"Anga asina kana week atanga indrive" hama dzemukomana wekupondwa mutown muna Fourth dzotaura

  Рет қаралды 11,303

Destiny TV

Destiny TV

Күн бұрын

"Anga asina kana week atanga indrive" hama dzemukomana wekupondwa mutown muna Fourth dzotaura
Murume awanikwa akafa mu Harare CBD at corner of Nelson Mandela Avenue & Simon Muzenda Street
“Zvinorwadza izvi vanhu ngatisadaro” murume auraiwa zvinonzwisa tsitsi
Murume wechidiki ouraiwa zvinonzwisa tsitsi muguta reHarare

Пікірлер: 131
@IyletMharire
@IyletMharire Сағат бұрын
Asi chiiko Zimbabwe 😢😢😢😢ndiri kurwadziwa nyangwe zvangu ndisingamuzive nzira yaakafa nayo irikundobaya pamoyo pangu.My condolences to the family
@johnlikukuma7227
@johnlikukuma7227 Сағат бұрын
Go well young man. May all those who contributed to this young man's demise be dealt with by the ALMIGHTY.
@audriemzendah
@audriemzendah 5 сағат бұрын
😭😭😭😭😭,, handimuzive zvngu Arty asi Mwari ngavapewo mweya wake zororo
@iressemerson7468
@iressemerson7468 8 сағат бұрын
That’s why l love Destiny TV ,munodzifambira nyaya kusvika pamwongo.❤❤l regret why ndakatadza kukubatai pakashaya tete vangu vakarohwa kushop kubva vafa after 4 days kuHatclief extension.
@JemimaBhobho-y1c
@JemimaBhobho-y1c 6 сағат бұрын
Ende wanonyatsobvunza
@iressemerson7468
@iressemerson7468 6 сағат бұрын
@ zvekuti ufunge vakatosiyana nemamwe maJournalist
@spiritrenewalfellowshipint7315
@spiritrenewalfellowshipint7315 7 сағат бұрын
Angels they don't stay for too long on this earth! Go well Artwell and Fly too High!!!
@joycemafigo3517
@joycemafigo3517 7 сағат бұрын
Very true
@SibusisiweNyamweda
@SibusisiweNyamweda Сағат бұрын
Aaaah shuwa here kuuraya mwanakomana uyu just like that. Yes gogo va Artwell Mwari havarambi vakanyarara. Ndaradziwa
@YvonneFungai-go6nl
@YvonneFungai-go6nl 13 минут бұрын
Ummmmmm ndabatikana veduwe,mwana andirwadza zvangu 😭😭😭fly high Arty🕊🕊🕊
@leemut04
@leemut04 42 минут бұрын
😭😭😭zvakaoma wazorora muna Kristu hako Arty wafa zvonorwadza fly high.
@dianachatizah1027
@dianachatizah1027 12 минут бұрын
Zvakawoma zorora murugare. Ita kuti vakakuuraya vabatwe
@EstherJairos-h1d
@EstherJairos-h1d 2 сағат бұрын
Hama dzaAti fast and pray very strong mhondi munodzibata
@fortunateruzvidzo
@fortunateruzvidzo 7 сағат бұрын
They say mweya wevatenderi vakafa ngauzorore murugare ne tsitsi dza Mwari , but Atwel usazorora kusvika vakakuuraya vabatwa ... wadimbidzirwa hanzvadzi .. ndarwadziwa
@MellisaMubayiwa
@MellisaMubayiwa 6 сағат бұрын
Rest in peace Artwell mafiro akadai anorwadxa moyo sure nyaradzwai nashe vabereki😢😢😢
@Pee1908-e3u
@Pee1908-e3u Сағат бұрын
Ndapererwa in zvakaoma veduwee.....Go well Soldier ☝️
@cleofay9346
@cleofay9346 6 сағат бұрын
This is so painful Mwari nyaradzai mhuri iyi 😢😢😢
@HazvineyiZingoma
@HazvineyiZingoma 4 сағат бұрын
Ndarwadziva hangu Artwell zorora murugare asi usarara mwanangu muka urwise mhondi idzi
@TryphineZhou
@TryphineZhou Сағат бұрын
Haa usazorora kusvika vakakuuraya vabuda pachena sona sona navo usarega uchazorora hako kana vabatwa
@georginakajengo3172
@georginakajengo3172 34 минут бұрын
Mwari vanoona pese patinenge tiri. Muchazotaura henyu Mwari vaakuzviratidza
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 5 сағат бұрын
So sad RIP driver. Zihlobo labangane sithi Dudu emdenini
@patriciavimbaizvaita8370
@patriciavimbaizvaita8370 5 сағат бұрын
REST WELL OUR BROTHER.DEI VABEREKI TATENDERA KUTIPAWO PIC REMUNHU ADAI KUPUPURIRWA UYU.
