Gudo rinouya nemabhinya Hot episode

  Рет қаралды 82,181

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Күн бұрын

Пікірлер: 1 100
@nigelmutsoka6414
@nigelmutsoka6414 Жыл бұрын
Anyone who agrees with me kuti ka laughter Kasekuru ndekekuti ndakakuvharai😂😂😂😂😂😂😂
@Jahlady
@Jahlady Жыл бұрын
Kkkkkkkk, hapana chinobuda apo. Imbavha iyi
@faraimagwa
@faraimagwa Жыл бұрын
😅😅😅 sure
@rachelntini4252
@rachelntini4252 Жыл бұрын
Apa akuna zvemhunu itsotsi chaizvo why would you give people so much hope for nothing nyika ichiona
@lilianmagaya8815
@lilianmagaya8815 Жыл бұрын
Ndazvionawo ndikaseka zvekuti bhee
@rockmaposa3109
@rockmaposa3109 Жыл бұрын
Kkkkkkkkk😂
@mbingaldomunemolity5036
@mbingaldomunemolity5036 Жыл бұрын
Mdara uyu ngatsvage basa reku actor he is a good comadian😂😂😂😂
@juniorking7336
@juniorking7336 Жыл бұрын
Kkk ndinobvumirana newe
@DorothCharlie
@DorothCharlie Ай бұрын
😂😂😂😂
@ruthmakwara1974
@ruthmakwara1974 Жыл бұрын
Idzi dzonyepa chete face yacho says it all😂😂😂😂
@ellenduri
@ellenduri Жыл бұрын
Tawura hako hapana hapana paye
@dorcasmushango4713
@dorcasmushango4713 Жыл бұрын
Haaayas sekuru iyi yaakutondimara hangu ini ndineshungu yekumbokakwachamure mbama mkadzi wacho urutomarwawo ndizvo😂😂😂😂
@gaymachacha7738
@gaymachacha7738 Жыл бұрын
Murume anonyepa uyu Baba Taps 😂😂😂😂
@davidnyabanga2862
@davidnyabanga2862 Жыл бұрын
𝗔 𝘁𝗿𝘂𝗲 𝗧𝘆𝗰𝗼𝗼𝗻
@pardingtonnyakunu2598
@pardingtonnyakunu2598 Жыл бұрын
Too much
@unityrunganga7103
@unityrunganga7103 Жыл бұрын
Mukadzi akasvika kudai asingatsvaire mumba 😂😂😂😂😂😂😂😂the wife couldn't lie🤥🤥
@josephined8931
@josephined8931 Жыл бұрын
Maionavo henyu svina izere mumba zichapa remukadzi
@kelvinmarwizi8769
@kelvinmarwizi8769 Жыл бұрын
Inini ndongonakidzwa neface yake ndoseka asati ataura he is a comedian 🤣 😆 😂 😄
@lovomoremuchemwa8218
@lovomoremuchemwa8218 Жыл бұрын
Kana face yacho ndeyeutsotsi
@davidnyabanga2862
@davidnyabanga2862 Жыл бұрын
𝗞𝗸𝗸𝗸 𝘀𝗵𝘂𝘄𝗮 𝗶𝘁𝘆𝗰𝗼𝗼𝗻 𝗰𝗼𝗻𝗺𝗮𝗻
@RachidcastigoCastigo
@RachidcastigoCastigo Жыл бұрын
Kunge mukoma wa heavenly commander. Kkķķkk
@munyaradzinherera3383
@munyaradzinherera3383 Жыл бұрын
Hama yaMadungwe 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 Жыл бұрын
Kaface kechimbava kkkkk
@memoryzenda7338
@memoryzenda7338 Жыл бұрын
