HARARE........ONE ON ONE NEMUROYI

  Рет қаралды 90,033

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

Пікірлер
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Andrew, can you pin the previous story tizive pazvakatangira.
@percymagutshwa5101
@percymagutshwa5101 Жыл бұрын
Mukanzwa munhu anotii hakuna uroyii muroiyii ftii iyee
@martinmhangazha6128
@martinmhangazha6128 Жыл бұрын
Tinochengetwa naShe vakomana, zvakaoma izvi. Thanks Drewmas Media
@matildatuwe9846
@matildatuwe9846 Жыл бұрын
Ummm zvakaoma hazvo kupedza vana pamusana pechijana haaaa ndabvuma hangu varoyi variko chokwadi👐👐
@shupikaisofiamurindi9224
@shupikaisofiamurindi9224 Жыл бұрын
Was thinking kuti ane Zambia yezanu kuti ndomuroyi patanga video 😂😂😂
@michealfisher4440
@michealfisher4440 Жыл бұрын
Andrew and MaNcube special you're taking us to another level 🎤
@enlighten729
@enlighten729 Жыл бұрын
Micheal thank for your support
@michealfisher4440
@michealfisher4440 Жыл бұрын
@@enlighten729 I want a cap and t-shirt for drewmas media
@monalisakaetano8083
@monalisakaetano8083 Жыл бұрын
Drewmas Media taking us to another level.. Thanks for all your hard work of following up stories frm start to finish.. No story ends without conclusion sure👏❤️💕👏👍
@langtonchikunda4574
@langtonchikunda4574 Жыл бұрын
Gogo avo vati vakatanga kuziva kuti ndirimuroi after pastor now vakuti takatodya vanhu vanopfuura 200😮
@enlighten729
@enlighten729 Жыл бұрын
Thank you Mona 💗💗 it's because of your support
@shingynavs8235
@shingynavs8235 Жыл бұрын
Hi Monalisa
@tatendachibira9372
@tatendachibira9372 Жыл бұрын
@@langtonchikunda4574 kunyeba kwakaoma maskit aya
@tracygwashawanhu7142
@tracygwashawanhu7142 Жыл бұрын
Shumba and Soko vedu 👏 taking us to another level
@loverschirisa4042
@loverschirisa4042 Жыл бұрын
very good question there Thando Class, pamati, zvenyu tingati vadzimu venyu here vanenge vachifamba nemi kana kuti venyu vakakusiyai mukafamba mega?. good job
@enlighten729
@enlighten729 Жыл бұрын
Thank you lovers 💗
@chipokambanje7044
@chipokambanje7044 Жыл бұрын
Uuuuuuuu eduweee ndiMai chaivo chaiivo here.You hve taken us to another level
@lillycee5054
@lillycee5054 Жыл бұрын
Thanks drewmas media team. As usual u are ace! Very good. Content murikupakura. Sokostina uthandwa ndimi!
@enlighten729
@enlighten729 Жыл бұрын
Lilly 🥰🥰 thank you
@chiponyosi3241
@chiponyosi3241 Жыл бұрын
Mai.avaka.demoni.rakatobata.chokwadi.kusanyara.kutaura.mashoko.aya.ndatya.