@BeePhiri-q3i
@BeePhiri-q3i 5 сағат бұрын
😢😢munhu anoteverwa nemabasa ake akanaka zorora murugare my son😢😢😢
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 15 минут бұрын
Veduwee kufa uchichekwa ka mmmm akafa atambura mwana uyu haaa kuzvifunga so zvinondibata sendinomuziva💔😭
@NyaraiKaiyo
@NyaraiKaiyo 12 минут бұрын
Time hurombo nematambudziko zvinorwadza chokwadi 😭😭😭😭
@evamchikovore2612
@evamchikovore2612 17 минут бұрын
Veduweka zvakaoma. ..
@lillianassan1872
@lillianassan1872 5 сағат бұрын
Ndachema veduwe rest in peace Atty
@priviledgechikumbu2528
@priviledgechikumbu2528 Сағат бұрын
I'm so heartbroken 💔💔💔 Zimbabwe is like South Africa now 💔 😢 they kill people like chickens, Dear God may you comfort Artwell family and us as a nation our hearts already bleeding
@selomiacochrane8342
@selomiacochrane8342 2 минут бұрын
Ndarwadziwa hangu veduweka chiiko nhai mwari
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 Сағат бұрын
Asi shuwa wauraya munhu unonzwa sei😢 Rest in peace Artwell mmmm ndarwadziwa
@MavisNyatanga
@MavisNyatanga 2 сағат бұрын
Ko Tafadzwa chidawa haagoniwo here kutrace last call or munhu waakapedzesera kutaura naye ahh veduwee mwana uyu kunge ndaimuziva veduwee
@EddieBuruvisa
@EddieBuruvisa 2 сағат бұрын
Tel one or Econet inoitracer very fast
@reginagarai9453
@reginagarai9453 2 сағат бұрын
Ndarwadziwa zorora murugare Artwell
@NaumeChiwandika
@NaumeChiwandika Сағат бұрын
Muridzi wemota ngaataure zvaakayita mwana
@munyaradzimutizi4634
@munyaradzimutizi4634 29 минут бұрын
Rip younger man Artwell.
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 18 минут бұрын
Usazorora mwanangu rwisa mhondi dzakakumbunyikidza hupenyu hwako
@GladysMbweya
@GladysMbweya 5 сағат бұрын
Nyaradzwai najesu
@gracemudzerere1486
@gracemudzerere1486 3 сағат бұрын
Ndarwadziwa Mwari ngaakunyaradzei hama
@MollyKobwe
@MollyKobwe 4 сағат бұрын
This is painful. Rest easy my brother Art
@MazvitaChitsunge
@MazvitaChitsunge 5 сағат бұрын
My condolences to the family 😢
@TendaiMutambo
@TendaiMutambo Сағат бұрын
Rest in peace zvakaoma hazvo mwari ndimi munoziva 😢
@YvonneFungai-go6nl
@YvonneFungai-go6nl 44 минут бұрын
Zvakawoma veduwe 💔😭
@TrynessVono
@TrynessVono 2 сағат бұрын
Amen gogo Mwari harambe akanyarara
@mbiziDube-tn9sl
@mbiziDube-tn9sl 7 сағат бұрын
Bolt indrive and Uber Passengers vanofanirwa kuve registered and have face verification e heiling inouraisa IYE ino a tractor matsotsi
@tafarapaul
@tafarapaul 7 сағат бұрын
Very true😢 if anything happens you look for their last passengers
@Dianakeshi
@Dianakeshi 5 сағат бұрын
Mwari wekudenga ngavakurwire Artwell.rest well
@NyaraiKaiyo
@NyaraiKaiyo 13 минут бұрын
Hello ST❤❤❤❤
@liliangede2638
@liliangede2638 Сағат бұрын
Zvakaoma nematambudziko
@thebakerbrothernorwood943
@thebakerbrothernorwood943 Сағат бұрын
Zvakaoma mhinduro inorema
@AllethaMhlolo
@AllethaMhlolo Сағат бұрын
Zorora murugare Artwell MWARI itai mhondi dzibatiwe kami
@heidijoseph9335
@heidijoseph9335 7 сағат бұрын
Very painful this is a terrible crime, his life was cut short senselessly. I pray the culprits get caught and get punished. May his dear soul RIP.
