MHONDORO NGEZI...... NDAKARARA NAYE MUKADZI ASI MWANA HAASI WANGU.

  Рет қаралды 45,236

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

Пікірлер: 907
@tapiwachimbangiza9379
@tapiwachimbangiza9379 8 ай бұрын
Run run run away bbie girl with your life atezvara siyanai nerombe iro torai mwana wenyu
@sandraedward7454
@sandraedward7454 8 ай бұрын
Amwene dai vana venyu vasikana vakabatwa rough kwavakaroorwa
@tariromagwaza
@tariromagwaza 8 ай бұрын
Ngavadzoswe vese kuvarume kwavari
@judithshumba3541
@judithshumba3541 8 ай бұрын
Vamwene is evil. Pus chief ngavazive kuti uyo aramba anofanira kuripa pakuru
@MavisMagomo
@MavisMagomo 8 ай бұрын
Vamwene imi kurai
@mercybakacha
@mercybakacha 8 ай бұрын
​@@tariromagwazakkkkkk ndowangu munamato vanehutsinye muroyi
@gladmorejaphet
@gladmorejaphet 8 ай бұрын
Mambo ava ndavashaira mupanda ini ,plus handifungi kuti vane vanasikana vana hunzwanyinyiri ummmm,vana bba vose vari kusupporter kuti ngaasarore sekuti ivo havana kuroora vavo vakadzi ngatisadaroi mambo ,vana amai vose vari ngaaroore
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 8 ай бұрын
Murume ane ndebvu anotaura zvinemusoro. I like his input. Ngatirege kungomitisa vana vevanhu, nxa. Ari mwana wako unonzwa sei. Varikuti ngavarege kubhadhara vane problem. Hachisati chamhara kwako.
@shingaimukokota150
@shingaimukokota150 8 ай бұрын
Mandebvu uno Tonga kudari ka chief sure ❤
@TarisaiSimbanegavi
@TarisaiSimbanegavi 8 ай бұрын
Imi chief imika hamuzive zvamunoita
@TarisaiSimbanegavi
@TarisaiSimbanegavi 8 ай бұрын
Haana kuvhura mwana uyu chief ibvai pachigaro
@TarisaiSimbanegavi
@TarisaiSimbanegavi 8 ай бұрын
Haana kuhura
@TarisaiSimbanegavi
@TarisaiSimbanegavi 8 ай бұрын
Hemeni mupositori
@TarisaiSimbanegavi
@TarisaiSimbanegavi 8 ай бұрын
Murume IWE unopenga aaa chief mazongonaka kkkk
@funwellmatowe1336
@funwellmatowe1336 8 ай бұрын
Mandebvu number 1, Mambo vacho dhakwazi, vanokurudzira chihure
@TsitsiNyamapanda
@TsitsiNyamapanda 8 ай бұрын
Mudhara ane blue shirt uyo ane wisdom
@matronmoyo
@matronmoyo 8 ай бұрын
Imi chief imi munopenga hamugone kutonga vamwene muri benzi mongoti kusviba zvese nemoyo
@ColletaMatongo
@ColletaMatongo 8 ай бұрын
Baba vaneShirt yeblue avo munotonga chaizvo mandebvu exellent
@joyceparwazenga7545
@joyceparwazenga7545 8 ай бұрын
Uyu mambo anonzi mambo Ngezi chidhakwa chaicho ende kutonga chaiko hagone anenge anopiwa chioko muhomwe dai mambomuudza awonawo Headman Chigodora nana Chief Bushu vana Nyamaropa vazive mabatirwe enyaya
@EdwardMapopo
@EdwardMapopo 8 ай бұрын
Idofo chairo nhy
@SibusisiweBusi-be4hj
@SibusisiweBusi-be4hj 8 ай бұрын
Mambo uyu anotobhowa anenge akatotengwa. Nxa!
