Handichada Murume, anondirova uye ave Nemumwe Mukadzi

  Рет қаралды 3,612

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Пікірлер: 30
@violetmaluleke183
@violetmaluleke183 2 ай бұрын
Murume anorova ngaarambwe ,unofira mahara
@DeeCM-f3v
@DeeCM-f3v 2 ай бұрын
Madhara imi siyai munhu aende. Akanouraiwa muchazoitasei manje? Kana munhu ati haachada musamanikidze ndiye arikurwadziwa!
@gertrudemasuka3449
@gertrudemasuka3449 2 ай бұрын
😢dare iri rakaora why kumanikidza mnhu asingachadi akazofa zvozodii nxiii
@UniceKhumbula
@UniceKhumbula 2 ай бұрын
Mukadzi arikutambiswa uyu ipa hako vanomuda pane kugara uchimuponda
@TheChekas
@TheChekas 2 ай бұрын
@@UniceKhumbula ndiye ari kutotambisa murume, handiti anacho chikomba.
@tawandajimu8041
@tawandajimu8041 2 ай бұрын
Aseukuru musarove ambuya vangu ndinouya kudomboshawa kuzokurovai ikoko
@charitychipomtombo
@charitychipomtombo 2 ай бұрын
Regai aende achizvifambira
@BlessingChikahamadze-v7o
@BlessingChikahamadze-v7o 2 ай бұрын
Vanhu varikuti gara agare achirohwa hre kana achiti haachadi murume hazvirevi kuti akuhura kana dai makambogara nemunhu anorova maiva musingamuudzi kuti gara kune mhondi kunze uko varume zvese nevakadzi
@edwinmhini430
@edwinmhini430 2 ай бұрын
Pakuzoda kuuraya mukadzi apa ndoopakaipa. Murume zvidzore!!!!
@ssam1430
@ssam1430 2 ай бұрын
Maziyananga we class yemhando yepamusoro anodya rice nema spaghetti chete, jeda jena redu varombo haacharizive 😢 but why muchiita dare pakati pema rank enakombi
@DavidPaul-p5p
@DavidPaul-p5p 2 ай бұрын
Pliz control crowd musati matanga matare enyu noise yakanyanya tinenge tatenga data hapana zvirikunzwika 😢
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 2 ай бұрын
These chiefs should stop forcing people to stay in toxic marriages.What happens if someone gets killed.Sue these ignorant chiefs.Then they will wake up.Nyamaropa and Bushu are good at it.Mutasa,Chigodora are good too.Ngezi,Makoni,are not fit for purpose.Dotito ndizvowo.Makombe and rimwe team re Mash Central a bit too archaic!😂😂😂😂😅😢😢😢😢.Musoro wangu worwadza!
@prosperplumbers5098
@prosperplumbers5098 2 ай бұрын
Vana ku DNa mukoma utange waona kuti vana ndevako here?
@varaidzomurerwa2971
@varaidzomurerwa2971 2 ай бұрын
Once pangopinda mahure mukati better kusinyana nazvo
@stacey4012
@stacey4012 2 ай бұрын
Zimhondi remurume. nxaaaaa
@ArnoldRichard-xl1xv
@ArnoldRichard-xl1xv 2 ай бұрын
magona kutonga mambo ,asi handina kukurudzira kuriva mukadzi ,mrume siya tsika yekurova mkadzi
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 2 ай бұрын
Uyu akungoti tete ndivo vadii xaa
@petronellachiyangwa6766
@petronellachiyangwa6766 2 ай бұрын
Mukadzi akabhobatwa achihura mmmm pakaipa
@florencemahore-fq9wj
@florencemahore-fq9wj 2 ай бұрын
Unorova mkadxi mwanz wako here iwe
@Lindsayandtheteam
@Lindsayandtheteam 2 ай бұрын
Usarove mukadzi iwe .be mature.kana usingade munhu buda pachena imbwa iwe
@CarolineNdamba
@CarolineNdamba 2 ай бұрын
Sly media apo tiri kungonzwa noise chete
@TheChekas
@TheChekas 2 ай бұрын
Vanongogona zvekushambadza fake n’anga chete
@RayMarume
@RayMarume 2 ай бұрын
Iwe Rameki stop abusing mukadzi at your age unorovera mukadzi nhau ye fish nyara hindava wakasaraso u are a disgrace unonyadzisa kunevechidiki
@TheChekas
@TheChekas 2 ай бұрын
Kana mukadzi angoita chikomba chete zvaendwa. Chikomba ndicho chinenge chichitofurira
@prosperplumbers5098
@prosperplumbers5098 2 ай бұрын
​@@TheChekas kana mukadzi aita chikomba mudzorere kumba kwavo becoz anenge asisina respect nemurume
@monkeyplayvr
@monkeyplayvr 2 ай бұрын
Mahure anonetsa just let it go
@Fchidawaya
@Fchidawaya 2 ай бұрын
Ruzha mudare menyu
@monkeyplayvr
@monkeyplayvr 2 ай бұрын
Mwanangu dzikama chihure chapinda mauri kana wada kuenda enda
@prosperplumbers5098
@prosperplumbers5098 2 ай бұрын
My sister chikomba chiri kukufurira ukangosiya murume chete chinobva chaenda chinokuda uripa murume. Chinoita sechine love but hapana inyaya yokuti chiri kyita zvokuba. Uchazoona kuti chikomba chinorova worse.
@Nunec
@Nunec 2 ай бұрын
Haiwawo chikomba ndochiri kutuma murume kurova here?
Миллионер | 2 - серия
16:04
Million Show
Рет қаралды 1,6 МЛН
Human vs Jet Engine
00:19
MrBeast
Рет қаралды 125 МЛН
This dad wins Halloween! 🎃💀
01:00
Justin Flom
Рет қаралды 12 МЛН
Domestic Issues: Mukadzi wangu airara nehanzvadzi yake.
2:12:21
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 15 М.
Akandibvisa Mazino 5, Akundiramba Nekuti Ndavanemavende
19:49
Murume vangu Akabatwa Nemukadzi Vemunhu Chief Mutasa
48:46
TICHKACH MTV
Рет қаралды 53 М.
Zvinoyera Zvinoshamisa Zvinotyisa: Akarohwa nevavakidzani kusvikira afa.
47:15
Mukwasha Arikudanana naAmbuya Vake | Chief Ngezi | Publicsphere
1:28:17
SHAMVA  ; Madam Boss Vobvisa Hujaya Mukomana Webasa  Ane 19years
30:56
Ndakatadza Kumirira 9yrs Munhu Aenda Kujeri Mambo
9:53
SlyMediaTv
Рет қаралды 11 М.
Миллионер | 2 - серия
16:04
Million Show
Рет қаралды 1,6 МЛН