HANNAH'S BATTLE FOR TRUTH : TINASHE MUGABE FOUNDATION

  Рет қаралды 37,498

The Closure DNA Show

The Closure DNA Show

Күн бұрын

Пікірлер: 376
@merblempala1345
@merblempala1345 2 ай бұрын
Moyo wa bamukuru wakanyanya mwari ngaarambe achivaropafadza pamwe chete ne foundation ❤❤❤❤
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 2 ай бұрын
Chokwadi
@Primrosechivige
@Primrosechivige Ай бұрын
Q1a,
@sharonmakoni7462
@sharonmakoni7462 2 ай бұрын
Mr Mugabe you have influence you are the voice of the voiceless I think even if you ask to speak to Mr Matanga about this issue you will be heard . please munhu ngaasungwe
@Shyza-i2t
@Shyza-i2t 2 ай бұрын
Justice for Hannah pliz Mface ngaende behind bars 15 + years 📌 Pasi nechipostori chacho , abusers
@cronwellmukodzo
@cronwellmukodzo 2 ай бұрын
Lets gather here Hanhas follow up justice for Hanna
@melodefernandoaleixo7587
@melodefernandoaleixo7587 9 күн бұрын
But if in cases like this cant this show advice on precudures to follow, it saddens me to see such a story. She was 11 for crying out loud
@lucillemukunyadzi6914
@lucillemukunyadzi6914 2 ай бұрын
Tinashe iwe wakadonha kudenga.Mwari vakuchengetedze vakuputire mudonje.❤❤❤
@lucyhundungu6322
@lucyhundungu6322 2 ай бұрын
Justice for Hannah . Thank you sisi VA Hannah na Bamukuru vake
@ppiro8084
@ppiro8084 2 ай бұрын
Pese pandinoona nyaya yaHannah iyi misodzi yangu inongoyerera yega.God bless Hannah
@priscamazoe694
@priscamazoe694 2 ай бұрын
Inorwadza Kani kutora advantage yehudiki hwake nehurombo
@TawandaMatonga
@TawandaMatonga 2 ай бұрын
Inorwadza zvayo
@patiencechidonhamburo3998
@patiencechidonhamburo3998 2 ай бұрын
Munhu ngaaende kujeri uyo, achabata futi umwe mwana
@melodefernandoaleixo7587
@melodefernandoaleixo7587 9 күн бұрын
Haasati here? Hiii justice for Hannah sure
@sithabilehove5498
@sithabilehove5498 2 ай бұрын
God bless this family, ngatibatsirei family iyi. Haaaaa good man mwana akabva kunevanhu uyu very humble
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 2 ай бұрын
Proper love and genuine money 💰 does not buy love they are a happy bunch zvavari and contented
@antoniamadimure
@antoniamadimure 2 ай бұрын
Thank you Tinashe.. Finally justice for Hannah. We also want justice for that girl weForogonya, haingangogumiri ipapo.Justice for that girl too even if the mother is protecting her husband.
@mcdonaldkaronga3583
@mcdonaldkaronga3583 2 ай бұрын
Munhu ngasungwe uyo
@monicaasefa3810
@monicaasefa3810 2 ай бұрын
Nhai nhai the wheels of justice are not even moving. Mapurisa murikuita sei?
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 2 ай бұрын
Ndopaunoona kuti we waste resources a lot. We live extravagant lives. Look how this family is surviving and living. I wish the best for this family. Mwari ngavaiyire zvakanaka.
@tafadzwanyika9301
@tafadzwanyika9301 Ай бұрын
Chokwadi
@claitosverengera117
@claitosverengera117 2 ай бұрын
God bless bless bamkuru n foundation
@marvismutungwazi8584
@marvismutungwazi8584 2 ай бұрын
Mumajeri muzere vanhu vakasungirwa zvekufungudzira kuchisiiwa ny'any'a dzinenge uyu wekubata Hannah zvineumbowo. Ngaivharirwe baba iye, Tinashe tibatsirewo tapota!
@charitychandakabata3765
@charitychandakabata3765 2 ай бұрын
Thank you Tinashe Mugabe. Mhuri iyo yakangwarira inobatsirika zvayo ine simba rekushanda
@AbigirlKimbini
@AbigirlKimbini 2 ай бұрын
Mwari vakuropafadzei sisy nabamkuru. And also TM foundation navose vari kucontributer towards this initiative
@MufarowasheMinzwa
@MufarowasheMinzwa 2 ай бұрын
Hannah uzvibate uite zvechikoro.... Babamukuru avo ndiBaba havavhurirwe makumbo
@cc35506
@cc35506 2 ай бұрын
Yanga isiri kwa Chief here nyaya iyi. As soon as ma results ataurwa mapurisa were suppose to be on standby kusunga munhu. I feel sorry for the girl child especially in the rural areas. They are so vulnerable to abuse without justice.
