MHONDORO NEUSO....HANZVADZI DZANGU DZAKANDISHANDISIRA MUSHONGA WEBONDE

  Рет қаралды 10,252

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

Пікірлер: 91
@LawrenceNhavira-cx1qc
@LawrenceNhavira-cx1qc 9 ай бұрын
Munhu achirikupenga uyo zvaarikutaura hazvina musoro
@regreatdoreka
@regreatdoreka 9 ай бұрын
Very true achir kurwara uyu
@rambochauke710
@rambochauke710 9 ай бұрын
Achirikupenga uyu ❤❤❤ zvese zvaari kutaura ndezvekupenga nharo nhema foni inokonzera kuti hembe dzipfungaire here taizotengerei machisi
@edmoretamanikwa1554
@edmoretamanikwa1554 9 ай бұрын
Uyu haasati abho...Arikuona zvisirizvo
@TapiwaMudimu
@TapiwaMudimu 9 ай бұрын
04:03 kkkkk ndivo vanozomuka wachitema vanhu nematemo vakarara ava ,needs proper monitoring ma1 ayo
@joyceparwazenga7545
@joyceparwazenga7545 9 ай бұрын
Iye Tonderai zvaakadzoka akadzi nana sekuru tombogara naye padare hamuna kuzotiudza kuti rakazombikwa doro here kana achiri kudare kwana sekuru
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 9 ай бұрын
Aiwa; idzi hadzisi mbanje hadzo. Kutopenga chaiko.
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 9 ай бұрын
😮😮nyaya yemukomana handisi kuinzwisisa zvachose kwayatangira nekwayaveri iiiiiiii long story chaiyo
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 9 ай бұрын
Zvakaoma
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 9 ай бұрын
Dzichiri dzakati jambeeeei goronga zvadzo
@rambochauke710
@rambochauke710 9 ай бұрын
Mmmmmmmmmm avakupenga fullblast clearmadeness rapisai munhu uyu
@feitonstanley3313
@feitonstanley3313 9 ай бұрын
Pamwe ichokwadi😂😂😂
@Maud-k7t
@Maud-k7t 9 ай бұрын
Nyaya dzacho 😂😂😂😂😂
@User-pk3nn8dl8
@User-pk3nn8dl8 9 ай бұрын
Chunga mapolony
@thebakerbrothernorwood943
@thebakerbrothernorwood943 9 ай бұрын
Veduwe another level
@LindaMunemo-k6z
@LindaMunemo-k6z 9 ай бұрын
Uku ndokupenga chaiko
@rosemaryjieman9302
@rosemaryjieman9302 9 ай бұрын
Zvinhu zvacho pakaipa
@PrideChiwaya-jb8if
@PrideChiwaya-jb8if 9 ай бұрын
Achirikurwara muchinda uyo
@estachinhamo5767
@estachinhamo5767 9 ай бұрын
Waiting
@mosesmathebula-gm1wi
@mosesmathebula-gm1wi 9 ай бұрын
Ma1 achiri kupenga uyo
@westernchapanduka5068
@westernchapanduka5068 9 ай бұрын
We will miss Mandlovu. Wishing you the best in your studies
@PuritySMatsika
@PuritySMatsika 9 ай бұрын
Kkkkk mist reurura upone iwe
@JosephGurudza-oe8wo
@JosephGurudza-oe8wo 9 ай бұрын
Drewmas 🎉🎉🎉🎉🎉
@SamuelChapata-xd6nh
@SamuelChapata-xd6nh 9 ай бұрын
Yaa uyu arikutopenga, handiti munowonaka kudakupfuma zve fast zvinozonetsa, utu akaromba kuti shop ifambe.
@magmat3363
@magmat3363 9 ай бұрын
Hadzisati dzagadzana pfungwa dzacho,pane nyaya hama dzangu,zvichiripo . Marwadzo chaiwo.
@ednatopez7612
@ednatopez7612 9 ай бұрын
Ndivo vekupenga musha wese hre mai nevankmna 2
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 9 ай бұрын
Ehe
@onwellchikukwa5490
@onwellchikukwa5490 9 ай бұрын
Haasati aright uyu
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta 9 ай бұрын
Ndazvibatanidza but ndashaya kuziva kut zvirikuenda kupi zvichibva kupi
@Chikatsa
@Chikatsa 9 ай бұрын
Nyaya yacho handi chaivoni
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 9 ай бұрын
He is hallucinating
@ThamiMats
@ThamiMats 9 ай бұрын
Achirikupenga uyo fodya dzake ndodzirikukonzera kuti mabhurugwa abvire moto njere hadzisati dzagadzikana
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta 9 ай бұрын
Mukoma maswera sei
@ChipoMunyayi
@ChipoMunyayi 9 ай бұрын
MaJesus chiiko..
