Chegutu : "Ndakaona Sabhuku vakabatisa hanzvadzi yangu madziro muchinjausi vachii bata chibharo"

  Рет қаралды 75,407

Destiny TV

Destiny TV

Күн бұрын

Пікірлер: 587
@rejoicetakaidza9794
@rejoicetakaidza9794 Ай бұрын
The boy is brave anoda mwana wamai vake
@CharletteChihelele-d5v
@CharletteChihelele-d5v Ай бұрын
Mai vakachengeta Philip love yyou I vote you for a sabhuku🎤 Mune rudo ne justice
@farirayimadhafi5048
@farirayimadhafi5048 Ай бұрын
Mai ava stands for justice
@brendamelindakwedza439
@brendamelindakwedza439 Ай бұрын
Philip is clever akapedza chikoro here kana asiri kuenda kuchikoro let's support him vana vezimbabwe
@DRRZOE
@DRRZOE Ай бұрын
True ipapo
@stellaydaka1923
@stellaydaka1923 Ай бұрын
Thank you donor
@kingstonegombedza4104
@kingstonegombedza4104 Ай бұрын
Ndopanofanira kubuda mari kwete kupa vanhu mota dzinoita US$140
@EstherChilima
@EstherChilima Ай бұрын
Wat a strong woman ,vashoma vanotsika pasi so standing for justice ....i salute you woman 🙏
@chirandu70
@chirandu70 Ай бұрын
can I adopt this girl child , the brother nemuzukuru?Can I have them?I have got a stand which is not being used.I can send them back to school.
@Rene-u5r
@Rene-u5r Ай бұрын
Thats very generous of you. Thank you. But i hope Sabhuku havazovarpndi to shut them up kuthya jeri
@Rene-u5r
@Rene-u5r Ай бұрын
Ngaabva abviswa ipapo. Ibenzi remunhu chairo. Strip him of huSabhuku iwhowho
@monicaasefa3810
@monicaasefa3810 Ай бұрын
Thank you very much
@VesperWatsika
@VesperWatsika Ай бұрын
Vatore hako shuwa
@kelvinmarongwe2844
@kelvinmarongwe2844 Ай бұрын
@@chirandu70 dzifambire nyaya dzacho hama mwari vega ndivo chakupa simba rekuzadzikisa zvauri kutaura pamusoro pevana ava
@mosimosi630
@mosimosi630 Ай бұрын
This woman has incredible interview skills better than anyone at ZBC SABC or SlyMedia she’s a very good story teller and very respectful to the people she’s talking to
@nicktau6342
@nicktau6342 Ай бұрын
Mwari ndichengetereiwo vana vangu honai ndrimusango kurikutsvanga cheuviri ndipeiwo mamwe makore ndichengetewo vana vangu😢😢😢
@claitosverengera117
@claitosverengera117 Ай бұрын
Neniwo mufunge ukanzwa izvi😢😢 sad
@masciemudumo
@masciemudumo Ай бұрын
Zvakaoma ladies ngatiudzei mwari ndivo muridzi wevanhu , mwari vakatendeka vanotichengetera mhuri dzedu. Let’s join hands and hearts in prayer 🙏
@Fungisaiwenhamo-mx7sk
@Fungisaiwenhamo-mx7sk Ай бұрын
Moyo wangu waenda kure ndinewo mwana musikana nemukomana mwari ngavandichengetere zvaksngooma asikana
@MomyMom-yv9lm
@MomyMom-yv9lm Ай бұрын
Amen
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok Ай бұрын
Mwari vanochengeta, just put everything in God's hands.