@tawandaaloisgwenhere1192
@tawandaaloisgwenhere1192 2 ай бұрын
Ndopandodira community yeSouth Africa kana police ikaita maitiro Ari kuita nebhinya iri ringadai rakatopedzwa naro kareeee
@mzee5533
@mzee5533 2 ай бұрын
Mob justice is not justice
@matiengamonica9940
@matiengamonica9940 2 ай бұрын
Dai akapiswa kare ari mupenyu . Havatori any nonsense when it comes to child abuse
@DelseM-22
@DelseM-22 2 ай бұрын
Ndachema nhasi kwete kuchema Hannah asi kuchema nemufaro wezvamaita vanhu DNA thank you very much nezvamaitira Hannah ndotendazve sisi vake nabamkuru vake dai Mwari vatibatsira tagona kuvabatsirawo vararama zvakanaka
@nyarendaelizabeth
@nyarendaelizabeth 2 ай бұрын
Thank you bamkuru nekuchengeta Hanna nemwana weduwee garden rakakura iro kumuka nan2 am kupedza kudiridza 12 midday handina hangu mari ndaivapawo pump
@stembenimuhwati9313
@stembenimuhwati9313 2 ай бұрын
Thank you very much Tinashe Foundation. Mwari vakukomborerei zvizhinji Mr Mugabe. Ndichitendawo zvakare babamukuru vakamira namainini vavo vese na sis va Hannah vakamira ne sister yavo. You are such a good family. Komborerwai chose. Baba vemwana ngavasungwe.
@prosperplumbers5098
@prosperplumbers5098 2 ай бұрын
Justice for Hannah#
@missb-wf6sk
@missb-wf6sk 2 ай бұрын
I thnk nyaya dzemaunder age Mr Mugabe munofanira kutongogara maenda nepolice probability yakatongoita 99.99 munhu otovharirwa
@admiremahefu1444
@admiremahefu1444 2 ай бұрын
❤❤ thank you sis for taking good care of your little sister.....
@gloriamapokotera1940
@gloriamapokotera1940 2 ай бұрын
Pamwe Tafadzwa chidawa ungatibatsirewo apa
@MargretMusimhi
@MargretMusimhi 2 ай бұрын
Sisi na bamukuru well done
@TawandaMatonga
@TawandaMatonga 2 ай бұрын
Vanerudo
@TsitsiCatherineMagwenzi-yd1hm
@TsitsiCatherineMagwenzi-yd1hm 2 ай бұрын
Justice for hannah
@julesn2822
@julesn2822 2 ай бұрын
VaMugabe, we support you, why not make things right? Why is this man roaming around freely?
@munyaradzimufara3530
@munyaradzimufara3530 2 ай бұрын
Rava remapurisa iro
@domitiliamatondo4678
@domitiliamatondo4678 2 ай бұрын
Ko tinashe Ave mupurisa here nhai udzai mapurisa imimi asungwe munhu wacho tinashe akapedza pake
@brendaziyenge207
@brendaziyenge207 2 ай бұрын
Ko vaMugabe mupurisa here???
@debrandengu8638
@debrandengu8638 2 ай бұрын
As a mom of a 15 year teenage m cutting onions 😢
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 2 ай бұрын
😢😢😢😢😢😢
@delightmatarutse844
@delightmatarutse844 2 ай бұрын
Me too😢😢😢
@mmc307
@mmc307 2 ай бұрын
Baba ava varikutaura pa phone vane hutsinye vanongoti zvindebvu
@joycehandreck8356
@joycehandreck8356 2 ай бұрын
VeTinashe Mugabe Foundation murikuita basa rinokudzwa chokwadi tinokutendai chose
@ChristarbelChando
@ChristarbelChando 2 ай бұрын
Pliz Mr mugabe zamai nepamogona napo kuti sekuru ava vaende kujeri pliz nokuti zvorwadza veduwe mapurisa vakasvika asipo ngavarove kababa kake ikako kana mukadzi wake vanotaura kwaari
@dzoko813
@dzoko813 2 ай бұрын
Kababa kacho kanowawata ngakasungwe or kutorerwa zvinhu namambo. Tinashe you are more jagged up than this
@JessicaMukora
@JessicaMukora 2 ай бұрын
Thank u so much DNA team work 🎉
@JanePhiri-c2u
@JanePhiri-c2u 2 ай бұрын
Batsira sekuru vasungwe ava.Vanotozviita shasha apa havachengete mwana wavo.JUSTICE FOR HANAH PLEASE. It's a sad story iyi.