From day one I could tell kuti hapana hapana 😂😂😂 sekuru vanoto tora zvawo mari zviri smart. Kana surgery yacho says it all 😝😝😝 mbavha havo sekuru. The wife has confirmed wani
@tawandanyandoro3673
@tawandanyandoro3673 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😅😅😅😅 chobvondoka.mai abvondora baba manyepo ose.😂😂😂😂😂
@emeldamamvura8883
@emeldamamvura8883 Жыл бұрын
Best comedian ever😂😂😂😂😂 mukadzi wacho akatsamwira baba vanga vasipo kwezvizuva
@ellenduri
@ellenduri Жыл бұрын
Mumba macho disorder hayi gogo ngavatswaire mumba pliz 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 Жыл бұрын
Nemari inobata murume wavo hazvienderani😂
@Militarya549
@Militarya549 Жыл бұрын
Iwe Ellen uri Duri wekupi
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 Жыл бұрын
Siyanai nemumba masekukru hokoyo negudo 😅😅😅😅
@nicolemercy
@nicolemercy Жыл бұрын
Kkkk kuseka kwasekuru😅
@uhmtapza5635
@uhmtapza5635 Жыл бұрын
Sekuru anonyepa, mkadzi wacho zvaari kubvunzwa nezviri kutaura nasekuru maiweee sekuru anonyepa ndapota hsngu🙌🙌🙌🙌, mapepa havana, hapana akambouya achiti zvinhu zvangu zvakadzoka, sekuru gudo munofa nekurohwa nevanhu🤔
@synthiadzamwaraka6578
@synthiadzamwaraka6578 Жыл бұрын
I like that the wife was very honest, itsotsi sekuru ava😅
@PATIANCETINASHEMUGUYOT
@PATIANCETINASHEMUGUYOT Жыл бұрын
Vane Mapepa eZinatha here ,imbavha iyi
@alexanderkayeso9847
@alexanderkayeso9847 Жыл бұрын
Thanks baba Taps gor for exposing mbavha.Apa maratidza Zimbabwe yose kuti hamuitiswe zvekumhanya. Keep it up baba Taps mogona
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 Жыл бұрын
Haaaa vagona sure
@DeeDube-jq7ut
@DeeDube-jq7ut Жыл бұрын
Kkkk 😂haaa kamusekerewo ako mokaonawo sey😂😂
@enitahzangure
@enitahzangure Жыл бұрын
Kamusekero kacho ndekekutoti hapana hapana kuseka kwetsotsi
@peemakunzana0691
@peemakunzana0691 Жыл бұрын
Kkkk sekuru vakaita tsotsi kunyepa manje mukadzi ari kuramba zvese kkkk,ndicha believer sekuru mabhinya asvika
@patrickmuzondo5166
@patrickmuzondo5166 Жыл бұрын
I feel for the young lady,the late young guy's sister. She thought she had solved her brother's mystery yet she had brought more misery. These types of fake witchdoctors needs to be exposed and prosecuted. These are some of the shameful scams happening in our country. Hats off to Karanganda for exposing some of these shameless thugs.
