‪@HeadmanChigodora‬

  Рет қаралды 30,211

Headman Chigodora Community Court

Headman Chigodora Community Court

Ай бұрын

Пікірлер: 274
@tauraichikukwa2846
@tauraichikukwa2846 Ай бұрын
Its like vanhukadzi havana chinonzi chavo mudunhu rachigodora.mukadzi akatengesa uyu aitova iye chaiye muridzi wemunda cz mumwe wako akafa either mukadzi kana murume anosara ariye muridzi.mwana haanakodzero yekuputsa zvakatengeswa nemubereki wake
@user-ly9nh3zo7u
@user-ly9nh3zo7u Ай бұрын
This time u didn't judge this issue fair money loss value every day
@scnyanyiwa
@scnyanyiwa Ай бұрын
Kutonga kunonetsa hako, munhu anofanira kupiwa stand yake. Murume akafa zviro zvese zvave zvemukadzi kutengesa kana kusatengesa its her decision
@latestfootballhighlights9450
@latestfootballhighlights9450 Ай бұрын
But anga achirima saka added value anga achitora
@rambochauke710
@rambochauke710 Ай бұрын
Chokwadi
@rwisaikarumbidza8897
@rwisaikarumbidza8897 Ай бұрын
I think headman vaona kuti muface uyu airimapo kubvira paakapatenga thats why isina kuiswa interest
@thandiwechinaa5453
@thandiwechinaa5453 Ай бұрын
Im the first ndipeiwo malikes
@ndizvo06
@ndizvo06 Ай бұрын
This was pure favouritism. Vamwe vanosimbopihwa back mari dzavo dzema stands dziine interest mudare irori. Vainzi either mupe stand yacho kana kuti mari yava ne interest. This is not fair. That's why vanhu vachizoendesana ku n'anga nenyaya dzema stand.
@tauraichikukwa2846
@tauraichikukwa2846 Ай бұрын
Taura hako.same heardman nyaya dzakafanana but vanopa mitongo yakasiyana
@tendesaindebele1017
@tendesaindebele1017 Ай бұрын
Ummm , dare raChigodora harina precedent.....it's amazing how Mlangeni was treated versus this........zvaChigodora iLotto chaiyo. Local government must please intervene
@rambochauke710
@rambochauke710 Ай бұрын
Iyi maikoniwa nyaya iyi
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Ай бұрын
You are right: MAGADA aita sahwira. I'm sure the headman & that guy nditsika-nditsike chaiyo; vanhu vakakura vose vachiwirirana chaizvo.
@bantu_queen
@bantu_queen Ай бұрын
Matonga zvisiri fair Headman Wabantu. Tembo ngaapiwe stand yake avake
@jealousmugauri2845
@jealousmugauri2845 Ай бұрын
Dare rapotsa apo for the first time. Sei dare riri kuona kunge Magada arikunzwira nyakutengenga stand tsittsi. Munhu ngaarambe achirima kusvika Mari yapera kubhadharwa
@user-hw9xu8wl3w
@user-hw9xu8wl3w Ай бұрын
Lets say it was NGOZI were they not going to ripa in everything in Full.
@user-uo4sz2ug6y
@user-uo4sz2ug6y Ай бұрын
Thats wy vanh vachizoenderana kuman'anga ,how do you say ngaapihwe mari yaakasobhadhara by that time 2k yaiva mari nhas anoitei nayo ...tongokufarirai henyu headman ❤
@ceciliamapfunde8645
@ceciliamapfunde8645 Ай бұрын
Headman apa marasika henyu pafeya
@BeautyMugawa-wz5qd
@BeautyMugawa-wz5qd Ай бұрын
Heardman chigodora ndinosiziva muchigona kuenzanisa nyaya asi iyi hamuna kuenzanisa zvakanaka
@AshelMagama
@AshelMagama Ай бұрын
Haaaaaaa headman apa maita chioko muhomwe ipai munhu stand yake itsnot fair
@siziweshiri3656
@siziweshiri3656 Ай бұрын
Vanhu musadzvanyirira vanhu kudai. Ndiko kuzoenderana kunganga
@tauraichikukwa2846
@tauraichikukwa2846 Ай бұрын
Headman dai maverengawo ma comments ese munzwewo kunyunyuta kwevanhu.vanhu havana kufara nemutongo wenyu mambo
