GURUVE.........MURUME OBATWA ACHIDANANA NEDHONGI

  Рет қаралды 19,397

Drewmas Media

Drewmas Media

6 ай бұрын

WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Пікірлер: 221
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 6 ай бұрын
Achazobata vana ngaasungwe
@nicsaker9262
@nicsaker9262 6 ай бұрын
Gogo Zambia necap bhoo er
@MadalaSir
@MadalaSir 2 күн бұрын
Guruve nemurehwa matora chimuti
@MomkaDee
@MomkaDee 6 ай бұрын
Dhongi nembwa kusemesa kwazvoita huye don't 😢 zvipfuyo zviri safe here nhaka tirikudya vakadzi wevanhu😂😂😂
@karenmukuku6247
@karenmukuku6247 6 ай бұрын
Huuuuuu huye ndatya nazvo munhu nechipfuwo here,veduweka
@user-tc9pb7gl4e
@user-tc9pb7gl4e 6 ай бұрын
😅😅😅😅😅😅
@user-ur7qm9ng7y
@user-ur7qm9ng7y 6 ай бұрын
Especially mbudzi dzakutyisa kudya ummmm
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 6 ай бұрын
Guruve yenyu iyi yavhura hombe new year dzino
@Manondo34
@Manondo34 6 ай бұрын
From imbwa to dhongi….😢vanhu vashata
@user-sl8uo9wy2h
@user-sl8uo9wy2h 6 ай бұрын
Acron anorwara ne pfungwa asi chikumbiro ve mhuri yacho ngavambofamba naye nokuti mapariro aakaita mhosva dzake zvinoita sokuti pane chiripo .
@farayichishongo9561
@farayichishongo9561 6 ай бұрын
Vanhu ngava chenjere vana Acron is a rapist
@chipomukonde8650
@chipomukonde8650 6 ай бұрын
Ehe ndozvandaonawo anenge anotoshandiswa nemweya yetsvina apa mkomana musvinu nhy veduwe ngavafambe nemwana coz pakatoipa
@lawrencemupuwi2720
@lawrencemupuwi2720 5 ай бұрын
Momuziva hre Akron
@norestmasuku3981
@norestmasuku3981 6 ай бұрын
Vanhu veZanu vari kuita makuna-kuna nemhuka. Mhuka dzinokwirwa nevene vadzo
@josephined8931
@josephined8931 6 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@user-in7gy4cl4y
@user-in7gy4cl4y 6 ай бұрын
Taura hako
@jacobzinguvo1030
@jacobzinguvo1030 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@norestmasuku3981
@norestmasuku3981 6 ай бұрын
Given prazeros by their father ED
@sarahmutingwende2078
@sarahmutingwende2078 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂tyityityityi
@MadalaSir
@MadalaSir 2 күн бұрын
Gogo mukunda wejindwi vanotaura alongside kopisi kkkk
@user-in6gd3wx1r
@user-in6gd3wx1r 6 ай бұрын
Uyu mukomana anoda headman Chigodora
@MassivePodcast
@MassivePodcast 6 ай бұрын
Shumba I am not in Zim but I think Mandloe came with a good idea , and I would love to be a part of it somehow ,(non beneficiary) . THE OWAMI / WANGU BLIND DATING BY DREWMAS
@user-gb2qm9ub9e
@user-gb2qm9ub9e 5 ай бұрын
Guruve yazoshat mnje vanoda kusungwa newe imbwa uya kuita makuna kuna chaiwo
@evemudungwe168
@evemudungwe168 6 ай бұрын
Ndiani musikana angade kuchinjana murume ne dhongi ngaafe hake iye newekunyenga imbwa dai mwari avatora
@user-wg4br2rf3p
@user-wg4br2rf3p 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@princecjmkwebo7317
@princecjmkwebo7317 6 ай бұрын
Granny vane green cape mmmm can rap ....big bars ..she explained everything in a rap freestyle, she had enough from Akiron 😢
