himself from the tswiki tswiki everytime it happened and no wonder why he did not leave soon after the first tswiki tswiki. He did not see them in the act at all apart from voices which could either be from nearby or someone snoring or dreaming. CIVIL COURTS will judge according to evidence presented not what one thinks they heard,. Without physical evidence civil court is a NO GO.
@user-pc1gf2zk8i
@user-pc1gf2zk8i 6 ай бұрын
Hauna zvaunoziva how come aisvika na1am kumba kwemunhu
@krugerchimberengwa8549
@krugerchimberengwa8549 8 ай бұрын
Iwe mudhara ungaroora mwana mudiki woenda for 2years.
@samanthakane9986
@samanthakane9986 8 ай бұрын
Nhai
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 8 ай бұрын
Apusa mdara uyu witness aidawo kana pamwe atodya dzashanje dzemuchero usi wake
@charehwa6845
@charehwa6845 8 ай бұрын
This is good for a comedy 😂😂😂😂
@lydiankomo886
@lydiankomo886 8 ай бұрын
why was sinyoro not calling to check if his wife received the grocery
@mercyjaravani3769
@mercyjaravani3769 8 ай бұрын
Haiwa sinyoro vcho chaivatadzisa kufona kubvunza Kuti grocery mariona hre chii vakadzungairawo ,uyo ane yellow angofira kufonera sinyoro
@sonenigwenelo2076
@sonenigwenelo2076 8 ай бұрын
U also wanted tswiki tswiki but u were late u found someone inside😂😂😂😂😂
@colouritdesignszim7186
@colouritdesignszim7186 8 ай бұрын
How can you spend 2 years in South Africa without coming back home to service your wife
@MsDave04
@MsDave04 8 ай бұрын
Ndau also known as Shangani (Sotshangani) from Chipinge and Chimanimani Southern part of Zimbabwe’s eastern highlands very similar to Ndebele. Common surnames Mhlanga, Simango, Mthetwa, Mhlanga, Mlambo amongst others
@user-pc1gf2zk8i
@user-pc1gf2zk8i 6 ай бұрын
It doesn't matter so u take advantage of that???
@tracymukombiwa3283
@tracymukombiwa3283 8 ай бұрын
Dare rakadhakwa iri. Chigodora anotonga hake
@TendaiGurure
@TendaiGurure 8 ай бұрын
Taura hako vanhu vacho vakadhakwa
@mambaraqed
@mambaraqed 8 ай бұрын
Chigodora kane ruzha chete ako
@tinashesauriri6834
@tinashesauriri6834 8 ай бұрын
Dare nderekumourmour iri kubva kunashe makurukota nevadare, who else noticed kuti kubva papihwa witness mhosva accused voice rabva ratanga kubuda? All along anga achinzi sheedzesa dare rinzwe
@chipomugwagwa1504
@chipomugwagwa1504 8 ай бұрын
Iye ayite mudziro kusvika time idzodzo vanozivana vanhu avooo zvikomba zvaamai avo zvese ngavabhadhare next time hataure paasina kuswera
@lovemoretafirenyika6038
@lovemoretafirenyika6038 8 ай бұрын
Sahwira ainyepa kuti grocery nderangu, oti mukadzi wa Sahwira idya hako kuti azodya bota. Witness haana mhosva apa, kungoti akaita zvakapusa chete
@cliffmakoni367
@cliffmakoni367 7 ай бұрын
