Toita sei na sabhuku vakadai@@bernadettemutiti134
@ChauChaurura14 күн бұрын
A seasoned Reporter ,,, eloquence ,,,, uri mutapi wenhau par excellent
@ElizabethNyaguyo14 күн бұрын
Thank you so much
@ElizabethNyaguyo14 күн бұрын
Thank you so much
@christineruzave113614 күн бұрын
Justice for mukomana akasungwa uyo
@LancelotChitumba14 күн бұрын
My favorite presenter uri number 1 CC you know your job ❤ keep it up
@alicechawasarira724614 күн бұрын
Sisi Cassy ndaona kuti rufu rwa baba vavo raita kuti vaonekwe nema destiny helpers avo watch the pace
@monkeyplayvr14 күн бұрын
Sabhuku imboko rinodhakwawo ne kambwa
@LindaMuzenda15 күн бұрын
Baba avo vakaurawa netumbwa asi vaisada kufa vega vaida anosundidzira siyai tumbwa vanhu
@TaipaneiShumba-b5i15 күн бұрын
Zvidoro zviya zvauraya vanhu vakawanda
@LindaMuzenda15 күн бұрын
@TaipaneiShumba-b5i apa vakamwa vasina kudya chinhu kureva chaitovadya ivo
@josephined893114 күн бұрын
Ichokwadi ichocho
@MemoryMuchakazikwa13 күн бұрын
Zvinondirwadza apo mwana wamai vangu ndizvo zvanomwa kumutsiura hatereri ndoshaya kuti obatsirika sei padambudziko retudoro itwotwo kudai kwangomiswa kutengeswa muzimbambwe
@Moniquechiqous805215 күн бұрын
Eish i feel for mukomana uyu zvino asungirwei veduwe dzenge dzasimuka mhepo shuwa, zvamuwandira woti kuda kurwiswa nababa vobva vafa apa akasungwa eish haasi panevamwe kuti acheme baba
@violetmatenga772113 күн бұрын
Presenter Manyama we love you sis Elizabeth
@ElizabethNyaguyo13 күн бұрын
Thank you so much
@FelistasVhombo15 күн бұрын
Eish sorry hako munin'ina nehurwere hwakakuwira hukakusvitsa pakuzove chirema. May God send you your destiny helper agozadzisa zvishuwo zvemoyo ❤
@innocencetchagwiza209611 күн бұрын
@@cathrinehama8278 Aizve, ko zvapakaipa zve
@EmilyTanakaKasango5 күн бұрын
@@cathrinehama8278why telling us though, definitely you're judging I hope you find peace nemoyo wenyu uyu... Mmmh hayas dzimwe hama ukama nadzo ndatenda hangu 😢
@cathrinehama8278Күн бұрын
@EmilyTanakaKasango did I mention your name in my comment??? Ukwane
@ChipoMponde15 күн бұрын
Waya wane moyo yekubatsira dai maonawo sisi awa ,nema catches ,Moyo ndinawo asi handina chekubata ndarwadziwa
@enchiladapatati37914 күн бұрын
Macrutches ivo vasina makumbo ese anoti netsei. Think maprothesis will do. Vanokwanisa kufambawo. Shuwa vanokwanisa ngavabatsirewo Sis ava
@Tiriparwendo15 күн бұрын
zvekuti ndiri muroora handibate kana kuona atezvara makabhaiza munhu ari ku needer help momboti regai ndimhanye kunodedzera someone to help shuwa😢 Sabhuku woo futi hanzi handina kukwanisa kusvika kuzoona chitunha ndandakadhakwa yuuuuu dunhu iri eish
@cleofay934615 күн бұрын
Mroora akatogona kwedu kumakore kore hazvitoite izvozvo akatogona
Saka hutezvara hwacho munotorunga baba vachifa veduwe nekuti nditezvara asika ndibaba vakowo veduwe ini hangu i lived my father in law like my own dad even upto now vakafa 3yrs ago i still feel hurt kuti vakafa even day ravafa vakatadza kubuda mubedroom being muroora ndakamhoresa ndirikunze and he actually complained kuti why iwe uriwega wagumira panze vamwe vako vapinda this is my last time seeing you mwanaangu pinda undionewo mwanaangu nditori nevanasikana 5 ndichiverenga newe ukazvisarudza handifari ndinobva ndaita sendisina kukugashira shuwa woramba uri stranger after 20yrs wava pano and that was day ravakafa vamwene vangu felt bad pavaitaura vakatovati sorry baba apinda uyu chiregai kutsamwa auya uyu 4hrs later he was gone tezvara ndibaba vako you cant let him die veduwe uchigona kuvabatsira