@BeeChasi
@BeeChasi 8 ай бұрын
😂😂angagone zvingani iye chidanana nevakadzi vevanhu zi bhishu mambo
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 8 ай бұрын
Richingoti mazishaya ritori nebarikawo harinzwe nxaa robhaiza😂😂😂
@SamanthaAngelMakanje
@SamanthaAngelMakanje 8 ай бұрын
True hapana zva chief apa
@LydiaChikudzula
@LydiaChikudzula 8 ай бұрын
Mandebvu. Welldone 💪💪💪
@emelykapita4181
@emelykapita4181 8 ай бұрын
Ndiye anofanirwa kuita mambo mandebvuyo😊
@tichatongavareta3677
@tichatongavareta3677 8 ай бұрын
Uyu mambo akadhakwa uku
@davisonmaukazuva5365
@davisonmaukazuva5365 8 ай бұрын
Last time saw him drinking in front of subjects he must learn from the likes of Mambo Mutasa
@emmzy3296
@emmzy3296 8 ай бұрын
Havatorina huchief ava
@juliamhurirotapera1322
@juliamhurirotapera1322 8 ай бұрын
Ichi chidhakwa ichi haagone kutonga
@charitymango4498
@charitymango4498 8 ай бұрын
😂😂😂
@AnnaMaphosa-t8i
@AnnaMaphosa-t8i 8 ай бұрын
Penzi Ra chief nchengu
@jamesdengu4969
@jamesdengu4969 8 ай бұрын
Haaa chief ngavasiye basa havazive kutonga 💔💔💔kumitisa Mwana wemunhu womuramba ndarwadziwa na chief ava
@GraceRuweka
@GraceRuweka 8 ай бұрын
Mambo makadhakwa imi hamugoni kutonga tererai mamwe matongero evamwe munokurudzira chihure imi ipai vanogona kutonga
@AnnaMaphosa-t8i
@AnnaMaphosa-t8i 8 ай бұрын
Mandevu u r a good man dai ndiwe chief ❤
@GraceRuweka
@GraceRuweka 8 ай бұрын
Vane shirt yeblue dai variivo mambo
@LegOfGal001
@LegOfGal001 8 ай бұрын
Yea this Chief Ngezi need to learn from his peers the likes of Chief Bushu, Nyamaropa, Mutasa and Headman Chigodora. Those guys wega unotoona kuti apa ndakaresva kuramba kungoramba asi nyaya inobuda yega pachena.
@FungayiChitavala-dr7wm
@FungayiChitavala-dr7wm 8 ай бұрын
Pride mwari ngaave newe namai vako zvichakuwanai mangwana upenyu ivhiri... Chief makadhakwa hamuna chikoro dofo chairo handisati ndakamboona chief vakaita semi kopai vamwe vana mambo
@ConniekholiyMpansi
@ConniekholiyMpansi 8 ай бұрын
Mambo with all the respect, Dai maimboitawo nguva yokunzwa dare ramambo Nyamaropa, headman Chigodora, vanouraya nhubu dzakadai n vachitaura kuti kana pane anoda kuita hunhu hwekutambisa vana vevhu abve atodzidza, ngaaripiswe zvakasimba Vamadhebvu Dai murimi mambo zvokwadi Mukomana anokurirwa power nana sisi vake naamai vake Chero wamuramba zvako, asi hunhu hwako, hwaamai vako hwatova worse, vacharamba vachitengera muroora nema pads Mubvunzo wangu, Dai uine mwanasikana, waidawo here kuti aroorwe nemunhu anehunhu hwakaita sehwako Amai ndovari kutopa push yemaDna, Mwari nzwirai Vanasikana tsitsi Kwadzinorohwa matumbu ndokwadzinomhanyira
@KutendaManjekeye
@KutendaManjekeye 8 ай бұрын
Zibenzi remukomana waipa maivako.ungapa Mai Mari iwe une mkudzi zvoita ere izvezvo.roora umwe mkadzi tigoona kut unogara naye ere
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 8 ай бұрын
Anenge anorara namai vake uyu brain dzacho.