@ELLENMukwada
@ELLENMukwada 9 ай бұрын
Ishangu dzakafanana nedzai pfekwa naJesu nevadzidzi vake kkk masandles or roughtus
@estherhingi9356
@estherhingi9356 9 ай бұрын
Blaz vachiri kupenga ava
@SibongileNdlovhu
@SibongileNdlovhu 9 ай бұрын
Hezvo!
@Masas-ekwamupapadzire
@Masas-ekwamupapadzire 9 ай бұрын
Anyway tava nemari itsva munyika yedu zig 🎉😅😅😅
@vuyaningwenya1639
@vuyaningwenya1639 9 ай бұрын
Hazvihwiki zvinhu zvake
@MagretWadzingenyama
@MagretWadzingenyama 9 ай бұрын
Ko nyaya iyi ikufamba sei ahasi madrugs here
@Maud-k7t
@Maud-k7t 9 ай бұрын
Ini ndatadza kuinzwisisa
@mollineshato8442
@mollineshato8442 9 ай бұрын
Kkkkkkkk madrugs musha wese here kkkk
@lainahmusariri5111
@lainahmusariri5111 9 ай бұрын
I wil mis u MaNdlovu
@LinetMakumbe
@LinetMakumbe 9 ай бұрын
Sekuru havana kutora mushonga kwamugubera here uchipinge vanoripa
@pressleymagomba
@pressleymagomba 9 ай бұрын
Haaa apa parikupenga uyu iiiii zvii izvozvo zvaarikutaura kudaro kkkkkk
@blessblessing9181
@blessblessing9181 9 ай бұрын
Asi mumhuri godo neuroyi huriko
@evasnyamhere4066
@evasnyamhere4066 9 ай бұрын
Hasati ave right uyu but ave nani pane zvaaimboita zviya
@giregrace317
@giregrace317 9 ай бұрын
Neuso mhondoro tadzokazve
@MichaelFisher-xl6nh
@MichaelFisher-xl6nh 9 ай бұрын
Drewmas media taking us to another level
@ednatopez7612
@ednatopez7612 9 ай бұрын
Bt brain dzake dzichiri kurwadza
@LivisonChimoni
@LivisonChimoni 9 ай бұрын
Baba problem wy vachiisa hupfu ku garden mukomana haapengi
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 9 ай бұрын
😂😂😂 achiri murwere uyu. Hurombwa hurikumunetsa mfana uyu.
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m 9 ай бұрын
4mapolony
@rambochauke710
@rambochauke710 9 ай бұрын
Mupengo haakanganwi asi haaoni kuti anopenga
@Maud-k7t
@Maud-k7t 9 ай бұрын
😂😂😂😂tsanga ibodzi yemunyu
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m 9 ай бұрын
Kungotamba kwemubhedha vanhu vanenge vachiita bonde
@emmanuelmurenjekwa4676
@emmanuelmurenjekwa4676 9 ай бұрын
Sei muchibika kuGadheni 😂😂😂😂😂
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 9 ай бұрын
Phonerai mkoma Robert vamboendeswe kwana sekuru Tasvu
@AliceGurure
@AliceGurure 9 ай бұрын
Saka munhu uyu haapenge dai aipenga zvinhu zvaakataura kare zvongodzoka saizvozvo nhasi taurai zvamakauta chete
@gingerrhizome3303
@gingerrhizome3303 9 ай бұрын
Off topic hama dzangu. Nhai kuti "gara mberere" zvinoreveiko? Thanks. Its one of the songs dzinodiwa na Drewmas yekuti, sahwira woye, ndanga ndichiuya, usandione kunonoka, gara mberere. What does it mean?