@rosemaryjieman9302
@rosemaryjieman9302 Сағат бұрын
Fly high Artie 🕊️
@ShaniMasedi
@ShaniMasedi Сағат бұрын
Ummmm 😢😢😢😢😢 ndashaya neremuromo
@wendychatsama4868
@wendychatsama4868 2 сағат бұрын
Ndarwadziwa,vkanaka ndivo vanoenda zvavo 😢😞
@christwishkanyemba7047
@christwishkanyemba7047 Сағат бұрын
I don't know Artwell asi ndarwadziwa..... Wakarwa kurwa kwakanaka wakafa munashe... RIP😢😢
@faithmahachi1763
@faithmahachi1763 5 сағат бұрын
Chii nhai chapinda munyika medu.Mwari ngavatibatsire sure
@SenzeniMudomwe
@SenzeniMudomwe 6 сағат бұрын
Usarare hope dzerufu artwell enda kune vanhu vakakuuraya rip
@logykays2673
@logykays2673 3 сағат бұрын
😭😭😭😭😭😭nhai Mwari mwana aiva mushumiri zvakadai 😢😢
@annietakaedza7425
@annietakaedza7425 Сағат бұрын
Rest in peace Artie
@vimbaimunyanyi
@vimbaimunyanyi Сағат бұрын
Zorora murugare Artwel
@SibusisoSowe
@SibusisoSowe 7 сағат бұрын
Nyaya inorwadza iyi Mwari nyaradzai mhuri iyi muratidze simba renyu
@Chrismadede
@Chrismadede 5 сағат бұрын
Zorora murugare Artwell
@sindy308
@sindy308 6 сағат бұрын
Go well Soldier ☝️
@haroldmurawu1726
@haroldmurawu1726 Сағат бұрын
MHSRIEP.
@chipodera5390
@chipodera5390 3 сағат бұрын
May his soul rest in peace 🕊🙏
@catherinechakamanga7428
@catherinechakamanga7428 5 сағат бұрын
😢Teera vakakuuraya hadzvadzi yangu
@TafadzwaMangadha
@TafadzwaMangadha 7 сағат бұрын
Mushandi wamwari chizorora zvino
@LorraineMutukudzi-j6d
@LorraineMutukudzi-j6d 6 сағат бұрын
Uu zvakaoma akachekereswa muridzi we motor ngavadaire
@faithbungu9136
@faithbungu9136 4 сағат бұрын
Ndozvandaonawo ini pane zvakaitika zvichabuda hangu nguva yakwana
@dorothymoyana13
@dorothymoyana13 7 сағат бұрын
Zim haisisiri safe takakura tisingazvizive izvi and hapana matanho ari kutorwa
@tafarapaul
@tafarapaul 7 сағат бұрын
Rest easy king😢
@ShamisoMuzunze
@ShamisoMuzunze 5 сағат бұрын
Batai vanhu Ava enda kun'anga Hama dzacho vanhu vabatwe naskuru tasvu
@MartinShava-r1y
@MartinShava-r1y 3 сағат бұрын
May his soul rest in peace 🕊️😔
@liliosamumwe9733
@liliosamumwe9733 6 сағат бұрын
Ndarwadziwa RIP Artwell nyika yedu yapindwa neyi
@LaizahMhaka
@LaizahMhaka 3 сағат бұрын
Ummm yaa akarwadziwa mwana uyu
@annachaparanganda1120
@annachaparanganda1120 Сағат бұрын
shem😢
@TatendaFeremba
@TatendaFeremba 2 сағат бұрын
Ndarwadziwa weduweeeee imagine 1weeek weduweee
@juddykarambo1048
@juddykarambo1048 2 сағат бұрын
Artwell hauna kuda kurova or kuti vanhu vanetseke neidentification yako kupfeka church T shirt
@alonsoalonso1058
@alonsoalonso1058 4 сағат бұрын
Wakanaka haararmi chokwadi😢. MHSRIP.