@tsitsidzumbunu7968
@tsitsidzumbunu7968 Жыл бұрын
God is good all the time .In the last days all the hidden things will come out thnk u Gogo for the good decision u take.keep on praying all will be well
@riarams1839
@riarams1839 Жыл бұрын
Haa varoyi variko kunze uku shuwa,, pmwe vakatanga vauraya mrume vosara vachinyatsoroya pamba kusvika nhas pazvafumuka,, Mwari makanaka mukufumura zvakavanzika
@pelvypeeymtyakz3392
@pelvypeeymtyakz3392 Жыл бұрын
Ladies in the background singing Tawanirwanyasha thank you Jesus 🙏🙏🙏
@faraimadziva2896
@faraimadziva2896 Жыл бұрын
Well good research there Andrew shamwari
@peacerunnerleesher4065
@peacerunnerleesher4065 Жыл бұрын
Gogo ndakamirira Zimbabwe hamugone kuuyarawo here Mnangagwa momudya henyu munenge mashandisa huroyi zvakanaka
@riarams1839
@riarams1839 Жыл бұрын
Vanonyepa mai ava havana kuroya vane 40yrs maya inhema idzo
@kpaxchocho3327
@kpaxchocho3327 8 ай бұрын
Inhema idzi.Moms iyi inorwara nepfungwa
@tinotendamuchemwa8077
@tinotendamuchemwa8077 Жыл бұрын
Haaaaaa hupenyuu mutoro uuuuuum be strong girl zvopfuura zvatobuda pachena kudai zvanakaaa
@belindakaseke4466
@belindakaseke4466 Жыл бұрын
I’m in love with ur song
@beautyadaarewa638
@beautyadaarewa638 Жыл бұрын
Ndichinzwa izvii, ndinoti mhai zororayi murugare. You did your duty as a mother with out witchcraft. It's good because it's caming from her own mouth and her own words
@aidynkwakwa6768
@aidynkwakwa6768 Жыл бұрын
My beautiful Thando. Here for you mntanami.
@enlighten729
@enlighten729 Жыл бұрын
Thank you so much mama🥰🥰🥰❤️❤️❤️
@SinikiweMpengesi
@SinikiweMpengesi 2 ай бұрын
Nyama yemunhubinodyiwa here haaa
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Life is spiritual and God almighty remains on His throne . She has been saved by grace.
@brilliantmotsi6708
@brilliantmotsi6708 Жыл бұрын
Glory to God 🙏🙏vanhu when choosing a life partner we should pray kuti Mwari azviratidze coz unogona kuroora or kuroorwa nemuroyi anozokudya zvese nevana.
@knowledgetichagwa
@knowledgetichagwa Жыл бұрын
Kkkk matya kudyiwa here
@nomsaenias8383
@nomsaenias8383 Жыл бұрын
Hanzi UK padhuze mwari pindirai
@dorothychihuri1928
@dorothychihuri1928 Жыл бұрын
Ndapererwa na samanyika ava 🙆‍♀️🙆‍♀️
@manyaramarweyi9989
@manyaramarweyi9989 Жыл бұрын
Ummmmmmm ndatyanazvo🙌🙌🙌🙌🙌
@donaldmutede9089
@donaldmutede9089 Жыл бұрын
God is so gracious
@Black_babie1
@Black_babie1 Жыл бұрын
Once again Mwari wangu mazviratidza. Uye muchidadisa
@samkanyimbi5869
@samkanyimbi5869 9 ай бұрын
Hanzi amai havaroye vakadii kukuuraya urimwana mudiki. Hongu vamwe vabereki havaroye asi vamwe vanouraya kudya mwana chaiko
@pelvypeeymtyakz3392
@pelvypeeymtyakz3392 Жыл бұрын
Vanonyeba mbuya she needs total deliverance and that girl must be prayerful
@Nakathabo
@Nakathabo Жыл бұрын
100% kakunyeba ndakaonawo
@yanoswhisky-garlounge8113
@yanoswhisky-garlounge8113 Жыл бұрын
too many inconsistencies.
@chipomukonde8650
@chipomukonde8650 Жыл бұрын
Nhy imi mbuya ava handivo hre vatakambooma kwasekuru chapola vaine murume wavo nemhuri vachiti murume.wavo akabatabata akazobvira bhachi
@enestamasalethulini6551
@enestamasalethulini6551 Жыл бұрын
Well done Chipo for such an observation
@Dubedube3635
@Dubedube3635 Жыл бұрын
Nhai mwari yoweeeee inga zvakaoma 🙆🙆🙆🙆🙆
@KafuraKagodora-x4r
@KafuraKagodora-x4r Жыл бұрын
Gogo ava varikunyara ngavabvise coshtom iyo agare varimusvo
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 Жыл бұрын
😢this is sad, Mwari pindirai zvo rwadza huroi hwakaoma kuzvidyira mazai ako, l hope Gogo will get delivered from this, as for the daughter God loves u 🙏.