@funwellmatowe1336
@funwellmatowe1336 9 ай бұрын
Haaaaaa Mukomana uyo achirikupenga, Hanzi ndasara NEMA Jesus ko ndeapi ivawo 🙌
@ElizabethMadembo
@ElizabethMadembo 9 ай бұрын
Zvibhutsu zvinetambo dzinosungwa uchikwidza kusvika kumipimbiri
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 9 ай бұрын
Kana kurikuenda nyaya yacho handikuoni......😂😂😂
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 9 ай бұрын
Achiri kurwara uyu
@SibongileNdlovhu
@SibongileNdlovhu 9 ай бұрын
Iiii inzwaiwo zvirikutaurwa nabhudhi ava,
@Mamoyo-d8b
@Mamoyo-d8b 9 ай бұрын
Chiiko chiri kutaurwa pano
@abeltonderai2371
@abeltonderai2371 9 ай бұрын
Kkkkkkk ndaseka so ndozvaunoona kana uchipenga izvi shame..arikurwara munhu uyu
@EdmoreMosterd
@EdmoreMosterd 9 ай бұрын
Team
@ClaraBingura-hg3rh
@ClaraBingura-hg3rh 9 ай бұрын
Achirikupenga munhu uyu akuyedza kugadzirisa status bt azviko blaz makapenga tichiona
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 9 ай бұрын
Arikurwara uyu arikushingirira kutsanangura kuti asanzi arikupenga but manje arikutobva atoratidza kupenga kwake nenhoroondo yake 😂😂😂😂😂
@Maud-k7t
@Maud-k7t 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 musara chaiwo zvikutaurwa zvacho
@Hungwe-gm1vg
@Hungwe-gm1vg 9 ай бұрын
😅😅😅 Eheee Hadzisati dzave right right
@WayneKuleya-c6x
@WayneKuleya-c6x 9 ай бұрын
Tonderai kumberi
@AbigailSabora-q6v
@AbigailSabora-q6v 9 ай бұрын
Uyu network dhololo akaromba kwamugubera chipinge asi muyendesei kwatateguru tasvu kkkk
@joyceparwazenga7545
@joyceparwazenga7545 9 ай бұрын
Muzvina bhizimisi achiri kurwarwa tipeiwo amai vachitaura tienzanise nyaya
@manyaramarweyi9989
@manyaramarweyi9989 9 ай бұрын
Drewmas Media muriseiko neteam rese
@PrettyKwembeya
@PrettyKwembeya 9 ай бұрын
Ummmm mukoma ava
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 9 ай бұрын
Hoook ndaiziva ndeya mai nevanakomana 2 vaipenga vayeee vekamurovora kaiita interview kari mushop kayeeee
@ktm9853
@ktm9853 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@gordin2shifty960
@gordin2shifty960 9 ай бұрын
Raid at Intebe ! Head conquest! Nyanye uyu Ku S'hangeni Mad in Zimbabwe Zvikwambo 🤢🤢🤢🤢🤢🤢
@simbakapondoro2600
@simbakapondoro2600 9 ай бұрын
Mukoma Andrew murirudadiso
@PATIENCESYMON
@PATIENCESYMON 9 ай бұрын
😂😂
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 9 ай бұрын
Idzi imbanje dzoga-dzoga idzi; kana kuti kutongopenga hako kwechivanhu or what.
@Mamoyo440
@Mamoyo440 9 ай бұрын
Hapana chinhu chinobhohwa sekunzi unopenga iwe usingapengi
@MagretWadzingenyama
@MagretWadzingenyama 9 ай бұрын
True
@emapsdkmzo2158
@emapsdkmzo2158 9 ай бұрын
Taura hako,vanotadza kunzwa side remunhu ari kutonetseka nemweya yesvina.Otherwise vaitoda kumuurayira bizness rake.Huroyi uhwu.sei achitaura zvose zvekumashure uko.
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 9 ай бұрын
Hatiudzwe ka kuti handisi kupenga asi tinotoona kuti uku kurwara
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 9 ай бұрын
❤Job welldone Ma Ndhlovu makumbi wekwa Mutize. Maifanira kudzokera ku chikoro mapedza nhau ya Mandi
@mollineshato8442
@mollineshato8442 9 ай бұрын
Vanhu mukuti achirikupenga its a nooo to me munhu uyu akajoiniswa satanism straight
@faraimukanganise8172
@faraimukanganise8172 9 ай бұрын
That’s schizophrenia. Presenting with both auditory and visual hallucinations. You need anti-psychotic assessment and medication my brother
Thank you mommy 😊💝 #shorts
0:24
5-Minute Crafts HOUSE
Рет қаралды 33 МЛН
GIANT Gummy Worm #shorts
0:42
Mr DegrEE
Рет қаралды 152 МЛН
GOROMONZI.........ARIKUDA KUBVISA SEKURU MUSORO NEKUTI ANOTI VANOROYA
22:27
Ndakaitira Mukwasha Wangu Mhiko Neminamato Yekumadokero Ndichida Kuti Mukwasha Atongwe NeHandzvadzi
20:14
Prophetic time.
10:48
Johane Masowe Chishanu Graspa
Рет қаралды 2,8 М.
Benhadad arinani | Apostle T.F Chiwenga
3:16:52
David Fixson
Рет қаралды 6 М.
BIKITA........CHITUNHA CHODYISWA BOTA (PORRIDGE)
37:35
Drewmas Media
Рет қаралды 31 М.
STORY OF THE WEEK.......ACHINGOPEDZA KURORA MUKADZI ACHIBVA ATIZA
39:41