Yes you are right, tsviki tsviki yakaitika but mambo uyo knows nothing about justice
@jeremiahchikanda1528
@jeremiahchikanda1528 Ай бұрын
Iri idrama chete coz mtongi haazive vagari vemudunhu rake
@Mamoyooo
@Mamoyooo 8 ай бұрын
Nyaya iyi yaichida Chigodora and team 😂😂
@patriciadengenyera8507
@patriciadengenyera8507 8 ай бұрын
Chigodora anopedza masport neteam rake
@Mamoyooo
@Mamoyooo 8 ай бұрын
@@patriciadengenyera8507 ukuziva iwe
@cosmasgwauya6343
@cosmasgwauya6343 8 ай бұрын
mambo Mutasa chibaba @@patriciadengenyera8507
@eurotech9122
@eurotech9122 8 ай бұрын
Teramirayi
@DeonManyota
@DeonManyota 8 ай бұрын
Yes
@prosperplumbers5098
@prosperplumbers5098 9 ай бұрын
Chikomba chainyenga mukadzi wemunhu ne grocery raatumirwa nemurume wacho kkkkkk
@user-ut4rb5mn5g
@user-ut4rb5mn5g 8 ай бұрын
Wagonekwa unonyanya makuhwa mangwan hauzvitefuti😂😂😂😂 bhàdhara mombe 😂😂😂unopamama nekutaurisa
@user-dv7xk1ub4p
@user-dv7xk1ub4p 8 ай бұрын
😂😂😂
@tinashechigu9839
@tinashechigu9839 4 ай бұрын
Nhay makuhwa munhu wemurume
@cacacac-hv8fo
@cacacac-hv8fo 2 ай бұрын
😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
@cacacac-hv8fo
@cacacac-hv8fo 2 ай бұрын
Agona mukadzi ane mwana uyo chokwadi mwana mudiki uyo baba awa 2 years anga akagarawo hr
@ProsperZvinavashe-le3vb
@ProsperZvinavashe-le3vb 2 ай бұрын
Witness haana mhosva Mambo.. Murikukurudzira chihure mudunhu menyu
@user-dv7xk1ub4p
@user-dv7xk1ub4p 8 ай бұрын
Baba vanodisa nyaya dzevanhu kusvika kuma1 uripamba pevanhu kunge muroyi😂😂
@dakawangu4490
@dakawangu4490 8 ай бұрын
Kkkkkkk
@florencemahembe8802
@florencemahembe8802 8 ай бұрын
He wanted to confirm kuti ndiani arimo
@cacacac-hv8fo
@cacacac-hv8fo 2 ай бұрын
Kkkk pamwe anga anyimwawo onzwa shanje😅
@cacacac-hv8fo
@cacacac-hv8fo 2 ай бұрын
Iwo bab waisaudzawo mukadzi wawo cy kt ndatumira grosary anag asikachadi mukadzi ngaarege kunetsa wanhu
@LionPrincess295
@LionPrincess295 8 ай бұрын
i think its good to tell people kuti i drama ,so that we follow tichiziva
@NikiMavindidze-we4qc
@NikiMavindidze-we4qc 8 ай бұрын
Chokwai drama chairo
@simbarashemubaiwa2287
@simbarashemubaiwa2287 9 ай бұрын
Dare Iri mahumbwe Aya nxaaa😂😂😂😂😂
@oscarchimwaza2653
@oscarchimwaza2653 9 ай бұрын
Kkkkk
@tombichirau7851
@tombichirau7851 8 ай бұрын
True, mahumbwe chaiwo. Mapenzi vese and they have a tendency of bashing vanhu vane nyaya. They team up
@tombichirau7851
@tombichirau7851 8 ай бұрын
Mambo ibenzi gurusa avo, kana ndatuka sori
@levybatanaikurewa4117
@levybatanaikurewa4117 8 ай бұрын
​@@tombichirau7851maDrama wangu Chatibwege hamumuziwi here
@jacquelinemura9974
@jacquelinemura9974 8 ай бұрын
Kanenge ka dramakkkkkk
@mirandamamvura
@mirandamamvura 5 ай бұрын
Yellow uyo repeat after me;"I'm a Barbie girl ,In a Barbie world..."😂😂😂😂 Guhwa rako rakaoma .