@lizbertify
@lizbertify Жыл бұрын
Sokostina matova kamu celeb ka imi kikikikiki 😍😍 You're very good at your job, rambai makadaro 💖💖
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Ndinotenda nemidzimu yangu
@PanasheMazarura-n9n
@PanasheMazarura-n9n 11 ай бұрын
Yowe iiii zvakaoma shuwa
@MamoyoOfficialsdione3939
@MamoyoOfficialsdione3939 Жыл бұрын
Mwari huyai nyika yaparara iyiiii ndanzwa kutya
@AgnesMaradzikwa
@AgnesMaradzikwa 2 ай бұрын
Wanga aripo ndiyani mbuya toda ma witness
@chiedzakundishora3274
@chiedzakundishora3274 Жыл бұрын
Muzondivhunziravo kuti chavakashandisa kuti mwana adonhe chii , uye vanoti havafambi masikati sei vakagona kumurova masikati.
@sandrataderera4487
@sandrataderera4487 Жыл бұрын
Sokostina my little sister mancu..we here for you ☺️
@ginmaposa4068
@ginmaposa4068 Жыл бұрын
Another level,ayiwa Soko questions were on point🤞
@enlighten729
@enlighten729 Жыл бұрын
Gin🥰
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 Жыл бұрын
Drewmas media taking you to another level ndapera simba shumba 👏👏👏
@enlighten729
@enlighten729 Жыл бұрын
kkkkk , zvakaoma kani
@felistaschinyoka1244
@felistaschinyoka1244 Жыл бұрын
🤣🤣🤣Sokostina 🔥🔥🔥saka imimi vadzimu venyu Havasi vakatozviramba vakakusiyai muchi famba mega kkkkk
@eginasdondo4385
@eginasdondo4385 Жыл бұрын
Ummmmm Mwari pindirai,. Mai vanoda deliverance ava, kana nyadzi,,,, (at least she confessed)
@msveekay5637
@msveekay5637 Жыл бұрын
Kusunungurwa naPastor or naMwari through Pastor...
@ceemu3966
@ceemu3966 Жыл бұрын
Mmmm drewsmas uswedere kure unodyiwa mmm. Thanks mkoma Neshamba
@malinideviya534
@malinideviya534 Жыл бұрын
Kkkkkkk haya une musikanzwa
@ceemu3966
@ceemu3966 Жыл бұрын
@@malinideviya534 mmm paipa hama mbuya is saying vanotoita cannibalism pachena kurova nhindi dzenyama zvino drew akadyiwa tinoudzwa nani another level 🤣😂🤣😂🤣
@enlighten729
@enlighten729 Жыл бұрын
Kkkkkkkk Drew iGombwe hadyike musatye
@ceemu3966
@ceemu3966 Жыл бұрын
@@enlighten729 kkkkkk
@prexah8296
@prexah8296 Жыл бұрын
Yah apa tichinzi tukai midzimu yenyu itori mweya yetsvina, hezvo vamwe iri kunzi inovarwira... Confused 🤔
@mildretjulietchigaba3338
@mildretjulietchigaba3338 Жыл бұрын
Midzimu haitukwe dear nekuti ndiyo inotichengeta.. ndosaka muchiona mukapinda mumatare echivanhu pavanopira vanoti mutisvitsirewo kuna musikavanhu ariye Mwari
@enlighten729
@enlighten729 Жыл бұрын
Zvakaoma
@manondoe69
@manondoe69 Жыл бұрын
Hiya zvakaoma uuummmm huroya.kuroya
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 Жыл бұрын
Drewmas media and Mancube Sokostina taking us to another level, science dzacho ma1 kunosvika UK here nerusero zvakaoma shuwa
@enlighten729
@enlighten729 Жыл бұрын
Abigail thank you ❤️❤️
@ishmaelmatyenyika8968
@ishmaelmatyenyika8968 Жыл бұрын
Murikuda kushambadza pastor chete