@sandraedward7454
@sandraedward7454 Ай бұрын
Amai avo vakatora philip kurara navo vapeiwo chigaro chekumiririra vana vane moyo aekubereka
@MoreblessingChitongo
@MoreblessingChitongo Ай бұрын
❤❤❤❤❤ chokwadi vakabata basa hombe
@masciemudumo
@masciemudumo Ай бұрын
Taura hako
@janemoyo
@janemoyo Ай бұрын
Amen 🙏 🙏 ❤
@prachie937
@prachie937 Ай бұрын
Well done mami ...stand up fr girl child ...zvinorwadza veduweee
@nancypinto913
@nancypinto913 Ай бұрын
Tete Stella ndikuda Ku adopta mukomana uyo please help. He deserve a chance in life
@prayermswapa5681
@prayermswapa5681 Ай бұрын
Thank you
@veronicamarowa6584
@veronicamarowa6584 Ай бұрын
@nancypinto913 God bless you
@cleofay9346
@cleofay9346 Ай бұрын
God bless you dear
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 Ай бұрын
Uripi hama weee
@sandraedward7454
@sandraedward7454 Ай бұрын
Thank you mwari akuitirei nyasha
@brianmtengwa
@brianmtengwa Ай бұрын
That boy is bthat brilliant ndafariri. Kugon kutsanangudza
@NyashaNatalie-t8o
@NyashaNatalie-t8o Ай бұрын
Mwari honai totambudzwa hre nevanhurume nechikonzero chekuti tiri kuda kuchengetwa anyway kuna sisi Thelma sorry mwana wamai mwari vakunyaradze asi tsano avo ngavatongerwo rufu kupa munhu nhumbu ne chirwere nguva imwe chete hre vanhu vemutemo tibatsireiwo sevana and vamwe vedu vari kuzviuraya nekuda kwekuti munenge musina kusimudza musoro sevana veZimbabwe mwari tiitirei nyasha thank you so much bro Philip nekumira nemwana wamai vako ku risker hupenyu kurara musango nekuda kwe hanzvadzi 🙏🙏🙏🙏🙏
@abilitymatopi6654
@abilitymatopi6654 Ай бұрын
Go fund for Philip if he is not going to school
@priscillahchiromudzimu1632
@priscillahchiromudzimu1632 Ай бұрын
Amunangangwa baba venyika Mai munangangwa Mai venyika tirikuchemawo nemi panyaya iyi😢😢😢😢
@Nunec
@Nunec Ай бұрын
Iye ari rapist wo. Google story ya Susan Mutami
@DadairaiMamwoyo
@DadairaiMamwoyo Ай бұрын
Haiwaa Priscilla hapana chavanobatsira vaye Zim yangofanana nasingle mother anozvibatsira ega inindokupengesa zvisina Jeri mukati unotodya madhodhi
@DominicSibanda-w3s
@DominicSibanda-w3s Ай бұрын
Forget about these ones, they are busy accumulating their wealth
@kelvinmarongwe2844
@kelvinmarongwe2844 Ай бұрын
Philip ngaachengetedzwe uye mai vanga vachitaura ngava chengetedzwe
@NetsaiTaulo
@NetsaiTaulo Ай бұрын
Prisvirwa dzikama
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m Ай бұрын
Mai Ava can preach veduwe.
@RebeccaWashaya
@RebeccaWashaya Ай бұрын
Tinokumbimbirawo kuzonzwa kuti kandira asungwa plz💔
@LynneSithole-p2q
@LynneSithole-p2q Ай бұрын
Ndipei hangu mwanakomana uyu😢😢 ndarwadziwa hangu mhai
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 Ай бұрын
Iwe ndiwe une moyo wakanaka sis..Mwari akukomborere
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 Ай бұрын
Haaa Mwari imi....mkomana uyu is brilliant mhani...moyo wangu watsemuka 💔💔
@Maisibongile
@Maisibongile Ай бұрын
Mapurisa chaanogona kusunga mavendor arikuzvishandira mhondi dzopuhwa community service
@IyletMharire
@IyletMharire Ай бұрын
Imagine
@blessingmanyeruke6832
@blessingmanyeruke6832 Ай бұрын
Kana ndimiwo
@CastonMadzonga
@CastonMadzonga Ай бұрын
Asi mapurisa ndiwo anopa munhu community service here
@agathaphiri5756
@agathaphiri5756 Ай бұрын
thank you very much mama for standing up for a girl child.