@WinWin-x6m
@WinWin-x6m Жыл бұрын
Thank you for following this up Ba Taps. Asi sekuru avaka 😂😂😂
@mahwe-nt2de
@mahwe-nt2de Жыл бұрын
Zvakaoma chokwadi, ,ko pavaiti vanhu ngavadye nyama nechibage kufeeder gudo richauya nemabhinya ,,,,people are believing in these things while making someone rich achitodya hake mari ,,same same nemaporofita enhema vanenge vachiti tinobatsira mopedzesera makunangana huroyi kupesana mumusha nemaporofita aya nen'anga 😯😯😯😯😯kungopa munhu mari for nothing, ,,,,thanks baba taps for the update u are a star in making maita mushe hope vazhinji vachadzidza kusatemba maporofita nen'anga idzi dzirikungotsvaga mari
@ElliceNgwarati
@ElliceNgwarati Жыл бұрын
Moti havasaitodyisa vanhu ava here
@reubenmazambani2334
@reubenmazambani2334 Жыл бұрын
Thanks baba Taps on making a follow up
@PATIANCETINASHEMUGUYOT
@PATIANCETINASHEMUGUYOT Жыл бұрын
Ummm Baba Taps ndizvo here zvakaita Sekuru ava
@jenniferkimpiobi8905
@jenniferkimpiobi8905 Жыл бұрын
When sekuru laughs, I seka tooo
@laizahmasukwedza3196
@laizahmasukwedza3196 Жыл бұрын
,😂😂😂😂😂😂
@murondepfungwa2545
@murondepfungwa2545 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂Okey
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Жыл бұрын
Mvavha iyi kuisanyara
@pamelakepekepe2473
@pamelakepekepe2473 Жыл бұрын
Kkkkkkk taura hako
@jenniferkimpiobi8905
@jenniferkimpiobi8905 Жыл бұрын
@@ruvachazika1223 This will teach people a good lesson to be careful with their hard earned money 💰
@ashygrace2956
@ashygrace2956 Жыл бұрын
Thank you so much bbTaps neUpdate
@violetmashanda716
@violetmashanda716 Жыл бұрын
Zvekuroya ndizvo zvamunogona asi kubatsira vanhu hamugoni imi😮😮😮
@ElliceNgwarati
@ElliceNgwarati Жыл бұрын
Heheeeeede dama rizere mutsege kkkkk katsotsi kasekuru aka kanonyepa maiweeeeee
@chibvumburasamanyikastation263
@chibvumburasamanyikastation263 Жыл бұрын
Kkkkkllll kakarongeka kasekuru ako ayita kut Ba Taps azare.mapihwa here Tea
@wellz13
@wellz13 Жыл бұрын
Ka smile kekujuta vakadzi . Kadungwe number 2 .Uyu ndewekuchivanhu 😂😂😂
@peterjorodan8526
@peterjorodan8526 Жыл бұрын
Kkkkkkkkk kulekule ngava ende kuNaiza😊 boom😊😊😊
@alfredchapo5474
@alfredchapo5474 Жыл бұрын
The wife gave a mature response
@walataram
@walataram Жыл бұрын
BaTaps mune nharo,rambai makadzvanya...ndakarimiriria gudo iroro!Hanzi imbosekai futi😂😂😂!!
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika Жыл бұрын
Kule ava na Madungwe same squad 😂😂😂😂😂😂
@emilynewone2414
@emilynewone2414 Жыл бұрын
😂😂😂 taura hako cuz
@QueenFifi-kf7sq
@QueenFifi-kf7sq Жыл бұрын
Haaaa ipapo haunyep
@Macbeth105
@Macbeth105 Жыл бұрын
True, katsotsi
@JoshuaMlambo-ty4ik
@JoshuaMlambo-ty4ik Жыл бұрын
Baba tapes munhu wekwaTanganda uyu anonyepesa zvekuti itsotsi guru .nyaya dzake hadzisanganiba kkkkkkkkk
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣uyu anoda shamhu🏌️‍♂️🏌️‍♂️🏌️‍♂️🏌️‍♂️🏌️‍♂️
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@Tinto4490
@Tinto4490 Жыл бұрын
Mukoma Advance 😅😅😅
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 Жыл бұрын