@devantemudemba3711
@devantemudemba3711 20 күн бұрын
Kkkkkkkk
@mcloudsmkn
@mcloudsmkn 8 ай бұрын
The chief is clueless, it's very possible dzaidyawo bota ramai Sinyoro😢
@goodwellrukweza5356
@goodwellrukweza5356 8 ай бұрын
These people are glowing , healthy living
@xyznews-bz5cr
@xyznews-bz5cr 8 ай бұрын
Iiii vakanaka zvedi, nevarume vacho
@julietnyamuronda9061
@julietnyamuronda9061 8 ай бұрын
Chokwadi they are glowing
@brianmagaduchivangabrianmc8985
@brianmagaduchivangabrianmc8985 8 ай бұрын
MaNdau akanaka kukunda maZezuru nemaKaranga kkk
@sethumpofu9248
@sethumpofu9248 8 ай бұрын
Zvedi
@PatienceAwali-jz3hs
@PatienceAwali-jz3hs 8 ай бұрын
Vakanaka vanhu vacho
@percytshuma7551
@percytshuma7551 9 ай бұрын
Whiteness angaasinawo kuenda kunoona mukadzi wasahwira her 🤣🤣🤣
@jeremiahchikanda1528
@jeremiahchikanda1528 Ай бұрын
Witness akatangirwa chete ndiyo nyaya iripo akanzwa zvesure munhu achirova tsviki zvorwadza sure kutangirwa neumwe
@nomvelompofu1954
@nomvelompofu1954 8 ай бұрын
This shona is Ndebelering too much😮....... ,beautiful people glowing bafresh abantu
@user-hq2dj6hg3d
@user-hq2dj6hg3d 8 ай бұрын
Mambo ava avagoni kutonga zvachose akuna murume anosiya mukadzi oyenda 2yrs arijoni no coming back anoti inobikirwa bota here mukadzi uyo anenge achitodawo kubvisa nyota
@munyaradzibiri7690
@munyaradzibiri7690 8 ай бұрын
Ndopaye panonzi mind your own business,its his wife not yours why uchida kuudza munhu zvekuita ne mhuri yake.Zvekuti he is old and the wife is young wakwana papi iwe?Iwe nhamo dzako wapedza here?Pamwe wako mukadzi atori busy kuita tswiki tswiki uchifambira dzemudhara ariku South Africa.
@user-nk4iw2in7j
@user-nk4iw2in7j 8 ай бұрын
iiii village iyi ine vanhu vasingatamburi iii vese their skin are glowing
@tinashemlambo6079
@tinashemlambo6079 8 ай бұрын
Kunonzi kuchipinge kanyi atitamburi and the whole district we are beautiful and handsome
@princechidziya3639
@princechidziya3639 2 ай бұрын
i drama iri
@sharongundidza2155
@sharongundidza2155 8 ай бұрын
Ndadzidza hangu 😂😂😂😂😂 to mind my own business
@aaronguri8777
@aaronguri8777 8 ай бұрын
🤣🤣
@Chiheratheeland1234
@Chiheratheeland1234 8 ай бұрын
Haaaa leason learnt
@carofungai
@carofungai 8 ай бұрын
The level of investment ya witness in this affair is suspect...... akabvutirwa poto yebota.
@rufarosharonborerwe3689
@rufarosharonborerwe3689 4 ай бұрын
Mambo muri mboko.iwe witness siyana nenhau dzevamhu hona manje.sahwira urikudya zvepfupi ngekureba.chete mutumwa haana mbonje ko akatumwawo koona mhuri aigodii mai vaitodawo kumbodya bota(rekwamugabe)baba muri tsukukuviri makkurasisawo witness futi yhooo.mother makagarira guyo sembwa pihwai gupuro mutsvake murume wezera wenyu anokudai.2 years muchigarirei 😂😂😂
@kerringtonmunyaradzimuchin4391
@kerringtonmunyaradzimuchin4391 9 ай бұрын
Handisati ndamboona mambo akareruka kudayi, dare harina order.