@fikilesilombe7242
@fikilesilombe7242 Ай бұрын
I can't keep my tears 😢 😭 💔 justice for the girl child chokwadi kupihwa chirwere here veduwee
@MemoryKomonde
@MemoryKomonde Ай бұрын
I can't keep my tears 😭 kupa Mwana chirwere💔 nenhumbu mwari pindirai hupenyu whenherera nevana😭
@PaulineNoah-dw7er
@PaulineNoah-dw7er Ай бұрын
Moyo wangu watsemuka 💔
@lloydmpofulodzapower8739
@lloydmpofulodzapower8739 Ай бұрын
Shame mwanakomana arwadziwa nekuda kwehanzvadzi yake😢😢😢
@MelodyMwanyepa
@MelodyMwanyepa Ай бұрын
Zvisingaiti
@dikembeafrika8918
@dikembeafrika8918 Ай бұрын
Izvi zvinoda Ishe, masabhuku mazvitadza. Please sabhuku vakapara mhosva ngavasungwe
@sandraedward7454
@sandraedward7454 Ай бұрын
Zvinonzwisa tsitsi thank you cc Stella hope philip anowana rubatsiro kuchild welfare seems like a well behaved boy anoti munhu wese mama ndarwadziwa hapanetse nhumbu chaiyo inoitw DNA hope ngoni abounds mujeri thank you mama vari kuchengeta Philip
@HappyPufferFish-pu2hk
@HappyPufferFish-pu2hk Ай бұрын
It hurts kukanganwiswa hupenyu hwevana especially nehama Mwari ndokumbirawo mundichengete kusvika mwana wangu ayaruka😢
@TheresaBanga
@TheresaBanga Ай бұрын
Sure ndomunamato wangu veduwe seni ndine vana vasikana
@nyaradzomarozva5715
@nyaradzomarozva5715 Ай бұрын
Chokwadi munamato wanguwo
@rhinemupara1239
@rhinemupara1239 Ай бұрын
Amai ava she is no longer safe kwaanogara it might not happen today but it will come
@munesukatewera6780
@munesukatewera6780 Ай бұрын
Ndodzwira vna vasisi vangu tsitsi ummmm vakasiwa varivadiki. Mwari ndichengetereyi ropa na Ryan izvezvi ndrikutotya kuti ku holiday kwavarikuyenda vakarikuyenda kupi. Ndichengetereyiwo Ropa. Mwari kamusikana
@RejoiceMlambo-g7c
@RejoiceMlambo-g7c Ай бұрын
Dai hanzvadzi yangu isipo ndaidii nhai Mwari zveshuwa Mai vacho variko zvavo Yaa ndachema
@nyaradzomarozva5715
@nyaradzomarozva5715 Ай бұрын
Tafadzwa Chidawa uripiko hero basa vana vapera kuChegutu😢😢
@ElizabethMatanha
@ElizabethMatanha Ай бұрын
😢😢😢😢 zvinorwadza
@rudomadzivire2512
@rudomadzivire2512 Ай бұрын
MaSabhuku vakakundikana.dai vakaita action early dai musikana asina kusvika pakuita mimba
@esnathjefuresi8639
@esnathjefuresi8639 Ай бұрын
@Tafadzwa Chidahwa
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 Ай бұрын
That guy wamunopembedza aimbove mupurisa akadzingwa basa.Zvinotondishamisa he got a licence to operate as a private investigator and run a security company.Ko vetting yakafamba sei.Tino evidence yese!Hatina kukotsira huori manje manje z irikudhakwa.Zimbabwe ndeye munhu wese!