@user-tc9pb7gl4e
@user-tc9pb7gl4e 6 ай бұрын
Iweka usadaro ndaambuya vedu vakare vaye .Cap kuzepfeka manje pachijama
@user-mi1rn5zn5p
@user-mi1rn5zn5p 6 ай бұрын
Kkkk zvakawoma vana vedu Ava kupenga chivanhu Yoo ngavafambe ne mwana pamwe kushandiswa
@MarvellousMoyo-xb3mo
@MarvellousMoyo-xb3mo 6 ай бұрын
Vabereki vanenge vakaromba nemwana ndomaonero angu
@alphahavadi4711
@alphahavadi4711 6 ай бұрын
Guruve yatora chimuti drewmas taking you to another level
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 6 ай бұрын
True
@tstausibanda2020
@tstausibanda2020 6 ай бұрын
Kushatisa zita rekumusha kwedu nxaa
@miriamcummings2657
@miriamcummings2657 Ай бұрын
Ngaaende kwachiremba munhu uyu
@Nzungu
@Nzungu 6 ай бұрын
This is spiritual
@nicsaker9262
@nicsaker9262 6 ай бұрын
Gogo(1) Acron(0)
@user-nd4kh6qg1b
@user-nd4kh6qg1b 6 ай бұрын
Akiron kujeri munzvikbo hamuchina rugare Totyira vana vadiki
@tinashemupatsi8971
@tinashemupatsi8971 6 ай бұрын
Mkomana uyo anogona achitora zvinodhaka opedzisira asisazive
@brightonmatinyadza4187
@brightonmatinyadza4187 6 ай бұрын
uyu anenge anotoshandiswavo uyu vanhu vashata nyika yedu uyu vanomushandisa hamadzake
@lillysham3395
@lillysham3395 6 ай бұрын
Drewmas media there is witchcraft taking place behind this young man. He needs prayers
@brightonmatinyadza4187
@brightonmatinyadza4187 6 ай бұрын
chambo aripapi pacho andiudze nezve guruve
@theyjustwantyourmoney4539
@theyjustwantyourmoney4539 6 ай бұрын
Getting him a girlfriend will not solve the problem, this is deeper than we think, he needs professional help
@user-tc9pb7gl4e
@user-tc9pb7gl4e 6 ай бұрын
😅😅😅😅😅😅
@evemudungwe168
@evemudungwe168 6 ай бұрын
Mai va Akuroni matauriro wavo zvoita sekuti vanhu varikupomera mwana wavo mhosva yaasina dai vakarepwa varivo
@mandlas.4305
@mandlas.4305 6 ай бұрын
Ngaarowe stereki.
@chipomukonde8650
@chipomukonde8650 6 ай бұрын
Ndaona.kunge anorwara mkomana uyo ngavafambe nevamwana abatsirwe
@user-kt8kl8ub2g
@user-kt8kl8ub2g 6 ай бұрын
Guruve ma1
@it3788
@it3788 6 ай бұрын
Sahwirawoye taishuwa our song
@wilsonmamvuto3988
@wilsonmamvuto3988 5 ай бұрын
Tadiwanashe ndokuda, ukandiramba ndakuenda kudhongi
@user-kt8kl8ub2g
@user-kt8kl8ub2g 6 ай бұрын
Gogo bho hre ,kepisi
@kimberlykanyepi2905
@kimberlykanyepi2905 19 күн бұрын
Yaah😂😂😂
@user-po7xx1os4o
@user-po7xx1os4o 6 ай бұрын
Nhengo yomunhu wechirume nenhengo yedhongi yechikadzi hazvipindirani so mhinduro piwayi nababa namai vaAcron
@traceychakanyuka3070
@traceychakanyuka3070 6 ай бұрын
, 😂😂😂😂😂Haha bhebhi ra Akie haha
@TafadzwaMutsaru
@TafadzwaMutsaru 6 ай бұрын
Green cap for me , gogo wakatsamwa
@user-kt8kl8ub2g
@user-kt8kl8ub2g 6 ай бұрын
Acron sadaro ummmm,zera yoooo
@user-cq2vf8nv7i
@user-cq2vf8nv7i 6 ай бұрын
Ayaaas ndapera strong😂😂😂😂
@ephraitmwitha9999
@ephraitmwitha9999 6 ай бұрын
Anoda kurohwa
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 6 ай бұрын
Mweya yetsvina, Mwari pindirayi.