@EvidencePraise
@EvidencePraise 8 ай бұрын
Ndovana mai vanorara nevana ava
@EvidencePraise
@EvidencePraise 8 ай бұрын
​@@shingiraitrevormboto2105ndozviripo wangu
@HovaCarryen
@HovaCarryen 8 ай бұрын
Ndarwadziwa nenyaya iyi .baba endai kwaheadman chigodora .ndiye anoipedza nyaya iyi zvakajeka
@winniemunemo5790
@winniemunemo5790 8 ай бұрын
I agree with you chief ava vakapihwa dollar
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 8 ай бұрын
Mandebvu deserves to be a chief than the sitting chief Ngezi
@orimoeke8300
@orimoeke8300 8 ай бұрын
Apa hapana zvamambo apa.Ngaaende kunodzidziswa na Chief Chigodora
@winniemunemo5790
@winniemunemo5790 8 ай бұрын
Shuwa kani
@EvidencePraise
@EvidencePraise 8 ай бұрын
Idhodhi ramambo iri
@EvidencePraise
@EvidencePraise 8 ай бұрын
Uyu mambo mukosho weshoko kkkk
@nomatternyonga2247
@nomatternyonga2247 8 ай бұрын
Chief nyamaropa nabushu nyaya dzakadai vanotonga zviri fair especially panyaya dzekuramba . chief ava havagone
@TsitsiMukanyakanya
@TsitsiMukanyakanya 7 ай бұрын
Well done mdhara mandebvu munogona kutaura
@SyenaMagaya-iy3nf
@SyenaMagaya-iy3nf 8 ай бұрын
Ngavanomhangara zve kwa Headman Chigodora
@sydneymachipisa3233
@sydneymachipisa3233 8 ай бұрын
Chigodora anozvipedza
@mercymakaza6095
@mercymakaza6095 8 ай бұрын
Chigodora haana mangwana unopinza vanhu mugwara❤🎉😂
@LindaKaringa-uk2bi
@LindaKaringa-uk2bi 8 ай бұрын
Zvino kubva mhondoro kunomhangara nyaya kwaMutare hr veduweee kkkkk
@tatendaishemanzunzu3899
@tatendaishemanzunzu3899 8 ай бұрын
Munobrainer here vakuru imi. Chigodora imhata
@RosePambai
@RosePambai 8 ай бұрын
God will help u .you are so beautiful Mwari achakupa umwe akaringeka be strong
@IreneMujuru
@IreneMujuru 8 ай бұрын
Vamwene benzi
@talks1000
@talks1000 8 ай бұрын
Drew,usatipa nyaya dzamambo ava.Everytime vanotonga nyaya dzavo vakadakwa.He's a drunkard mambo.😂😂
@TsitsiNyamapanda
@TsitsiNyamapanda 8 ай бұрын
Ndazvionao so unprofessional
@PromiseMupfurutsa
@PromiseMupfurutsa 8 ай бұрын
Yeap i know this mambo ..anodhakwa zvekudaro
@mollinemupamhanga8911
@mollinemupamhanga8911 8 ай бұрын
Mhuka inonzi vamwene ,inodarireiko nhai.munoda kurara nevanakomana venyu hr nhai veduwee
@BarnabasFavanhuRwodzi
@BarnabasFavanhuRwodzi 8 ай бұрын
Vamwe vanokwirwa Nevana vavo
@divamrafrica
@divamrafrica 8 ай бұрын
Kna face yavo hamuioni hr 😂 mwana kna Ave nemukadzi anofana kusenda Mari kumukadzi wake
@OptimisticWheelbarrow-he7ez
@OptimisticWheelbarrow-he7ez 8 ай бұрын
Vamwene imi munedambudziko murizimuroi chairo uuuumm hamuna kukwana
@frankmutandiri4102
@frankmutandiri4102 8 ай бұрын
madzibaba is very wise
@oberttashaya-os9tr
@oberttashaya-os9tr 8 ай бұрын
Yes madzibaba is a wise leader
@sydneymachipisa3233
@sydneymachipisa3233 8 ай бұрын
I agree with u
@praisekuwaza5673
@praisekuwaza5673 8 ай бұрын
Mambo chidhakwa.