@Smoyo
@Smoyo Ай бұрын
​@@fortula.tichwagoramuog8784 everyone deserve a second chance in life. Maybe he learned his lesson.
@lynettehungwe8721
@lynettehungwe8721 Ай бұрын
President upi ane hanya nezvakadai iye akabudisa zibaba riye rekuti huchi
@Cosmastavengwa
@Cosmastavengwa Ай бұрын
Chokwad paya rakakonewa mnangagwa
@lindamudarikwa730
@lindamudarikwa730 Ай бұрын
We pray for your safety mhamha after all this information your life might be at risk 🙏
@NetsaiTaulo
@NetsaiTaulo Ай бұрын
Pakaipa
@NetsaiTaulo
@NetsaiTaulo Ай бұрын
Mugabe ariko tinashe
@Kudzymutema
@Kudzymutema Ай бұрын
Shuwa vanogona kuiswa pama1 nasabhuku kandira ava neteam ravo
@AbigailKundoro
@AbigailKundoro Ай бұрын
hupenyu hwa Philip huri panjodzi please batsirai mukomana uyu
@Maisibongile
@Maisibongile Ай бұрын
Shame hanzvadzi komana is so caring hanzi izvozvi haachaendi kuchikoro akamitiswa dai vemutemo vaita serious
@masibandamhazishumba2241
@masibandamhazishumba2241 Ай бұрын
Mr President where are you 😢
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 Ай бұрын
He can't go to chegutu. There is people for people
@lynmasyaz8106
@lynmasyaz8106 Ай бұрын
Vana Sabhuku and Mbuya hutano makanzwa abuse yevana and follow up yacho yakaneta, please let us protect our future generation kana tanzwa kana kuona maRed Flags for abuse
@constancemoyo1575
@constancemoyo1575 Ай бұрын
Mwari chengetaiwo vana vangu ndisazocheme😢,Philip thank you for standing with your sister...mai avo vanoda kupihwa basa rekumiririra vana muma comunities
@lovenessmutede3490
@lovenessmutede3490 Ай бұрын
Mother vatanga kutaura avo big up ,hamunyenyeredze nyaya
@mufaronyabereka
@mufaronyabereka Ай бұрын
my heart hurts for Philip😢. What a brilliant young lad
@PatienceChindodakufa
@PatienceChindodakufa Ай бұрын
Amai avo vekuchengeta Phillip please vapei sando dzavo ndivo vanhu vanodiwa munharaunda vane justice
@patriciamarangwanda5188
@patriciamarangwanda5188 Ай бұрын
Chegutu kurikuitika makuna kuna veduwe chiiko veduwe 😢 , chegutu chegutu plz itai order itai sevanhu chiiko
@HappyPufferFish-pu2hk
@HappyPufferFish-pu2hk Ай бұрын
Thanks to ma social workers Rambai mune Rudo irworwo muchititarisirawo Vana vedu Ngatibatanei kubatsirawo ma social workers Ayo Tendwai masabhuku nekumira nesu panhau iyi yevana
@FlorenceMarowa
@FlorenceMarowa Ай бұрын
Nyaya ngaiende Kuna Tete Tildah Moyo sabook anoswera awa mukati uyu
@janemoyo
@janemoyo Ай бұрын
Tilda angakunda ivava vakaibata why people 😮
@talentjoseph9267
@talentjoseph9267 Ай бұрын
​@@janemoyotauraira henyu
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa Ай бұрын
Sabook ngavasungwe shuwa😢
@pamelachigwedere
@pamelachigwedere Ай бұрын
Hama dzangu hadzisisina Rudo..that's why Mwari vafuratira nyika yedu
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa Ай бұрын
Justice ⚖️ for Thelma and Philip 😭😭😭😭😭 mwana anongoda mai nababa vake izvi zvekuchapa hama mwana kaaa huummm bodo varimuma marriages vana baba nana mai yedzai kuchengetedza wanano dzenyu vana venyu honai zvaavanoitwa kana marambana moti aziva kwake aziva kwakr mosiya vana kunge munisiya dope muchamber
@ColletaDewa
@ColletaDewa Ай бұрын
But the brother says shes 5 momths pregnant....oti she started sleeping naSabhuku in September..... the statement not balancing there....maybe it started kudhara asingatauri....its unfortunate..... God protect our girls.
