Makauraya baba vangu part 2 Chirimo family

  Рет қаралды 93,624

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Күн бұрын

nyaya yakatangira panaaapa • Karanganda Tv :Firo ye...

Пікірлер: 248
@Karanganda
@Karanganda 11 ай бұрын
nyaya yakatangira panaaapa kzbin.info/www/bejne/b2nKo2SQn7-gqdUsi=LehJxKrNKSDExFsF ichiriri kupfuurira mberi ,ngatisangane zvakare manheru tichikurakidzai kwazvawekwenda
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 11 ай бұрын
Mashuma bataps
@biancazimuto6210
@biancazimuto6210 11 ай бұрын
Aah nyaya iyi ndaiziva iyazve yevanhu vaibudirwa ,shame vakaurawa shuwa
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 11 ай бұрын
Magona
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 11 ай бұрын
Nyaya ndeye kare iyi ndaiziva yakambotenderera
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 11 ай бұрын
Iri dare rine vanhu vakawanda kune matare ese andoona 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@CarolineRitsire
@CarolineRitsire 11 ай бұрын
Dare Ra Headman Chigodora dzidzai justice kubva kudare raMambo Mutasa .uye tarisai muone padare rachief Mutasa varume vese vanobvisa mahat as a sign of respect and apana Mari inotaurwa kudare raMambo Mutasa Shumba you're the best
@PattyPatricia-b3f
@PattyPatricia-b3f 11 ай бұрын
Haa chokwadi ava vakarongeka you can tell kuti vaiwe headmaster sure.
@priscasibangamanzi1348
@priscasibangamanzi1348 11 ай бұрын
Yaa zvekwaChigodora ndezvechigandanga chaicho. Varume vepadare racho havana respect nevanhukadzi
@onaingorima7122
@onaingorima7122 6 ай бұрын
​@@priscasibangamanzi1348pane pachinotodiwa chigandanga ichocho
@LoiceDumbude
@LoiceDumbude 3 ай бұрын
Chokwadi chichabuda chete rambai makashinga
@nadianicolas-pd7ri
@nadianicolas-pd7ri 11 ай бұрын
Chears to us vanotanga kuisa like vasati vanzwa nyaya yacho 🥂
@TrymoreMisongwe
@TrymoreMisongwe 11 ай бұрын
To us🎉
@goldensomenow737
@goldensomenow737 11 ай бұрын
Waivepo hereeee
@RaymondMangena
@RaymondMangena 11 ай бұрын
Thank you baba Taps 🎉🎉🎉🎉🎉
@ChipoMponde
@ChipoMponde 11 ай бұрын
Chief Mutasa is natural intelligent
@Gonawapotera1
@Gonawapotera1 11 ай бұрын
Something wrong with that English😮
@stewartgomwe2039
@stewartgomwe2039 11 ай бұрын
His interrogation is so sharp and he blends the legal laws and the traditional practice so well.
@ChipoMponde
@ChipoMponde 11 ай бұрын
@@Gonawapotera1 gadzirisaka iwewe Isa y ,hantie ndiwe teacher wedu
@musashoko1389
@musashoko1389 11 ай бұрын
​@@Gonawapotera1what's wrong with the English Ian Smith's grand child 😂😂😂
@monnietaah9583
@monnietaah9583 11 ай бұрын
@@Gonawapotera1ku zimsec kukudiwa vano marker uko. Rekai vanhu
@wilf_moyo
@wilf_moyo 11 ай бұрын
Village Chief must invest in a community Hall to shelter attendies during court sessions, fines must help
@flamelilyk8202
@flamelilyk8202 11 ай бұрын
Exactly shuwa kubatirwa umbrella here
@musashoko1389
@musashoko1389 11 ай бұрын
Yes you are speaking a lot of sense...kwete kungo tetena mbudzi dzevanhu
@sqrd3536
@sqrd3536 11 ай бұрын
Open traditional courts are better for noise control. Wailing babies at a distance not in an enclosed area their noise supersedes everything. This is unique in its own way. They can easily use a local school, not necessarily building a new shelter.