@fambailangtonshasha1661
@fambailangtonshasha1661 8 ай бұрын
Anpshorwa
@OtiliaMberikunashe
@OtiliaMberikunashe 9 ай бұрын
😅😅😅😅haaa uyo akapfimbao akarambwa ndokuona sahwira achiuya ne grocery ndokuita jealous nazvo kkkk idzo 2 yrs ndedzeyi grocery haripinde nemnhu mujira pls 😂😂😂😂😂
@PB-dw7dc
@PB-dw7dc 8 ай бұрын
Chokwadi,two years aiti unorarama nei.Haiwawo
@levybatanaikurewa4117
@levybatanaikurewa4117 8 ай бұрын
MaDrama Aya kkkk . Chatibwege ndewema Drama uyo
@PB-dw7dc
@PB-dw7dc 8 ай бұрын
@@levybatanaikurewa4117 kkkk zvakaoma nhai
@kudakwashekanyondo
@kudakwashekanyondo 8 ай бұрын
Yellow t shirt boy is very very honest 😢
@alvinachimedza2964
@alvinachimedza2964 8 ай бұрын
He is crazy you must say.... Sitting muberere until mambakwedza🚮
@jerrymiahsibanda279
@jerrymiahsibanda279 8 ай бұрын
This chief is a disgrace to the traditional leadership institution, I hope our government will do due diligence and train these chiefs otherwise this is a traverse and miscarriage of justice and miscalculation of witness's words
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 8 ай бұрын
Mai Sinyoro varikuzvisungirira. Vaizotora grocery remunhu sei
@franciscademberere-6653
@franciscademberere-6653 8 ай бұрын
Panenyaya apa ndiri kuona kuti grocery nderavo but aitumirwa haana kutaura chokwadi aizoita sekuti arikuvanzwira tsitsi orova bota
@sibuchanza5813
@sibuchanza5813 7 ай бұрын
Very wise headman ...mind blowing The investigator is involved The woman statement us the last nail on the grocery delivery friend. The friend who delivered the grocery his explaination of lying to the wife pretending he left the grocery because it was heavy and telling the wife to use one item at a time as if giving her its manipulation, control, and bribery...thus the wife was put in a corner to pay for those groceries....wow evil men in this world...
@frankparadzayi850
@frankparadzayi850 5 ай бұрын
Which means mr yellow is not guilty right
@user-le9im3rh2q
@user-le9im3rh2q 8 ай бұрын
Thats why we have clueless leaders in zimbabwe it starts with the first citizen now if this have english subtitles we would be a shame to the whole world .the woman was not given a chance to explain herself .i wish justice to prevail in such circumstances .
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc 8 ай бұрын
Vanhu tsvagai mabasa kwete remakuhwa iri aribhadhari.mrume mkuru ungaite pungwe pamba pemnhu kurindira mkadz wemnhu.
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 9 ай бұрын
Asi sure murume mukuru kugarira husiku hwese pamkadzi asiri wako urikurwei
@esiterymunzvengwa7878
@esiterymunzvengwa7878 9 ай бұрын
😂😂😂😂amudawoo
@mejurymasikuni173
@mejurymasikuni173 8 ай бұрын
Witness ayidawo mukadzi chivindi chekuita pungwe akarindira vanhu varikufara😂😂😂😂
@sekytendeke7751
@sekytendeke7751 8 ай бұрын
Kkkkkkk
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 8 ай бұрын
Ane mweya wekudingorera vari kunyengana
@rebeccachigutsa92
@rebeccachigutsa92 8 ай бұрын
Ndozvinoda kuita munhu ane makuhwa😂😂😂😂 kusiyirwa nyaya yoita yake kkkk
@user-pc1gf2zk8i
@user-pc1gf2zk8i 6 ай бұрын
Good ukuziva zvamukutaura
@jescamadondo2979
@jescamadondo2979 8 ай бұрын
The chief is putting words into these men's mouths. He truly knows what the men mean when they say they know the women but he just chooses to twist the words to suit the context and his judgment
@tafaramasvaure8421
@tafaramasvaure8421 7 ай бұрын
That’s true
@memorykasaga682
@memorykasaga682 6 ай бұрын
He is trying to teach people not to say everything u see.