@jealousmugauri2845
@jealousmugauri2845 Ай бұрын
Maybe vamutongera utsinye nokuti mubvakure. Ko imi Headman munogara muchiti ivhu haritengeswi but vanhu venyu havasi kuteerera sei? Dare rinofanira kutorera or kuripisa varikutengesa ma Stands
@eriamujere9498
@eriamujere9498 Ай бұрын
Chigodora apa wanyeba
@lobbychikonamombe1559
@lobbychikonamombe1559 Ай бұрын
Uuuuuhh Headman mabhaiza last...... Ndirini handitori mari yacho idyai
@emmanuelchaza2952
@emmanuelchaza2952 Ай бұрын
ndozvamakatizira karanganda here kutipa kapicture karikutorwa ne3310
@wilsonsantu2830
@wilsonsantu2830 Ай бұрын
Unfair judgement headman dai murimi Tembo mainzwa sei we want justice
@KudakwasheMkodzongi
@KudakwasheMkodzongi Ай бұрын
Headman ko maimboti mari yemunhu yaibereka wani moisa interest
@faithziyamba9731
@faithziyamba9731 Ай бұрын
Vatongere favor ini ndaitozo iramba mari yacho vatadze kutonga
@eriamujere9498
@eriamujere9498 Ай бұрын
Headman matengwa here
@obertjoshua1100
@obertjoshua1100 Ай бұрын
Headmn headmn headmn musadaro ndokutembai imi haaa mapotsa
@franmar5582
@franmar5582 Ай бұрын
headman mabika beans apa maita favour chaiyo you are favouring one side
@selinaplaxedesjambaya3040
@selinaplaxedesjambaya3040 Ай бұрын
Headman makurasika apa kudhara maitonga zviriboe apa mandi disappoint henyu hazvisi fair madzvinyirira munhu
@owenmapondera6900
@owenmapondera6900 Ай бұрын
Headman murikutonga zvine favour nhasi ,murume akafa nhasi zvinhu zvosara zviri zvani or mukadzi akafa nhasi zvinhu zvosara zviri zvaani ? Magada ngaabhadhare akanyarara or ngasiye munhu ari paStand pake
@Elmuponda
@Elmuponda Ай бұрын
Headman mwashandisa chidofo 😅😅😅😅
@user-rc6pv5np7b
@user-rc6pv5np7b Ай бұрын
Vatembo rambayi mari yacho.Ngawanje mari yachi na Chigodora vacho.Kkkkkk zvirinani kusara usina mari.
@user-hi5cc8yv4g
@user-hi5cc8yv4g Ай бұрын
Aaaaa apo hapana kujeka maita hudzvanyiriri musadaro asi mabhadharwa vachigodora uyo ayita mari😭😭😭😭uyo ayita Murombo tongai nyaya kwete mhunhu
@kudzasmdara-vc7in
@kudzasmdara-vc7in Ай бұрын
Headman vanobvunzwa kutukwa here
@Gidazkuku
@Gidazkuku Ай бұрын
Magirazi ndiMagadawo futi maybe that's why pasina kuitwa fair
@bantu_queen
@bantu_queen Ай бұрын
Vatonga pachi sahwira chavo apa
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Ай бұрын
Chikamalism
@SharaiChirambamuriwo
@SharaiChirambamuriwo Ай бұрын
Nyayaiyo baba mugengi can fanirwa kurambavachirima avovachibatanidza marikusvikayakwana vozomubvisa vachimupa mariyake
@user-jk3pp1hd2w
@user-jk3pp1hd2w Ай бұрын
Maitira munhu hutsinye stand ye USD2000 yakakura kudaro achaiwanepi
@collenrutanhira6769
@collenrutanhira6769 Ай бұрын
Headman apa madzvanyirira mutorwa judgement yenyu it's not fair
@user-rm3ih2sz1h
@user-rm3ih2sz1h Ай бұрын
Matadza kutonga headman uyu mwanakomana aivepi stand ichitengeswa hanty munhubuyu akatangabkugara apa mai vacho vachiri vapenyu here...hwave huwori uyu ndavatenge stand vadzorere munhu
@auxilliakamuzonde975
@auxilliakamuzonde975 Ай бұрын
Headman makutongera favour musadaro makubhowa manje
@susangwangwara6753
@susangwangwara6753 Ай бұрын
Headmam apa maita favour anoidini ko wamwe wani munoti ngaaise intrest
@maxwelldube7319
@maxwelldube7319 Ай бұрын
Dzimwe nyaya hadzidi ana chigodora momboti heee munda wauriwawo mai magada mozoti havatemgese munda wavo nemurume wavo
