Thank you mukoma Neshamba for this informative programme. You're doing amazing work. My family is in the process yekundoripa kwaMugobera. This is really not a joke, it is serious. Mhuri inopera zvechokwadi if you are not careful. Thank you again for this programme!!
@veeee72488 ай бұрын
@Tatenda ummmm dai Mwari vakunzwirai tsitsi this is bad
Yaaa ndakagara kanzvimbo ako 1996-2002 ndeiticha paRimbi apooo. Zvikomanazvo zvichiri zvidiki 😂😅. Rimbi was a good place to be in teione muchongoyo waana Kujokochera team😅.
@NhereraYenyika8 ай бұрын
Ge ge ge 😂 ndaseka .hanzi ndine vakadzi vakasununguka huyai mukwanise namba 😂 ge ge ge mukoma vanonakidza avo
Kkkk zvaakafa saka pavekuda vanamazvikokota kuzorodza mweya uyo ....but tozoonawo kuti inzira yaakagadzirira kuti mhuri yake isare ichiwanwo pfuma
@TaygenIsley-wb8zm8 ай бұрын
Hapana kana tasvu angakwanisa izvo zvepamugubera vose vana tsikamutanda vaifunga kuti vangazvigo vakazvikoniwa nekuti IPO pamugubera pacho hapana makona kana mishonga mushonga urikune vakarapwa pamugobera uye N'anga yacho yakafa 1973 saka saka hapana tasvu wenyu angauya ipapo panotouya vanobva Zambia chaiko vakarapwa ipapo kare kare
@tauraidube8 ай бұрын
😂😂vakazviedza vakafa vaka haka mwey wacho
@StellaBanda-u8v8 ай бұрын
Mugobera akashandisa mwana wake sechikwambo
@letwingora94157 ай бұрын
Ummm zvakaoma
@yeukainyanjera55258 ай бұрын
Ummmmm tichazvirega zvekunobatsirwa
@julietgarapo2138 ай бұрын
Dremas song iyo ndipeiwo ndoifarira
@PrudencePaulaTete8 ай бұрын
nhas rarimwe zuva❤❤ Drewmas muri rudadiso❤❤
@bensibs4608 ай бұрын
Seems they are making fun of it and the way they are drinking that could be a sign of everything would be history, pafa mukuru pazara marara, the way are discribing victims has some lack of respect, lack of control
Mhoroi drewmas media ndafara nekusvika kumaraini kwangu ndaona shamwari dzangu mai trueman mubhangi and muzaya wangu mai kuda dhlakama kurisei nama widzo namagona dhluwayo munofara ere
@PrettyKwembeya8 ай бұрын
Musha wese wakuromba
@vanzskies898 ай бұрын
Eh zvinhu zvacho soo
@RejoiceMlambo-g7c8 ай бұрын
Maita basa vaneshamba masvika kanyi kwangu 😂❤ Yaa drewmas for the world 🎉
@dianaishemunyoro25828 ай бұрын
Aaaaah masoja hero basa endai mopura makororo ayo😢
@margretmachona65578 ай бұрын
Kkkk hanzi nemaMinister akatora.
@MichelleRunyowa8 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@NotJuliaHerbert8 ай бұрын
Oh my God vanorasa matehwe. Nigeria they eat as food. You sell them to the shoe factory and make money and a lot can be done with the skin
@abigailmpofu42108 ай бұрын
Strange isn't it .we are surprised you eat intestines.! Yack!!
Yea chakaipa chinozvarawo chakaipa haufe wakapfuma nehurombwa. The Mugobelo's vakuchechema chema avo will never have peace until vadzokera kwakarombwa nababa vavo and the chain goes on and on. Mwari anemabasa shuwa pasirino nevanhu vake.
@Hanzu-yt6bu8 ай бұрын
😮
@thekisonomsa28268 ай бұрын
Yoh Inga pakaipa shuwa, saka vose ava vane mbiri ndiko kwwvakatora nhy