@sueeland5675
@sueeland5675 11 ай бұрын
​@@musashoko1389,,😂😂😂😂
@moseschipokore4681
@moseschipokore4681 11 ай бұрын
no this is more authentic, courts in halls are boring
@evidenceshopera4478
@evidenceshopera4478 11 ай бұрын
Chigodora has a lot to learn from this man..
@ConniekholiyMpansi
@ConniekholiyMpansi 11 ай бұрын
Zvese namagirazi wake noumwe achona, kudzidza hakueperi
@nai6474
@nai6474 11 ай бұрын
Ndopaunotoona musiyanano waMambo naheadman. Tunamatare twavo twemahumbwe tuya
@PattyPatricia-b3f
@PattyPatricia-b3f 11 ай бұрын
Mambo munekamwe kakungodika soo ❤❤❤
@sqrd3536
@sqrd3536 11 ай бұрын
Our Mambo looks different without his white Mambo hat. He's very fair and always on point❤❤
@MemoryMundoita
@MemoryMundoita 11 ай бұрын
Pamberi nachief mutasa .dare rawo rakarongeka uye tirikudzidzawo zvimwe zvatanga tisingazivi.
@maiteechirangamapenzi329
@maiteechirangamapenzi329 11 ай бұрын
Ava mambo ndovada ava ❤
@sarudzaitahwa1224
@sarudzaitahwa1224 11 ай бұрын
KwaChigodora we don’t support gangsters mbavha stealing day light. Mambo Mutasa ndimi mune muti wacho. Fair justice not stealing Chigodora nembavha dzake dzaanogara nadzo zvimabhanditi zviye need arresting.
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 11 ай бұрын
Thank you bab Taps tanga tasuwa mambo Mutasa tanga takuvaonera ku MANICA POST 😂
@sarudzaitahwa1224
@sarudzaitahwa1224 11 ай бұрын
Yes Mambo Mutasa vanogona basa Zimbabwe yese is back
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 11 ай бұрын
Wakatoita lucky kusaurawa after waona vanhu ava husiku
@rambertgezera9224
@rambertgezera9224 11 ай бұрын
Mambo avo vane ka hu soft kari hard😂😂
@MoreblessingMashizha-gc2rt
@MoreblessingMashizha-gc2rt 11 ай бұрын
Matambo ndaona senge akutya hace kutaura chokwadii
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 11 ай бұрын
Mambo Mutasa nhasi makachinja kana musina helmet yenyu yeWhite iya😂
@marthamahleza9597
@marthamahleza9597 11 ай бұрын
Makadiko Shumba🙏🙏 tokutsigirai Shumba tirimo muzvivhiti vhiti munotigonera
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 11 ай бұрын
Iyoyo nyaya yekuzobvunzisiswa ndiyo inoita kuti vazhinji vatye kutaura zvinhu kana vazviona unenge wakupinzwa biz se witness futi
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 11 ай бұрын
Haaa kutsonzo kotyisa saka waida kubhuraibha sabhuku ne20$ chaiyo
@itaisimbi839
@itaisimbi839 11 ай бұрын
Slavery haipere 😢😢😢 MAMBO vanoziva here kurwadza kunoita ruoko urwo kubata Umbrella 🌂 dare rese mwoyo wavo uripai madikuvaka chimusoso 😢😢 ndarwadziwa ini
@tongaishatmomawarire9123
@tongaishatmomawarire9123 11 ай бұрын
Murwadziwawo nezvisina basa madzimambo vatongi vematunhu vanoita zvavadona and it's reality even mukaenda kupi nekupi ndizvinoitirwa madzimambo
@sqrd3536
@sqrd3536 11 ай бұрын
What if it's the umbrella holder's choice? That's what Kings and some Presidents are treated as by their subjects.