@Amos-c3l7 күн бұрын
Baba havanangozi, that's the good news. Wayenda mudhara😮😮
@cassandraker15 күн бұрын
Tumbwa mutoriro is a pandemic in our community especially now with the way the economy is ...vanhu vanokiller stress seyi😢
@paulinemckenzie959415 күн бұрын
Akadii kungoenda mwana uyu akasiya baba vachizvipengera
@patiencemandizvidza210815 күн бұрын
akaenda baba vakateera vakatozonofira kumba kwa mainini kunogara mwana
@tineitetah721114 күн бұрын
Rufu runodeedza wena, kutevera kundofa shaaa
@miriamphiri720414 күн бұрын
Pamusha pane dambudziko ,how come murume we 47 years achiri kubikirwa nemukadzi wemuni,ngina uye haasati aroora
@PatienceMusara-v4c14 күн бұрын
Ichokwadi murume mukuru anotadza kuwana nei kuti anorwara hre aaa pane nyaya apa ummm
@WashingtonMareve15 күн бұрын
Baba mukuru ndaona senge vaitorana naAmainini Zvinova zvakazivikanwa nababa zvinova zvakazoita kuti baba vatukìrire mkomana kuzosvika pakupondana.
@johnnduru818514 күн бұрын
You're wrong. Mudhara akashatiriswa nekumutswa kuti aende kumba.Tezvara uyo akauraiwa ne twumbwa.Mudhara akaromba uyo zvakaonekwa nemwana komana wake.
@01Don-r1z14 күн бұрын
even kurondedzera kwavo kuti vanhu vaifungira kuti taidanana nekuti tainge tiri tese nguva dzese na bamukuru uuumm pane nyaya
@lucringo679814 күн бұрын
Ko iye aipa mukadzi wemunhu mukadzi ndiani nhaimi Itsika rudzii
Vamwe varume mukadzi akasangana ne dambudziko Sera sister awo vanomira newe but awa vakatiza iii varume dzorai moyo yenyu fungai ndai uriwe aifungeiwo mukadzi vako ne situation yakadaro varume fungai twice
@Dadirai-xg3no9 күн бұрын
Mashoko andinetsa ndeekuti batsigwa neakakuremadza pane nyaya apa
@SheStoicForLife7715 күн бұрын
@23:24 I’m sorry to say that when people make babies they should put some effort to take care of them. Okay, you never loved this young lady enough to stick around when she needs you in sickness, surely you can’t be a deadbeat about your own children. What happened to this young lady is so heartbreaking yet the very person who should stick around ain’t nowhere to be seen. That’s just bad and heartless. Saka at least chengetaka vana vako instead of offloading the burden to other people. 😢
@lucringo679814 күн бұрын
She needs help
@tariromuseki182515 күн бұрын
Well done daughter une chipo zvako ❤
@ElizabethNyaguyo14 күн бұрын
Thank you so much
@jennifertsikayi13 күн бұрын
Chikumbiro kuna vachivhayo tokumbirawoo mubatsirewoo sisi avo vasina maoko nemakumbo.. Please
@jaspernambala7 күн бұрын
Ivo varimurombo??? Hanty anoda vagere mushe here😂😂😂
@TheresaMaps15 күн бұрын
Baba vaive nemhepo vakabata
@BabraDabwa15 күн бұрын
Hesi sis, Elizabeth munondigonera henyu
@ElizabethNyaguyo14 күн бұрын
Thank you so much
@dandarren134715 күн бұрын
EVERYDAY IS A BATTLE’ Mum-of-two has her legs and arm amputated after doctors failed to spot sepsis when she had miscarriage
@EdinahDikito-m6w14 күн бұрын
Sorry hako nehurwere hwahwakasangana nawo .it is well my dear❤❤❤❤
Shem nematambudziko baba avo vaitovewo nemhepo dzavo. Cc ndanzwa tsitsi ne situation yenyu am so sry
@ronaldmachimbe741512 күн бұрын
Ukangoona mhepo yakusairirai kusvika pakurovana muri vanhu veropa rimwe panenge pakudiwa ropa. Ngwarirai, bere zvarakatya mapapata aro mangani.