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Uuuuuuu Mmmm Mr Neshamba murikudzi buritsa dzinotyisa zvakaoma hazvo mashura Sure uuuuu Mmmm Zvakaoma hazvo kudya vanhu vanosvika 100
@rodneystoddard2014
@rodneystoddard2014 Жыл бұрын
Akanaka uyo anouraya vana vake
@shingimangozhe7007
@shingimangozhe7007 Жыл бұрын
Ko 200 vana vaani
@richardchipenzi7389
@richardchipenzi7389 Жыл бұрын
Aaaaaa vanhu 200 vakadyiwa ityai mwari ummmmmm
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 Жыл бұрын
Natsai kudyiwa iro rakakira rinobata rakacheka nyika same same na tete wanguTarisai wapedza vana vamai wawo
@thomaschawira1307
@thomaschawira1307 Жыл бұрын
Good job mkoma Andrew and Soko.Ko madii kutipawo Bishop nhai drewmas omuhle
@confidencenhau
@confidencenhau Жыл бұрын
Uuumm mai ava vabengenuka vavekurwadziwa nezvavakaita shavi iri rakaipa chokwadi rinokubvisa moyo wetsitsi
@michellekudzaichikodzore
@michellekudzaichikodzore Жыл бұрын
Imi skaa vabereki ndovanotipedza here?Ayaz unotadza kuhwisisa
@choicebeatrice5449
@choicebeatrice5449 Жыл бұрын
Drew mass media takuda zvimwe kwete gogo ava nemwana wavo anonyepa vari kuactor. MABHIDHIRI AYA ANOITWA KUEPWORTH NDOKUNE VANHU VANOBVUMA KUACTOR VOBHADHARWA
@mutsondiwafaith7161
@mutsondiwafaith7161 Жыл бұрын
Ko kana vachikwanisa kuenda kunze kwenyika vasina mapepa vanodzokerei shuwa ne muomero wakaita zim 😂
@isabelchihwayi5527
@isabelchihwayi5527 Жыл бұрын
Do u think vanoenda panyama dear vanenge vakagarwa neshavi zvee saka physically vanenge vari muzim zvavo . Asi Mwari dai vapindira chokwadi
@mutsondiwafaith7161
@mutsondiwafaith7161 Жыл бұрын
@@isabelchihwayi5527 ko pavanoyedzerwa hanty vanenge vapa physical manje maybe she can plan kuzoedzerwa mhiriyo kkkk
@cathymachingauta5560
@cathymachingauta5560 Жыл бұрын
Hakuna chinhu chakadaro tendeukai Shumba munhamate hama
@blacklack3280
@blacklack3280 Жыл бұрын
Chimboendaiwo kublawayo hakuna nyaya chinoitukawo here ikoko
@vongaisimiti1625
@vongaisimiti1625 Жыл бұрын
Were is the pastor
@evanschikomwe8542
@evanschikomwe8542 Жыл бұрын
Drewmas you are the best, keep going guys
@paulinemandiwanza
@paulinemandiwanza Жыл бұрын
Drewmas Media munondiitira guys .love you 🥰🥰🥰💞💞💞💞
@109wanga
@109wanga Жыл бұрын
Eish, Honde Valley? Ihama yangu iyi. Ehh, rusero ndiri kurwuda hangu semunhu anofarira technology but you can keep the rest....
@lisapeters5114
@lisapeters5114 Жыл бұрын
Gogo is acting awo. Check latest video yawati vanobva Mozambique kkk
@cattpanealbeters1555
@cattpanealbeters1555 Жыл бұрын
Andrew wee kwanzi ambuya vanoroya hauchatya manje lkkkkk
@sandrataderera4487
@sandrataderera4487 Жыл бұрын
Katandika is like a small Nigeria in Mozambique huroyi huriko soo kaa..mbuya ava ndeveko yhooooo haibooo🥺she is a witch from the land of witches
@tendaimtizva6404
@tendaimtizva6404 Жыл бұрын
Before interview,can give us platform to give u questions to ask them.