@frankparadzayi850
@frankparadzayi850 5 ай бұрын
Kuziva munhu wemuraini unotadza nei be specific chief mukutonga nedemo mu YELLOW Havana kana mhosva ava let's face justice
@sphiwemalinga4775
@sphiwemalinga4775 9 ай бұрын
murume wekugarira paberere arikushaiwa basa
@prosperplumbers5098
@prosperplumbers5098 9 ай бұрын
Ko mai Dee vava kuita zvekudare kwashe futi kkkkkk apo vane traouse
@bchis8806
@bchis8806 9 ай бұрын
It's a skit 😂😂😂😂
@user-nn7to1qf3v
@user-nn7to1qf3v 8 ай бұрын
Rega rihurirwe zidhara iri rakazungaira 😂
@privilegemarambachiambiro4127
@privilegemarambachiambiro4127 8 ай бұрын
😂😂😂
@sarahmaganga6040
@sarahmaganga6040 8 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@estherzambezi1696
@estherzambezi1696 8 ай бұрын
Ko kuzoita vakadzi vakawanda
@user-nn7to1qf3v
@user-nn7to1qf3v 8 ай бұрын
@@estherzambezi1696 ah chii chakadaro kk
@faithchipondafay5234
@faithchipondafay5234 8 ай бұрын
Witness hafe akaita futi guhwa munhu rume😂😂😂😂
@mindjamesmatazhu7347
@mindjamesmatazhu7347 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂❤
@nkululekomakhowa-en3qd
@nkululekomakhowa-en3qd 9 ай бұрын
Kkkkkk ndotenda mwari ndirikushandisa wifi yemurungu
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 9 ай бұрын
Kkkkkk
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 9 ай бұрын
Kkkk. Afira hu witness zvakaoma vanhu vakaona munhu achipondwa havachataure unozopedzisira wanzi ndiwe waponda
@Bel13636
@Bel13636 8 ай бұрын
Chokwadi
@AyandaChikwadada-hm8to
@AyandaChikwadada-hm8to 8 ай бұрын
Is tsviki tsviki for me😂😂😂😂😂
@chipomazivazvose708
@chipomazivazvose708 8 ай бұрын
Chatibwege imboendai KwaShe Chigodora munoona kutongwa kunoitwa nyaya ndapedza nemi Hamungati kutonga hudzvanyiriri ndochii ichocho😢
@TheAzory
@TheAzory 4 ай бұрын
Haa mambo akadhakwa uyu.
@lilianmhamba
@lilianmhamba 8 ай бұрын
Tsvagai mabasa 😅😅😅makuhwa haadi kumunhu wemurume😅😅😅
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 8 ай бұрын
That's true ,ungaite basa rekufudza vonenyengana
@aaronchiwamba2037
@aaronchiwamba2037 8 ай бұрын
Dare ririkumhanyira muripo waro harichamirira munhu aparirwa mhosva akunzi anozvionera nezvikomba thts unfair
@Tanaka-og8pb
@Tanaka-og8pb 7 ай бұрын
Its 😂a drama
@AyandaChikwadada-hm8to
@AyandaChikwadada-hm8to 8 ай бұрын
❤❤❤❤❤❤ beautiful people
@ceciliamushambi8042
@ceciliamushambi8042 5 ай бұрын
Ye grocery iyo is straightforward kuti who was seeing up keep yemukadzi aimuigira knowingly. Mambo vanongomhanya kuda yavo mari nothing else. However his language is strong.