@GraceRuweka
@GraceRuweka 8 ай бұрын
Vekwangezi tsvagai mambo kwete uyo anouraya nyika
@HovaCarryen
@HovaCarryen 8 ай бұрын
Madzibaba ngavaitwe mambo wengezi .tine dambudziko vekungezi
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 8 ай бұрын
Taura zvako
@esthermujiche1783
@esthermujiche1783 8 ай бұрын
Vamwene muroyi wemunhu
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 8 ай бұрын
@49:37 Hats off kwamuri mukunyatsoongorora nekupima nyaya and coming up with a fair judgement in this case. Matonga semubereki anorwadzirwa vanasikana vari kungochoborwa vechisiiwa nevakomana nhubu dzakadai. You’ve good head on you sir. The future prospects of getting married again for single mothers is so oblique in the country. Therefore our sons must leave this habit of messing with daughters of other people and ditch them like they don’t matter. Ana amai ngatidzidzisei vana vedu vakomana good morals and respect of a girl child. Dzimwe nyika you don’t hear of people talking about anga ari mvanaor abe vana vake as a reason not to marry a woman. Kazhinji kacho ndimi munovabvisa humhandara hwacho mosiya. I think using this phrase ‘she wasn’t a virgin’ should be banned cos that’s so disrespectful to a female especially implying they’re sleeping around. That’s not entirely true. Next time these kinds guys must pay $5,000 minimum as long as there’s a child involved yekungoita hwenyoka inoruma chaisingadyi. DNA done and if positive then pay maintenance. These young men must be educated what it means to go round impregnating girls. It’s more than kuwachisa that girl but it’s a lot of suffering for that child too. And a lifetime of feeling unwanted and abandoned by you.
@paidasandrachihope5289
@paidasandrachihope5289 8 ай бұрын
Mambo masadaro imi mune mwanasikana hre mandibhowa fani
@ForgiveChipp
@ForgiveChipp 8 ай бұрын
Mambo iduzura havagoni ktonga
@afronews7034
@afronews7034 8 ай бұрын
Kasong kedumakorekore good 1 we love our songs dancing right now😂❤❤❤
@TsitsiNyamapanda
@TsitsiNyamapanda 8 ай бұрын
Mambo avo vanowanza mbanje😏
@tamburaimashonganyika4757
@tamburaimashonganyika4757 8 ай бұрын
Mambo avo dai vachihuita hushoma vowanza mvura yekunwa . Kusaziva kurikubva nekurikuenda nyaya ndarwadziwa
@VirginiaMapindu
@VirginiaMapindu 8 ай бұрын
Mambo ava ndobenzi ramambo ngavabve pachigaro
@tichaonagope1295
@tichaonagope1295 7 ай бұрын
Rubbish yamambo
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 8 ай бұрын
Mari inotumirirwei through mai kana wakaroora, ndaingoenda direct kumukadzi
@DianahSithole-un5ck
@DianahSithole-un5ck 8 ай бұрын
Baba ve shirt ye blue vataura kusaziya chamangwani
@tafadzwatapeza7840
@tafadzwatapeza7840 8 ай бұрын
Mandebvu ngaaite Chief anogona kutaura , straight to the point
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka 8 ай бұрын
Thanks mandebvu blue shirt Dai waitwa mambo iwe zvinhu zvainaka
@Netsai-m9q
@Netsai-m9q 8 ай бұрын
Haa mambo iiii munonyadzsa sterek vamwene musapinda murudo rwevana pliz ko wenyu msikana akazviitirwawo munoita seiko magara mutorivo muroora ft
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 8 ай бұрын
Zimambo iri zimboko chairo haa
@ReasonMariga
@ReasonMariga 8 ай бұрын
VaZinyowhera magona sure kutaura very sorry Mudhawinhi neteam Chirumuta am happy ndaona sekuru vangu Murambiwa Gopfa
@rascocky6366
@rascocky6366 8 ай бұрын
This "Chief" is not only very ignorant but the way he holds himself is very unbecoming. The Zim law says if a man and a woman live together for at least 3 months it's as good as being married - papers or no papers. So the full dowry must be paid and then divorce follows!!