@Lazersfire
@Lazersfire 6 ай бұрын
Guruve yanetsa chiii nhayi😮
@nyashasharawakanda2500
@nyashasharawakanda2500 6 ай бұрын
Pane zvakavanzika zvakashata behind Akironi,vabereki ngavambofambe vagadzirise chirikukonzeresa
@artwellchibandamabwe3342
@artwellchibandamabwe3342 6 ай бұрын
Akiron vacho zvavatori munhu akasvika zvee
@alicealicemashingaidze5511
@alicealicemashingaidze5511 6 ай бұрын
Guruve yakaoma vanhu vadarireiko nemhuka ,anoda kuongororwa jere kt dzakakwana hr
@jestatanya1970
@jestatanya1970 6 ай бұрын
Gogo vapeyi basa kkkk
@user-np6ev7lf5i
@user-np6ev7lf5i 6 ай бұрын
Ndafarira mashoko asabhuku ekuramba ma kwai
@miriambanda1670
@miriambanda1670 6 ай бұрын
Shumba pa 2024 muri kupisa shuwa vanhu vakudanna nemhuka muri kubura ma latest shuwa 🤣🤣🤣🤣🤣
@OmegaZvakatiramba
@OmegaZvakatiramba 6 ай бұрын
Kuvhura huru kkk mbongorooooo
@Babyy_Thia2003
@Babyy_Thia2003 6 ай бұрын
Akukumbira muregerero😅😂😂
@user-px9dh2ut9n
@user-px9dh2ut9n 5 ай бұрын
Kwatosara mbudzi izvozvi zvachabata muriwo
@user-tc9pb7gl4e
@user-tc9pb7gl4e 6 ай бұрын
Uyu akanyanya veduweeee ,matiiii akanga abvisa zvese ahhhhhh
@margaretmuzavazi3441
@margaretmuzavazi3441 6 ай бұрын
Mkomana njere dzake hadzina kuita mushe uyu
@wilsonmamvuto3988
@wilsonmamvuto3988 5 ай бұрын
Vakadzi vacho vanoramba kkkkk
@EddingtonPagaravanhu
@EddingtonPagaravanhu 6 ай бұрын
Guruve yanetsa
@zivanaimutambi9232
@zivanaimutambi9232 6 ай бұрын
Sabhuku is avo vanogona basa rekutungamirira dunhu
@user-tc9pb7gl4e
@user-tc9pb7gl4e 6 ай бұрын
Maiweeee mazondipedza Dongi neNgwa .Wana mabiyangu reurirai pakare paye .Makabatei pakare paye kuti muite makunahuna adedai kunyangara.aidihwiiiiii ndaitakuperehwa wanamabiyedu .Rakachekanyika pakare paye.
@user-in7gy4cl4y
@user-in7gy4cl4y 6 ай бұрын
Avanazuva ekupedzisira sure
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 6 ай бұрын
Guruve yakanyanya .....zvirikumbofambasei mu Guruve
@user-fq1xu4cy2k
@user-fq1xu4cy2k 6 ай бұрын
Mai murihama yangu yekuZimunya
@mimsharkangel1826
@mimsharkangel1826 6 ай бұрын
I think hes bieng used fro witchcraft. Cos hakuna munhu angakurura hembe dzese achiita izvozvo.