@memorymuhau2739
@memorymuhau2739 8 ай бұрын
These people are very beautiful and handsome🎉❤❤ Kutongwa kwedare totya kutuka mambo Uyo witness ,tibvirepo.Waidawo mukadzi
@dadiraichindakuda9122
@dadiraichindakuda9122 8 ай бұрын
True vakatsvinda tsvinda
@xyznews-bz5cr
@xyznews-bz5cr 8 ай бұрын
Compare to Headman Chigodora's dare
@addymuvingi2194
@addymuvingi2194 8 ай бұрын
Mambo ava vanotoda mukadzi wasinyoro.
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 8 ай бұрын
For me the yellow tshirt guy is honest it's unfortunate varikumuroverera
@evelynchinyunyu1823
@evelynchinyunyu1823 8 ай бұрын
Haiwa kutonga chaiko havagone chief Uyo wegrocery ndiye aidya bota Uyo Ivo vekudyirwa bota futi munhu ungaita 2yrs usipo kunodya sadza hr uku tibvureipo mhosva ipai vegrocery nxiiii
@FaithMukwindidza-uy8dg
@FaithMukwindidza-uy8dg 8 ай бұрын
Minding ur own hokoso kana mazogara
@FaithMukwindidza-uy8dg
@FaithMukwindidza-uy8dg 8 ай бұрын
Mai Dee ubr looking good
@nigelmadziwa6449
@nigelmadziwa6449 8 ай бұрын
Mamba wanopenga awa
@sarahmatambiko9764
@sarahmatambiko9764 8 ай бұрын
Avagone kutonga vakadxi vechidiki vataura chokwadi kuti2yrs musingauye vowana simba rokuuya nokuti vatipirwa kuti munda ukurimwa avabatsirikeba zidhara iro regai ridyirwe neaipa grocery
@patrickmupari444
@patrickmupari444 7 ай бұрын
Mandau so dare racho kkkk harigoni kufeya nyaya zvineungwaru 😂😂😂😂
@pritchardtinashezuze155
@pritchardtinashezuze155 8 ай бұрын
Haaa iri dare rakadhakwaaa😂😂😂😂
@starlightrecordszim1773
@starlightrecordszim1773 8 ай бұрын
Kkkkkk dare iri rakamwa Zed
@Tanaka-og8pb
@Tanaka-og8pb 7 ай бұрын
Its 😂a drama
@ignatiuschadimuhwa816
@ignatiuschadimuhwa816 8 ай бұрын
Mambo! Uyu ndiye arikuuya ngezvinhu 😂😂😂😂😂😂
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 8 ай бұрын
Ko iye Sinyoro 2 yrs ari kuJoni ayiti mudzolimai wechidiki uyo anoita zvokudii?the guy we yellow shirt was given the taste of his medicine. Munhu ungaita pungwe wakagara pamba pemunhu wako mukadzi achiti uripi? Ndiye chikomba chacho? Well done dare
@windshafiq9341
@windshafiq9341 8 ай бұрын
What a comedy😂😂😂😂
@tombichirau7851
@tombichirau7851 8 ай бұрын
Is the name ,Chatibwege for me 🤣🤣. What do you expect from him with that kind of name?
@JoeKan-gj6bm
@JoeKan-gj6bm 8 ай бұрын
Muera shiri pamwe nekuti vana hungwe ndivo vana chasura chati bgege
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by 8 ай бұрын
Hungwe, shiri chasura ndomutupo
@belindaruzani
@belindaruzani 8 ай бұрын
Mambo ndevekudhakwa ava
@tadzorerwamoyo3387
@tadzorerwamoyo3387 8 ай бұрын
😅😅😅😅😅😅😅
@user-nv1ln5wr9l
@user-nv1ln5wr9l 8 ай бұрын
Mambo amugone kutonga imii manga muchingofanira kupa mutongo kuzvikomba not kuti vasinyoro mongona zvekuita nechikomba 😢
@user-he3bm4bh6j
@user-he3bm4bh6j 8 ай бұрын
Chokwadi mambo ava havagoni kutonga padare tinoda humbowo ma msg erudo kana kut zvimwe zvinobatika .iri dare rakadhakwa .Tarisai matare emamwe madzimambo muone zvinoitwa .uyu ane makuhwa uyu .Aida ndiye kutumwa ma sinyoro
@user-fc7ud9ej5q
@user-fc7ud9ej5q 8 ай бұрын
Pamukdzi wemunhu hapadi kuita witness please guys mai avo vaigona kuti yellow guy aida ndakamuramba nyaya yaiomera that guya again
@tsitsimagwede7006
@tsitsimagwede7006 8 ай бұрын
VaChatibwege ngaamboenda kuna chief Chigodora kuma lessons, vadzidze kutonga mhosva..... n way vanhu vekwaChatibwege vakasvika sechibage chepachuru.