@agneskaitano1334
@agneskaitano1334 11 ай бұрын
Marange haagoni hake kutonga bt ane hall ko kukanaya moita sei
@OliphaMangenaMango
@OliphaMangenaMango 11 ай бұрын
Ngaaisungirire pa chair simple
@sindy308
@sindy308 11 ай бұрын
This guy anosara mucourt hagone kutaura zvachose
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 11 ай бұрын
Yoh nyaya iyi ndeye 2yeara back chokwadi munhu haarovi ,mhondi kana muri pano regerai kuuraya vanhu mweya wemunhu hauparari zvisina basa
@almsdeeds2003
@almsdeeds2003 10 ай бұрын
Ngavaende kwaT Freddy vanhu avo kana kwaMiracle Paul kuUnit L kuchitungwiza masports anonopera
@BeautyMugawa-wz5qd
@BeautyMugawa-wz5qd 11 ай бұрын
Chief mutasa munogona zvenyu kutonga nyaya.❤❤🌸🌸🔥
@paulmsimanga2094
@paulmsimanga2094 11 ай бұрын
How far headman chigodora
@firstlady2671
@firstlady2671 8 ай бұрын
Vamwe three vakauraiwa ndovakanz munovaziva so I think it was not Nyangani's responsibility to facilitate the coming of the other 11 people.
@firstlady2671
@firstlady2671 8 ай бұрын
Please stop humiliting and harassing Nyangani. Nyaya dzemurder dzinoitwa ne police tirikuendepi senyika allowing mahumbwe akadayi tichisekerera zvisina basa. The star witness may have been lying about what he saw because of the rumor circulating munharaunda. Stop forcing him to witness something that he never saw hamunyari sei.
@tamaremanyika3776
@tamaremanyika3776 11 ай бұрын
Baba Taps munotamba herr matiregerera madiro andoita zvirongwa zvenyu soka 😔 please potai muchutipawo even everyday
@bsmazzy6304
@bsmazzy6304 11 ай бұрын
Haurevi nhema ufunge ndasuwa nyaya dzekwaChigodora kkkkk
@JohnSamanga-rr3vk
@JohnSamanga-rr3vk 3 ай бұрын
Hapana kutonga kunokunda uku. Mambo Mutasa vanotonga zviri mugwara. Ava Mambo Mutasa vagoni we basa. Dai vatoita mutungamiri weamwe Madzimambo nevatongi wematare edzimhosva.
@sylviamhlanga9640
@sylviamhlanga9640 11 ай бұрын
Nhasi pakazara maihwiiiii vadare vacho vanhu havana zvekuita kayi .kobaba tapus asi kwachigodora makabhanwa here kuindako uye mazuvano mukutiregerera hamusikutipa nyaya neiko asi pane zvirikubatai kuti musaindako here kunyaya dzedu idzi todzida kani 😂😂😂😂
@solacemabuyawa9411
@solacemabuyawa9411 11 ай бұрын
Chigodora adhakwa kubva zvaakatora Magirazi nemufacy wecap uya kuita machinda ake vave kuita zvekubhadharwa kutora masides
@sylviamhlanga9640
@sylviamhlanga9640 11 ай бұрын
@@solacemabuyawa9411 🤣🤣🤣🤣🤣 kuti ndizvo here
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 11 ай бұрын
Thanks Baba Taps. Please kandai mavideo mastreets anga atonhora aya. Headman Chigodora havasi kutonga nyaya here?
@nyashamasango9202
@nyashamasango9202 4 ай бұрын
Ndakaona comment yaiti Chigodora aneng akafurirwa kuti tikaita Tega(taking&sharing vids) toWana more money than yavaipihwa
@firstlady2671
@firstlady2671 8 ай бұрын
Star witness lied now nyaya yaoma akutaura chokwadi. Vanhu vekumaruzevha vakazara makuhwa kuda kunz ndine ndineyese.
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 11 ай бұрын
Well done Mambo Mutasa
@saunyamazvepasi5119
@saunyamazvepasi5119 11 ай бұрын
Mambo Mutasa is very analytical. Matambo haasi kutsanangura zvaakaona chaizvo izvo
@firstlady2671
@firstlady2671 8 ай бұрын
Kuona munhu aripa area yakaiswa chitunha is not proof of murder. Munhu wacho akaurawa riin, vaive vakamira kure sei nepakawanikwa munhu pacho, its not making any sense.
