MHONDORO NEUSO....... VOENDA KUNOCHENURA CHITORO

  Рет қаралды 9,336

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Пікірлер: 44
@judithkwenda2841
@judithkwenda2841 5 ай бұрын
Im going back to my roots song iyo yandidzora ndangariro dzeku dzinde kwangu kunyange hazvo vanhu vachisvibisa nzvimbo nekuromba i wil forever love you Neuso dunhu raMambo Ngezi ve Rimuka ndiko kune rukuvhute rwangu
@patriciamakoni2203
@patriciamakoni2203 5 ай бұрын
Unoenda kn'anga wopihwa mshonga kana zvobiswa in'anga fti woshaya kti zviri kfamba sei mumba yeround
@masciemudumo
@masciemudumo 5 ай бұрын
Sure hako iwe I think n’anga inno kupa zvaunenge wareva asi ukapiwa mushonga unemhiko siya ndoinozochinja kyita zvikwambo
@masciemudumo
@masciemudumo 5 ай бұрын
Ko zvinhu zvacho Zvr midshop yose zvazvonongokwana mupaper bag saka nhai varikurombereiko ipapa
@nancymautsi3559
@nancymautsi3559 5 ай бұрын
Zvakaoma zveshop dayi akatovhara zvake hapasisina achatengamo
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 5 ай бұрын
Mhondoro Neuso inebasa ummmm😂😂😂
@Leslieleemazorodze
@Leslieleemazorodze 3 ай бұрын
Madzi tete angu ndokudai mhani Mai widzo tte saru ❤❤
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 5 ай бұрын
Kuforosi vikitoria falls 4132 amai tendi😂😂😂😂
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 5 ай бұрын
Mopihwa zve tumiti in 30yrs or so yrs to come zvonzi Makarombeswa, haaa zven'anga zvonetsa kunzwisisa
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 5 ай бұрын
Ini Tonde andikandisa mapfumo pasi nenyaya yehari veduweee 😂😂😂😂😂 in luv with this song❤
@nomsaenias8383
@nomsaenias8383 5 ай бұрын
Iyo midzi iyoyo haisi iyo inozopanduka here
@JonnyRamusy
@JonnyRamusy 5 ай бұрын
Kkkkkk kudhakwa hre uko nhy Andrew shambas
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 5 ай бұрын
Wapunjirigwa shop shamwari, Hapana vanhu vanouya kuzotenga mushop yaitirwa madrama nen'anga
@simbakapondoro2600
@simbakapondoro2600 5 ай бұрын
Mukoma Andrew hamusimi here Tonderai makaenda nehari vayera Shumba vakuda kubika doro mukoma Andrew muriridadiso handigoni nemi
@KudakwasheHlasela
@KudakwasheHlasela 5 ай бұрын
🎉🎉❤ukurova basa Mr neshamba
@masciemudumo
@masciemudumo 5 ай бұрын
Shop yacho zvayakato choboka kare saka vairombereiko nhaimi zvinhu zvese Zvr mu shop zvotongokwana mupaper bag one
@mirriamzvenyika3684
@mirriamzvenyika3684 5 ай бұрын
Joramu mupenyu pamuzinda wangu apo
@ChipoSigauke-g3b
@ChipoSigauke-g3b 5 ай бұрын
Pakaipa neuso
@esthermujiche1783
@esthermujiche1783 5 ай бұрын
Kkkk Hanzi na vaneshamba Nyatsoi kusvika pahutsi
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 5 ай бұрын
Kwaii mhondoyo neushu kudhqkwa ft
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 5 ай бұрын
Chimdara chine white tshirt pane basa
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 5 ай бұрын
Kuita marombe nekudhakwa😢
@eniahwingwiri8106
@eniahwingwiri8106 5 ай бұрын
Waiting
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 5 ай бұрын
Hmmmm kwakurombeswa ini tumiti bodo.unozonzi uchiziya kuti ndewako sei imwika tsvagai Mukotsanjere😂😂
@EvelineJeremaya
@EvelineJeremaya 5 ай бұрын
Drewmas why ma voice evanhu asingabude mushe totoita kufungidzira kuti murikuri kudii
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 5 ай бұрын
Tonderai dzoka nehari ❤
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 5 ай бұрын
Anetsa Tonde shazz
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 5 ай бұрын
Muchapiwa tunyoka muchiti mushonga
@AliceGurure
@AliceGurure 5 ай бұрын
Kkķkkkkkkk
@carolinedzarira2991
@carolinedzarira2991 5 ай бұрын
Ingova batsirai tonderai song itsikiswe tiwanewo veduwe
@MichaelFisher-xl6nh
@MichaelFisher-xl6nh 5 ай бұрын
Drewmas media taking us to another level 😂
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 5 ай бұрын
Kkkkkkkk munhu akadhakwa zvavharana.😂😂😂😂😂😂
@PetricousSibanda
@PetricousSibanda 5 ай бұрын
Tonderai wayiendepiwo nehari😢
@lenainock3982
@lenainock3982 5 ай бұрын
Vane Shamba makadii kubva paye patsaona...ndoona mavideo ndiri busy kubasa ...handiwane yecomment
@NigelShumba-df7pu
@NigelShumba-df7pu 5 ай бұрын
Drewmas team,ko kasong kekuti chemutengure ndingakawanawo sei
@conniejam5575
@conniejam5575 5 ай бұрын
Nxaaa kutenga makadayi unodya zvinwe zvacho
@RodneyGore-yd7gd
@RodneyGore-yd7gd 5 ай бұрын
Kuromba sekuseka ma1😮
@anishaDzingirai
@anishaDzingirai 5 ай бұрын
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 5 ай бұрын
Hanzi mushop muneiko
@OptimisticWheelbarrow-he7ez
@OptimisticWheelbarrow-he7ez 5 ай бұрын
😅😅😅😅 😅😅 Kudhakwa here uku 😅😅😅
@GiveMaps
@GiveMaps 5 ай бұрын
Andrew Neshamba ngaatsvage vanhu vanoziva zvaavanoita aya madrama vakawanda varikuita basa rakanaka
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 5 ай бұрын
Zvaida Mukotsanjere
@sabi88184
@sabi88184 5 ай бұрын
😂😂😂
MHONDORO NEUSO.....MADZIBABA VOTONGERWA ZVIRANGO ZVEUPFUMI
29:41
Drewmas Media
Рет қаралды 11 М.
Bike Vs Tricycle Fast Challenge
00:43
Russo
Рет қаралды 109 МЛН
iPhone or Chocolate??
00:16
Hungry FAM
Рет қаралды 52 МЛН
RUSHINGA......AMAI VEKUDIMURWA MUSORO VORADZIKWA
20:02
Drewmas Media
Рет қаралды 11 М.
MHONDORO NEUSO......SEKURU VODYA HUKU MBISHI
30:52
Drewmas Media
Рет қаралды 9 М.
Akauraya mwana wangu . Dare raMambo Mutasa #Karanganda TV
18:58
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 10 М.
Vodou: Haiti's African-Derived Religion
24:52
ReligionForBreakfast
Рет қаралды 481 М.
MVURWI.....  MWANA WEKUFUKUNURWA NEVAROYI OFUKUNURWAZVE
31:32
Drewmas Media
Рет қаралды 16 М.
MHONDORO NEUSO ......... MWANA OITA SENYOKA UYEWO SEMBWA
27:28
Drewmas Media
Рет қаралды 11 М.
Ezili
11:21
Racine Figuier - Topic
Рет қаралды 557 М.
Bike Vs Tricycle Fast Challenge
00:43
Russo
Рет қаралды 109 МЛН