@ShephardMuvingi
@ShephardMuvingi Ай бұрын
our kids are not safe at all guys ,may God heal our nation .ko nhai varume huyai tirangane chii chaizvo chanetsa ,i hosha here mweya wetsvina here haa
@manyaramarweyi9989
@manyaramarweyi9989 Ай бұрын
Ini vangu vana ndinofa navo andipi munhu mwari ndichengetei kusvika vese vayaruka zvinorwadza izvi😢
@prayermswapa5681
@prayermswapa5681 Ай бұрын
Ingotii Mwari ndichengeterei vana vangu because mwana anogona kubatwa chibharo muchigara naye kudaro kwaanotmba kwaanofamba munenge munaye ko kubasa moenda naye so ngatingotii Mwari tingeterei vana vesu zvisinei kty tinogara navo hre
@rhodhachiumburu
@rhodhachiumburu Ай бұрын
​@@prayermswapa5681mashoko makukutu kumwe kutaura kwekusazivawo uum
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 Ай бұрын
​@@prayermswapa5681ichokwadi ichocho,kungoisa vana mumaoko aMwari vatichengetere
@Vanessa-t3t
@Vanessa-t3t Ай бұрын
@@prayermswapa5681well said apa mataura chokwadi chizere
@AuxilliaChiwanika
@AuxilliaChiwanika Ай бұрын
Taura hako kana URI mupenyu pauri nevana vako
@loicemagadzire3388
@loicemagadzire3388 Ай бұрын
Mwari tibatsirei, tichengetedze reiwo mhuri yedu kubva kumakava..... thank you Lord for giving Philip Knowledge and Wisdom..... keep on fight their battle as you did before to Joseph,may you put the devil on shame and reveal the truth...... Thelma and Philip be protected.
@DoreenMafi
@DoreenMafi Ай бұрын
Ko Tinashe mugabe aripi heyo nyaya
@winnetkambarami8038
@winnetkambarami8038 Ай бұрын
@Tete Tildah Moyo Zbc Radio Zimbabwe tibatsireiwo panyaya iyi nhubu iyi itongwe nemhosva dzayo 💔💔💔💔💔💔💔💔
@patienceChirunga-lg6sj
@patienceChirunga-lg6sj Ай бұрын
Keep it up mama vatanga Kutaura avo mirirai mwana uyo veduweee zvifambe zvakanaka
@kelvinmarongwe2844
@kelvinmarongwe2844 Ай бұрын
Picture quality bhoo zvekuti keep it up Stella
@josephinechapfimvira1930
@josephinechapfimvira1930 Ай бұрын
Iiiiiii veduweeka😭😭ndarwadziwa chokwadi pataura mwanakomana uyu . Arikurwadziwa nemwana wamai vake 😢
@DadairaiMamwoyo
@DadairaiMamwoyo Ай бұрын
Mother sando dzenyu munoziva kurwadza kwehura imi
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 Ай бұрын
Tilda,Chief Mutasa,Chief Nyamaropa vanotoona kuti munhu aenda mukati . They don't entertain corrupt and inhuman behaviours.Thank you amai and all who are fighting hard to nip this in the bud!!?