@@Tinto4490 murisei my sisi
@tafamugari7430
@tafamugari7430 Жыл бұрын
Kkkkkkkkkk
@tintoshava-hr4pq
@tintoshava-hr4pq Жыл бұрын
Mwawuya baba taps 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂yaaaa sekuru ava madrama chaiwo anywhere thanks baba taps
@faraimagwa
@faraimagwa Жыл бұрын
😂😂😂😂 sekuru ndi comedian chaiye
@cleopatrabell7471
@cleopatrabell7471 Жыл бұрын
But hutsotsi hwavo hwakanakira kuti vanobhadharwa nemabhinya acho then imi mozosara muchiripana mega😂😂😂😂😂 so no loss kufamily yavadaidza😂😂😂😂
@nicoletrishsana4596
@nicoletrishsana4596 Жыл бұрын
🎉imbavha iyo saka aiti unzai mari kwachigodora dai wakamupa wakanyura
@camillioadmire1162
@camillioadmire1162 Жыл бұрын
This man is genuine . Baba Taps shld follow up on this case on Sunday toda kuona gudo
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Sekuru mari vanoisepi, chete chekuba hachishande chinoonekwa. Expose them Baba Taps Chibabababa.❤❤❤
@briannyakudanga2001
@briannyakudanga2001 Жыл бұрын
LETS GATHER HERE FOR THE LAUGHTER😅😅😅 Gudo toriwonera kuhope***
@freddymupa303
@freddymupa303 Жыл бұрын
😂😂😂😂 at first ndandanakirwa nako ndikati paita n'anga inoziva Basa ahhh katsotsi kamudhara aka
@blessinmafukeni9354
@blessinmafukeni9354 Жыл бұрын
Ndichabodo mundara uyo matutsa chaiye haa itsotsi😂😂😂
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
😂😂😂
@margarethmaroso3150
@margarethmaroso3150 Жыл бұрын
Batai home mbavha dzakawanda kkķkkk gudo nemabhinya sure yere Mwari huyayi tazotambudzwa
@joycehandreck8356
@joycehandreck8356 Жыл бұрын
Sekuuuuru vemabhinya mhoroi baTaps zvirikutsvobida here kkkkkkkk
@prosperchiringa2229
@prosperchiringa2229 Жыл бұрын
Amai vaya vanotonga naHeadman Chigodora vanoita kunge vakangwarisa kana vari kudare apa hapana zviripo kutadza kuona kuti iyi imbavha zvayo iyi yakatoomerwa zvayo
@loicedembo8923
@loicedembo8923 Жыл бұрын
Baba Taps mafambira mahara 😂😂😂😂kupedza Petro mahara
@anthonymusarurwa9068
@anthonymusarurwa9068 11 ай бұрын
Blazo awa mu comedian for sure . He can easily swindle you your money zviripachena
@pmupukuta1182
@pmupukuta1182 Жыл бұрын
Very entertaining comedy 😂😂😂
@rastonchikafa6801
@rastonchikafa6801 Жыл бұрын
haaaa gudo hachadzoka nembavha yaaa kune vanhu vanonyebera vanhu kunze uko kule Siga madyiro amaiita nyama paye kwange kwakuitira rwendo
@Lillyonline-gv6sq
@Lillyonline-gv6sq Жыл бұрын
Zibaba iriii rinonyepa🤣🤣🤣
@Blessing8004
@Blessing8004 Жыл бұрын
BA TAPS CONGRATULATION FOR 95:8 SUBSCRIBES💃💃💃💃💃💃💃💃🍹🍹🍹🍹🍹🍹💃💃💃💃
@lindanyasha5841
@lindanyasha5841 Жыл бұрын
Yooooo nhasi torara zvee takamirira gudo😂😂😂musadaro
@PureKarombe
@PureKarombe Жыл бұрын
Kkkkkkkkkkk apa vakarohwa ten note 😂😂😂😂😂😂 nhema kamudhara aka Ummm surrend
@OwenMutsukutsuri-lw7jh
@OwenMutsukutsuri-lw7jh Жыл бұрын
😂😂😂 boys zvirikuda kusvika kupi izvi ash kkkkkkkkkkkk
@walataram
@walataram Жыл бұрын
Haaa kkk apana chinobuda kule itsola chairo😂😂😂handei tione,takayemera dede kti rigume neantu akhona!!Asi kubhuye gwinyiso andioni dede reiguma asi kti pachaita hohohoo!!