@constancendumo2373
@constancendumo2373 8 ай бұрын
Baba ava i witness yenhema kkkkkkkk vaidawoo tsvi tsviki vakainyimwaa 😅
@violetzimba7165
@violetzimba7165 8 ай бұрын
Drama on it's highest uyu witness i think anga ari boyfriend akazo itwa overtake 😂😂😂😂
@user-ks7jz2xd6s
@user-ks7jz2xd6s 8 ай бұрын
Mdhara avo havagonhi kutonga
@rockmaposa3109
@rockmaposa3109 8 ай бұрын
He is honest this one, but muridzi wemkadzi adzotori zvakanaka😅
@geoegechiworese1528
@geoegechiworese1528 Күн бұрын
Iva mambo ava ngavaende Kuma extra lesson kwa Chigodora hapana zvino zikanwa apa
@nyashahodzi6030
@nyashahodzi6030 8 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂zvikomba zvanga zvasangana zvese but chimwe chakapusa chete
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 8 ай бұрын
Kkkkkkkkkoo zvakaoma ichokwadi asi mai awoooo wakazviita
@assanmususa7596
@assanmususa7596 8 ай бұрын
Which village with smart people like these..Keep it up
@florencemahembe8802
@florencemahembe8802 8 ай бұрын
Vanoofekawoka semapfekero avanoita vachienda kudhorobha.
@maipraise
@maipraise 8 ай бұрын
Immm sahwi muneyese😅😅😅saka makaita pungwe murimuberere
@blessingtagwada1228
@blessingtagwada1228 8 ай бұрын
Handisati ndakamboona zvakadai ini😂😂😂
@tarirokapawo789
@tarirokapawo789 8 ай бұрын
Witness apinda busy 😂😂😂😂😂
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 8 ай бұрын
Good actors shem 😂😂😂
@tawandachishanga7325
@tawandachishanga7325 8 ай бұрын
haaaa justice not well served and chief vakareruka ava Chief Bushu, Negomo and Chief Nyamaropa maChief manyama
@VaPunungwe
@VaPunungwe 6 ай бұрын
Mambo havasati vava ne confidence asi panyaya iyi vagona. Ivo Sinyoro votora mukadzi akanaka kudaro vosendeka sebhasikoro kudaro. Bhasikoro ukangosiya wasendeka risina kukiyiwa vamwe vanouya vachikwira. Makava maviri akasangana pachimbudzana hapana gava rinonzi iri ndiro rakanaka. Kana gava richihukura rimwe gava ese makava.
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 8 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 iiigh tsviki ndee tsviki ndee hiiii ndaseka nhasi Shem
@angiemajekwana8475
@angiemajekwana8475 8 ай бұрын
Part 2 please 😂😂😂
@dennieszvoushe-ry6zk
@dennieszvoushe-ry6zk 8 ай бұрын
Mambo Ava ne dare ravo havagonhi kutanga nyaya zvachose. Vaifanira kudzidza mafambisirwe enyaya kunemamwe madzishe vakaita sa headman Chigodora. Mambo Ava vaisa mutongo vasina kunzwa vanhu vese. Zvinonyadzisa. Izvi Zvinotaridza kuti chikomba chakadhiza corruption.