@forogonya-howcometoyou5727
@forogonya-howcometoyou5727 2 ай бұрын
Police anotiza police! Kana nguva yakwana haitizike, Zimbabwe inoita diki, ground rebhora rinotori hombe.
@TawandaMatonga
@TawandaMatonga 2 ай бұрын
Vanenge vasati vakuda vakomana
@christieultd
@christieultd 2 ай бұрын
Justice for Hannah. Thank you sisi nabamkuru for taking care of Hannah and the child. Bamkuru you are one in a million. Nyundo dzenyu. God bless you. Mapurisa ngavaite basa ravo. Hakuna munhu ari above the law. Ngavasunge munhu mhani. Thank you DNA man and Tinashe Mugabe Foundation. God keep and bless you
@hokoyochikwenya7678
@hokoyochikwenya7678 2 ай бұрын
Justice for Hannah wanhu we Zimbabwe.....together we can do it
@shupikaicharlesmwashusha6471
@shupikaicharlesmwashusha6471 2 ай бұрын
Thank you guys Mwari wekudenga wakuropafadzeu hama dzangu
@AnyShonha
@AnyShonha 2 ай бұрын
You are doing a great job bro keep it up and may God bless you and me also🎉
@FortunateJaisi
@FortunateJaisi 2 ай бұрын
Arikutofunga kuti akangwara achitofamba freely zvake
@livingstonechisanya8922
@livingstonechisanya8922 2 ай бұрын
Haazive kuti mhosva hairove
@evelynnatale3833
@evelynnatale3833 Ай бұрын
Well done Tinashe Mugabe Foundation Mwari vakuropafadzei Hameno zvokuti Tinashe asungise vanhu tingati ibasa rake here kana kuti waa mugamuchidzanwa Ndofunga pane vakawanda vanotevera DNA show vanoshanda kune zve Child Protection Tinokumbirawo vasimudzire nyaya padzinenge dzasiirwa na Tinashe vopedzisawo
@eliskapamara4980
@eliskapamara4980 2 ай бұрын
Baba vaChristopher vanedzungu
@joyjoy-gf2bk
@joyjoy-gf2bk 2 ай бұрын
Risingaite. Vanongowawata
@chiedzamapfumo6920
@chiedzamapfumo6920 Ай бұрын
Hapana zviripo dzungu rega rega dai vakavharirwao futi
@marciamutune650
@marciamutune650 2 ай бұрын
Justice for Hanna
@omegagovero9199
@omegagovero9199 2 ай бұрын
God bless you bamukuru. Mwari vakudze tente renyu!Such a young man with a good heart 😊
@Her_Self..
@Her_Self.. 2 ай бұрын
Izvezvi takatozvimba nenyaya ya Ruth uyu ndiye watichapedzera hasha dzedu nxaaaa😢
@brightonmatinyadza4187
@brightonmatinyadza4187 2 ай бұрын
👏👏👏👏👏👏 Tokundai vaMugabe . .bamukuru na sisi rambai makadaro
@elizabethmugadza9331
@elizabethmugadza9331 2 ай бұрын
This breaks my heart. This guy has to be in prison.