@SibongileThomas-le3tp
@SibongileThomas-le3tp Ай бұрын
Ndatosvotwa nayo nyaya iyi yaresva kwazvo
@ediasblue905
@ediasblue905 Ай бұрын
Nyaya iyi haina kutongwa zvakanaka paita karusarura nekuti muridzi wemari ati ndinobva Mozambique
@TatendaBhubhiyo
@TatendaBhubhiyo Ай бұрын
Chigidora apa wanyepa nyaya dzakadai waiwedzeresa Mari asi apa wanyepa
@makonidanies7851
@makonidanies7851 Ай бұрын
Not consistant this headman pamwe ndi Magada hama yemuchinda vemagirazi uyo
@user-gw8lz8ed5j
@user-gw8lz8ed5j Ай бұрын
Headman Chigodora apa amuna kutonga zviri fair. Acawanepi imwe stand nemari iyoyo. Dai atengerwa imwe stand or kungopiwa iyoyo yaakatenga iyoyo. Apa maita injustice
@GraceMadoro
@GraceMadoro Ай бұрын
Headman madzvanyrra ipai mnhu stand yake kanq Mari yakakwanq
@ashelymudzimwa3105
@ashelymudzimwa3105 Ай бұрын
Headman vatadza kutonga. Izvozvi vakuti ivhu nderaPresident uuuuum
@nomsaenias8383
@nomsaenias8383 Ай бұрын
Makonewa kutonga four kona mari yakaluzer value kare pls regai kutengwa namagada uyo
@user-ln9nn5nj4r
@user-ln9nn5nj4r Ай бұрын
Headman apa matadza asi mambotengerwa teku:teku kani
@user-gu5zc6vi3k
@user-gu5zc6vi3k Ай бұрын
Kana anenzeve dzekunzwa anzwa headman, vanhu vachema chema, 90 percent yevateveri venyu havana kufara nenyaya iyi
@ola61444
@ola61444 Ай бұрын
VaChigodora sei murikusiya Magada achiita zvaanoda mudare, kana asina mari ngaasiye munhu agare pastand
@givemore1000
@givemore1000 Ай бұрын
Kunge vana bhangu vaye vakaenda nenjere dzedare. Chigodora l trusted him kutongera chikamalism nxaa
@fanwellmakichi3752
@fanwellmakichi3752 Ай бұрын
Magada airwira sekuru vake nekuti ane nyaya yakambopinda mudare haaa its not riģht
@zvikomatondo
@zvikomatondo Ай бұрын
Mukatanga kuyita zve fevha like this maakuuraya dare redu manje apo.Headman,I have never disagreed nematongero enyu since dare richitanga asi nhasi matongera fevha.Mabwanyirira murume wakatenga stand uyo.Even magirazi waedza kukuonesayi mukatsikirira nyaya.Ipayi mushandi land yake.Please re visit this case and do the right thing.
@fanwellmakichi3752
@fanwellmakichi3752 Ай бұрын
😢 not fair headman
@user-nu2nv7qx8b
@user-nu2nv7qx8b Ай бұрын
Wakonewa kutonga nhasi murume
@leenetsai1812
@leenetsai1812 Ай бұрын
apaa hamuna kutonga zvakananaka maita favour
@saviousnyanga4011
@saviousnyanga4011 Ай бұрын
Headman Nhasi matadza nyaya madzvinyirira munhu apo mabika mbodza nekuti muna Magada uyo anokubatsirai kutonga uyo
@talentchiwashira6300
@talentchiwashira6300 Ай бұрын
Apa lshe marasika chaizvo
@theresashumba277
@theresashumba277 Ай бұрын
Hakusi kuyananisa kwamaita headman
@tafadzwadzimati
@tafadzwadzimati Ай бұрын
Ichazotenge here marii iyi yekupihwa shoma shoma
@williammudondo6240
@williammudondo6240 Ай бұрын
Haaa headman apo maporonga nyaya iyo
@edmoretamanikwa1554
@edmoretamanikwa1554 Ай бұрын
Headman ndomboti munogona asi vamwe nyaya dzakadai munomboti ngaiuye ine interest dai pari pamusika.Apa matadza kutonga
@Anolisi
@Anolisi Ай бұрын
Sure ngavaone ngozi dzinobuditswa na mukonzanjera kuti ingozi dzakafanana neidzodzi
@mrsmunaks
@mrsmunaks Ай бұрын
Magada Arikuda kuzobvuma pamberi Pa Mukosanjera yaaNgozi 😂😂Iyezvino arikuomesa musoro zvisina maturo. vaTembo nyararai henyu, vaMagada vachakuterai ku Mocambique.