@josephmuchina420
@josephmuchina420 8 ай бұрын
After rushing to condemn the witness, chikomba is now incriminating himself with his own statement, and everyone calms down as compared to their zeal to condemn the witness. "Unoyaziva" here is a useless question. It has different meanings . Waste of time. The husband is useless, too. Why not ask the woman ? Lumumba best describes these types of leaders as a mirror of the community
@xyznews-bz5cr
@xyznews-bz5cr 8 ай бұрын
A handsome village
@girlyygaming_
@girlyygaming_ 8 ай бұрын
Idrama iyi skin ye anhu aya sandi yeparuzevha😅😅
@TanatswaMakwavarara-ke4hk
@TanatswaMakwavarara-ke4hk 7 ай бұрын
Kana muri kurarama muZimbabwe chaiyo endai kuPolice kwete kumbinyikidzwa mukadzi uyo ati kwete
@popimanganye7338
@popimanganye7338 5 ай бұрын
Chief vasina svimbo kana beg.......this is a movie
@memorymuhau2739
@memorymuhau2739 8 ай бұрын
Ndekupi uku kune vanhu vakanaka kudai ❤
@nnyarry
@nnyarry 8 ай бұрын
Wafungei kkjj
@sethumpofu9248
@sethumpofu9248 8 ай бұрын
Chipinge
@user-si9tq4lz5m
@user-si9tq4lz5m 8 ай бұрын
Vakanaka wena
@tinashemlambo6079
@tinashemlambo6079 8 ай бұрын
Pachipinge all of us ndozvatiri
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by 8 ай бұрын
Witness manyama 😂😂😂😂😂😂 dzinodawo mukadzi vasahwira
@prospermundo9779
@prospermundo9779 8 ай бұрын
Hakuna mambo vakadayi ..mahumbwe aya
@susandzonze9555
@susandzonze9555 8 ай бұрын
Ava sahwira ava waitodawo baby wakarambwa ndosaka wakaita makuhwa , mukwane baba imi maida kuti aite sei mukadzi 2 yrs asingazivi murume , paakabva kumba kwavoaitoridya grocery iroro rakatowanda kudarika ramunomutumira mukwane imi .
@talentchipika6733
@talentchipika6733 9 ай бұрын
gud acting kkkk
@queensally6197
@queensally6197 8 ай бұрын
Neyewo witness arikudyawo bota kkkkk
Dare raMutape Mbuya namapote Wokandirana Nyoka Mhenyu
40:02
TICHKACH MTV
Рет қаралды 42 М.
Handina Kuziva ndavingei Pa Dare
34:33
TICHKACH MTV
Рет қаралды 29 М.
DO YOU HAVE FRIENDS LIKE THIS?
00:17
dednahype
Рет қаралды 60 МЛН
Luck Decides My Future Again 🍀🍀🍀 #katebrush #shorts
00:19
Kate Brush
Рет қаралды 8 МЛН
OMG🤪 #tiktok #shorts #potapova_blog
00:50
Potapova_blog
Рет қаралды 18 МЛН
KUNYENGA MUKADZI. Akaiswa bhurukwa mumusoro DARE RA CHIEF MUTASA
53:22
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 417 М.
BEST OF MAMBO MUTASA
10:46
TexasMowGoSA
Рет қаралды 3 М.
Mukadzi Oramba Murume Mudare Achiti Akuda Chikomba
47:45
SlyMediaTv
Рет қаралды 438 М.
Ndakamuvakira Chitoro Achitii Achindirora
23:33
TICHKACH MTV
Рет қаралды 1,7 М.
Vavekudzosa mwana wangu vasina kana kumboroora DARE RA CHIEF MUTASA
41:05
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 54 М.
Mukadzi Ane Barika re Varume Amiswa pamberi pedare
1:51:49
TICHKACH MTV
Рет қаралды 353 М.
DO YOU HAVE FRIENDS LIKE THIS?
00:17
dednahype
Рет қаралды 60 МЛН