@marthabhachi7944
@marthabhachi7944 Жыл бұрын
Uummm moms imi makawoma 😭😭😭😭kudya mwana wko nxaaa'
@miriammanyanga9128
@miriammanyanga9128 Жыл бұрын
Ko gogo nhikwi vakapedza vese kkkkkkk
@promisematowe8623
@promisematowe8623 Жыл бұрын
Oooooo my God she was saved by grace of god witch is a demon dai Mwari vatibatsira veduweee
@joycealbrecht1353
@joycealbrecht1353 Жыл бұрын
Ndebele ya Soko wenyu haindiitiri ini...it doesn't sound like Ndebele chaiyo uyu anofanira akakurira kuma shona ..uyazama kodwa sis
@Nakathabo
@Nakathabo Жыл бұрын
Haasi iye here wekuti anotaura 14 dialects? Or was it Noni who told us that in her introduction? In fact, vese havo vari 3, their Ndebele is basic enough to tell us the stories lol. Tozvitenda zvakadaro
@joycealbrecht1353
@joycealbrecht1353 Жыл бұрын
@@Nakathabo i don't know hangu ipapo but accent yavo pa ndebele apo haisi kundikomborera ini
@oliviagutsa1121
@oliviagutsa1121 Жыл бұрын
uuumm zvakaoma hazvo hamawee kuroya kwakadai ndatya kuuraya vana vako sure
@tawandamtungwaza3667
@tawandamtungwaza3667 Жыл бұрын
Moda kudya 1 iyeye haaa varoyi Havana tsitsi
@haroldmukomberanwa2827
@haroldmukomberanwa2827 8 ай бұрын
Pane huroi wedzinza,koti huroi wekutsvaga wega kuromba,pane huroi wekudyiswa ,asi muroi muroi chete ,kuziva kana kusaziva ingirozi dzasatani mabasa erima makuru
@malinga22
@malinga22 Жыл бұрын
Andrew Neshamba, kuenda ku uk nendege mahrs mangani. Ava padhuze vanoenda overnight kuenda nekudzoka and im sure vanee vasimuka pamwe kuma10pm or 12 meaning tikaisa transport yavo paground toita easy mode of transport
@naumemurigwa8049
@naumemurigwa8049 Жыл бұрын
Kkkkk zvakaoma
@cleodzemaema8100
@cleodzemaema8100 Жыл бұрын
Hanzi ndaisaziva kuti ndiri muroyi ndatoziva now na bishop but vobvunzwa kuti murume akafa sei hanzi takamudya vana ndakadya asi vati vakashamisika vakunzi muroyi
@yeukaimusunza3023
@yeukaimusunza3023 Жыл бұрын
Huyiba Amai imimi muri zimbwa Charo.....kikiki
@jeremiahshingaimandizha3410
@jeremiahshingaimandizha3410 Жыл бұрын
Drewmas maActors enyu anogona kuActor wena 😅 especially team riya reku Domboshava haaa gogo vanogona kuActor vaye chero Sekuru vaye vano actor wena 😅... uyu nhasi ari kuActor ari muroyi kkkk haaa mari iyi
@wellingtonmatekenya4943
@wellingtonmatekenya4943 Жыл бұрын
Iwe Gogaz iyi yakabud pa social media before neshamba aendako
@irenewashayabunha5417
@irenewashayabunha5417 Жыл бұрын
Vamwe wakuchemera mbereko wamwe wakuuraya zvakaoma
@enlighten729
@enlighten729 Жыл бұрын
Zvakaoma kani
@abednicomauto3616
@abednicomauto3616 Жыл бұрын
Sad story; dai vabatsirwa amai avo shavi riende
@KafuraKagodora-x4r
@KafuraKagodora-x4r Жыл бұрын
Drums rambayi makadaro kuda zvimwe varoyi vanganyarewo
@vimbaimhondiwa4940
@vimbaimhondiwa4940 Жыл бұрын
Mmmmmm🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌
@nyaraileetoto1622
@nyaraileetoto1622 Жыл бұрын
Huroyi huriko,I don't knw wy vanhu vachizviramba
@annamercymharira-gz6ff
@annamercymharira-gz6ff Жыл бұрын
Gogo vakuda kurepenter cz vakutya kuti vamwe varoyi vawo vanozoti watifumura vobva vauraiwa
@beautyngondi544
@beautyngondi544 Жыл бұрын
Muchadyiwawo nekudakubvunzisa ummm ndawatya mai awa mwari pindirai more than 200
@finitamuruki
@finitamuruki Жыл бұрын
Yaaaa zvakaoma veduweee pasi pakatakura kurema shuwa
@makanakamaenzanise3602
@makanakamaenzanise3602 Жыл бұрын
VaNeshamba, mapotsa mawana 100% marks but mazofoira pakuti makanganwa kukumbira Ambuya muroyi ava kuti kana vaasiri kuhumana, isiri dementia, vaifaniea ka kukupai demonstration vaite chishiri , vakwire rusero vabhururuke ma Cameras enyu achizviburitsa.