@TafadzwaKatare
@TafadzwaKatare Ай бұрын
Vabereki chengetedzai ma marriage enyu once you separate mawuraya future yevana ..hugamba zvawo hwekunzi mkadzi ndotsvaga umwe but ummm
@SibongileNdlovhu
@SibongileNdlovhu Ай бұрын
U can say that again wamai
@SibongileNdlovhu
@SibongileNdlovhu Ай бұрын
It's very very painful
@MuseumUseni
@MuseumUseni Ай бұрын
Taura hako
@masciemudumo
@masciemudumo Ай бұрын
Wataura chokwadi hako
@blessingmanyeruke6832
@blessingmanyeruke6832 Ай бұрын
True that
@daphnemukudu
@daphnemukudu Ай бұрын
Philip is brave and super intelligent
@JaneZamani
@JaneZamani Ай бұрын
Bvisai mwna kumhondi iyi cyko vanhu vachidaro sabhuku uyu imboora chaiyo muparadzi chaiye bvisai mwna Kumba kwembwa iyi mhani
@FortunateSakala-s9o
@FortunateSakala-s9o Ай бұрын
Philip aitawo mudiki hake bt ane moyo wechirume❤he protects hs sister tho aitawo mdikiband hez helpless
@chenaibeagwese163
@chenaibeagwese163 Ай бұрын
Kudos to mai vakamhanya phillip kupolice ...ichokwadi ana mbuya hutano mungati mwana auya kuzokuudzai nyaya mobvunza kuti saka todii
@MufarowasheMinzwa
@MufarowasheMinzwa Ай бұрын
It's so sad 😭💔 Kuti Vana vanoita nherera kudai but vabereki vese vari vapenyu vachidya sadza vachirarama vachitoita Lula Lula ....Dai paita mutemo unosunga irresponsible parents 😢😢
@Gena-sk9lg
@Gena-sk9lg Ай бұрын
😢😢 nxaa sabhuku avo mwana wadevil
@CharletteChihelele-d5v
@CharletteChihelele-d5v Ай бұрын
Human rights lawyers pliz help girl child ,Kandire should be given life sentence, abuse..pregnancy plus HIV 💔💔😭😭😭
@CharityMakomo
@CharityMakomo Ай бұрын
😢😢😢😢Ana Mai ngatisasiya vana please
@NetsaiMuunde
@NetsaiMuunde Ай бұрын
Mai munogona kutaura henyu yu nailed it mama
@cleofay9346
@cleofay9346 Ай бұрын
😢😢😢zvakaoma Mwari tichengetereiwo vana vedu tega hatigone.Justice for Thelma ndarwadziwa hangu veduwee.thank you mama nekumiririra vana ava.social workers nemasabhuku munotendwa rambai makadzvanya
@tinashegwena1060
@tinashegwena1060 Ай бұрын
zvese bvuuu pachena, hapana chasara. Mai vapeyi hu councilor ava
@sueeland5675
@sueeland5675 Ай бұрын
True even Sabhuku
@RejoiceNharingo
@RejoiceNharingo Ай бұрын
Ndisahwira vangu. Ndovaziva
@rebeccamatunge168
@rebeccamatunge168 Ай бұрын
Kkkkk vanogona ​@@RejoiceNharingo
@masciemudumo
@masciemudumo Ай бұрын
@@RejoiceNharingohaaa sahwira wenyu anopisa and haatye kumiririra chokwadi. Vanhu vakadai vanodiwa mu society
@tsungi7
@tsungi7 Ай бұрын
Ummm veduwee zvinonzwisa ngoni. Hanzvadzi ine rudo huye ari mature. Todini kuchengetedza vana ava.
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 Ай бұрын
Mubereki ngaagare nevana vake
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 Ай бұрын
@tsungi zvinorwadza wena, zvikara kuvana vedu zvakawanda,takungoti Mwari ndivo vega vanogona kutichengetera tega hatigone
@maipraise
@maipraise Ай бұрын
Nhaimi ndini ndisiri kufunga mushe here,vanhu varikubvunza mwana auya kuzopotera kwavari kuty urikufunga kuty todii nenyaya yako vari ryt ryt here😢
@ShirleyShirley-s2b
@ShirleyShirley-s2b Ай бұрын
Dai vachitora nyaya vachizobatsira vana ava zvaifadza ......kwete kunakidzwa nekuda ma likes .....