@godygostin1885
@godygostin1885 6 ай бұрын
Kumnyepera vanga vamunwisa mutoriro vaida kumufixer gogo vecap musadaro kkkk kufunga kwanguwo...vakange vanzwa yembwa,Sando dzenyu Sabhuku
@selinaplaxedesjambaya3040
@selinaplaxedesjambaya3040 6 ай бұрын
Zvakaoma hazvo dai vabereki vafamba nemwana hazvisi zvega izvi kutogara nemhepo uku mwari pindirai nyika yashata
@kelvinmarongwe2844
@kelvinmarongwe2844 6 ай бұрын
Haufunge iwe benzi akron saskam pfungwa hadzimo nonsense iwe mukoma wa Akron ubva apo
@TakmoreMare-ys6nb
@TakmoreMare-ys6nb 6 ай бұрын
Amai avo vanotaurisa zvisina basa kutoits kunge ndivo muroi wemudunhu macho
@mikemavusa7778
@mikemavusa7778 6 ай бұрын
Hurumende taurai nevakadzi vemuroad vadzakise vadzakise price yelulalula
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 6 ай бұрын
Eish mai vecap ava umm
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 6 ай бұрын
Now I understand when they say there is a one thing which all sizes fits. Imagine zinhu redhongi as compared kuvanhu but dhongi dei rakavhunzwa pamwe raitoti...
@DianahSithole-un5ck
@DianahSithole-un5ck 6 ай бұрын
Amwàmutoriro
@memorytutayi9059
@memorytutayi9059 6 ай бұрын
Pamwe anorwara nenjere imi nemutyisiro unoita dhongi. Zvakaoma
@user-sf9ci2jv5y
@user-sf9ci2jv5y 6 ай бұрын
Akuroni atora chimuti🤣🤣🤣
@WayneMakisi
@WayneMakisi 6 ай бұрын
Drewmas media taking us to another level chokwadi vanhu vapindwa nei
@user-yf3vt7tf3l
@user-yf3vt7tf3l 6 ай бұрын
Mutoriro uyo pakaipa
@merblempala1345
@merblempala1345 6 ай бұрын
Sue Sydwell 😂😂😂😂
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 6 ай бұрын
Iiii chimvana mvana ndochinodao here zvakadaro ummm madzikisira mvana weduweeee
@user-de1qj6cy1f
@user-de1qj6cy1f 6 ай бұрын
Mweya wakaipa
@judymakau2219
@judymakau2219 6 ай бұрын
Kuri kukaviwa nhymi unoti wanga uchiitei
@brightonmatinyadza4187
@brightonmatinyadza4187 6 ай бұрын
zvaari mwana mudiki vani uuumm chii nhai
@NoxichitovaGorimbo
@NoxichitovaGorimbo Ай бұрын
Ngaarore dongi
@simbisaimatiza
@simbisaimatiza 6 ай бұрын
Mkoma makuda kupomera gogo ere aaaaaah musadaro imo gadzirisai mwana uyu aaaaaah
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 6 ай бұрын
Mukomana kwaye nhaye zvakaoma
@user-kt8kl8ub2g
@user-kt8kl8ub2g 6 ай бұрын
Mkoma waAcron pfutseke😅
@rachelntini4252
@rachelntini4252 6 ай бұрын
Kuyesabeka lokhu
@wellimuganhu7610
@wellimuganhu7610 6 ай бұрын
Eeeeee magumo eeeeee magumo aya atosvika
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 6 ай бұрын
Kkkkk miromo ya sabhuku kunga yakamwa masese kudaro
@MarvelRimz
@MarvelRimz 6 ай бұрын
Akiron bae wedhongi😂
@simbisaimatiza
@simbisaimatiza 6 ай бұрын
Kutamba hangu gogo asi veduwe chingava chiii chaizvo inga varume munoveza wani mishonga here nhai veduwe haaaaa mwari dai vapindira havo inhamo ere