@verrisonverrisom7410
@verrisonverrisom7410 Жыл бұрын
varoi ngavafe😂
@selinalembani9816
@selinalembani9816 Жыл бұрын
Haa Mukwasha akutosiyana nemukadzi uyu
@muchenashumirai6984
@muchenashumirai6984 Жыл бұрын
Aaa haambomusiye,haasiriye muroi,iye aitoroiwawo
@moseskapfudzaruwa6194
@moseskapfudzaruwa6194 Жыл бұрын
Taking us to another level Andrew this level is upgraded 🐱😁 there is a strong light 🚨 from drewmas
@josephinebungu2710
@josephinebungu2710 Жыл бұрын
Hesi Andrew Nd Mancu maiiweee mbuya awa
@rumbidzaikawome483
@rumbidzaikawome483 Жыл бұрын
Uuuum zvakaoma hazvo varoi wariko chokwadi Mwari pindirai chokwadi
@patiencemashura8942
@patiencemashura8942 Жыл бұрын
Inga zvakaoma veduweee
@praise2362
@praise2362 Жыл бұрын
One on one nemuroyi🙌aaah😂😂🤣🤣
@gracemusizvingoza4549
@gracemusizvingoza4549 Жыл бұрын
Kkkk it's kinda funny and scary at the same time😂
@liniagumbo9339
@liniagumbo9339 Жыл бұрын
Drewmas Media taking us to another level
@enlighten729
@enlighten729 Жыл бұрын
Lina thank you
@romeocarloskadzunge4028
@romeocarloskadzunge4028 Жыл бұрын
Anhuwoye Mwari hiii....
@norlenemarongere2275
@norlenemarongere2275 Жыл бұрын
Jesus😭 ....Thank you lord for saving this young lady
@yvonnebesa7854
@yvonnebesa7854 Жыл бұрын
Makatendeka.....Mwari
@engelinemunhutu4306
@engelinemunhutu4306 Жыл бұрын
Hamutyi here kubvunza muroyi
@mugambiwatonderai5424
@mugambiwatonderai5424 Жыл бұрын
Sei vakadzi vano roya vachitanga kuuraya murume
Gold Mafia - Episode 1 - The Laundry Service I Al Jazeera Investigations
51:32
Al Jazeera English
Рет қаралды 7 МЛН
RUSHINGA......    GUVA REMWANA WECHIKORO WEKURUMWA NENYOKA RAKAFUKUNURWA
49:41
The evil clown plays a prank on the angel
00:39
超人夫妇
Рет қаралды 53 МЛН
人是不能做到吗?#火影忍者 #家人  #佐助
00:20
火影忍者一家
Рет қаралды 20 МЛН
To Brawl AND BEYOND!
00:51
Brawl Stars
Рет қаралды 17 МЛН
IL'HAN - Qalqam | Official Music Video
03:17
Ilhan Ihsanov
Рет қаралды 700 М.
DOMBOSHAVA....CHITUNHA CHAKAMHANYA PAMUSORO PEMVURA
51:23
Drewmas Media
Рет қаралды 77 М.
RUSAPE NGOZI (PART 11)....   TENSEN ODA KURIPISA DREWMAS MEDIA
1:03:05
Drewmas Media
Рет қаралды 15 М.
HARARE.....VANA VANA  (4) VAWANIKWA VAKAFA MUMOTA
18:49
Drewmas Media
Рет қаралды 28 М.
Assista na íntegra o Fala Moçambique 30/12/2024
MIRAMAR
Рет қаралды 1,4 М.
MHANGURA---- MATOKI AKAITA BODY VIEWING YEMURIDZI WAVO
26:39
Drewmas Media
Рет қаралды 64 М.
Apostle T.F Chiwenga.Nhau Dza Potiphar
3:18:40
Jesus Revelation Ministries
Рет қаралды 107 М.
The evil clown plays a prank on the angel
00:39
超人夫妇
Рет қаралды 53 МЛН