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 Ай бұрын
Philip is clever
@Nomusa-b3u
@Nomusa-b3u Ай бұрын
Mr mugabe here basa kumwana toda kuziva bba vemwana
@PreseviaranceMarangwanda
@PreseviaranceMarangwanda Ай бұрын
Philip ane wisdom mwana uyu , vano kwanisa henyu batsirai mwana nepe kugara achi enda ku chikoro
@Rene-u5r
@Rene-u5r Ай бұрын
Stella, thank you for highlighting this story. The evil man should just be thrown in jail straight away. Imagine how many people he has given that horrible illness honestly. He is a DEVIL ON LEGS
@Rene-u5r
@Rene-u5r Ай бұрын
😭😭😭😭 💔💔💔 my heart bleeds for these kids. Shuwa kuiswa mumunda achifanira kunonyora just bcz the evil Sabhuku can. They are now a case of protection chaiyo. Vakangosiiwa vanotsakatiswa. Asi muchazoona mwana iyeye akaita pass chete vakwata bcz ane potential yekuwana madonors achmubatsira kuenda mberi ne chikoro
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 Ай бұрын
Vanhu vanenge vana Sabhuku Kandira vanoda kudira mvura inopisa .....danger to society 😮😮😮😮😮😮
@AgnesNemaunga
@AgnesNemaunga Ай бұрын
Imi mbuya utano udzai Dona uyo kuti mwana akarepwa Sabhuku uyo ngaasungwe
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 Ай бұрын
Problem ndeyekutoti makasiya mwana ane nhumbu achigara kumba kwasabhuku awa😢😢so sad
@AgnesNemaunga
@AgnesNemaunga Ай бұрын
Community makatadza kubatsira vana nguva iripo nemi munofanira kusungwa mese,please, justice for these little Angels
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 Ай бұрын
Nyaya iripachema asi Mongosiya munhu😢😢😢
@artcordeinvestments
@artcordeinvestments Ай бұрын
So painful nhumbu mwana kana avapo kwaTinashe Mugabe mhondi mujeri imhosva here kuchengetwa weduwe bmkru mutongo wenyu Mwari vachakupai zvenyu mungapunyuke mitongo yepasi pano asi Mwari vanoziva zvavo ndabatikana...Mwari tichengeteiwo tirere vana vedu hama dzamakatipa hadzina rudo idzi😢
@SandraMurwira-c8p
@SandraMurwira-c8p Ай бұрын
Zvinorwadza God have mercy nevana ava kana unemoyo mmmm its painful
@mancuencube5409
@mancuencube5409 Ай бұрын
Sabhuku ngavasungwe, mutungamiri wakadii anoita zvakadai, tibatsireio tete stella
@lovenessmutede3490
@lovenessmutede3490 Ай бұрын
Kana Thelma azvara pliz ngapaitwe ma DNA test
@patriciamarangwanda5188
@patriciamarangwanda5188 Ай бұрын
Umm 😢 zvorwadza veduwee vana havasisiri safe veduwee 😢😢 ndarwadziwa
@cronwellmukodzo
@cronwellmukodzo Ай бұрын
Mfana uyo is very intelligent mwari rambai mal
@melodycharamba-xo8hj
@melodycharamba-xo8hj Ай бұрын
Sabhuku Kandiraa ngavaendee kujeree..kurepaa nhereraaa here veduwee. Sabhuku Kandiraa haunyarii here lmbwaa yemunhu Anxaa
@tendaimichaelsakarombe6100
@tendaimichaelsakarombe6100 Ай бұрын
Mwedzi dzapfura😮😮😮😮😮😮😮journalist tinokuremekedzai nebasa guru ramunoita nguwa nenguwa asi kana makutaura shona yakadai haaaaa ipapo manje
@eddiemudzingwa9532
@eddiemudzingwa9532 Ай бұрын
Nyaya yekuoma kwezvinhu muZimbabwe kwakonzera kuti vabereki vatadze kugara nevana vavo. There are so many unreported cases of abuse by close relatives going on. So sad
@doreengoredema5023
@doreengoredema5023 Ай бұрын
Thanx mum magonesa hope vanotongwa vanhu ava
@chipogumbo6296
@chipogumbo6296 Ай бұрын
Nyaya dzekumusha dzinonyanya kutenderera dzisati dzatongwa chaizvo
@TOFFEE.B
@TOFFEE.B Ай бұрын
Vana mbuya utano vana sabhuku they all seem to not know what to do when an abuse case arises😢😢😢.Thank you Mhamha for taking action.Thank you mbuya for trying to empower mwanasikana via donor .