@user-rm3ih2sz1h
@user-rm3ih2sz1h Ай бұрын
Haiwa magada uyo akatadza kuriritira mai vake vachirwara ndokusakq vakatengesa munda ezvino vafa akuda kuClaimer zvinhu zvese
@user-ru6tl7iv4v
@user-ru6tl7iv4v Ай бұрын
Thank you headman this issue was complicated, pa fair uyo aishaya kana cent chairo coz ivhu haritengeswe to make matters worse haasi mu book . You did your best at least odzorerwa mari yake
@pedzisaimapfuti
@pedzisaimapfuti Ай бұрын
Ummmh chigodora 4 the 1st time watonga dhodhi.....
@user-fl2ye4iq6y
@user-fl2ye4iq6y Ай бұрын
Headman your judgement on this issue is really unfair, madzvanyirira munyasarandi uyu. Dai ndirini ndaramwa mari, tozoita spiritual welfare.
@user-yc9ec7yr5x
@user-yc9ec7yr5x Ай бұрын
Chigodora ndewekumama dzidza kunaMutasa .
@user-fg5wt2jo9y
@user-fg5wt2jo9y Ай бұрын
That's why karanganda yakatiza headman ndevefodya apa waitadza wadzvanyirira tembo
@Beloved5
@Beloved5 Ай бұрын
Tembo, roya vanhu!!😊😮😊😮Magada, bhadhara chikwereti or ipa munhu ivhu rake😮😢😮😢😮 Dzimwe nyaya kana dziri dzehama nemabhururu, SaChigodora please 🙏 refer either kwachief or kwemumwe headman; munonyangadza dunhu sekutamba😢😢😢
@gladmorejaphet
@gladmorejaphet Ай бұрын
Headman ummmmm madzvanyirira henyu 😮
@ElishaNizzy.
@ElishaNizzy. Ай бұрын
Apa patongwa nedemo chairo rekuti iwewe hausi muZimbabwean. Headman Chigodora mandigodora, zvabva zvamutsa godo rangu zvekuita chigodo pahuro.
@TamaryManyika
@TamaryManyika Ай бұрын
Ko ana Matutsa pavakati havana mari vakasungwa wani musadaro headman zvekuti havashande pamunombotonga nyaya hamuzvitarise asi now makudaro ndarwadziwa
@user-bp9pg9xs1s
@user-bp9pg9xs1s Ай бұрын
Volume hayipo plaz quality pic
@admittancesamanga4197
@admittancesamanga4197 Ай бұрын
Headman with all due respect, nyaya iyi matonga muine mari muma socks. Mabhaiza mumhan'ari😢
@user-wc5dp4iw3w
@user-wc5dp4iw3w Ай бұрын
Handizvo
@kapfidzepatricia
@kapfidzepatricia Ай бұрын
Matonga zvinobhowa henyu apa
@TamaryManyika
@TamaryManyika Ай бұрын
Adi headman zvambofamba sei panyaya iyi matongera favour hatidi kunyepa 😢saka munhu akashaya imhosva here
@JaneMuswere-iu2jb
@JaneMuswere-iu2jb Ай бұрын
Mambo matadza nyaya,ngozi ingoripo nkt mutengi ari kugunun'una.Ngavasiye munhu pastand iyoyo.
@munyaradzimadondo9055
@munyaradzimadondo9055 Ай бұрын
Ndapera rudo neDare iri,vamuitira hutsinye hupenyu hwake hwadzokera kumashure
@andrewkasu1769
@andrewkasu1769 Ай бұрын
Makumbana nembavha dzemaChigodora aTembo,
@alexanderkapiya7389
@alexanderkapiya7389 Ай бұрын
Ndinorangarira Nyaya yeimwe mhuri inemwana musikana nehanzvadzi vainetsana nezvekutengeswa kweStand vakanzi mudzorerei mari yake moisa interest pamusoro coz of Time mukadzokera kuna 2017 2000 was a lot munhu haangadzorerwe mari yakadaro vaChigodora mabuda munjanji apo
@zvikomatondo
@zvikomatondo Ай бұрын
Dai ivavo vadzokawo kunoti makatitonga zvisirizvo vatswagei vadzoke kikiki hedman vandigumbura
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 Ай бұрын
This is unfair Headman matadza murume uyu atove homeless nekuda kwemwana ane hudyire 😢😢😢😢matadza
@user-fg5wt2jo9y
@user-fg5wt2jo9y Ай бұрын
Chigodora watadza nyaya iyi
@tobiechikwaka7893
@tobiechikwaka7893 Ай бұрын
Tricky
@user-tn4uc5lr2o
@user-tn4uc5lr2o Ай бұрын
Headman marwadzisa apa matengwa
@user-gx6bt8yf4s
@user-gx6bt8yf4s Ай бұрын
Much love headman chigodora ❤❤❤
@user-fg5wt2jo9y
@user-fg5wt2jo9y Ай бұрын
Headman watofumuka watongera favor
@HOLDINGS1000
@HOLDINGS1000 Ай бұрын
Headman matadza kutonga apa .Magirazi anogona kutonga dai muchimbomuterera .