@markgamanya308414 күн бұрын
Poverty isn't good, it could have been prevented in a good country with good medical health system, shame.
@socialhungwe426313 күн бұрын
Uyu mukuru kaaa ma1 sabhuku vakatorobwa kudhara
@terencesamuriwo76297 күн бұрын
Sabhuku ava vanotonwa tumbwa as well.
@GladmoreChivamba14 күн бұрын
Shame sisy be strong family yekumurume vanoziva zvavakaita
@samkelisonkube21108 күн бұрын
Cc l feel sorry shuwa life never be easier
@MichaelNcube-iq9tx14 күн бұрын
Sabhuku rakatorohwa zvavo nekambwa
@takundasigauke996814 күн бұрын
Dai tudoro tusinakunaka tusatengeswa dai hurumende yedu yazvimisa pls zvakonzeresa zvakawanda Doro iri ririkukanganisa health dzevanhu plus mamwe matambudziko
@chipomundava873514 күн бұрын
Taura hako hameno kuti havaone kuti turi kudestroyer vanhu kudaro
@evernicekambudzi563615 күн бұрын
Baba wakabatwa nemweya werufu
@treotv279315 күн бұрын
Sabhuku ndidzo brain dzavarikutoshandisa kutungamirira dunhu here idzi😢?
@cleofay934615 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂bvunzaiwo
@timothymuzorori553414 күн бұрын
Kkkk hakuna kuri kuendwa hako, hai😂
@ClarahMuchawaya13 күн бұрын
😂😂😂😂
@samkelisonkube21108 күн бұрын
Justice for bhud was wrongfully maybe kuromba via beer 🍺🍻
Sabhuku marambiro avaita nenyaya yekambwa iyi umm vanenge vanokamwawo ava
@lucringo679814 күн бұрын
Mushee... ndiriright... ndobva vatoflatter one time. Hayaa what kind salend😅
@emmanuelmahove998911 күн бұрын
Veduwee very sorry sister
@josephined893114 күн бұрын
Pamwe road yaitaurwa nababa kwaive kugirlfriend vanenge vakasangana baba nemwana saka baba vakatsamwa kuti tasanganisva
@batanaichipuru465912 күн бұрын
Ini ndirikuona sekuti baba vaibatabata mishonga saka pamwe mwanakomana akangaakuita zvemaporofita or n'anga saka akanga akufumura madhiri
@josephined893112 күн бұрын
Yes you might be right there, pamwe ndivo vakaroya mwana wavo musikana pamwe mwanakomana uyo ndiye anga ave kufambira sisi vake saka ivo vakabatiwa ndizvo zvavave kumuvengera.
@delighbless33738 күн бұрын
sabhuku bhoo here avo😢😮
@shepherdmatambanadzo508915 күн бұрын
Ava sabhuku handifungi kuti pane kana nyaya inotongwa apa varikubvunzwa simple questions vakutaura zvavo
@FortuneNyashaNyamavuvu12 күн бұрын
Handiikwanise kuvabata Uyo nguwa ichitopera iwe Makoti usadaro
Husabhuku uyo hwakaiswa pa wrong people ndewekutengera hakuna sabhuku angati family ndiyo inofanira kuenda kwa mambo iye ndiye anifanira kuisvitsa kwamambo