@joymugwambi3819
@joymugwambi3819 Жыл бұрын
Sekuru katsotsi😂😂😂😂😂
@ThandiweChinaa-ex6un
@ThandiweChinaa-ex6un Жыл бұрын
Mwashuma mwandionese kanyi baba taps
@nigelmutsoka6414
@nigelmutsoka6414 Жыл бұрын
Haaa baba taps vacho vane nharo😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂kuzobvunzisisa plus nharo😂😂😂😂😂😂😂
@ModesterMutudza
@ModesterMutudza Жыл бұрын
😂😂😂
@tinovongacheryl3635
@tinovongacheryl3635 Жыл бұрын
Ko iwo sekuru wacho kusekawo nyaya dzawo dzekunyepa 😂😂😂😂😂🙌
@memoryzenda7338
@memoryzenda7338 Жыл бұрын
😂😂😂
@SassyQBs
@SassyQBs Жыл бұрын
Mukadzi ataura chokwadi, divorce straight kkkkkkkkkkk
@noxblablabla1511
@noxblablabla1511 Жыл бұрын
Sekuru ava imbavha inoba zviri smart ,lni ndichaita believe kana gudo rauya .sekuru kana muchibira vanhu muchitaura nhema ,Mwari ave nemi sekuru 😂😂😂😂😂😂
@kurrenkashesha9750
@kurrenkashesha9750 Жыл бұрын
😂😂😂Its 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 😂😂😂😂😂 Ndoda kuseka zvangu
@noxblablabla1511
@noxblablabla1511 Жыл бұрын
😅😅😅😅😅
@MrBochena
@MrBochena Жыл бұрын
Musoro wake newaozemwa yakafanana vanoita great combination pandimi apa ngavainde kuNB. Films kkkkk
@stephenchaipa5177
@stephenchaipa5177 Жыл бұрын
Kule kule 😂mbavha from masvingo netsoka 😅😅😅
@marjoriekasiyapfumbi5362
@marjoriekasiyapfumbi5362 Жыл бұрын
Vanhu vainzi varimunzira gudo richipiwa chibage kkkkk kwaSekuru kane nyambo
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa Жыл бұрын
Ndisati ndateerera ndatoona kuti zibaba iri rinonyeba😂😂😂😂😂😂.bataps thank you
@Militarya549
@Militarya549 Жыл бұрын
BaTapis sungisai mbavha iyo please imbavha chaiyo
@profqda3464
@profqda3464 Жыл бұрын
This guy is a comedian
@johannenyamande7403
@johannenyamande7403 Жыл бұрын
Musoro wasekuru ndomisoro yemaprofessor,idzi dzitori professor wekunyepa and dzichanyepa kusvika kunyepa kwapera
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂 kamudhara aka kanonyepesa shame
@rumbigandiwa5227
@rumbigandiwa5227 Жыл бұрын
Kwasekuru kanonyepa aka aaaakambivhaa🤣🤣🤣🤣🤣varikutoseka havo kuti mungabeliver zvakadaroo
@marthazulu9369
@marthazulu9369 Жыл бұрын
Baba vano actor ava ndapa kutenda hangu 😳😳😳
@leeroynhongo5098
@leeroynhongo5098 Жыл бұрын
Kkkkkkk nyadzi dzinokunda rufu sure kkk kwanzi handisati ndataurira mudzimai Kuti ndine vamwe vakadzi kkkk N'anga manyama
@tafarapaul
@tafarapaul Жыл бұрын
Ma Laughter manyama😂😅😂😅😂😅😂😅😂
@peacerunnerleesher4065
@peacerunnerleesher4065 Жыл бұрын
Ngano dzatsuro nagudo vakazomboona gudo achibudirira ere haaya but am happy Mai yekuzvita yakangwara kudare kwachigodora yakavharwa yakatutswa ikabodoka sachabodo
@nigelmutsoka6414
@nigelmutsoka6414 Жыл бұрын
Anenge mkoma aMadungwe manyepero achoo😂😂😂😂😂
@davidnyabanga2862
@davidnyabanga2862 Жыл бұрын
𝗞𝗸𝗸𝗸
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi Жыл бұрын