@emelykapita4181
@emelykapita4181 8 ай бұрын
Samambo hunhu rudziiko hwaarj kuratidza kana achitonga achitsenga ndiyani akamugadza u mambo Pana baba vataura vakapfeka shirt ye blue inemaoko marefu ndivo vaifanirwa kuita mabo baba avo
@oberttashaya-os9tr
@oberttashaya-os9tr 8 ай бұрын
Ummm this mambo is showing undesirable characters of a chief.Anonyadzisa madzimambo uyu.kunge akatengwa kudaro
@MikeBenito-k2i
@MikeBenito-k2i 8 ай бұрын
Guys our country is damaged by leaders
@noleenchitewere8906
@noleenchitewere8906 8 ай бұрын
Xaaa mambo kaaa imii murimanbo werudziii wasingagone kuronga ngaarore mwana wemunhu Ku supporter chihure chemukomana uyu namai vake vane hustinye
@ednatopez7612
@ednatopez7612 8 ай бұрын
Anosvota mambo ava
@ChipoNdove-nb7kd
@ChipoNdove-nb7kd 8 ай бұрын
Ndobva Mhondoro,ndanyara na chief ava didn't even try to kubatanidza vanhu ,needs ma lessons from nyamaropa or chigodora
@emmzy3296
@emmzy3296 8 ай бұрын
Chief avo hapana zvripo
@kudzaikembo9310
@kudzaikembo9310 8 ай бұрын
Ndatombofunga kuti mdhara uyo ndi Malema!
@winnetmakazho
@winnetmakazho 8 ай бұрын
😂😂😂😂 nenharo dzamalema aivapedzera ega kkkkkkkkk
@PrudencePaulaTete
@PrudencePaulaTete 8 ай бұрын
chief vakadhakwa ...
@sydneymachipisa3233
@sydneymachipisa3233 8 ай бұрын
Chief wedu anowanza ma beers
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 8 ай бұрын
Akanwa kambucha
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 8 ай бұрын
Vanhu vanojairira vana vevanhu, nxa. Kungonhumburisa kwakusiya, teme rege, teme rege. Be careful shamwari unofa urirombe. Vamwene bhadharai rutsambo. Muchadura.
@jamesdengu4969
@jamesdengu4969 8 ай бұрын
Drewmas musadzokere futi kuna mambo avo motirwadzisa nematongero akadai
@PrudencePaulaTete
@PrudencePaulaTete 8 ай бұрын
dont worry baby girl life goes... ❤❤❤
@thereziahatina615
@thereziahatina615 8 ай бұрын
Chief Ngezi kutonga hamu gone zvachose munotaura zvisina kana msoro hamheno kuti makaitwa chief chirudzii
@TsitsiNyamapanda
@TsitsiNyamapanda 8 ай бұрын
Kunge akadhakwa
@tavongarmunangwa-chiwanza46
@tavongarmunangwa-chiwanza46 7 ай бұрын
Mambo maka dhakwa!!!! Dunhu iri harina Mambo, Mandebvu for Mambo!
