MoojayaZw(Baba Ewu) On the Spot! Get ready for laughs, real talk, and a behind-the-scenes look....

  Рет қаралды 15,711

Dj Ollah 7

Dj Ollah 7

Күн бұрын

Пікірлер: 97
@QueenHwingwiri
@QueenHwingwiri 4 күн бұрын
Moojaya is just loveable
@tanakaeliaschingwere8912
@tanakaeliaschingwere8912 11 сағат бұрын
Baba ewu vane kahudzungu kavanako chete achiri mwana mudiki hake😅
@desmond-011
@desmond-011 4 күн бұрын
Lol haa dzine kadzungu🤣🤣🤣but suits the character tho 😂 great interview
@natalieaarons3759
@natalieaarons3759 4 күн бұрын
Dziri fast shuwa in real life hazvisi zvepafoni 😂😂
@desmond-011
@desmond-011 4 күн бұрын
@@natalieaarons3759😂😂😂
@ChakomberarueChakombera
@ChakomberarueChakombera 3 күн бұрын
Dzinokasika😂😂
@Rumbie87
@Rumbie87 13 сағат бұрын
Yaa he is dzunguful hake😂😂😂
@Tida.M.camille
@Tida.M.camille 12 сағат бұрын
😂😂 ngatitii anogara ari mucharacter nhaika
@BlaSugar
@BlaSugar 37 минут бұрын
I love your art chikomana. be proud of your roots kwete kuti ndaiasabatika chitown zvekudaro cz ndaigara ku Greendale yet u schooled in chitown for the most. don't glorify the bad past u r now a role model and u need endorsements
@iamtafara
@iamtafara 4 күн бұрын
Thank you for saying it baba Ewu,, Munhu wemurume ukatanga kupfeka ma drez patobhaizika
@emmanuelchaza2952
@emmanuelchaza2952 4 күн бұрын
baba elvis magona pamataura nyaya yekuramba acting nevarume vanopfeka madress , wave very diplomatic pawavhunzwa nezva mamavee . pasi nechingochani mfana wagonesa unopinzwa pakaipa nembwa idzo
@Dayton3002
@Dayton3002 3 күн бұрын
Can Yu highlight pazvataurwa
@RachelShami
@RachelShami 3 күн бұрын
I love this guy …so in love with his content 🔥🔥❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤…focus …continue Panashe na mai Ewu moenda nenyika
@divinetoliver
@divinetoliver 4 күн бұрын
Dj Ollah haa the studio is good ,great improvement there 👌
@CKMandizvidza
@CKMandizvidza 3 күн бұрын
Wisdom resides in this young genius.
@sibombawa9678
@sibombawa9678 3 күн бұрын
Going to follow you Moojaya
@christar9ineofficial
@christar9ineofficial 4 күн бұрын
The best actor zvaizvezvi in Zim
@ChakomberarueChakombera
@ChakomberarueChakombera 3 күн бұрын
Mwana ane energy hake iyeyu🔥🔥he's lovable ❤
@genzim1963
@genzim1963 3 күн бұрын
Baba Ewu is talented and mature, well done mufanami 👏🏾👏🏾👏🏾
@mcdee0625
@mcdee0625 4 күн бұрын
Even ari real he is just funny.
@victortawandazimuto1795
@victortawandazimuto1795 3 күн бұрын
I think he mustn't do too much interviews coz he will expose himself zvikazodhakwa
@RosaliaNdodyeyi-r4o
@RosaliaNdodyeyi-r4o 2 күн бұрын
Moojaya was very transparent in this interview, keep it up🤗
@sauceyzw
@sauceyzw 3 күн бұрын
Baba Ewu🔥🔥
@EaglesPealCall-n7z
@EaglesPealCall-n7z 3 күн бұрын
that is excellent ba ewu you are good in your skits
@dardreams23
@dardreams23 4 күн бұрын
uyo ma1🎉🎉🎉😂😂😂
@mash_24
@mash_24 9 сағат бұрын
hanzi "yeah, he is doing good"😂😂52:36
@muponzwapatience770
@muponzwapatience770 Күн бұрын
Keep it up 🎉
@TakudzwaMarime-u9v
@TakudzwaMarime-u9v 3 күн бұрын
chogona chibaba ewu😅😅
@kingashly04_ashleykundhlande
@kingashly04_ashleykundhlande 4 күн бұрын
Baba Ewuu 😎 to the world pluz Dj Ollah 7 is the best journalist in Zim right now ❤