@rumbidzaimusengezi5860
@rumbidzaimusengezi5860 Ай бұрын
Ava mai vanofanirwa kuitwa chairlady wemuruzevha rwese zvarwo
@Vovo_om4
@Vovo_om4 Ай бұрын
Vanotsanangura zvinonzwika chaizvo
@AnasheMate
@AnasheMate Ай бұрын
Thank you sis Stella
@MariaNyika-n1b
@MariaNyika-n1b Ай бұрын
Zvinorwadza vana kuiita hupenyu hwekushungurudzwa zvakadai nevamwe vanhu vakuru kunge nyika isina mitemo kuti Zimbabwe ine mitemo nhai vamwewee
@MillicentSambaza
@MillicentSambaza Ай бұрын
Vabereki ngatiwei nemoyo zveshuwa ungasiya vana nekudokunoroorwa hre 😢 let as use our minds my kids will come first ........ Moyo wekubereka takaisa kupi vamwe vakuda vana vachivashaya please 🙏 # tag Justice for our young girl
@crynoschirumarara9546
@crynoschirumarara9546 20 күн бұрын
Amai vakachengeta Philip well done tete sabhuku rambai makadaro ...... Nyaya iyi vatereri lowyer takandira nakandira wacho vese ngavapinde jail. Ma lawyers akaita sei Aya anofanira kuorera jail uye ma mapurisa akaita nyaya iyi ngavasungwe
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 Ай бұрын
Mambo Chivero mutikwanire.Musangoita madzimambo ekuti ndinotonga,nyika yangu.Zimbabwe ndeyemunhu wese please tungamirirai nharau da zvakanaka.Manje murikuzopinda busy nekuti vanhu vaneta nehunhu ihwohwo!!!🇿🇼✊🏿
@Rene-u5r
@Rene-u5r Ай бұрын
I agree, ngaabatsirwe shuwa. Kana kutsvagirwa zvake kabasa inbetween kuenda ku chikoro. He is very articulate
@DeeTaelo-s6m
@DeeTaelo-s6m Ай бұрын
Ndarwadziwa veduwee please God protect every child,,,,,,, the brother atozviringika atove nedepression and zvinorwadza Mwari tichingetereyi vana vese, ndarwadziwa ini
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 Ай бұрын
Apa social media ndiyo yave kunge mapurisa yave kuto ferefeta nyaya uchawona mapurisa ave kupindira kunge pane chavsita apa mapurisa vanenge vatonzwa information yese kubva ku media its a shame
@dikembeafrika8918
@dikembeafrika8918 Ай бұрын
Please aunt Stella offer follow up plus counselling. Trauma overload chaiyo
Every team from the Bracket Buster! Who ya got? 😏
0:53
FailArmy Shorts
Рет қаралды 13 МЛН
Война Израиля с ХАМАС закончилась?
27:34
BBC News - Русская служба
Рет қаралды 1,8 М.
"Ndakadzingwa navamwene pakati pehusiku " muroora otaura
26:48