@clariskumba3538
@clariskumba3538 8 ай бұрын
Kusviba moyo nekumeso zvese zvakaoma 😢😢😢
@HanaPhiri
@HanaPhiri 8 ай бұрын
Exactly musarova imbwa makaviga mupinyi otherwise cheif avazikwavozvachose
@dorothychihuri1928
@dorothychihuri1928 8 ай бұрын
3rd from left vane long sleeved shirt Must be The real Chief bcz vanemashoko avovaka,
@chengechitsiku7413
@chengechitsiku7413 8 ай бұрын
Mchinda ane white T.shirt weldone unogona kutonga nyaya
@MavisMagomo
@MavisMagomo 8 ай бұрын
Mari yaitumirwa kuna mhamha vachitenga mawig kkkkkkkk honai musoro wavamwene kkkkkk😂
@nomatternyonga2247
@nomatternyonga2247 8 ай бұрын
Vane hutsinye zvekuti
@chengechitsiku7413
@chengechitsiku7413 8 ай бұрын
Vanwe vana mai vanoita kunga vanonyengwa nevanakomana wavo.please amai vanofanira kuziva kuti ivo muroora mumusha mavakaroorwa Vanakomana remember life is yours dont envolve vana mai mumamarriages enyu.such a handsome guy and beautiful lady motadza kuronga life yenyu.zvorwadza
@EniyaDeke-w4l
@EniyaDeke-w4l 8 ай бұрын
Mambo akaneta nets
@emmahmaringa9801
@emmahmaringa9801 8 ай бұрын
Mambo ava ndevemanga manga
@praisekuwaza5673
@praisekuwaza5673 8 ай бұрын
Mambo yoo zero%.Haagone kutonga yooo
@DorothyKanyoka
@DorothyKanyoka 8 ай бұрын
Baba Remmy mataura mashoko ane huchenjeri
@avechite514
@avechite514 8 ай бұрын
Mambo imboko iyi imbwa chaiyo hapana zvinozikanzwa kana mumba macho hapana zvisvinu
@teurayirugonye3346
@teurayirugonye3346 8 ай бұрын
Amwene ava vanotiti kusviba pameso ndoozvakaita mwoyo wavo. Asi vari kukanganisira mwana wavo. Vakangoti kwindi and vari kutofara havo. Chief imi muri kudzvinyirira nyaya iyi. Mai ava ngavaudzwe chokwadi chinovaka. Anofanira kubhadhara Rusambo. Eheka Pride ndiye aramba mukadzi. Haabvise zvimwe zvese.
@juliakambongwe966
@juliakambongwe966 8 ай бұрын
Mambo imi learn from Nyamaropa musadaro
@virginiamukonda
@virginiamukonda 7 ай бұрын
Yes anoroora mwana wake
@mollinemupamhanga8911
@mollinemupamhanga8911 8 ай бұрын
Vanakomana verikutambisa vanasikana nekuti mature arikurerutsa.
@NyaradzoChihumwi
@NyaradzoChihumwi 8 ай бұрын
Chokwadi shuwa isu tinevana vasikana moyo unoenda kure
@MunyadziChikandiwa1
@MunyadziChikandiwa1 7 ай бұрын
Dununu remurume
@JosephineKutama
@JosephineKutama 7 ай бұрын
The girl is beautiful ❤
@Chengetai-p7u
@Chengetai-p7u 8 ай бұрын
Mambo uyo haazive
@SibusisiweBusi-be4hj
@SibusisiweBusi-be4hj 8 ай бұрын
I'm in love with the song. Sahwira.
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 8 ай бұрын
Munamato wangu ndewekuti mukomana uyo dai akazorora mumwe mukadzi akashaya mwana tigowona kuti achaita sei
@SibusisiweBusi-be4hj
@SibusisiweBusi-be4hj 8 ай бұрын
Imi vamwene munehudyire, munehutsinye, Dai vane venyu vaskana vakarambwawo.
@lovemorechinyadza6603
@lovemorechinyadza6603 8 ай бұрын
Anofanirwa kubhadhara mombe yaamai neyababa nemwana sezvo Ari one saka panodiwa mombe 3
@ChipoMponde
@ChipoMponde 7 ай бұрын
Zviri pachena amai wanotambira yemrume wavo kubva SA plus yemwanakomana wawo ,look hair style yemroora neya amwene wanodya hawo dzese ,zimuroyi hawadi mroora zvese nemzukuru
@ThebuhoMleya
@ThebuhoMleya 7 ай бұрын
Chief ava ngavabvunze kune vamwe vanhu vakuru like chief Mutasa ,headman chigodora vanomudza zvinoitwa
@masaitiruvengo8279
@masaitiruvengo8279 8 ай бұрын
madzishe ngaatore nya dzevanhu serious kana kwa bushu kusingaiti ngavainde kwa chigodora, watching from uk
@duncan80jamu6
@duncan80jamu6 8 ай бұрын
Chief ngaatobviswe kuiswe mumwe he is still very young kuti atonge
@Ellen-z8e
@Ellen-z8e 8 ай бұрын
Chief Ngez vakadhakwa vanofanira kuenda kuneamwe madzishe vadzidze kutonga
@JoelChademana-lj8gf
@JoelChademana-lj8gf 8 ай бұрын
Baba blue shirt for the chieftaincy 🎉🎉🎉
@patriciajani3762
@patriciajani3762 8 ай бұрын
Chief chief 😮
@teurayirugonye3346
@teurayirugonye3346 8 ай бұрын
Yes mataura Rusambo magona henyu.