@constancemadzivanyika7107
@constancemadzivanyika7107 Ай бұрын
Haangarambi achitiza kaaa anaTafadzwa Chidawa ngavapindirewo munhu abatwe Uyo,moyo wangu ukurwadz nenyaya iyoyi
@ChipoPasipanodya-w9n
@ChipoPasipanodya-w9n 2 ай бұрын
Thank you TM foundation and Bamkuru nasisi ❤
@michaelkapiritu6368
@michaelkapiritu6368 Ай бұрын
Hannah you are destined to be great don't give up uchaoabuda apa Mwari ndewemunhu wese
@fadzyification
@fadzyification 2 ай бұрын
Tafadzwa Chidawa huya utitsvagiroo baba vemwana purizi
@MuneniMutsatsa
@MuneniMutsatsa 2 ай бұрын
Thank you soo much the DNA foundation♥️👏👏
@lizytakavengwa5179
@lizytakavengwa5179 2 ай бұрын
Thank you very much for an update on Hannah’s case. Sekuru ava vari ku leaker information vamu neighbourhood watch ava vanofanira kufacer punishment obviously he doesn’t understand the seriousness of this case. I think higher police officers needs to be involved because someone was leaking information as soon as Hannah’s family were in contact with the police. It is sad that this case can just be swept under the carpet in this day and age. I also want to thank babamukuru murume wa sisi for taking in Hannah asi vanoda kuti vaudzwe ndapota hangu kuti Hannah is not a potential second wife in the future she will remain his kid sister for ever and ever we don’t want to here another problem
@hardbietatendamusoni7281
@hardbietatendamusoni7281 2 ай бұрын
Munhu ngaasungwe mhani that's the update we need to hear next tym when u make a follow up
@edsonmapuranga716
@edsonmapuranga716 2 ай бұрын
A brave family keep it up Mwari arambe achikupai Simba rekuzvishandira
@marciamutune650
@marciamutune650 2 ай бұрын
Bamukuru ava vanemoyo wemubereki
@AnjoJoy.
@AnjoJoy. 2 ай бұрын
Sis nabamkuru be blessed ❤
@SamNelly-rx8sg
@SamNelly-rx8sg 2 ай бұрын
Thanks Mr Mugabe n justice for Hannah
@BridgetSylviaMutiro
@BridgetSylviaMutiro 2 ай бұрын
Thank u vaMugabe nezvamaendesa vanombosusukidza
@LillianDzuda
@LillianDzuda 2 ай бұрын
Chirikutadzisa murume uyu kusungwa chii asi ,nanhasi here😢😢😢😢😢now haasi kuchengeta mwaa wacho fut
@K2024_TECH
@K2024_TECH 2 ай бұрын
Spelling mistake 👆Its written "Muhabe Foundation" if it still can be corrected
@langelihlendlovu8038
@langelihlendlovu8038 2 ай бұрын
God bless these dear souls ubabomdala n Tinashe Mugabe foundation
@ilovetoshop
@ilovetoshop 2 ай бұрын
She is a victim over and over again. Are you saying the police are failing to arrest this guy? Please please Mr Mugabe, help Hannah get justice asap
@charlesmagagada5044
@charlesmagagada5044 2 ай бұрын
touching and I think projects is the best way to help people in need
@MelissaJays
@MelissaJays 2 ай бұрын
Well done bamkuru na sisi God bless you
@ludiabernard
@ludiabernard 2 ай бұрын
Thank you so much mukoma Tinashe and you team😢😢😢
@PortiaDzikiti
@PortiaDzikiti Ай бұрын
Bamkuru namainini msazovhevhetedzana ,thank u cc nabamkuru chirere chigokurerawo
@omegagovero9199
@omegagovero9199 2 ай бұрын
Justice for Hannah Veduweeee zirume rakabata mwana ngarisungwe kani
@NdaaChuma
@NdaaChuma Ай бұрын
A very gud mkwasha anomira nambuya vake he feels for her, lm cutting onion with this story again
@TrishyMutovoni
@TrishyMutovoni 2 ай бұрын
Bamkuru moyo wenyu urambe wakadaro makabva kuvanhu chokwadi.god bless ur family
@EllyFire
@EllyFire 2 ай бұрын
Mbinya ngarisungwe nababa varo zvese.vanhu vepi vasina tsitsi.vanodherera chaizvo .bamukuru is a hard worker sure vanoda pump kana borehole chairo please vema borehole batsiraiwo apa
@tafarapaul
@tafarapaul 2 ай бұрын
Let Tinashe cook the evidence, bhasted uyo achavharirwa one day.
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 2 ай бұрын
Thank you Tinashe foundation
@paulinerumbidzaichirowodza171
@paulinerumbidzaichirowodza171 2 ай бұрын
It's really sad, justice has to be served for Hannah.
@mamoyodoormates6702
@mamoyodoormates6702 2 ай бұрын
Dayi mwari akuitirai zvikuru babamukuru
@tawandaemandizha2317
@tawandaemandizha2317 2 ай бұрын
I understand this is a follow up episode. Can someone please share the episode yakatangira nyaya iyi
@pamhimuzanenhamo
@pamhimuzanenhamo 2 ай бұрын
Bmkuru Mwari vakuitirei zvakanaka nerudo rwenyu.asi comunitte mukundiudza here kti sekuru mukutadza kuvasungisa .