@djollah7179
@djollah7179 3 күн бұрын
Thank you
@FayRue
@FayRue 3 күн бұрын
He is funny pasina kumanikidza
@jerinaangela5501
@jerinaangela5501 3 күн бұрын
Content creator of the year goes to Baba Ewu❤🎉
@bluey_official
@bluey_official Сағат бұрын
Motivated
@plaxytadie
@plaxytadie 11 сағат бұрын
Bho zvekuti 😂😂😂😂😂 baba ewu
@priscillahchari188
@priscillahchari188 3 күн бұрын
😂😂😂😂ko seikoo ndiri kuona interview yacho se skit nhai baba yewuuu😅😅😅😅
@TafadzwaGumbo-qu1yf
@TafadzwaGumbo-qu1yf 3 күн бұрын
Mukomana just came to the interview as character kudhara 😂😂😂
@Khincaid
@Khincaid 3 күн бұрын
Hoyo wapedza bro keep up the good work 🔥
@CKMandizvidza
@CKMandizvidza 3 күн бұрын
Mfana ane energy uyu.Anopapa
@patrickkan6232
@patrickkan6232 2 күн бұрын
😂😂😂
@tatendachirongoma6969
@tatendachirongoma6969 4 сағат бұрын
Madhirezi panenge patobhaizika kill me 😂😂😂😂
@kitsofafifo2400
@kitsofafifo2400 2 күн бұрын
❤❤❤❤❤❤
@PardonMususaSnr
@PardonMususaSnr 2 күн бұрын
Ndini Teacher we Science akavharirwa zuva rese😏
@BridgetChitsuro
@BridgetChitsuro 3 күн бұрын
Proud of you ❤
@taonashemazire7721
@taonashemazire7721 4 күн бұрын
akanyanya uyu😂😂😂 but Ollah unodenha iwe
@AddlynChigora-wk7kv
@AddlynChigora-wk7kv 3 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂baewu 🙌🙌
@cynthiamasadaga5124
@cynthiamasadaga5124 3 күн бұрын
BaEwu handidi navo😅
@taonashemazire7721
@taonashemazire7721 4 күн бұрын
mfana ane wisdom zvake uyu
@tinashechademunhu8561
@tinashechademunhu8561 4 күн бұрын
Bvunzai mfana uyu zveMvana dzekwaMurehwa😂
@ZHOUZW
@ZHOUZW 4 күн бұрын
Ndamuzivira pano but iiiii mbabvu dzaparara😅😅😅😅
@wadadysii8570
@wadadysii8570 3 күн бұрын
Follow him haaa anopedzera
@LindaKaringa-uk2bi
@LindaKaringa-uk2bi 3 күн бұрын
Zvekuita collabo nevemadress zvarambwa
@RufaroMadzibanyika
@RufaroMadzibanyika 3 күн бұрын
Mvana dzekwa murehwa😂😂 baEwu
@prosperkay2200
@prosperkay2200 2 күн бұрын
😂 14:35
@Tanberylan-m8x
@Tanberylan-m8x 2 күн бұрын
The Mama vee part ndopane on the spot yacho 😂😂but zvazvichinaka 🔥
@Rumbie87
@Rumbie87 12 сағат бұрын
Olla ndokumbirawo sefan nemweya waMwari imbounzawo sekuru Bitterness
@LevieChifamba
@LevieChifamba Күн бұрын
PaNyahuni manyepera zvenyu nyika😂😂😂😂😂
@MalelionBmax-jo4kp
@MalelionBmax-jo4kp 3 күн бұрын
i love his content 🤧 😌 😍
@elsiehovahova725
@elsiehovahova725 15 сағат бұрын
Thnx olah ndamuziwira intaview yako rega ndimu follow
@artwellpanasheshumba1055
@artwellpanasheshumba1055 3 күн бұрын
Dzifushwa
@ShamisoMainahMasimbakore
@ShamisoMainahMasimbakore 2 күн бұрын
😂😂😂😂Saka Baba Ewu maiva nemusikahwa kubva kare arh
@TheresaMakombe
@TheresaMakombe 3 күн бұрын
Kaka pasa kamufana ako. It's baba ewu veduwee
@Sc_ott09
@Sc_ott09 3 күн бұрын
44:19 saintfloew button 😅❤ Zvisinei moojaya
@tinashechademunhu8561
@tinashechademunhu8561 4 күн бұрын
Baba ewu huyai futi paKZbin
@LevieChifamba
@LevieChifamba Күн бұрын
Mpfanha uyu anonyepa zvake tunyaya twake😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@dardreams23
@dardreams23 4 күн бұрын
zim universities should introduce skirt degree kikikiki
@baseibanhamombe8326
@baseibanhamombe8326 2 күн бұрын
Haa rasta ava soo😂
@malonmafala390
@malonmafala390 Күн бұрын
Hanzi teacher vaindisvota😂