@maideimambwani9627
@maideimambwani9627 Ай бұрын
@humblejunta5131
@humblejunta5131 Ай бұрын
headman wise ruling vazhinji hamusi kunzwisisa henyu bt blaz vekutenga ava vakadyiwa nenyaya 1.havamo mubook ra sabhuku 2.havana affidavit rekwa commisioner rinoratidza kty vakaita transaction ne the late gogo book iro hauri buditse mucourt iro...tho magada arikuchiva stand coz yamature 2200 haimurwadze kudzosa oitengesa 6000 or more instead dai amuchekera 25×25 hake pane kuzodzinga munhu kudai
@snarechallenge5102
@snarechallenge5102 Ай бұрын
Headman atengwa kubirana uku
@OwensM.t.
@OwensM.t. Ай бұрын
Vachigodora kana makutonga muchidai takukutizai kudare renyu makapihwa Mari imi
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 Ай бұрын
Headman apa makuita kunge mapiwa Mari imi makaita kunge muri kuti maforeign harina bsa chero zvazvaita 😢
@lloydmakotose
@lloydmakotose Ай бұрын
Chief munosigona but apa manyudza mu Moscan uyu
@gaingtztawodzera979
@gaingtztawodzera979 Ай бұрын
nhau idzi dzonetsa , ko ivo mbuya vaigotengesa stand seiko iye achitengeserwawo nambuya munhu mune varume diiko?
@user-hw1qp6zs1t
@user-hw1qp6zs1t Ай бұрын
Haaa headman apa mashaisha kutonga.
@dylanflavour7185
@dylanflavour7185 Ай бұрын
Headman mukawana nguva muite mushe imwi manzwa here ndochii ichocho anodzoserwa bond this time,same amount what’s that mava kuputa mbanje here Headman nyaya iyi ngaitangidzwe matonga zvekumama apa if dai ndaiva ini mufesi ndaisatora mari yacho ndosiya nestand yacho futi manditsamwisa
@GraceDyorahuni-ww8vh
@GraceDyorahuni-ww8vh Ай бұрын
Munhu ngaapihwe stand or mari yowedzerwa coz haisisina value apa matadza kutonga Headman.
@MaryTichaona
@MaryTichaona Ай бұрын
Headman apa matadza kutonga apa
@ivoree_goddess
@ivoree_goddess Ай бұрын
Ndayepo ndayepo!
@HeadmanChigodora MWANA ANOGWINHA NDIYE TASA pt2(KASWA FAMILY)
40:47
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 31 М.
77 Years Later Family Demands DNA Tests
52:34
SlyMediaTv
Рет қаралды 108 М.
DO YOU HAVE FRIENDS LIKE THIS?
00:17
dednahype
Рет қаралды 64 МЛН
MEU IRMÃO FICOU FAMOSO
00:52
Matheus Kriwat
Рет қаралды 44 МЛН
Мы никогда не были так напуганы!
00:15
Аришнев
Рет қаралды 5 МЛН
Children deceived dad #comedy
00:19
yuzvikii_family
Рет қаралды 8 МЛН
Ndakazvambaradzwa zvakaomarara
19:30
Manass-Chibanda
Рет қаралды 7 М.
M'busa Yasin kularika mwa mphavu pa maso pa Chakwera ndi anthu onse
9:54
Karanganda TV  Moto waitenderera Imba
28:31
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 29 М.
@HeadmanChigodora Mwana unotetereka, nyoka dzinooneka pamusha ,zvinhu zvinonyangarika
49:03
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 50 М.
@HeadmanChigodora musharukwa wakanorombera mubobobo nenharo
36:29
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 64 М.
@HeadmanChigodora MWANA ANOGWINHA NDIYE TASA pt1(KASWA FAMILY)
39:26
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 18 М.
DO YOU HAVE FRIENDS LIKE THIS?
00:17
dednahype
Рет қаралды 64 МЛН