Usafananidze Madungwe nezvinhu zvepano pasi zvisina basa, Madungwe is Heavenly Commander😂😂😂😅
@joyleenchibanda8346
@joyleenchibanda8346 Жыл бұрын
Am unfinished jeso yah baba ari pahaseling 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣👐
@cdechirume2979
@cdechirume2979 Жыл бұрын
The house says it all😂
@hillarychareka9429
@hillarychareka9429 Жыл бұрын
Chikachaya kuZim dzombo tizira ku Mozambique 😂
@marthazulu9369
@marthazulu9369 Жыл бұрын
Comic Pastor hero basa ne Candidate 🤔🤔🤔
@johannesjohannesj.m9061
@johannesjohannesj.m9061 Жыл бұрын
Mambara of the year
@simbarashekwembeya3908
@simbarashekwembeya3908 Жыл бұрын
Laughter yavo vanopihwa mukombe na comic may awards
@RosemaryRosy-pt4dg
@RosemaryRosy-pt4dg Жыл бұрын
Ba taps mune moyo murefu ende hamuseke 😅😅😅😅 hanzi hosho ndeye next kana kushandisa pito kuti priiiiiii
@sinikiwemtombeni3464
@sinikiwemtombeni3464 Жыл бұрын
sekuru vanoseka zvinonakidza chero vachinyepa
@ElizabethMatanha-fv8sr
@ElizabethMatanha-fv8sr Жыл бұрын
Kkkkk
@rachaelmhembere5508
@rachaelmhembere5508 Жыл бұрын
Ki ki ki Kulez🙌🏾🙌🏾🙌🏾
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂 ndaka deleta
@shingaimasvaure6997
@shingaimasvaure6997 Жыл бұрын
Which Sunday is he talking about ?
@miedllisasithole4526
@miedllisasithole4526 Жыл бұрын
Ndini ndatanga nhasi 😂😂😂
@munesukatewera6780
@munesukatewera6780 Жыл бұрын
Ayewa kasekuru aka bodo kanoti musoro kunge banga ndosaka kachinyepa😅😅😅😅😅😂
@muterogoodwill265
@muterogoodwill265 Жыл бұрын
I want to start my project of comedy, now I can see suitable characters here 😂
@musamtwela703
@musamtwela703 Жыл бұрын
😅you will make it big. Karanganda nekwaMugabe vakawandisa vane natural talent
@Dalailama3674
@Dalailama3674 Жыл бұрын
Baba Taps anakirwa nhasi, but hey kuseka kwacho is like also encouraging this conman Kuti arambe achitsotsa vanhu😂
@prssbmw2358
@prssbmw2358 Жыл бұрын
Tora mari United
@prssbmw2358
@prssbmw2358 Жыл бұрын
😂😂😂😂❤
@tafamugari7430
@tafamugari7430 Жыл бұрын
Ngaandoti basa rake nderekubira anhu chete Saka sei akaswera achiti gudo richauya kusvika usiku........apa kuseka kwake ndekwekuti ndovawachisa chete. ........imi baba taps siyanai negombiro iro. ......chasara achapengesa mkomana iyeye wekwachigodora
@forestisk16
@forestisk16 Жыл бұрын
hahahahaha baba Taps never disappoints
@shumzaali714
@shumzaali714 Жыл бұрын
Vagona baTaps nekuvatevera tavawona and adzinyari futi nxaa nikisi manii
@gracekusikwenyu6253
@gracekusikwenyu6253 Жыл бұрын
Drama King 👑😂😂😂😂
@tatendamatsokotere6459
@tatendamatsokotere6459 Жыл бұрын
N'anga inoteerera Zim dancehall zvayo.ndakazvitaura kuti kamusoro banga ako kekwa Madhuku kakazara nhema chete
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 Жыл бұрын
Haaaaaa yaaah!😂😂😂😂😂😂 I surrender!!!