@MaggieMombe
@MaggieMombe 11 ай бұрын
Chokwadi vaitonotsipika iyo akaona akachisidzirwa kuti akangotaura vanouraya endi arikutotya nekuti anotoziva kuti imhondi dzaakaona dzichitovhiya
@brightonmoyo6766
@brightonmoyo6766 11 ай бұрын
Ko chigodora aripi mazuvano
@kurrenkashesha9750
@kurrenkashesha9750 11 ай бұрын
Munomhoresa Matutsa naChabodo kujeri
@wadzanayikasai1402
@wadzanayikasai1402 11 ай бұрын
Thnx karanganda to bring Chief Mutasa❤
@kimberlymabhunu2375
@kimberlymabhunu2375 11 ай бұрын
😊 😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 11 ай бұрын
Waiyepo ere?usasoshora kuti chuuuu Thanks for bringing the second part Ba Taps
@normamunyama
@normamunyama 11 ай бұрын
Part 1 yacho yakanzi chii
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 11 ай бұрын
@@normamunyama enda kumacomments pane yaiswa neKaranganda pane link refirst part
@EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz
@EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz 2 ай бұрын
Kumba ngozi mbanje here 😂😂😂😂 musazodaro please
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 11 ай бұрын
Gogo avo vachaurawa vataura chokwadi
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 11 ай бұрын
Witness iri kunzvenga nyaya dai ngozi yamuvingira coz Wakapiwa mari again ukabvuma
@visionmashowaire-zl7sf
@visionmashowaire-zl7sf 11 ай бұрын
Karanganda kwaChigodora hakusisina dare kani
@estheresther1963
@estheresther1963 11 ай бұрын
Kkkkk
@chibvumburasamanyikastation263
@chibvumburasamanyikastation263 11 ай бұрын
Thanks baba Taps ndangandasuwa latest from Karanganda
@shepherdmutasa3799
@shepherdmutasa3799 11 ай бұрын
Matambo anoda kurohwa ari kutaura nyaya hobho instead of getting to the point
@MaryManyunga
@MaryManyunga 5 ай бұрын
But mazuva hrrr kuyanikwa kunge mifushwahrrrr nhai nhai
@cdechirume2979
@cdechirume2979 11 ай бұрын
Mambo shud buld a shelter kwete kubatisa munhu umbrella
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 11 ай бұрын
Iyi nyaya yaida ana magirazi nagucci nyangani aibvuma zvese
@frankmuwishi4971
@frankmuwishi4971 11 ай бұрын
😅yaaa true
@firstlady2671
@firstlady2671 8 ай бұрын
Anotsitika chii zvinhu zvakaitwa nevanhu 11 or 12
@nadianicolas-pd7ri
@nadianicolas-pd7ri 11 ай бұрын
Ndiyepo
@attiechiripasi7879
@attiechiripasi7879 11 ай бұрын
Karaganda to the world
@ThePrivy1
@ThePrivy1 10 ай бұрын
Mambo Mutasa is full of wisdom.
@AshleighChiseko
@AshleighChiseko 11 ай бұрын
15:07 vanhu vakuomberei apa
@firstlady2671
@firstlady2671 8 ай бұрын
Iwe wakapfuura nepo hauna kunzwawo kurema kwacho.
@LettyShawty
@LettyShawty 11 ай бұрын
Panapa hapaitwr zve Premier video haa panonaka❤
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 11 ай бұрын
Taura hako zve premier zviya zvobhowa
@LettyShawty
@LettyShawty 11 ай бұрын
@@fofoemaibvise2768 seSly Media haaa vakazvinzwisisa zvePremier😂😂😂😂
@firstlady2671
@firstlady2671 8 ай бұрын
The whole case should be thrown out it has no merit.
@mercychikamwe-vw1bf
@mercychikamwe-vw1bf 11 ай бұрын
Manga matikanganwawo
@Karanganda
@Karanganda 11 ай бұрын
tadzoka tadzoka
@kevaldohmukaz
@kevaldohmukaz 8 ай бұрын
Mambo ava vane hunyoro....vakarongeka
@Userchiri
@Userchiri 11 ай бұрын
The wait was worth it..Thank you muchinda.
@firstlady2671
@firstlady2671 8 ай бұрын
Honde Valley is close to them nenyaya dzemakuhwa n'anga nemaporofita vacho vanenge vakatoinzwa nyaya yacho so hazvisi kumaker sense.
