Dr Nyamakowo, ndasarenda hangu zvinobvepi zvese izvi , you guys are the A-team, you compliment each other so well 👏👏👏🙏🙏🙏
@gambizagambiza8022Күн бұрын
Dr Nyamakawo is full of vibe 😂😂😂 tumastatement utwo aaah😂😂
@EireejoSigaКүн бұрын
1st Caller smh 😂🤣 Nhasi the G3 panel was activated ! From start to finish nenhau yevhura [showers of blessings] 😂🤣 Batsirai dofo remurume uyo hazive munhukadzi !! We salute you maWar Vetz - for the advice 🤣☠️😂💀 ndakwara
Dr Nyamakawo always hits the nail on the head then he back tracks. Mvura dzimwe dzinenge dzaaextra especially if pple start to complain. They shld go to the women health care providers vanochinjwa macontraceptives or pane food yaanenge adya musi wacho inoitisa mvura iyoyo
@fmaz2669Күн бұрын
Murume we magirlfriends 8 uyu Dr Choga vaona problem yake he is not fit to be a husband
@shungupenyayi10523 сағат бұрын
Dr Choga and Dr Nyamakawo makapenga along side Tete venyika, what a team
Ummml bamunini wechipfambi havachinje awa mainini fungai ka2 chokwadi muchazosimuka mane vana vakawanda feel sorry for Mainini murume haasi kana kuti sorry ummmmmm he never change
@MeaulahChakanyukaКүн бұрын
Hie tete musei pamwe na Doc Choga na Doc Nyamakau
@gracemusizvingoza454922 сағат бұрын
😂😂😂😂😂mvura irikubvepi bamnn ,ndeyekunaya here kwaaaaa ava vanhuka
@Rumbie8721 сағат бұрын
Dr Nyamakawu hayaz vane tumasasi tichavadeedza kufellowship yemadzimai😂😂😂
Bishop Nyamakawu uyu anenge anoshandira zvakasimbarara mubedroom coz department rebonde ndorake manje. Kupushira ma wardrobe 😂 kuseri kwemota😂 mumvura imomo 😂 Aiwa Bishop chikara cheproject. Mukuru we ‘Il be back’
@portiachideya295019 сағат бұрын
Ahhh dhudhuru rese 😂😂😂😂😂 Dr Nyamakawo ka 😂😂😂🙌🙌🙌 dhudhuru ngarionekwe rese kkkk mainini
@emmanuelchinyanga195121 сағат бұрын
Yes he is taking advantage of poor girl haana kwekuenda
@tendayi2147Күн бұрын
Hanzi icho chimucheati 😂😂😂 huye unofa nekuseka
@gracekhoza5289Күн бұрын
😂yhoo tete was the sound necessary though?but 23 usemcani for too much water,mybe uneproblem sis zama ukuya eclinic
@noleenchitewere8906Күн бұрын
😂😂😂 ummh nhasi chirongwa chirikunakidza
@julietmuchanyuriКүн бұрын
😂😂😂aah teama iri ndorida chaiko
@berthapaison7905Күн бұрын
Ummmm weduwe mvura dzakasiyana mukanzwa vanhu vocomplainer it means yakawandisa, inenge itori problem, go and seek help
@CatherineMasomere19 сағат бұрын
Kkkk mbeu inomera chero ikakandwa mumauswa😂aah
@russbee12Күн бұрын
Hanzi ndeyekunaya here kkkkk
@elsiehovahova725Күн бұрын
Mvura yekunaya here😂😂😂Ndaseka nhasi hanzi pamatanga panga panechitubu here baba vanowonererwa
@baxterthetravelerКүн бұрын
Ah murume wekuti mukadzi wangu anobuda mvura haazivi kuti mukadzi wake anonakirwa naye. Mukadzi anga atove ready for him. Nguva yaaramba anga asati age ready asi zvazomuka akabva amumutsa. That’s the fluid of being ready. He needs to be taught about women achiri mudiki mupfana uyu. Mukadzi akatota anenge ave ready and that’s a sign yekuti ari kunakirwa newe. We need men’s forum to teach young men about this. Uyo murume we8 girlfriends i benzi remurume. Mukadzi ngaaende.
Usatitambisira time iwe uchidzokorora zvinhu zvatoziva
@lovenessnkomeni20 сағат бұрын
Hie everyone tete uyu we 11 years anogona kusaziva nekuti akapinda mumba arimudiki wat if haana kuudziwa zvinoitwa pamuchato akapinda ane 18 years saka it's possible kuti akaitwa same iyoyo yekubiwa saka tete shuwa batsirai vana ava nekuti kumusha ukaita zvekushama shama pamberi nemurume unozonzi urihure wakazviwanepi unoita zvevarume kana mrume asipo shuwa batsirai shuwa
@SithulisiweMoyo-vb3of19 сағат бұрын
Dr Nyamakawo mastatement ndabvuma hanzi mwana achiyamwa uku baba vachigutsikanawo uko😅😅😅
@TatendaMashingaidze-i4yКүн бұрын
Pamvura apo hamuna chamapindura henyu munhu arikuda help cz mvura yawandisa imi moti kutota kwemkdz munhu angatadze kuziva mvura nekutota here
@GraceRumbiManyeruke-Choruma13 сағат бұрын
It is very possible that someone might not know the difference. However, matters of the body, our fellow countrymen must learn to run to medical facilities as a first option than wait on issues that need medical attention to be discussed "padare". Otherwise, the panel, did very well.
Doc Nyamakawo ka hanzi zvoni mwana achiyamwa muchi........😂😂😂
@mnn440Күн бұрын
Apa unenge wafona uchiti regai ndirevere munhu.Wanike nyaya yekupindukira.
@mnet2912Күн бұрын
Hanzi mbeu ikakandwa pamauswa inomera. 😂 haaya
@russbee12Күн бұрын
Mvura yakanaka manje kkkk
@fikilesilombe724219 сағат бұрын
Spingiri anemasasi 😂😂😂😂
@TheresaMapsКүн бұрын
Tete sound yemvura iyo 😂😂😂
@HeAloneIsGod9901Күн бұрын
Tete that sound 😂😂 nhaka tichanzwa nemaContent creators, but on a serious note mvura is not a sign yekuti she is on heat imvura chaiyo that drips not that smooshy creamy discharge and hubby knows what he is referring to...