@ThaboManyathela
@ThaboManyathela 7 ай бұрын
Nxa wena mdala ungabosisuzela ngamanga ubone ngathi singamaShona thina kkkkk suka hambo lala uqumbile suza ulale wena kwaaaa
@receivechibango1224
@receivechibango1224 Жыл бұрын
KO vakadzi vatatu varipi 😂😂😂😂😂😢
@cleopatrabell7471
@cleopatrabell7471 Жыл бұрын
Kkkk vatatu chete here??? hanzi 7 vakadzi nevana 15😂😂😂😂😂haa baba ava ka
@leightachiveyi9907
@leightachiveyi9907 Жыл бұрын
Vakuty vamwe vakadzi vanogsra kumozambique sei futy wakamboty ngogara navo ummm this guy anonyepa
@SabinaJesman-mi4iu
@SabinaJesman-mi4iu Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂 sekuru vakaita maskits tinonakirwa sua
@reginakere
@reginakere Жыл бұрын
Ndakutyai baba Taps munotevera nekumba kwese sando dzenyu
@memorymuhau2739
@memorymuhau2739 Жыл бұрын
Baba Taps varikuseka 😂😂😂😂
@brightonnzenzema1485
@brightonnzenzema1485 Жыл бұрын
Mmm tauriro irikuita madam ndeyekushora everything sekuri awasi nyanga awa hanzi andina kuwawudza nezvewa kadzi wamwe sekuri can act shuwa kutswaka hawo Mari neka temo
@jenniferkimpiobi8905
@jenniferkimpiobi8905 Жыл бұрын
The only good thing about this sekuru did is to make that young man to make him stop 🛑 smoking cigarettes by scaring him off.
@mikemaestromangara5176
@mikemaestromangara5176 Жыл бұрын
Kkkkkkkk I like this man
@HanaPhiri
@HanaPhiri Жыл бұрын
Kkkkkkkkk
Gudo Rinouya nemaBhinya
1:18:11
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 133 М.
Murume ari kurara neHovhorosi Headman Chigodora
1:03:39
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 110 М.
So Cute 🥰 who is better?
00:15
dednahype
Рет қаралды 19 МЛН
She made herself an ear of corn from his marmalade candies🌽🌽🌽
00:38
Valja & Maxim Family
Рет қаралды 18 МЛН
Леон киллер и Оля Полякова 😹
00:42
Канал Смеха
Рет қаралды 4,7 МЛН
1:KURWADZA KWAZVO Full(Episode 1)👍👏😂🐓✔
31:35
BRA KACHONGWE & CAPITAL STUDIOS Pro Official ZW
Рет қаралды 58 М.
Makauraya baba vangu part 2 Chirimo family
50:07
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 96 М.
BEST OF MAMBO MUTASA
10:46
TexasMowGoSA
Рет қаралды 17 М.
Mari yangu ndoida. Sekuru Kafera Speaks out on Eddy
16:58
JCTV Africa
Рет қаралды 40 М.
HEADMAN CHIGODORA .ZVIDHOMA KUCHIPINGE part 1
54:22
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 120 М.
THE CLOSURE DNA SHOW: S11 Ep 16 (AKAPUTIKA) #theclosurednashow #tinashemugabe
1:06:12
Sekuru Mukotsanjera WaMalawi Part 1
1:29:33
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 82 М.
Mutumbi wemwana uripi ? DARE RA HEADMAN CHIGODORA # Karanganda tv
1:36:49
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 164 М.
Baba vakadyiswa Tsete
1:41:02
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 243 М.
So Cute 🥰 who is better?
00:15
dednahype
Рет қаралды 19 МЛН