@Dzidzaisaizi
@Dzidzaisaizi 11 ай бұрын
Musauraya vanhu vanhu amuneti neiko
@tamaremakwavarara2743
@tamaremakwavarara2743 11 ай бұрын
Mambo uyu anogona. Aivepo before bodo
@ananiaschanaiwa9066
@ananiaschanaiwa9066 11 ай бұрын
Bring more news pliz we support u karanganda
@PhillipMunava
@PhillipMunava 7 ай бұрын
Uyo witness inoda kutochwa
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 11 ай бұрын
Asi sei machief muchitora nguva nemunhu uyooooo nhai madiii kuenda kwa Tasvu or Kanengo. Muziwe chokwadi chakazara kwete kuenda kutwun'anga turi kutsipikwa naye muchinda uyooooo vanhu shuwa mosiya munhu achifa here nhai
@albertchinheya6792
@albertchinheya6792 11 ай бұрын
Ndatangira mooose
@aaronnhumbe2218
@aaronnhumbe2218 11 ай бұрын
Zvekubatirana Umbrella hre guys . Kuitwa muranda . Zim denga hamupindi guys
@perpetualmarimbire176
@perpetualmarimbire176 11 ай бұрын
My second family ,l had missed you all thank you
@wallacechitanda1597
@wallacechitanda1597 10 ай бұрын
Mambo avo vanogona kutonga nyaya
@EvelynTsitsiSatumba
@EvelynTsitsiSatumba 11 ай бұрын
Shumba special the lion 🦁🦁🦁
@zvazvazva1270
@zvazvazva1270 11 ай бұрын
Apa mambo vakarasika chaizvo
@NomatterJakachira-tk3fy
@NomatterJakachira-tk3fy 11 ай бұрын
Dai mambo ayinzi anongotonga Chero kumamwe mabhuku uyu mambo uyu tayimudawo kwedu anogona kutonga
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 11 ай бұрын
Mbanje for the bvurii 😂😂😂😂😂
@paidalkful
@paidalkful 6 ай бұрын
😂😂😂😂
@parrot7325
@parrot7325 11 ай бұрын
Thank u for bringing my Chief. mange magarisa
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 11 ай бұрын
Baba Taps pamberi nebasa
@blessingmaphosa2489
@blessingmaphosa2489 11 ай бұрын
Ndavepo karanganda woyeeeee
@NelsonMabulani
@NelsonMabulani 5 ай бұрын
Motisemesa baba imi
@westonmutizha8693
@westonmutizha8693 11 ай бұрын
Thanks Karanganda waiting for chitsauko3
@MarthaTholanah
@MarthaTholanah 11 ай бұрын
Ma traditional courts ane witness protection here?
@precioustunha4367
@precioustunha4367 10 ай бұрын
Pane nyaya shuwa
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 11 ай бұрын
Nyaya iyi haina evidence yakakwana usually mhosva ikaparwa ne more than three vanhu hapashaikwe one anozobuda pachena, it's now a spiritual matter becsuse of lack of physical evidence, uyu witness uyu is not trustworthy murima how can you recognise vanhu at night and dai akabatidza torch vangadai vakamubata ka varume ava, mhuri yanyamufi kana hama yavo yakapondwa acharwisa wega or voita back to senda yakutaurwa mazuvano. This is a spiritual matter. What was the reason yekuti vanhu 12 vanouraya munhu uyu pane secret yaiziva what can his wife tell us kana vakaudzwao.
@sqrd3536
@sqrd3536 10 ай бұрын
There's spiritual and physical oppression of the matter. My Nyangani has engineered the whole thing! He's playing dumb but he's purposely not doing what he has been asked to do. He purposely didn't contact the other 11 because he doesn't want the case to be investigated. His lies are so transparent and pathetic
@afronews7034
@afronews7034 11 ай бұрын
Chief mochi.fano gadzirisa hall mvura taakuzoturuka
@Smart-er6hf
@Smart-er6hf 11 ай бұрын
Famba Ishe Mutare Nyanga uyu idofo haasikuziwa kti tete wake airwara Nyangaani knows the story famba Mutasa famba sando 🛠 kuna mambo
@goldensomenow737
@goldensomenow737 11 ай бұрын
Mambo Mutasa ndovafarira hangu vanofamba nenyaya zvakanaka havabude muline.