@gambizagambiza8022
@gambizagambiza8022 3 күн бұрын
Baba Ewu ndokufarirayi hangu 😂😊
@dardreams23
@dardreams23 4 күн бұрын
best friend ya moms
@CalvinMapika
@CalvinMapika Күн бұрын
Ane kahu Nigel that slick pastor
@romeorwodzi1521
@romeorwodzi1521 3 күн бұрын
"Basa reku trender ndakusira mafans"
@LangtonZingalume
@LangtonZingalume 3 күн бұрын
Apo apo😂
@TheresaMakombe
@TheresaMakombe 3 күн бұрын
Yaaa vanomhanya madzibaba vakamhanya vakajumber camera vashandira vanhu vasina kusimira
@phillimonmadibu1386
@phillimonmadibu1386 4 күн бұрын
Mazimba haana kuomera malikes its only we are fewer than those in for example south africa 64mill and zim less 16mill......
@AbelMumba
@AbelMumba 2 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂He is doing good yeah 🤣😂😂😂😂😂😂😂🤣🤣😂
@tanakaeliaschingwere8912
@tanakaeliaschingwere8912 11 сағат бұрын
Tunyaya twa blaz ava ndetwenhema
@Lomilosfreestyle001.
@Lomilosfreestyle001. 3 күн бұрын
Kana zvaramba Give up 😂🫵
@PrinceChatwedzeka
@PrinceChatwedzeka 4 күн бұрын
Ko vhana dzekwamurehwaaaas
@georgekachisi1387
@georgekachisi1387 4 күн бұрын
Zvakaoma
@Lomilosfreestyle001.
@Lomilosfreestyle001. 3 күн бұрын
Mentioned Peller 001 ❤❤❤❤ n Admire is good 😂😂😂😂
@keithmawodzwa
@keithmawodzwa 3 күн бұрын
baba ewu talks so fast imbovapai studio varepe
@mcdee0625
@mcdee0625 4 күн бұрын
😂😂😂
@arnoldmusiya2689
@arnoldmusiya2689 4 күн бұрын
Kanoganza kablaz aka..
@desmond-011
@desmond-011 4 күн бұрын
😂😂😂makaitwa king
@TauyaNelsonNyahwedegwe
@TauyaNelsonNyahwedegwe 2 күн бұрын
Kkkkk wazvionawo ka
@tooculmrsapher784
@tooculmrsapher784 3 күн бұрын
Monetize content cde ts a consistent stream of income ma ads anouya caz u are tge hottest thing and haurambe uri the hottest
@osharelennox2385
@osharelennox2385 3 күн бұрын
Baba Ewu ndevangu chaio but History yavo inema skirts mukati nenhema
@CKMandizvidza
@CKMandizvidza 3 күн бұрын
Mfana ari oversize uyu.He is too mature for his age.
@samito3354
@samito3354 4 күн бұрын
Baba Ewu mvana dzose dzinomira nemi 2025. 😂
@CKMandizvidza
@CKMandizvidza 3 күн бұрын
Apa Ishe kuti varipo here Panashe?
@GraciousPhiri-f3x
@GraciousPhiri-f3x 2 күн бұрын
You shouldn't say figures umwe wangu
@vangirazi
@vangirazi 3 күн бұрын
DJ Ollah 7, the Cimas lady is making it sound very easy to call 922,, what are the figures involved for a place let's say Chitungwiza?
@makandajeremiah411
@makandajeremiah411 Күн бұрын
Haa pakutoti kukura apo pabvisei
@mussajahwad6946
@mussajahwad6946 3 күн бұрын
Respector mdara wako iwe
@digitaldripstudio473
@digitaldripstudio473 2 күн бұрын
Tinaye ndokababy kake
@lilianblack3668
@lilianblack3668 2 күн бұрын
monetize your account
@patriciamujuru6546
@patriciamujuru6546 4 күн бұрын
Aka ndokafarira mhani clever yake inopedza stress yangu ane chipo
How Strong Is Tape?
00:24
Stokes Twins
Рет қаралды 96 МЛН
It’s all not real
00:15
V.A. show / Магика
Рет қаралды 20 МЛН
Top Moments of the 2024 Formula 1 Season & The 2025 Season Preview
1:16:43
The Full All In One Special
1:03:27
Nigel Tha Slick Pastor
Рет қаралды 115 М.
Apostle T.F. Chiwenga on Chivayo and The Charambas
19:56
SAMAZ TV
Рет қаралды 31 М.
Bobby Lee | This Past Weekend w/ Theo Von #530
1:39:04
Theo Von
Рет қаралды 6 МЛН