@memorysamuriwo4409
@memorysamuriwo4409 2 ай бұрын
Nyaya iyi inorwadza justice for Hannah 😢😢
@FortunateJaisi
@FortunateJaisi 2 ай бұрын
Zvinorwadza izvi weduwee
@izumiguta7599
@izumiguta7599 2 ай бұрын
Mwana uya kana akura ototanga kukunetsa kuti ndoda kuenda Kuna baba vangu zvakaoma, kana kunzi baba ndibaba dhemeti
@Serenity16-s97
@Serenity16-s97 2 ай бұрын
Imagine after all this 😢
@SamanthaKabayanjiri
@SamanthaKabayanjiri 2 ай бұрын
Imagine
@josephhamamasawi3077
@josephhamamasawi3077 2 ай бұрын
@ Tinashe can we have the link to the video of the first show.
@marciamutune650
@marciamutune650 2 ай бұрын
Hana docummentary
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 2 ай бұрын
Justice for Hanna😢
@tafarapaul
@tafarapaul 2 ай бұрын
Siblings Love❤
@tichamatahe.5624
@tichamatahe.5624 2 ай бұрын
Justice for Hannah.
@chiedzamapfumo6920
@chiedzamapfumo6920 Ай бұрын
Haaa apa mapurisa,chief,masabhuku 😢matiregerera mufunge musadaro veduwe😢😢
@YvonneFungai-go6nl
@YvonneFungai-go6nl 2 ай бұрын
Justice for Hannah please
@jennythompson2264
@jennythompson2264 2 ай бұрын
Bamkuru to da wrld nacc murambe makadaro havasi ana sis vanokuchengeta nemwana wako
@annahchidarura9146
@annahchidarura9146 2 ай бұрын
Justice for Hannah please ngaasungwe babaKupa
@veronicamarowa6584
@veronicamarowa6584 2 ай бұрын
God bless you babamukuru
@nestargandidzanwa7538
@nestargandidzanwa7538 2 ай бұрын
May God bless bamkuru nemwoyo wavo
@kennedykamonere5440
@kennedykamonere5440 2 ай бұрын
Justice for Hannah
@artwellzienderana8146
@artwellzienderana8146 2 ай бұрын
People are suffering God have mercy towards us as Zimbabwean pliz
@nomieandscotthungwe
@nomieandscotthungwe 2 ай бұрын
We want justice on this matter😢😢
@rejocetembo5030
@rejocetembo5030 2 ай бұрын
Justice for Hanna❤❤❤
@memoriegomana5850
@memoriegomana5850 2 ай бұрын
Haaa anosungwa manje manje mira zvenyu anofunga akagwara
@mollinemupamhanga8911
@mollinemupamhanga8911 2 ай бұрын
This was a very short story,but you put it on repeat for more than an hour😢
@brendaziyenge207
@brendaziyenge207 2 ай бұрын
Justice for Hannah,report nyaya iyi kumukuru wemapurisa.
@JessicaMukora
@JessicaMukora 2 ай бұрын
Bamukuru na sis komborerwai na mwari sure dai varikowo vakadai mumhuri dzakawanda
@cosmasmutsvikiri5292
@cosmasmutsvikiri5292 Ай бұрын
justice for hannah justice for hannah justice for hannah
@jasminemazike9800
@jasminemazike9800 2 ай бұрын
More importantly Hanna must be empowered.
Não sabe esconder Comida
00:20
DUDU e CAROL
Рет қаралды 52 МЛН
REAL 3D brush can draw grass Life Hack #shorts #lifehacks
00:42
MrMaximus
Рет қаралды 12 МЛН
버블티로 부자 구별하는법4
00:11
진영민yeongmin
Рет қаралды 26 МЛН
Бенчик, пора купаться! 🛁 #бенчик #арти #симбочка
00:34
Симбочка Пимпочка
Рет қаралды 3,9 МЛН
VAISAZVARISA :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 19 #theclosurednashow#tinashemugabe
59:41
HAAA NDISATANI UYU :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 13 #theclosurednashow#tinashemugabe
1:09:50
I Have 13 Children But I'm Doubting 3 of Them! | KARAMO
17:08
Karamo Show
Рет қаралды 166 М.
Não sabe esconder Comida
00:20
DUDU e CAROL
Рет қаралды 52 МЛН