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 11 ай бұрын
Thanks mama matobatsirawo nemwana wenyu pachokwadi ane kutya mwana wenyu.
@movenmakumbe6093
@movenmakumbe6093 10 ай бұрын
Mambo Mutasa Mambo Bushu so far the best pamatare chivanhu also Mambo Makope
@monnietaah9583
@monnietaah9583 11 ай бұрын
SaMutasa Mambo wangu ❤️❤️❤️ tiriuno kumarimuka kutsvaka chouviri. We love you Mambo
@NomatterJakachira-tk3fy
@NomatterJakachira-tk3fy 11 ай бұрын
Big up kuna mambo uyu anotonga zviri fair plus witness iyo ari kutya kutaura zvakaona coz anogona kuurayiwa
@LadyPillarOfficialLadyPillarOf
@LadyPillarOfficialLadyPillarOf 7 ай бұрын
😅
@miriammafiyamafiya
@miriammafiyamafiya 11 ай бұрын
Akaurawa Uyu akanga anyanya kutadzeiko kuuraiwa né vanhu hobho wese awa
@TrymoreMisongwe
@TrymoreMisongwe 11 ай бұрын
Ba Taps tipei other chapter of this story yabva yaiita kunga book ropera rakuzipa
@molinamurinye7993
@molinamurinye7993 11 ай бұрын
Avo baba avo vanoziva nyaya yese mambo ngaatorwe nemaCIO anotaura chokes
@EpiphaniaMeki
@EpiphaniaMeki 11 ай бұрын
Ngavaende kwatasvu kana kwakanengo
@RaymondMangena
@RaymondMangena 11 ай бұрын
Thank you baba Taps 🎉🎉🎉🎉
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 11 ай бұрын
Mambo wangu endesai vanhu awoooo kwa Tasvuuuuuu please vanhu wsnopera
@funwellmatowe1336
@funwellmatowe1336 11 ай бұрын
Ko chokwadi chakazobuda here pasi pemuti, pakabviswa combi 🚌😅
@itaisimbi839
@itaisimbi839 11 ай бұрын
🌂 ⛱️ ☔️ ☂️ 🏖 🌂 ⛱️ ☔️ ☂️ 🏖 🌂 ⛱️ ☔️ ☂️ 🏖 🌂 for me kuna mambo mwoyo wenyu wakaoma 😢😢😢
@cyrilmangwana9713
@cyrilmangwana9713 11 ай бұрын
Inharo chete but mushonga wengozi kuripa
Makauraya baba vangu part 3 Chirimo family
1:00:17
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 243 М.
小天使和小丑太会演了!#小丑#天使#家庭#搞笑
00:25
家庭搞笑日记
Рет қаралды 30 МЛН
How do Cats Eat Watermelon? 🍉
00:21
One More
Рет қаралды 11 МЛН
The day of the sea 😂 #shorts by Leisi Crazy
00:22
Leisi Crazy
Рет қаралды 2,3 МЛН
DNA kuti munhu avigwe part 1
42:04
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 45 М.
Mutyairi weTractor wekufira muDam kuPenhalonga nyaya yopinda mudare
30:16
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 55 М.
DNA kuti munhu avigwe part 2
40:58
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 75 М.
CHIVHU...............MUNHU AKAFA 16 YEARS AGO OONEKWA KWAMREWA
50:14
Drewmas Media
Рет қаралды 142 М.
Enda kumba kwako, Unengozi #Karanganda TV
1:10:46
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 48 М.
BINDURA.........MASHURA PADUNHU, ZVINHU ZVOMUFI ZVOISWA MUGUVA
19:41
Goromonzi : Mukwasha akaroora ne $30 akauraya Tezvara
1:01:26
Destiny TV
Рет қаралды 53 М.
小天使和小丑太会演了!#小丑#天使#家庭#搞笑
00:25
家庭搞笑日记
Рет қаралды 30 МЛН