@ThamaryZano
@ThamaryZano 6 ай бұрын
Anenge anorwara pfungwa uyu
@brightonmatinyadza4187
@brightonmatinyadza4187 6 ай бұрын
mbuya vanotaura ava 😂😂😂😂
@simbisaimatiza
@simbisaimatiza 6 ай бұрын
Kkkkkkkkkkkkk gogo makaramba kupa mkoma
@RoselineNoku-dv6fg
@RoselineNoku-dv6fg 6 ай бұрын
Vanomupirei munhu ajaira kurara nemhuka nwaa Apa dhongi richabara mwana waAckroon veduwe nyika yaenda kumawere
@RoselineNoku-dv6fg
@RoselineNoku-dv6fg 6 ай бұрын
Soko mkanya varipa bsa makwiramiti Ahoyiiiii manje nagogo vanopedzerana chembere mkadzi Gogoo ndirikudawo mkadzi ndini akironi wekurara nedhongi
@portiabenhura7808
@portiabenhura7808 6 ай бұрын
Dzinonyara kusvittsa shoko
@belindakaseke4466
@belindakaseke4466 6 ай бұрын
Ummmmm nyika yakuguma sure
@StanleyGumbo
@StanleyGumbo 6 ай бұрын
😂 kunyenga hakusi nyore akadoti ndawana babie rangu . but kashoma mbavha kubatwa muri wekutanga
@angelinemakalakata101
@angelinemakalakata101 6 ай бұрын
Kkkk uyu ingomuregererai uyu hapana chaari kuzivawo 😂
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 6 ай бұрын
Ndosaka mvura isinga naye.
@user-yt8yc4fl7u
@user-yt8yc4fl7u 6 ай бұрын
ten years mujeri
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 6 ай бұрын
Guruve makanyanyisa hei next ihuku
@esthermujiche1783
@esthermujiche1783 6 ай бұрын
Akironi uyu anenge arikushandiswa nevedzinza rake sei vasingafambe nemwana
@chipomukonde8650
@chipomukonde8650 6 ай бұрын
Chokwadi
@user-rm7nd1pp9w
@user-rm7nd1pp9w 6 ай бұрын
Nhai Akironi washaya vaskana here dhoki here manje uchadiwa nani
@lindadause2921
@lindadause2921 6 ай бұрын
I will never eat mbudzi again
@kudakwashehlupo6246
@kudakwashehlupo6246 6 ай бұрын
Kkk ko mombe uchadya here
@user-ky1te6pj4b
@user-ky1te6pj4b 6 ай бұрын
Drewmas media taking us to another level
MUREHWA....... VASHANDI VE DREWMAS MEDIA VODA KUROHWA NEVANHU VEGOKWE
36:00
Clowns abuse children#Short #Officer Rabbit #angel
00:51
兔子警官
Рет қаралды 73 МЛН
GURUVE............MURUME WEMBWA PAMBERI PEDARE
15:09
Drewmas Media
Рет қаралды 27 М.
Mudzimai Wangu Arikuita Bonde Nehanzvadzi yake
44:02
SlyMediaTv
Рет қаралды 31 М.
July 8, 2024
14:23
Madzibaba masango
Рет қаралды 6 М.
HARARE........ONE ON ONE NEMUROYI
38:33
Drewmas Media
Рет қаралды 89 М.
Headman Chigodora  Varamba huori Kuma Sabhuku
48:52
TICHKACH MTV
Рет қаралды 60 М.
ZHOMBE........ PFAMBI DZIRI KUKAMA MBADA
31:20
Drewmas Media
Рет қаралды 44 М.
MT DARWIN........... GOGO VOTAURA VAMWE VAROYI NEMAZITA PAMBERI PEVANHU
1:15:54
Babamukuru Vakandibatabata Zamu Vachibva Vandiita Yeke
36:28
SlyMediaTv
Рет қаралды 89 М.
СЛЕЗУ РАДИ СЕСТРЫ...
0:57
Тимми Шоу
Рет қаралды 2,1 МЛН
Кого она вытащила из воды?😱
0:51
Следы времени
Рет қаралды 3,1 МЛН