@MikelNyanyiwa
@MikelNyanyiwa 7 ай бұрын
Chief uyo in dove haa gone kutonga nyaya ngaamboenda kwa Chigodoro afundiswe ngaabve pachigaro.
@Talentciarakureva
@Talentciarakureva 8 ай бұрын
True amai ndovapaza imba yemwana baba veblue mataura chokwadi i salute u
@thulanimutonga7415
@thulanimutonga7415 8 ай бұрын
Thumps up mpostori maona pane dambudziko chaipo
@graciachimombe3546
@graciachimombe3546 8 ай бұрын
Chief ,Pride namwene Mwari ave nemi
@goergesadziwa9087
@goergesadziwa9087 8 ай бұрын
Mambo uyu haziwe nyaya zvachose. Mwana anotoroorwa hazvineyi kuti mukadzi arambwa
@RebeccaRuhukwa
@RebeccaRuhukwa 7 ай бұрын
Chief improver matongero enyu akaneta.mandebvu keep it up une point
@ricardomoiowechumba
@ricardomoiowechumba 8 ай бұрын
amwene kana vakazoti gare gare vachazoroya
@patikaimatenga3583
@patikaimatenga3583 7 ай бұрын
haaaa mambo akadhakwa uyu hazivi ktonga nyaya. kubvunza mubvunzo nhando. ngaende anovhiya mbudzi varme chaivo vatonge nyaya
@PrudencePaulaTete
@PrudencePaulaTete 8 ай бұрын
😂😂😂😂😂 horyt tava papi.....haaa mambo chidhakwa..... dont worry msikana misodzi yako hayi erere pasina zvako ...benzi iri richakudemba kutumira mari kuna mai une mkadz nxaaaa mai benzi rinoputsa imba yemwana .. manje muchaunzirwa benzi remuroora richakupedzerai mai imi
@TawandaTsaurai
@TawandaTsaurai 7 ай бұрын
Chief hamuzivi basa ..Tsavakai zvimwe,
@MolinechamunorwaChamunorwa
@MolinechamunorwaChamunorwa 8 ай бұрын
Aaaaaa chief ava hapana ,kutonga ndovakunda ava😂😂😂😂😂😂
@mercymukwadi1767
@mercymukwadi1767 8 ай бұрын
That lady is ery beautiful black beauty ,she's glowing❤
@loxeymujey
@loxeymujey 8 ай бұрын
yeah, akanaka hake mwana wevanhu
@frasciamachinjike8272
@frasciamachinjike8272 8 ай бұрын
Chief vanakomana vachapera kutambisa vanasikana kana muchitonga muchidayì chokwadi
@neversonbutau5232
@neversonbutau5232 8 ай бұрын
Pride mfana uri dofo ,life ichakunetsa
@AllsonNgwarati
@AllsonNgwarati 8 ай бұрын
Yesaya bab maturation chokwad mai ndivovakauraya imba yemwana
UFC 310 : Рахмонов VS Мачадо Гэрри
05:00
Setanta Sports UFC
Рет қаралды 1,2 МЛН
The evil clown plays a prank on the angel
00:39
超人夫妇
Рет қаралды 48 МЛН
Sigma Kid Mistake #funny #sigma
00:17
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 27 МЛН
SEKURU GUSVI VODZINGWA KWAMADZIWA- MHONDORO
1:15:00
Drewmas Media
Рет қаралды 48 М.
CHIVHU...............MUNHU AKAFA 16 YEARS AGO OONEKWA KWAMREWA
50:14
Drewmas Media
Рет қаралды 144 М.
BARIKA ROMUSHUNGURUDZA (PART 2}
44:10
Drewmas Media
Рет қаралды 11 М.
Domestic Issues: Murume wangu arikuda kundi parika naEx wake.
2:15:28