@SRJ419
@SRJ419 2 сағат бұрын
Apa panongoda kuti vanhu vapenge apa
@georginakajengo3172
@georginakajengo3172 34 минут бұрын
Zorora mu
@LynetteChakabuda
@LynetteChakabuda 2 сағат бұрын
Amen😢🙏
@hellenmaparadza
@hellenmaparadza 2 сағат бұрын
Zorora murugare arty
@LovenessGonyora
@LovenessGonyora 4 сағат бұрын
Dai Zim police yagarawo muzvikona I mean muroad vachi patroller
@LynneSithole-p2q
@LynneSithole-p2q 6 сағат бұрын
Zvakaoma hamadzangu ndarwadziwa 😢😢 painful
@charitykundidzora6736
@charitykundidzora6736 6 сағат бұрын
😢😢😢rest in peace Artwell
@medrhochigande7240
@medrhochigande7240 6 сағат бұрын
NdarwadziwaMYDSRIEP kunaMwari kudenga vanotimiririra pazvose.
@tendaichari5762
@tendaichari5762 6 сағат бұрын
Rest in peace Atty
@lastonchando8014
@lastonchando8014 3 сағат бұрын
Rest in peace Art
@tryphinenyamupinga1186
@tryphinenyamupinga1186 5 сағат бұрын
So sad zvinorwadza veduwee😢
@EstherJairos-h1d
@EstherJairos-h1d 2 сағат бұрын
Chokwadi mukore uno vanhu vavakuta kunge makwai iwo ari mapere mwari ngavapindire mhondi dzibatwe
@tinashemujuru3538
@tinashemujuru3538 6 сағат бұрын
May her soul rest in peace
@PriscillaMujakachi
@PriscillaMujakachi 7 сағат бұрын
🎉
@Suewally
@Suewally 3 сағат бұрын
Ma1 chaiwo mwari tiregererei
@mufaromukudzei229
@mufaromukudzei229 4 сағат бұрын
Wedu Mai va Arty varipaiko😭😭😭😭
@priscachingonzo5284
@priscachingonzo5284 6 сағат бұрын
Rest in peace Wuto☝️
@MercyMalawo-s4p
@MercyMalawo-s4p 3 сағат бұрын
Dai Mwari varatidza simba ravo mhondi dzakaponda Artwell dzabatwa
@PurityKenzi
@PurityKenzi 4 сағат бұрын
Zvakaoma chokwadi, 😢😢
@HerbertMakanyanga
@HerbertMakanyanga 6 сағат бұрын
Zvakaoma kufirwa nehama like that 😢😢
@NetsaiMusendo
@NetsaiMusendo 3 сағат бұрын
Wakarwa kurwa kwakanaka Atiwell pinda uzorore thank you Mufundisi mataura zvakanaka chose chero zvazvo musina nguva huru naye
@catherinenyamvura8870
@catherinenyamvura8870 6 сағат бұрын
Shame so Humble RIP
@LucyDudu
@LucyDudu 6 сағат бұрын
Zorora murugare
@brianmpofu6072
@brianmpofu6072 5 сағат бұрын
Rest in peace Artwell
@AgnesMaradzikwa
@AgnesMaradzikwa 3 сағат бұрын
Zvakaoma
@iyletechindeka6017
@iyletechindeka6017 3 сағат бұрын
😭😭😭
@maimushore6011
@maimushore6011 2 сағат бұрын
😭😭😭😭😭😭
@BensonMutegwe
@BensonMutegwe 6 сағат бұрын
Shame so painful 😭
Новости дня | 22 ноября - вечерний выпуск
11:48
Euronews по-русски
Рет қаралды 4,8 М.
Из какого города смотришь? 😃
00:34
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 2,4 МЛН
Disrespect or Respect 💔❤️
00:27
Thiago Productions
Рет қаралды 42 МЛН
Мама у нас строгая
00:20
VAVAN
Рет қаралды 9 МЛН
Assista Na íntegra o Fala Moçambique 22/11/2024
MIRAMAR
Рет қаралды 1 М.
Йоурова: "Венгрия должна уважать решения МУС"
1:46
Euronews по-русски
Рет қаралды 2,9 М.
P4 : Gombakomba Secret Burial, Sabhuku vanopedza maSports#Karanganda Tv
19:26
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 2 М.
Bamukuru Vakandimanikidza Bonde Vachiziva VaneMuzvezve
36:28
SlyMediaTv
Рет қаралды 6 М.
#MuhavaMunei S2 EP1: RITUAL MURDER
27:38
ZTNPRIME
Рет қаралды 536
BROKEN MARRIAGE 12 Zimbabwean movie
31:25
Jamukoko Media
Рет қаралды 1,3 М.